KADOMA SAD STORY !! Munhu 3 Days Akafa Kutozowanikwa Mutsime Rinocherwa Mvura NeVillage Rese

  Рет қаралды 5,391

Zigo

Zigo

Күн бұрын

Пікірлер: 20
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 6 ай бұрын
Heyyy pakaipa . Vanhu vakatomwa mvura 😢
@ChauChaurura
@ChauChaurura 7 ай бұрын
Nhai Zigo uyo ndi reporter here uyu ,,,, ummm asati apinda muvanhu kunotsvaga nyaya ngaambodzidziswa kubvunza
@ShaibuMakiyi-bi7mh
@ShaibuMakiyi-bi7mh 7 ай бұрын
Saka 3days munhu ari mugodhi vanhu vaimwa mvura inetsvina yooooh
@SelinaLembani
@SelinaLembani 7 ай бұрын
Interviewer uyo uhm imbomudzidzisai basa chaizvo
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 7 ай бұрын
Yaaa zvakaoma anga asingafanirwe kuzviuraira mvura inobatira vanhu vese
@gogoguveya8642
@gogoguveya8642 7 ай бұрын
Nhai reporter kuvhunza semupurisa onaiwo zvinoita vamwe
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 7 ай бұрын
Ane utsinye akadii kuzvisungirira pane kuzviwisira mumvur a vanhu vacharwara shem
@StephanMarazani
@StephanMarazani 7 ай бұрын
Haaaa ma1 ayo
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 ай бұрын
Ko kuzomwisa vanhu ropa rake veduwe why 😢😢😢😢😢kwakutorutsisa 2 villages 😭😭😭😭😭😭😭he was purely evil
@SimbarasheHanyani-em6sc
@SimbarasheHanyani-em6sc 7 ай бұрын
But pakuzonwiwa nevanhu vevillage 3 mavillages ere zvakaoma
@TheresaMaps
@TheresaMaps 7 ай бұрын
Kurombera zvigure munhu kuita 3 days akafa im 😢
@giregrace317
@giregrace317 7 ай бұрын
Kuromba kwakaipa vakakanga nisa mhiko pamusoro pazvo wouta selfish kuzviwidzira mutsime rinonwiwa ne3 villages
@malaikajachah2972
@malaikajachah2972 7 ай бұрын
Ummm vanhu vakatomwa ropa
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 7 ай бұрын
Zvakaoma
@phillthedrill
@phillthedrill 7 ай бұрын
asi mese you use the same tamplete ye editing or same editor? what the point of saying coming up next as if it live broadcast? .
@zigo
@zigo 7 ай бұрын
Hameno
@phillthedrill
@phillthedrill 7 ай бұрын
@@zigo whats the point of giving the highlights when i have the control to fast forward myself ? only make sense if it was live broadcast were the viewer has no control.
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 7 ай бұрын
Very bad interviewer with no respect at all n tkng it like hes jus w his friends on the bridge mulocation,try to improve Nematambudziko after all the question and firgetting to ask the name or greetings
@TheresaMaps
@TheresaMaps 7 ай бұрын
How selfish kuzviurayira mumvura inoshandiswa nevanhu vese
@ShaibuMakiyi-bi7mh
@ShaibuMakiyi-bi7mh 7 ай бұрын
Saka 3days munhu ari mugodhi vanhu vaimwa mvura inetsvina yooooh
Mambo Mutasa varambidza Mapostori Kunamatira Mugomo Rinoyera
37:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 23 М.
黑天使只对C罗有感觉#short #angel #clown
00:39
Super Beauty team
Рет қаралды 36 МЛН
UFC 310 : Рахмонов VS Мачадо Гэрри
05:00
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 1,2 МЛН
Support each other🤝
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 81 МЛН
Enda kumba kwako, Unengozi #Karanganda TV
1:10:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 58 М.
Madzibaba Nyasha Vavhura Hombe Kwamutare kupenhalonga
30:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 32 М.
黑天使只对C罗有感觉#short #angel #clown
00:39
Super Beauty team
Рет қаралды 36 МЛН