Uyu unorwara chete taneta nemaprofita nezvin'anga mbavha dzinenge dzitsvga kudya Mari dzevanhu apa anenge asina kana bhutsu ine musoro achitambura zvake this days munhu achadzidza kuzvinamatira ndoma profita enhema enguva yeku pedzisira unogwara uyoooo
Zvakaoma T one usadaro,ko hausi kuona here kuti ari kurwara uyooo
@JamesKasoro-v4g7 ай бұрын
Zvaari kutaura zviri in parable not kuti anayo muhomwe but kusunga ikoko kwaakaita zvakangofanana nekuti jesu ayini ndini ndine zvese asi ayisava nechinhu
Izvi hazviko izvi that's why Bible says at the end kuchava nemaporofita enhema ummmmmm Dai mwarii atibatsira tagoona kuzvinamatira tega. 😂15b here unayo imo muzvipatara musina kana mishonga iwe madzibaba itai mushe maputa mbanje dzakadiyi 😂😂😂😂😂 🙌🙌🙌🙌🙌🙌 Iwe T 1 zviriko Here izvi
@PatricioMonteiro-fl1jb7 ай бұрын
Imi rovai munhu mhani
@SeleYusuf7 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk hondo yenyika ungaigone iwe 😂is 😂😂😂iiiiiiiiiiiiiiii nyaya dzacho hadzikusangana