baba vafumurwa pamberi pevanhu,Nyoka yavo yakabuda pachena/#3

  Рет қаралды 473,203

SekuruTasvu Officials

SekuruTasvu Officials

Күн бұрын

Makadii vazukuru vangu kumativi mana ese enyika ino ndoOfficial page yangu pamunowana nyaya dzatinosangana nadzo mukurarama.Kumatare angu andirombese ndinoparadza hurombwa,kurapa,kupinga misha,kudzose mudzimu yakatsipikwa,kudzosa zvakabiwa nekugadzira mbavha....zvese zvinekuita tichishandisa chivanhu.
CONTACT
+263784 614 908
Whatsapp/Calls
musapihwa dzimwe number paFacebook

Пікірлер: 356
@deminotmpostory3934
@deminotmpostory3934 7 ай бұрын
I know this family including the late son neanga achida kudyiwa wacho. An innocent soul was lost, the wife and four kids could have been enjoying the father's support and care. True mdara uyu akabva nekuMzarabani achiuya kuno kuDomboshava and the names are not fictional. True story iyi
@Rolihlahla-zo8uu
@Rolihlahla-zo8uu 5 ай бұрын
Eish so this story is real
@munyaradzibanga4891
@munyaradzibanga4891 2 ай бұрын
vanhu vanofunga inhema vanevasati vasvikirwa chete.
@zvikoernest2934
@zvikoernest2934 5 ай бұрын
Vanhu kungoshora chete ndokwamogona ...dai vese vanoti kunyepa ava mambosanganawo nemaproblems muzvionere mega ...Simba wekugwesha uya akarapwa zvakaonekwa nenyika yese ikagutsikana
@peecutendagurwa1609
@peecutendagurwa1609 5 ай бұрын
True hako iwe ,zvinhu izvi zviriko
@spencermoyo
@spencermoyo 4 ай бұрын
Vamwe vanodaro chikonzero navo vanenge vane zvavanazvo kuda kuvanda nekuti hee madrama Chino Chino varoyi variko kunyanya madhara nemachembere vakare ivava vaibata bata vamwe vavo
@MedlineShumba
@MedlineShumba 2 ай бұрын
Hoooo inka vanogona kna chir chokwadi​@@peecutendagurwa1609
@TinasheChauke-x8y
@TinasheChauke-x8y 19 күн бұрын
Asina kumboona nhamo haanga zvinzwisisi
@PaulBlessing-q6m
@PaulBlessing-q6m 8 күн бұрын
Chokwadi asina kumbosangana nazvo haangaz vinzwisisi 4:59
@MikelorProduction
@MikelorProduction 9 ай бұрын
Sekuru tasvu is doing great job kubatsira zviripachena tanyepa kunyeperwa nezvimapastor mupengo pasina chavanoona futi
@SophiaMaputi
@SophiaMaputi Ай бұрын
Zvakawoma
@prichardtachiona973
@prichardtachiona973 8 күн бұрын
Mushora vanhu vamwar havas vese ve fake chero n,anga dze fake dxiriko
@phintarry5114
@phintarry5114 9 ай бұрын
Ichokwadi hacho. Anoramba achazviona paachasotewa nevaroyi
@NengomaStudios
@NengomaStudios 8 ай бұрын
Batai basa sekuruu nesu tiri munzira kuuyako ❤❤
@tenyfana8334
@tenyfana8334 5 ай бұрын
Takabvako nefamily Sekuru Tasvu vane simba risina kumira mushe, haisi n'anga imhondoro. Ndakaona chisioneki endai kana mune chivindi
@siphidube9811
@siphidube9811 5 ай бұрын
Hayi ke! Kudlalwa ngathi Ngamanga lamangà
@kudzanaijames7393
@kudzanaijames7393 5 ай бұрын
Uyinkinga loMkulu 🤞🤞
@thegeneral3215
@thegeneral3215 10 ай бұрын
sekuru Tasvu ndirikuuya ko,ndakuonai kakawanda muchibatsira vanhu,ini ndakaroiwa gumbo rangu randitambudza zvakaipa, ndakaona mune mumwe wamakabatsira gumbo rake rakanga raoora akabva UK, rangu munozoritadza sei,next year Sisonke skuru
@LetweenfranciscaTamirepi
@LetweenfranciscaTamirepi 5 ай бұрын
Ichokwadi icho,kune asati ambopinda nedambudziko haazvibvume
@GidionMakundidze
@GidionMakundidze 6 күн бұрын
Ichi ichokwadi kana musati mazviona musapukisa.vanhu vari kuromba even vechidiki .magweja kunyanya.
@MazvitaolindaZhanota
@MazvitaolindaZhanota 4 ай бұрын
Camera man une noise takunzwa iwe dzidza kunyarara kana uchitora vudeo
@TredaPomo
@TredaPomo 8 ай бұрын
Uno tsvaga Jesu iwe uine katurike sei musahwande naMwari
@talietalie5412
@talietalie5412 8 ай бұрын
Imagine 😂😂😂
@Elmuponda
@Elmuponda 8 ай бұрын
Something isn't adding up 😂😂😂
@NicholasMwenyeo-ir5pe
@NicholasMwenyeo-ir5pe 9 ай бұрын
Zim got talent matsoti awo
@tafadzwachigwida9787
@tafadzwachigwida9787 9 ай бұрын
Ini ndakaona wo kunge vakaita fake apa
@MoleenHove-mh4id
@MoleenHove-mh4id 8 ай бұрын
Haaa ichokwadiii
@meridakamdefwele4532
@meridakamdefwele4532 7 ай бұрын
Haunyepi
@carringtonmukwekwezeke1063
@carringtonmukwekwezeke1063 5 ай бұрын
True
@siphidube9811
@siphidube9811 5 ай бұрын
😂😂😂
@Spectron2019
@Spectron2019 9 ай бұрын
Kondiyani akaunganidza mbatya akadziisa muDish😊...kungovhunzawo zvangu.
@ozemwa_thegreatakageneral_eazy
@ozemwa_thegreatakageneral_eazy 8 ай бұрын
Kkkkkkk hayya bvunzapo ko anga akatakura wacho...kusatya here
@markmax3112
@markmax3112 8 ай бұрын
Problem data rodhura mu zim uye network very poor. To us in diaspora we see every episode we know better. Mbatya unonotora wega kumba kwako tasvu gives you car and driver only. Tasvu kana abata muroyi unotaura wega dzese hama dawakadya Hakuna drama rakadaro it's real
@GraciousIreenNyathi-g7y
@GraciousIreenNyathi-g7y 12 күн бұрын
tuhembe tushoma itwotwo paitwe gore kubata nyoka
@abelrobson2949
@abelrobson2949 9 ай бұрын
Chondinetsa pateam iri vanongobvisa chinhu 1 zvatopera don't know kuti why
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 5 ай бұрын
Ndokuti High level yeumbavha wangu
@gudoguruchigs5735
@gudoguruchigs5735 4 ай бұрын
Haaa zvinhu izvi zvofamba sei zvisingafambe zvoga zvoda kusimudziwa ini ndine nhamo asi apa murikuvhara
@progressdube2472
@progressdube2472 13 күн бұрын
Chero iyo nyoka inobva yatsvaka muhembe kunge arikutsvaka musango kudaro masaramusii aya
@leveragepanganai
@leveragepanganai 7 ай бұрын
Jeri renyika rinofana kupindirao pakadai... To bring justice ⚖ kumhuka dzakadai Dzifire mu jere!!!
@CliffJena
@CliffJena 7 ай бұрын
Taura nganga nmdzinofanirwa kusungirwa nhema dzavarikuita vachishandisa vabereki vedu
@kudakwashedongo7024
@kudakwashedongo7024 9 ай бұрын
Basa munobata sekuru, varikuti ifake muchazviona zvenyu pamuchasangana nazvo vemagemenzi vanotombomakurura kana zvaoma vozonamata zvanaka nekuti hurombwa haubve nemiteuro hunotoda chivanhu here saka zvizivei izvozvo
@chaukerodrick
@chaukerodrick 8 ай бұрын
Vanenge vasati vasangana nazvo siya vakadaro, ini I had a similar situation iri apo kwese ndaifamba ndichiudzwa zvimwe chete ndichibatsirwa asi zvichiramba yangu nyaya yakapedzwa na Sekuru Tasvu
@EreminaReginaTarirai
@EreminaReginaTarirai 28 күн бұрын
Zvinoitika hazvo but video iri rine kakunyeba Mukotsanjeru ndiye asina madrama anopedza masports ende haonererwi sechai mukotsanjeru ende anotaura sezvazviri neshona
@sikhanyisiwemoyo9773
@sikhanyisiwemoyo9773 8 ай бұрын
Ini hangu handimboti inhema kana chokwadi ini the way l respect munhu anemusoro muchena dai mamuyitirawo private please
@CautionZvamano
@CautionZvamano 5 ай бұрын
Kuti ivo vanoroya private here
@decidefaraikapau1109
@decidefaraikapau1109 8 ай бұрын
Haa ndikuona sekunge madhara anotya aya other wise chinyoka hachisi chake
@SekuruTasvuOfficials
@SekuruTasvuOfficials 8 ай бұрын
Kuonawo kwako muzukuru wangu
@noelncube1305
@noelncube1305 9 ай бұрын
WE WILL PERISH OUT OF OUR IGNORANCE.
@priscamsinyoro6861
@priscamsinyoro6861 9 ай бұрын
If you don't believe in this don't watch
@noelncube1305
@noelncube1305 9 ай бұрын
Same reason we believed dieseil from Rock in Chinhoyi. 100% literacy zero logic.
@ChantelMelissaMaphosa
@ChantelMelissaMaphosa 9 ай бұрын
The way I'm so confused 😥
@dblastofficial9211
@dblastofficial9211 9 ай бұрын
kzbin.info/www/bejne/hIPVoIOfgs6nd8ksi=KmxQFNWhKL03Ja8J
@emazhetese9624
@emazhetese9624 8 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢​@@ChantelMelissaMaphosa
@DumolwenkosiNkomo
@DumolwenkosiNkomo 8 ай бұрын
I feel sorry for that innocent old man😢😢😢
@RubatsiroChahwahwa
@RubatsiroChahwahwa 7 ай бұрын
Innocent old man kkkkkkk zviriko izvi
@taurainhepera6207
@taurainhepera6207 7 ай бұрын
kunyepera kuzungaira zviriko izvi
@nyasharite9071
@nyasharite9071 6 ай бұрын
Innocent 😒
@CautionZvamano
@CautionZvamano 5 ай бұрын
Hausati wamboroyiwa my dear.... I pray you never experience it
@AnnaChauke-j7q
@AnnaChauke-j7q 7 күн бұрын
Zvavari kumwaya hupfu uyo ene chero pachezvako kuumwaya pamukova varoi havasvike
@rumbidzaimarthamariwo4682
@rumbidzaimarthamariwo4682 8 ай бұрын
Ko zvinhu zvacho zvazvinogara muhembe kuroya zvariri basa guru
@MarcieJons
@MarcieJons 8 ай бұрын
😂😂😂
@QueenQipa-yf3qu
@QueenQipa-yf3qu 8 ай бұрын
Look at the way yavanocheka pillow iyo guys zvinomboita senge munenyoka here um mm,and if ndisinhakanganise ,mudhara varikuti vakaenda kun'anga vachida mushonga weluck vachiri jaya how come chinyoka chacho chichiri chidiki so ,ivo vavedhara so vave nevazukuru so
@tendaipasvani8597
@tendaipasvani8597 7 ай бұрын
??????
@preciouschiworeso4207
@preciouschiworeso4207 7 ай бұрын
Sekuru batai vanhu taneta nekutadza kubata vana nemisha chaiyo
@mcleemwayera
@mcleemwayera 10 ай бұрын
Sekuru munogona bsa imari hedu yatisina tambokudaiwo kwedu
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 7 ай бұрын
Kkkk baba avo kuita ka dance kakadai
@godfreymudzingwa8438
@godfreymudzingwa8438 9 ай бұрын
Vanhu vachamuka havo😢. These are criminals masquerading as traditional healers subjecting old people to humiliation😢
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 5 ай бұрын
Taura hako
@Iizzymachiva
@Iizzymachiva 8 ай бұрын
Sekuru tasvu ndinokudavo kumhuri yevarume vangu ndinoti mwari andipe mari
@ChristinaMatayaya
@ChristinaMatayaya 29 күн бұрын
Yeah zvakaoma
@AnnaChauke-j7q
@AnnaChauke-j7q 7 күн бұрын
That's true no magic I have saw it with my eyes 2017
@goldensomenow737
@goldensomenow737 11 ай бұрын
Chinamhora mapostori akawanda apa ndivo vane midzi
@WokeDetection
@WokeDetection 7 ай бұрын
Kana ainesimba anotyei kuibata. Vanobata nyoka yemushonga kunge vanhuwozvavo varikubata nyoka yemusango. 😂 Bs
@tafadzwakarimanzira6487
@tafadzwakarimanzira6487 8 ай бұрын
Mudara baunza ari kuimba !
@HillaryChigowe
@HillaryChigowe 7 күн бұрын
If I where of his children ndaivapa mbama iri strong
@THEVASCOSHOW
@THEVASCOSHOW 2 ай бұрын
Camera man was keeping a good distance from the action
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 8 ай бұрын
Vogotya kufa seyi sekuru ava ; vanokanganwa kuti vakauraya vanhu vakawanda mumhuri ne urombwa hwavo here. Ini ndatsamwa ndinoti kana vachifa ngavafe
@cynthianyakudya918
@cynthianyakudya918 9 ай бұрын
Haaaa iyi market strategy iyi nyoka idzi ndedzenyu manga muchit zvidhoma maakubata nyoka haaa guys be serious
@matovuallan54
@matovuallan54 8 ай бұрын
Nhai zvako
@TalentRangani-yd2fw
@TalentRangani-yd2fw 9 ай бұрын
I wish to see him ndoda kumboziva KT why zvichidero mupenyu hwangu
@DennyMatimura
@DennyMatimura 8 ай бұрын
Mudhara munopedza basa rambai makadaro
@Luismuyambo
@Luismuyambo 2 ай бұрын
Kwakuti liverpool ingatora ligue
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 11 ай бұрын
Sekuru Tasvu huchi baba Tasvu ndiye chete Sekuru huchi kutapira
@zvikoernest2934
@zvikoernest2934 5 ай бұрын
Pane angade kufumurwa kudai munyika ine vanhu ko manetx door anoti kudii akazviona musangojairira kushoora kana kwenyu musati maroiwa musangotaure zvisina basa
@JuniorMbiri
@JuniorMbiri 9 ай бұрын
Iyi yinguva yokupedzira zvinu zvinoitika munyika 😢
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 8 ай бұрын
Ini zii semunhu mukuru
@EmersonMakusha
@EmersonMakusha 8 ай бұрын
Wildlife and Parks iripi isunge vanhu avo nyoka yaneta nekutambudzwa ichingofambwa nayo yakavharirwa mudish
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 6 ай бұрын
Kkkkkkk haa ndaseka zvangu
@CausemoreNyamadzawo
@CausemoreNyamadzawo 3 ай бұрын
Sekuru tasvu kwakumberi varoyi hachakosora kubva muzimbabwe kusvika neku UK mhanyai pa 7underson pa mabelreign
@Erube-pr7bb
@Erube-pr7bb 9 ай бұрын
Ko uyo mukomana anoibata pakuita sei asingatyi ndedzavo anatashu avo Asi anewo masimba hr
@DesmondMlambo-rr4ym
@DesmondMlambo-rr4ym 9 ай бұрын
Matsotsi manyama
@RubatsiroChahwahwa
@RubatsiroChahwahwa 7 ай бұрын
Motenda vanhu vamwari here manje vanobvepi ivo vave ivo varoyi vacho traditional healers exist only kana usina dambudziko u will never know
@WinnyWinny-b8y
@WinnyWinny-b8y Ай бұрын
Haaa idrama iri basa repesanisa vanhu mishonga yekudzimaidza vanhu nemishonga
@chaukerodrick
@chaukerodrick 8 ай бұрын
Sekuru Tasvu chibaba avo vanopedza ma sports
@ChumaConstance
@ChumaConstance Ай бұрын
Iyowo nyoka yakabhaiza pakunyengera Eva now yakungopinzwa bz pasina
@MelisaKamusawo
@MelisaKamusawo 5 ай бұрын
Kkkkk this guy's are making drama's 😂
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 9 ай бұрын
Nyora.....14 sekuru Tasvu vanobatsira weduwe sando dzenyu hamuzvipami futi kubata mushonga
@LuciaKudazai
@LuciaKudazai 6 ай бұрын
Aaaah sekuru dhunda sando
@tenyfana8334
@tenyfana8334 5 ай бұрын
Sekuru dhunda chiri rough ukachiona live chimambara
@taperamapfumo2532
@taperamapfumo2532 8 ай бұрын
Saka nyoka inoita kuti muuye ne mbatya dzese idzo
@NickelaMandizha
@NickelaMandizha 17 күн бұрын
Zvandinetsawo
@KudzaiMushakwe-lj7pc
@KudzaiMushakwe-lj7pc 8 ай бұрын
But Sekuru vanotyikidzira Zvimwe zvacho vamwe vanongozonyepa Vatyikidzirwa
@georgegamira2993
@georgegamira2993 5 ай бұрын
Go to Gokwe and attend traditional court hauzotauri futi zveActing.Tuma dhara twakaromba tumwe tune mishonga yerara nevanasikana vavo
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 5 ай бұрын
Gokwe kupi kwacho
@ezekieltakudzwa3647
@ezekieltakudzwa3647 7 күн бұрын
Ipai venetional parks
@KudakwasheChikomba-b9w
@KudakwasheChikomba-b9w 6 ай бұрын
You are doing good job
@tarironyirenda5403
@tarironyirenda5403 5 ай бұрын
Birwai stereki
@chizuvamberego776
@chizuvamberego776 6 ай бұрын
Matsotsi ayo inyoka yavo
@AlexMutambaneshiri
@AlexMutambaneshiri 4 ай бұрын
Mukuru kana makagarika musarasa nyaya murikuti munhu angati ndeyangu isiriyake ere
@CliffJena
@CliffJena 7 ай бұрын
Manyebo arikuitwa ne nganga dzenhema idzo
@tendaipasvani8597
@tendaipasvani8597 7 ай бұрын
😢😢
@MaryManyunga-f5v
@MaryManyunga-f5v 9 ай бұрын
Apa ndatenda handina nhark nazvo ndiri munzira kuno batsirwabzvatambudza
@ChantelMelissaMaphosa
@ChantelMelissaMaphosa 9 ай бұрын
I feel like that old Man is innocent buh fear of what Sekuru said to pple vakungobvuma zvese nekutya. Coz Baba ava vati tauya kuzobatsirwa coz vana vakuita munyama and stuff umm shame😢
@Spectron2019
@Spectron2019 8 ай бұрын
Old man haana kana chainacho uyo..these are criminals .vanotyisidzira vanhu
@PriscaMlambo-f6k
@PriscaMlambo-f6k 7 ай бұрын
Aenda kunonatsirwa coz vana varikutambura because chikwambo Which explains why he went with it coz haachaide But people will never understand what they do t know chete
@MemoryGwara
@MemoryGwara 8 ай бұрын
Havanyare here Baba Ava kkk
@EvelineNdlovu
@EvelineNdlovu 16 күн бұрын
Camera man noise haaaaaaa
@RachelHlungwana
@RachelHlungwana 7 ай бұрын
What is going on,I don't understand the language
@TatendaAGambakwe-zz8lh
@TatendaAGambakwe-zz8lh 3 ай бұрын
Nyadzi dzinokunda rufu sure
@leenerchekerai2728
@leenerchekerai2728 9 ай бұрын
Madzibaba muriko here
@PrivilegeChilas
@PrivilegeChilas Ай бұрын
Mukomana uyu akashinga
@DorcasChiseni
@DorcasChiseni 8 ай бұрын
Ityai mwari imi haa
@LawrenceMaphosa
@LawrenceMaphosa 9 ай бұрын
Muroi anobvisa huroi kanakuti munopa motorazve vanhu tinoitiswa Mwari pindirai
@emilynewone2414
@emilynewone2414 8 ай бұрын
Nyoka.dzatoswera tichichera tovatengesera ngavabate mapere nemazizi
@ViolaBira
@ViolaBira 7 ай бұрын
😂😂
@SithembileMahusha-eq3ku
@SithembileMahusha-eq3ku 9 ай бұрын
Mbuya tasvu vànoimba jealous down ❤❤❤
@godfreymudzingwa8438
@godfreymudzingwa8438 8 ай бұрын
Torai mari united
@ChikaraShuumb
@ChikaraShuumb 3 ай бұрын
Kupavanhu mazuva yooooo pasirino
@SpartyKalowa
@SpartyKalowa 4 ай бұрын
Apa pane mapenzi ega munhu ungatoti une murume soooi shem
@lihlithembamsezane7270
@lihlithembamsezane7270 5 ай бұрын
I am searching for a good traditional healer here i need help
@SekuruTasvuOfficials
@SekuruTasvuOfficials 5 ай бұрын
+263784 614 908
@ChriswellMpesi-p1u
@ChriswellMpesi-p1u 3 ай бұрын
I love you sekuru Tasvu
@talentgwatidzo
@talentgwatidzo 11 ай бұрын
1 TASVU
@georgevhudzi8192
@georgevhudzi8192 9 ай бұрын
Mucharombeswa
@PaidamoyoPraise
@PaidamoyoPraise Ай бұрын
Zviri pachena izvi
@EmersonMakusha
@EmersonMakusha 8 ай бұрын
Kkkkk sekuru vane band muchangwara henyu
@Erube-pr7bb
@Erube-pr7bb 9 ай бұрын
Haaa zvakuitika munyika muno Soo ka maporofita nen,anga iiii vanyanya
@DesmondMlambo-rr4ym
@DesmondMlambo-rr4ym 9 ай бұрын
Zvakaoma kwazara matsotsi
@davidchimonera5823
@davidchimonera5823 5 ай бұрын
Hausati wasangana nazvo kunavanoti it's magic. This world is full of evil people. Pasi nevaroyi.
@lovejoytmaredza6443
@lovejoytmaredza6443 3 ай бұрын
Ummm mukomn uyu haatye kubata nyoka nei
@CausemoreNyamadzawo
@CausemoreNyamadzawo 3 ай бұрын
Varoyi hwendehuno yafa yakaguta
@margarettsiga9614
@margarettsiga9614 6 ай бұрын
Ko sei kuzouya nezvinhu zvese izvi achitadza kungouya nechinhu chake one chaakaromba
@emmanuelmuza7616
@emmanuelmuza7616 5 ай бұрын
Good point they hide in those clothes
@AliahMaphosa
@AliahMaphosa Ай бұрын
Sekuru kuseri makanyanya ponesai vanhu
@thamncube4390
@thamncube4390 8 ай бұрын
Nice acting gaining mileage thru social media
@chichimayiboyzmamo
@chichimayiboyzmamo 8 ай бұрын
😂
@CSSMS1
@CSSMS1 7 ай бұрын
Hausati wabatwa nehama thats why you sound dirty 😅
@taurainhepera6207
@taurainhepera6207 7 ай бұрын
Tasvu hausikumuziva iwe
@tarirai
@tarirai 7 ай бұрын
A lot or people keep pet snakes
@taslimychirata7356
@taslimychirata7356 6 ай бұрын
Uyu hasikuvaziva sekuru kuti vanomuudza zvaari kutofunga nguva iyoyo
@muchemberenaphiri223
@muchemberenaphiri223 6 ай бұрын
Icho chospakwa wena asi chine rough, ndakambo tasvurana nacho
@rosemarymunyukwi2479
@rosemarymunyukwi2479 9 ай бұрын
The two helpers are blocking the camera
@primroseshumba8832
@primroseshumba8832 8 ай бұрын
Itai bsa renyu Sekuru,touyako
@WellingtonMasango-yj1ev
@WellingtonMasango-yj1ev 9 ай бұрын
Drama iri Muoostori Ari kunzi tiza nyoka yaanogara nayo Sekuru vari kuita zvekubvunza kwete kutaura Ko mazita evanhu tinyatsoona chikwadi Kkkkkkk
@EllenNyabonde
@EllenNyabonde 5 ай бұрын
😢
@ConciliaMawere
@ConciliaMawere 7 ай бұрын
Zvine machokwadi here izvi guys?
@WilsonKumangwe
@WilsonKumangwe 5 ай бұрын
Umm guys these elders vanehutsinye amhusati masangana nazvo vakuitira utsinye vana
@HappyEarth-sj5ri
@HappyEarth-sj5ri 7 ай бұрын
Dance ramudhara uyo rakapenga kkkk
Sekuru Kanengo NaMadzibaba Elias Woratidzana Masimba
7:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 88 М.
TAZAMA MSIBA ULIVYOGEUKA MKUTWNO WA INJILI!!!
13:57
Bezaleli Media Tanzania
Рет қаралды 66
Spongebob ate Patrick 😱 #meme #spongebob #gmod
00:15
Mr. LoLo
Рет қаралды 17 МЛН
escape in roblox in real life
00:13
Kan Andrey
Рет қаралды 87 МЛН
Mbuya yabatwa inechikwambo chine nhengo yechirume#5
27:13
SekuruTasvu Officials
Рет қаралды 184 М.
Ndakanoromba Ku Durban Ndikapuwa Gonye*must watch*
25:49
Dark Secrets and Confessions
Рет қаралды 91 М.
Driver wevana vechikoro ofumurwa pamberi pechurch naProphet Miracle Paul
21:56
Kotwa Creative Crew S01 EP1 [Zimbabwean Movie]
26:33
Kotwa Diaries Zimbabwe
Рет қаралды 3,2 М.
Takanobatwa kwa Tasvu .DARE RA HEADMAN CHIGODORA
39:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 215 М.
Chitunha choramba kuvigwa,Hama dzodzokera necoffin kumba kubva kumakuva
24:28
Platinum Fm Digital
Рет қаралды 240 М.
HWEDZA  .................  KUTSVAGWA KWEMWANA- MADZIBABA VODONHEDZWA
54:18
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 370 М.
Spongebob ate Patrick 😱 #meme #spongebob #gmod
00:15
Mr. LoLo
Рет қаралды 17 МЛН