‪@HeadmanChigodora‬

  Рет қаралды 40,199

Headman Chigodora Community Court

Headman Chigodora Community Court

2 ай бұрын

Пікірлер: 134
@giftndawana
@giftndawana Ай бұрын
Hello everyone ndakaguma kuona headman chigodora 2023 pachiri kufaya here pano ndave nenguva yakarebesa
@brianzambezi
@brianzambezi 27 күн бұрын
What happened to our beloved headman . Nguva yarebesa hope varoi Havana kuvavhiringa.
@TarisaiNgoma
@TarisaiNgoma 2 ай бұрын
Muroyi auya akagadzirira veduwee apa akadyora zvake
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 2 ай бұрын
Tipeyi latest Dare inTime Ndatoo ne addict neDare ra Headman chigodora
@user-zs8vb4lv4b
@user-zs8vb4lv4b 2 ай бұрын
Aaah mhuri yakadhakwa iyi
@dephinechadoka9911
@dephinechadoka9911 Ай бұрын
Mother havana kuchipa avo kkkkkkkk vasvika ikabvanyangura arume akuru kwakushaya chironzo 😂😂😂😂😂
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 Ай бұрын
Headman Chigodora we demand more videos please guys ❤❤❤❤❤❤
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Kubva zvandatanga kuteera Chief Mutasa ndakatodzidza kuti Chigodora haana chaanotonga anongopusha vanhu kuenda kun'anga. Haakwanisi kugadzirisa vanhu anongoti endai kun'anga anaTasvu apa ndeven'anga dzekunyepa.
@user-qw5gg1uo5u
@user-qw5gg1uo5u 2 ай бұрын
Makundwa nemuroyi nhasi...muri iyi ka ma1
@stanmakuya1303
@stanmakuya1303 Ай бұрын
Kkkk zvamboti kana vauya mupurisa achataura zvakaitika kana varamba mochifamba
@gracejaravaza5897
@gracejaravaza5897 2 ай бұрын
Aaaaa mugara N'nga washanda panofa munhu muroi akaoma
@user-wn2my7nj5f
@user-wn2my7nj5f 2 ай бұрын
Kwachigodora makutiregerera tarisai maviewers edu akudonha❤❤❤
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 2 ай бұрын
Yes because they’ve become too big of themselves,in this case unoti vanhu wanai cash nhasi vanoitora kupi,imi mukutora dzatokupai
@rvchirau6551
@rvchirau6551 2 ай бұрын
Dai vadzosa karanganda
@pridemutanda
@pridemutanda Ай бұрын
​@@rvchirau6551 chokwawadi
@MosesSanhi-gy4ex
@MosesSanhi-gy4ex Ай бұрын
😂😂😂😂 Apo headman matijairira vana nyati avana kutengesa nyika ainzi Nyathi not Nyati aiwe muNdewere not issu vana Nyati
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 2 ай бұрын
Kuzunza juzi kuita sei padare nhaimi 😮vauya riine huswa here mai ava 😂
@munyaradzitafirenyika3203
@munyaradzitafirenyika3203 2 ай бұрын
Mudzimai anotyiwa uyo tendai heardman
@tinashematsikandove9524
@tinashematsikandove9524 21 күн бұрын
Headman Chigodora muchiripo here
@chipomarange9920
@chipomarange9920 2 ай бұрын
Akomana chinhu chinonzi muroyi chakaoma kutopusisa vanhu kanguva kadiki ikaka,, yoooh pakaipaaa
@wilfredmuhlahla763
@wilfredmuhlahla763 Ай бұрын
Please dare iri ndorifarira problem mononoka kutipa nhau henyu
@user-or4wf7et6y
@user-or4wf7et6y 2 ай бұрын
Eish saka vanhu vatotya kutaura
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 2 ай бұрын
anorema mukadziuyo😂😂anhu ese apusiswa😂😂
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 2 ай бұрын
Fist pano watching from south africa
@user-ul4hu5wz9d
@user-ul4hu5wz9d Ай бұрын
Hanzi rurimi rwanamira 😂😂
@user-iv4my4gb7r
@user-iv4my4gb7r 2 ай бұрын
Kkkk kwai ndambogeza ere vakomava yaaa kwa chigodoro uko❤
@samsonmatsikachando7207
@samsonmatsikachando7207 2 ай бұрын
❤❤ I WISH TO HAVE HEADMAN IN ALL ZIMBABWE PROVINCE LIKE HEADMAN CHIGODORA,,, HOYEEEE CHIGODORA HOYEEEE CHENESAI MHURI TOO MUCH MORE WITCHCRAFT ❤❤❤ CHIGODORA HOYEEEE
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 2 ай бұрын
Rurimi rwanamira ❤😂😂😂
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 2 ай бұрын
Avo baba vakapata ndosaka vachiroiwa nemkadzi ....vanoti hatina mariyekufamba panekubvunza vamwe nxaaaa
@Elisabetecamara
@Elisabetecamara 2 ай бұрын
@winstonmanjo8925
@winstonmanjo8925 2 ай бұрын
Muroyi wacho atorineRing wena 😂😂, kana mukadzi wako angonzi muroyi haaa zvinenge zvadhakwa
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 2 ай бұрын
Unopera strong , unenge uchirara naye mugumbeze 😂
@winstonmanjo8925
@winstonmanjo8925 2 ай бұрын
@@justicemunyoro5408 shiit kkkk,
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Apa zvanxi murume wacho next kufa
@user-zs8vb4lv4b
@user-zs8vb4lv4b 2 ай бұрын
Mkdzi akungokwenya musoro apererwa
@user-oc1uk2qj8d
@user-oc1uk2qj8d 2 ай бұрын
Vapererwa shem
@saulmhoka8907
@saulmhoka8907 2 ай бұрын
Kkkkk mai avo vatoziva kare kut chachaya,,, hona zvavari kuita,,, iwe muridzi wemukadzi changamuka remember ndiwe uripa next fut unodyiwa nemukadz uyo iya
@AdmiringCakeSlice-jr1bf
@AdmiringCakeSlice-jr1bf 2 ай бұрын
Munonyanyoda zvinhu ...endai kumasowe ...achiriko masowe anobatsira mahara ....mongodawo zvinhu musina
@Patiencekamukurismurffamily
@Patiencekamukurismurffamily 2 ай бұрын
Mai vemwana akurwara havasi srs
@SharonMoyana
@SharonMoyana 2 ай бұрын
Vanhu ava vavharwa kani pauya anotyisa vakutya kutaura
@yeukaimpondama7680
@yeukaimpondama7680 Ай бұрын
My best headman, we missed another guy pamberi apo arikupi .dare rati dzikirei the combination was good before
@dephinechadoka9911
@dephinechadoka9911 Ай бұрын
Order pa dare 😂😂😂
@rudzichief6207
@rudzichief6207 Ай бұрын
Headmen varipiko takusuwai veduweeh
@Shez-e7q
@Shez-e7q 2 ай бұрын
Mai emergency vauya vakasota madhiri saka maona vanhu vese vapusa pasvika Mrs emergency vavharwa
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 2 ай бұрын
Kkkk aaa dzakashata wena yoo zvese zvarongwa tsvai
@simbarashegotora7220
@simbarashegotora7220 2 ай бұрын
l saw her smiling
@josiemadziwa
@josiemadziwa 2 ай бұрын
Busy kudeedza emergency vasina cent😮
@user-gq5wt6es6v
@user-gq5wt6es6v 2 ай бұрын
Ko vana sikana totambudzigwei ko , mhosva yedu ndeyei ko
@ngonidzashemuchemwa9665
@ngonidzashemuchemwa9665 2 ай бұрын
Magirazi anoremerwa nedare ega mukoma waJane Iya ngaudzoke vabatsirane
@Anolisi
@Anolisi 2 ай бұрын
Tirimo mukapa umuu
@user-gu5zc6vi3k
@user-gu5zc6vi3k 2 ай бұрын
Tokumbirawo emergency, ambulance yasvika anorwara ashaikwa, zvinhu zvacho, these people
@TeclahSMoyo-qr5es
@TeclahSMoyo-qr5es 2 ай бұрын
Kunge mrooora gogo vekwedu kkk kupaza mhuri yese
@siqalisilemoyo8379
@siqalisilemoyo8379 2 ай бұрын
Varoora ava ka vamwe vacho hunhu hwavo mmmmmm yahhh ma1
@JeanJay-kh2yy
@JeanJay-kh2yy Ай бұрын
😂Hazi kunyanya mai nhingi
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 2 ай бұрын
Maiguru vatsipika anhu 😂
@allenhungwe5191
@allenhungwe5191 2 ай бұрын
Pamwe chete ne shade yekuvhara zuva coz ndaona baba vachivhara zuva ne book
@RoseFombe
@RoseFombe 2 ай бұрын
Haaas manje wamukuti arikukonzeresa wacho atoziya zvirongwa zvese nyaya yese musango mabvumirei kuti munhu aphonerwe nhai mashoresa imi vnhu vekwamutore😢😢
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 2 ай бұрын
Nhai nhai vaifinga kuti headman ndiye unovatsvagira Mari here yekunofamba yacho
@AshbelMdazizila
@AshbelMdazizila Ай бұрын
Chigodora❤
@MelodyMazano
@MelodyMazano 24 күн бұрын
Ko headman Chigodora vevepiko nhai
@Gidazkuku
@Gidazkuku 2 ай бұрын
Haaaà pakaipa
@giftndawana
@giftndawana Ай бұрын
Ko varume two vaye vaitonga na headman varipi?
@user-gu5zc6vi3k
@user-gu5zc6vi3k 2 ай бұрын
Mandinyadzisa vanhu vekwa Mutore
@advancemasarachino6048
@advancemasarachino6048 2 ай бұрын
Imagine ndakagara nevanhu ava ndirikushaya kuti zvabvepi izvi
@user-jl7rn1cr4j
@user-jl7rn1cr4j 2 ай бұрын
Ummmm ndanzwa Tsotsi nevana sikana shame
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 2 ай бұрын
Mabirira why tisina kuona part 2 kana 3 tozongonzi final why
@MamaMelo-01i
@MamaMelo-01i 2 ай бұрын
Ko iyo mari yedare remusha inokwereteserwei
@OmanOman-lt4ff
@OmanOman-lt4ff Ай бұрын
Juzi remuroyi rapinda busy
@ChipoRungano
@ChipoRungano 27 күн бұрын
Vachigodora vapenyu here varova
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 2 ай бұрын
Tiri PA Capetown zvedu
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 2 ай бұрын
Kupina munhu anonetsa munozvifambisa sei Headman chigodora
@user-vh1yy3nm4c
@user-vh1yy3nm4c 2 ай бұрын
Vanhu vasotwa kkkkkk
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
😂Yaah pakaipa
@MamaMelo-01i
@MamaMelo-01i 2 ай бұрын
Dr Mukotsanjera ndo the best
@lisamuz1790
@lisamuz1790 2 ай бұрын
Vano dealer nezve ngozi ava,
@user-fp4dl8wn8i
@user-fp4dl8wn8i 2 ай бұрын
Ndakaterera dare ndr Pa Pitori
@barnabasndira6953
@barnabasndira6953 2 ай бұрын
Chief must stop sending vanhu to bogus traditional healers who drug people first
@allenhungwe5191
@allenhungwe5191 2 ай бұрын
Pakudiwa Camera yakati kurei padare renyu Chigodora
@angelagaranti8838
@angelagaranti8838 2 ай бұрын
Mroora akaoma uyo anenge wekwedu
@user-si5zq2li6u
@user-si5zq2li6u 2 ай бұрын
😂😂Pakaipa wena
@gee4690
@gee4690 2 ай бұрын
What do u mean final since nyaya isati yapera
@phylliskhumalo-lp8mk
@phylliskhumalo-lp8mk 2 ай бұрын
Toda kuzoona vadzoka headmen pamberi nekubata basa zvakajeka
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 2 ай бұрын
Ndipindureyi
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Muripiko nhai tipei.latest
@lisamuz1790
@lisamuz1790 2 ай бұрын
Muroi apusisa vanhu shame😢
@LorraineMukoyi
@LorraineMukoyi 2 ай бұрын
Nhasi zuva rinowira zvakanaka soko matigonera 🎉
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 2 ай бұрын
Makasiya magirazi ko vamwe vaye varipiko , at least maisawo uyo anogona futi kutonga uyo
@karentengene1519
@karentengene1519 2 ай бұрын
Ndokumbirao kwekutanga kwanyaya iyi please 😭
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Iripo previous
@GamuchiraiMbonjani
@GamuchiraiMbonjani 2 ай бұрын
Mukadzi anotyisa uyu
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 2 ай бұрын
anorema😂
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 2 ай бұрын
Chijuzi 😂
@Jmuringa06
@Jmuringa06 Ай бұрын
pachine vanhu here pano
@solomonmangwende4181
@solomonmangwende4181 2 ай бұрын
Iiiii camera iiiiiiiii
@fortunatetnyamudeza5990
@fortunatetnyamudeza5990 2 ай бұрын
Mavideo arikutangira pakati ifon yangu here
@Rebhara
@Rebhara 2 ай бұрын
Look for the previous parts
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 2 ай бұрын
Kana yangu besides iri rekutanga racho ratangira pakati anditi dare rinotangira panonzi mhuri yekwanhingi pindai mukati then vopikiswa mhiko apa tirikuzongoona vaapakati nedare
@user-si5zq2li6u
@user-si5zq2li6u 2 ай бұрын
Muroyi apindira
@briangarikai719
@briangarikai719 2 ай бұрын
Mbuya yacho yapinda mudare apa yakubata bata chiiii ichocho Muroyi haasi NYORE munopedzisira mopesana pachenyu
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 2 ай бұрын
Pane awanawo here kuti Mai avo varikungo peta peta jacket nekungorisana Sana havasi kudzikama
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
🎉imagence yashaya basa dai vatoti havo next wik better
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 2 ай бұрын
Uuu mai yakaoma iyo vanhu kutizii
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Zvakaoma varoi vanopusisa vanhu
@chipomusuka8479
@chipomusuka8479 2 ай бұрын
Magiraz not glazzing toddy😅
@Black_babie1
@Black_babie1 7 күн бұрын
Tatavasuwa
@winnetchikunguru9604
@winnetchikunguru9604 2 ай бұрын
How does it become Final Part tisina kuziva kuti what happened next...
@user-vh1yy3nm4c
@user-vh1yy3nm4c 2 ай бұрын
Team yasotwa iyi vakaita zvekutamba panodonha mhunu
@user-oo1yj9ro3k
@user-oo1yj9ro3k 2 ай бұрын
Nhai zvako
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 2 ай бұрын
Haaa pakaipa regatinzwe
@Gidazkuku
@Gidazkuku 2 ай бұрын
Yah tasara tiri pasuspense
@GamuchiraiMbonjani
@GamuchiraiMbonjani 2 ай бұрын
Nhai veduwe
@IsiahflintNkomonde
@IsiahflintNkomonde 2 ай бұрын
Can you imagine 😅
@Tatenda684
@Tatenda684 2 ай бұрын
🎉🎉🎉🎉
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Chigodora dzimwe nyaya dzomuremera. Ukanzwa aakukwidza izwi nekuti endai kwaTasvu anenge apererwa. Kuendesa vanhu kwaTasvu n'anga inonwisa vanhu mutoriro
@lisamuz1790
@lisamuz1790 2 ай бұрын
Irikuda part 3,4,5 iyi
@Jmuringa06
@Jmuringa06 Ай бұрын
headman chigodora his still alive ???
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 2 ай бұрын
Mutore mutore mutore rip juliet muroora wangu
@user-tj8ib6lr6d
@user-tj8ib6lr6d 2 ай бұрын
Akatofa here
@user-tj8ib6lr6d
@user-tj8ib6lr6d 2 ай бұрын
Akatofa here
@Chikatsa
@Chikatsa 2 ай бұрын
Akazofa here nhai
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 2 ай бұрын
@@Chikatsa life
@munyaradzitafirenyika3203
@munyaradzitafirenyika3203 2 ай бұрын
How is this final karanganda you are dropping standards
@HesterGondo
@HesterGondo 2 ай бұрын
Magadza uri kuita noise
@user-di6jk4mo1s
@user-di6jk4mo1s 11 күн бұрын
Where are you headman kuti zii chii
@plaxedesgariyano3304
@plaxedesgariyano3304 2 ай бұрын
Mai vanodheerera ava kutanhaura tsine pamberi pedare
@SharonMoyana
@SharonMoyana 2 ай бұрын
Nhai zvenyu chii chakadaro
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 2 ай бұрын
Mishonga irikutanhaurwa apa
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 2 ай бұрын
Takateerera zvedu tiri Durban
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 2 ай бұрын
Ziso kwaChigodora tiripa Joberg
@AdmiringCakeSlice-jr1bf
@AdmiringCakeSlice-jr1bf 2 ай бұрын
300 yava yekwa Tasvu ka iyi ....hazvichatauriki pavanhu kut endai kwa Tasvu kkkkkkkkkkk makuita zvekuzevezera 😂😂
@HeadmanChigodora HUROYI NDAKAPIHWA NDI AMWENE...ZENGENI FAMILY (AMWENE VS MUROORA)
43:17
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 84 М.
Playing hide and seek with my dog 🐶
00:25
Zach King
Рет қаралды 30 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:25
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 39 МЛН
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 54 МЛН
@HeadmanChigodora MUROORA WAPEDZA DZINZA prt1
38:24
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 69 М.
Sabhuku omiswa pamberi pedare  raChangamire Mutasa nedzimhoswa
27:21
Manass-Chibanda
Рет қаралды 22 М.
Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH
30:53
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 216 М.
baba vafumurwa pamberi pevanhu,Nyoka yavo yakabuda pachena/#3
40:38
SekuruTasvu Officials
Рет қаралды 429 М.
prophet miracle Paul _ 2 years mumba musina moto zvakaoma
21:12
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 57 М.
Ndakamanikidzwa kwaTasvu  Nhengo yangu haichamiri
35:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 103 М.
@HeadmanChigodora Mukoma ane MUGARA N'ANGA ashungurudza musha nehurombwa asi uchizviti unonamata
43:43