Huyai Munzwe Zvandinoita nemari Dzevanhu Vanenge Vatenga Ma Freest Kubva Kwandiri Mu Bulawayo

  Рет қаралды 24,599

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Huyai Munzwe Zvandinoita nemari Dzevanhu Vanenge Vatenga Ma Freest Kubva Kwandiri Mu Bulawayo
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 59
@memorybayethu795
@memorybayethu795 6 ай бұрын
Ndatangawo nhs yeeeeey ...morng mukoma n family
@marianbotawo2835
@marianbotawo2835 6 ай бұрын
Wellcome🎉
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 6 ай бұрын
ugangile, muzukwana zizahlamuka izinto zakho uzazisola.
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 6 ай бұрын
Mkoma Nashy pls pls batsirai vana veZimbabwe mkoma vokutengesa majean nemafreezed vanoda kuurawa nguva ichipo vasati vaparadzira hurombo munyika . Pls uyu ngaaurawe haasi munhu wokuchengeta uyu .
@Grace-q6x
@Grace-q6x 6 ай бұрын
This is toomuch mkoma Nashi
@jehovahjireh566
@jehovahjireh566 6 ай бұрын
You know that this person is not the only one. We have to pray harder beloveds. People are wicked out there. When you are thinking that you are supporting people kanti you are digging your own grave.
@moreblessingmazoza7709
@moreblessingmazoza7709 6 ай бұрын
Ummm munhu wemaJeans nemafreezits uyu Mwari ngaawe naye shuwa kutorerawo varombo mari akadii kutora yasekuru wake, ndisatan chaiye
@monangilazi8925
@monangilazi8925 6 ай бұрын
Toraramira kupi nhayi veduwee
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON 6 ай бұрын
Mhunu anonetsa mhunu ha ah bhastirike zvirinani kubhatsira mutorwa
@breem5414
@breem5414 5 ай бұрын
Shuwa kuita zvinhu nemari yekubira vanhu.Musadaro veduwe tinenge tatambura kumwana mari idzodzo munhu ozongokubira hake zvorwadza
@prizim3
@prizim3 Ай бұрын
Mmmmmm.....ndaishamisika kuti makorokoza anoita mari asi sei mari yavo isingaoneki zvainoita.... Mwari huyai!!!!
@mickeybank
@mickeybank 6 ай бұрын
Mari yacho inozonakidza ere uchiziva kuti imari yeropa. Ityai Mwari
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu 6 ай бұрын
16000 yekutenga ma scale negold zvose ummm maitarusira mariyi kubva Kuna sekuru
@esterdube8894
@esterdube8894 4 ай бұрын
This is appalling haa
@dorothymashayamombe
@dorothymashayamombe 5 ай бұрын
Blood of Jesus
@BeaularMurahwa
@BeaularMurahwa 6 ай бұрын
Yoweh yoweh Mwari pindirai 😢
@TariroTaruona-vn6gu
@TariroTaruona-vn6gu 4 ай бұрын
Mwari mazuva otorarama orwadza ummm
@monicakunzekweguta2431
@monicakunzekweguta2431 6 ай бұрын
Zvautori worse than sekuru vako, wakutoroya nevanhu vasari hama dzako. Nxah.
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 6 ай бұрын
Veduwe makatadza kuuraya mwana hr zvakaoma hazvo
@samanthamkono5076
@samanthamkono5076 5 ай бұрын
Pazvose i blame n'anga
@HappyFarmhouse-qn3gb
@HappyFarmhouse-qn3gb 6 ай бұрын
Mthwakazi omuhle wozani sobabaza ishluku esingaka yikusebenzela usata bakithi wozani mthwakazi omuhle yekani ukuthenga ma freezit siyaphela lapha sàze sa velelwa .
@nomalangazondo435
@nomalangazondo435 5 ай бұрын
Kunzima emhlabeni
@carolinemuyambo8705
@carolinemuyambo8705 6 ай бұрын
Hide uka itwa go back to center ucha dzidza zvakawanda
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 6 ай бұрын
Takutotya kutenga zvinhu kuvanhu
@barretobarreto3269
@barretobarreto3269 6 ай бұрын
Ndatodzidza anditenge chinhu mustreet
@stephaniejones7438
@stephaniejones7438 6 ай бұрын
Nyika iyi iri kuda kusunungurwa kune zvakawandisa Mwari batsirayi vanhu
@TracyFurakeni
@TracyFurakeni 6 ай бұрын
😢
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity 6 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@simbamoyo9802
@simbamoyo9802 5 ай бұрын
Okay
@dorcasmushunje
@dorcasmushunje 5 ай бұрын
Mwari tibatsireyii
@ciecie-bw1kl
@ciecie-bw1kl 6 ай бұрын
Zvakaoma
@MacySamson
@MacySamson 6 ай бұрын
Ummmmmm zvinorwadza izvi
@SpiweGodzi
@SpiweGodzi 6 ай бұрын
Mmmmm kutenga kwakutyisa 😭😭😭
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 6 ай бұрын
Sandi Ku Solver Nyaya ikoko ,kumwaya Petro mumoto sure.Matoromba Bambo Nhamo yamuchaona ipapo ka umm.
@rumbi6789
@rumbi6789 6 ай бұрын
Asi vanhu tisadaro,ini handichatengi mukoma Nashy
@lizzytafirenyika1950
@lizzytafirenyika1950 6 ай бұрын
Tavakurarama musodom negomorah shuwa. Asi vanhu vanombobatirwei nemweya wekuda mari kusvika pakudai. Kuuraisa mwana wako. Haa ndapera strong yese
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 6 ай бұрын
Tichazomuona ne mbiri yake zvine makore zvinhu izvi, achasvika pakutyora mhiko, achataura hake rimwe zuva kana zvaipa
@eunicemuwani546
@eunicemuwani546 6 ай бұрын
Devil pachake
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 6 ай бұрын
Vanhu va Mwari kuti musaita affected nezviri kutaura Mukoma avo vekushereketera Mari..Tip iyo kzbin.info/www/bejne/e5-pfX6Ff56gjZosi=U2OxCmaepsuX-80R
@gracemunoakwa486
@gracemunoakwa486 6 ай бұрын
Inga zvakaoma Shuwa
@lizzytafirenyika1950
@lizzytafirenyika1950 6 ай бұрын
Mmm its not fare
@shalommasiya7067
@shalommasiya7067 6 ай бұрын
Huyai munzwe nhaimi zviripano
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 6 ай бұрын
Vanhu kuva desperate kunovaitisa zvinotyisa
@ommsmunyaz8046
@ommsmunyaz8046 6 ай бұрын
Maihwe we are not safe akomana maihwee
@celesilemaya956
@celesilemaya956 6 ай бұрын
Niyathakatha lina bosathani
@collenchoto7385
@collenchoto7385 6 ай бұрын
Ummmm
@zvikomboreronyamugara474
@zvikomboreronyamugara474 6 ай бұрын
Ummmm saka mazimba tikushandiswa
@StephenSte-y3w
@StephenSte-y3w 6 ай бұрын
Umm zvakaoma
@LuciaMachimi
@LuciaMachimi 6 ай бұрын
Zvkaoma
@Exodus1075
@Exodus1075 6 ай бұрын
Iwewe haudye data redu futi
@mumumaybe2409
@mumumaybe2409 6 ай бұрын
Yuhwii zvakaoma totengera aniko nhayi pasi pano pave kurema Jeso totizira😭 kupi nadzo hama dzacho dzashata maihwi 😭💔💔
@margiendlela8356
@margiendlela8356 6 ай бұрын
Yoh zvakaoma
@BernadMutasa
@BernadMutasa 6 ай бұрын
kana uchida kuti usaroeke, usadje nyama, kana kunwa hwahwa, nechihure
@linniamercy
@linniamercy 2 ай бұрын
Hwahwa nechihure ndosiya bt nyama ummmmm
@MaiShosho
@MaiShosho 6 ай бұрын
Yooo nhaimi
@tracemanhuru4593
@tracemanhuru4593 6 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@ChipoMarimo-do3ye
@ChipoMarimo-do3ye 6 ай бұрын
Iiiiiiiiiiiiiii
@TendaiChambara-m2m
@TendaiChambara-m2m 6 ай бұрын
hey this is tomuch
@clivechigaba663
@clivechigaba663 6 ай бұрын
😢
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,3 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakaba Chikwama Che Imwe Mbinga
22:05
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Watermelon magic box! #shorts by Leisi Crazy
00:20
Leisi Crazy
Рет қаралды 55 МЛН
Quantum Technologies - from research to reality
2:02:35
The Foundation for Science and Technology
Рет қаралды 4 М.
Huyai Munzwe Nyaya Yemukomana Weku Mbare Akarombera Kutamba Bhora
18:17
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,7 М.
Tilder Live - A Sanyati lady resurfaces two months after her burial
30:09
Huyai Munzwe Zvakaitika Sisi Vangu Pavakauraya Mwana Wavo By Mistake
17:00
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,7 М.
Headman Chigodora Chikwambo chaBABA
53:13
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 404 М.
Ndakapihwa Basa  Rekufukunura Guva Neimwe Mbinga Yeku Mt Pleasant My Story
17:26
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Tinofamba Tichipa Vanhu Vanotambura Mari Wose Watapa Mari Anobva Afa My Confession
17:24
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.