No video

My Wife from the Devil Divorced me and Sold my $200 000 House and now lm Homeless

  Рет қаралды 32,935

Kelvin Birioti

Kelvin Birioti

Күн бұрын

My Wife from the Devil Divorced me and Sold my $200 000 House and now lm Homeless

Пікірлер: 476
@faithmarvis
@faithmarvis 10 ай бұрын
Izvi zvongoda godobori chete opengesa vese kusvika vamupa Pfuma yakashanda😢😢😢
@user-rz4fm8yj4e
@user-rz4fm8yj4e 11 ай бұрын
Nhai Mwari nyaya idzi muchadzigadzirisq riini uye sei 💔💔💔 so heart breaking
@WilbertWilbertmasarirambi
@WilbertWilbertmasarirambi 11 ай бұрын
Enda kuna sekuru Tatsvu wangu umupengese
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 10 ай бұрын
Taura hako zvimwe zvocho zvotoda kupengesana chaiko
@antonettacherohuona
@antonettacherohuona 11 ай бұрын
Nhai ku ma courts kuri kumbotongwawo nyaya here kana kuti vari kungodzinga vanhu mudzimba dzavanenge vakavaka neziya ravo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
Baba mazuva hakuna unonzi mutemo royai munhu chete zvipere kana akapenga kana akafa vanhu vakadai havadiwe mu society imbeu inoda paruvare kwete muvhu inobereka😢😢😢
@user-ku6np2om2z
@user-ku6np2om2z 10 ай бұрын
Taura hako munhu ngaapengeswe
@faithmavhaza5234
@faithmavhaza5234 10 ай бұрын
Pliz pliz baba mapapers ayo bvisai pamuri ndaona maatorerwa nebenzi remukadzi tsvagai kwekumaisa
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 11 ай бұрын
Endai kwaProphet Miracle Paul kuL or kwaProphet Michael Sello inyaya dikidiki iyo
@NCNC-lr1wt
@NCNC-lr1wt 11 ай бұрын
Muroyi mukadzi Uyo .Haaa Nyika yadhakwa shaaa .yazara uhori shaaa .kubva kuvakuru venyika vacho
@Simbachikwanda-pw3tj
@Simbachikwanda-pw3tj 11 ай бұрын
Mwari pundirayi ngavaende kwaprophet miracle paul ku unit L zvishuwiro zvavo zvinoita
@RonikaMajawi
@RonikaMajawi 11 ай бұрын
Prophet anoda 1 on 1 first wobvisa mari musanyepere vanhu muchiti muprofita iye achiprofita zvaanenge awudzwa mu 1 on 1
@fedzayimuzhira1662
@fedzayimuzhira1662 11 ай бұрын
Endai Kwa Prophet Paul pa Chitungwiza . Mwari dai vapindira mawana kubatsirwa kwaka kwana. This world needs God. Very wicked.
@rattiezw9227
@rattiezw9227 10 ай бұрын
Hiii Mwariii😢😢shuwa zvakaoma.isu vamwe tichitoshaya vamoroora ,vamwe vachitambudza varume kudai .it is well my Father ,musafunga zvekuzviuraya .
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 11 ай бұрын
Mapudzi anowira vasina hari shuwa sei mwari muchidaro
@sampremi2014
@sampremi2014 11 ай бұрын
Asi chii nhai vanhu maDemon here nhai?
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 11 ай бұрын
@@sampremi2014 ini ndakazviitirwa kutengeserwa zvese musha dai waive nezita rake wakatengeswa ndikatozoinda kuCourt tinogara nemaAgent asatani tisingazivi Kani ndabva ndafungawo yangu 😭😭😭😭
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 11 ай бұрын
@@sampremi2014 kune vanhu vane mashavi emuparadza chete enhamo iwe unoshanda munhu anokuwisira pasi zvogwadza pain yacho ndoziva nanhasi handisati ndapora 😭😭😭
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 11 ай бұрын
@@sampremi2014 nemagwadziro anoita mabasa ekunze kuno unenge uchiti ndikadai ndinozorora kumusha umwe munhu wongogarira kuparadza chete asika kudenga Kuna mwari
@user-he6iq3gx9x
@user-he6iq3gx9x 11 ай бұрын
Veduwe we are still looking for serious men to marry us.......wuyayi zvenyu muwane runyararo kuno kuPlumtree musha uripo or tovaka umwe
@veemuyambo
@veemuyambo 10 ай бұрын
Taneta.
@ObeyMlambo-pg5sk
@ObeyMlambo-pg5sk 10 ай бұрын
Veduwe ko ndaita sei futi
@snakesinzimbabwe
@snakesinzimbabwe 10 ай бұрын
please family let us help this gentleman
@BabaBMhofu
@BabaBMhofu 10 ай бұрын
Mdara anonyeba uyu maburi hobho panyaya yake plus those papers aint deeds or cession. Baba ava where are the two homes given pa divorce. Also why are u on your third wife what happened with wife number 2. Mdara uyu aka hura aka out smatwa nemukadzi waayi abuser and now playing victim. As a man we abuse women and then when they manage to stand up against us we cry foul. We need to respect our women. This woman cooked and cleaned and raised the children achihura kunze uko comes back abuses her and hits her ozochangamuka and goes for divorce munhu now says he has been cheated. Imikaimi vakadzi vanhu l have a mother a sister a wife and a daughter and l now understand that l wouldnt want any of them to be abused. Saka please mdara uyu handina tsitsi naye
@lenso3757
@lenso3757 Ай бұрын
@@BabaBMhofu Mangwana ndiwe
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. 10 ай бұрын
No justice in zim under Zanu pf... Wangu enda ku n'anga once... from the look of things she might be using mushonga...mupengese kana kumuchinja aite imbwa...
@hildazvimhashu7134
@hildazvimhashu7134 11 ай бұрын
Bhiriot pliz kunema man of God the true ones from God director ikoko vanonamatirwa zvoita
@chipomupingashato4039
@chipomupingashato4039 10 ай бұрын
Very true ngavaende kuvanhu vaMwari
@absonnhiwatiwa32
@absonnhiwatiwa32 10 ай бұрын
Stroy iyi yoradzwa 😭😭 I remember my step father ndozvavakaitwa my mom zvakaoma
@MBIZIDUBE
@MBIZIDUBE 11 ай бұрын
Pamwe vana vacho havasivake.pakutoda Tinashe
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 11 ай бұрын
Vakadzi musaita moyo wakaipa kudai ko kungoyenda hako kana usisade murume woyenda hako nechikomba chako wosiya munhu nezvinhu zvake 😭😭😭😭
@melodymutsvairo
@melodymutsvairo 10 ай бұрын
Baba ava kah handis kuvachenesa nyaya iyi yoda kufambirwa mushe
@user-mm7ls7ss7o
@user-mm7ls7ss7o 10 ай бұрын
Maburi asingaite apa vanhu vakakotsira havasi kana kuwona. Mdara aka out smartwa nemukadzi now crying foul
@BabaBMhofu
@BabaBMhofu 10 ай бұрын
I think mukadzi ndauye tinzwe side rake,baba ava was harrassing amai ava and she had to safegaurd herself, rigiyone the only way he could find her kwanga kurikuisa pa wanted
@lenso3757
@lenso3757 Ай бұрын
Don't say that because you are a woman one day zvichaitirwa mwana vako kana brother yako. Mwari uyu
@Tsungai-hg9rr
@Tsungai-hg9rr 10 ай бұрын
The judiciary system in Zimbabwe has collapsed
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 10 ай бұрын
Haaaa inini kana Chipinge ndosvika kana ma courts atadza basa yoooh
@DRRZOE
@DRRZOE 11 ай бұрын
Inga mapudzi anowira kusina hari nhayi Mwari wangu.
@shimNazee
@shimNazee 11 ай бұрын
Taura zvako Hama yangu
@delphasamson39
@delphasamson39 10 ай бұрын
Taurai henyu isu vamwe tikutotambura iiiiiii
@Dee18c
@Dee18c 11 ай бұрын
So sad ahanzvadzi ndonamata Mwari vakurangarirei vakunyaradzei nekukushingisai in everything you are facing now
@user-qy4eg4of8x
@user-qy4eg4of8x 11 ай бұрын
Ba Ethan thank you so much nekuburitsa nyaya idzi
@RodricktakawiraRodrick
@RodricktakawiraRodrick 10 ай бұрын
😢vamwe varikushuwira hupenyu wakanaka vamwe varikutoyita wekutamba nawo shuwa baba vayishuwira kugara life yakanaka nemhuri yavo asi mukadzi mawani chii asi mwari
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 10 ай бұрын
Taura hako shaa
@pamelaphilile9226
@pamelaphilile9226 10 ай бұрын
My brother Philip keep you title deeds for yourself and at a safe place
@BabaBMhofu
@BabaBMhofu 10 ай бұрын
Haha those are not title deeds not even a cession😂😂😂
@memoryashleyhwata7614
@memoryashleyhwata7614 10 ай бұрын
Gud content Bairoti yako wega and you are on to something big... surely u are going to help a lot of ppl God ❤bless u
@BabaBMhofu
@BabaBMhofu 10 ай бұрын
Thats very true but baba vanonyeba baba ava cos nyaya yavo yakawanda maburi. That paperwork is not deeds. Secondly mwana age and divorce is not adding up. The other thing is if he had a court judgement which is a court order he has to be in contept of court if his breaking it. Also how did they get to the high court if he was not appealing. How do you appeal if you are not there. Also you have 2 houses given on the divorce settlement as you said on the other platforms but rent a 2 bedroom now you admit you have a wife and kids yet you live in a tent. Something fishy lies not adding up. Mazimba ane nungo dzekuverenga mutemo neku analyser but quick to judge. Wongororai nyaya iyi and you will see its not adding up. Musabvume kuitiswa
@mikematiza2181
@mikematiza2181 10 ай бұрын
Kovanasekuru ngavapindire varoye munhu ka1 apenge once ..this is simple ngavaroye benzi
@prachie937
@prachie937 11 ай бұрын
Itai zve n'anga blaz ...mukaterera tsinga hazvibude ....itai zveku fixer vanhu endai kwagogo chihoro
@molleenpule9104
@molleenpule9104 11 ай бұрын
Simukai muende ku Malawi
@prachie937
@prachie937 11 ай бұрын
@@molleenpule9104 taura hako he must fight nemishonga coz fair fair zvirikufamba vachingodyirwa Mari nema lawyer pasina chirikubuda
@stanleymarufu5425
@stanleymarufu5425 11 ай бұрын
U rent somewhere for umwe mukadzi imi muchigara panze munonyepa imi murimudyiwa vanodya vachipfuura
@favmazira7337
@favmazira7337 10 ай бұрын
Enda kwasekuru kanengon bhudhi or sekuru tasvu vanogona kukubatsirai zvorwadza izvi
@trevormadovi2469
@trevormadovi2469 10 ай бұрын
Mwari Dairai murume uyu haana mosva ndapota 😢😢😢
@KendraLipsy
@KendraLipsy 10 ай бұрын
Ko vanovawanepi varume vakapusa kudai, I'm looking for one, ndo varume vasingade kufamba ava n I love them coz unomupedza akatarisa sedemba
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 10 ай бұрын
The best solution kungoromba wopedza dzinza remukadzi coz hapana kusiri kufa
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 10 ай бұрын
Maiweee ma paper emba plzzz dai vawana kumwe kwekumachengetera coz achatumirwa matsotsi akamatorerwa
@tenduchess5865
@tenduchess5865 10 ай бұрын
I thought so too coz apasi safe ipapa
@user-jp6id6tf9u
@user-jp6id6tf9u 10 ай бұрын
Ma papers ayo must be kept somewhere safe, nokuti anogona kukutumira matsotsi for that folio
@rojamillerover
@rojamillerover 9 ай бұрын
My thoughts exactly. Dai atoiswa somewhere very safe
@user-vl1jn7ci7v
@user-vl1jn7ci7v 11 ай бұрын
Mukadzi uyu ndinomunzwira tsitsi shame dai ayiziva kuti musi we kufa anozvisiya
@kelvinbirioti
@kelvinbirioti 11 ай бұрын
Zvakaoma mufunge
@emmanuelmutale7505
@emmanuelmutale7505 11 ай бұрын
God have mercy to this man sure sure bamwe bakazi varoi moyo wehusinye
@ObeyMlambo-pg5sk
@ObeyMlambo-pg5sk 11 ай бұрын
Hongu mukadzi uyu akakanganisa kwai rooranai vema tongo shuwa ndadzidza
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 11 ай бұрын
This man need Justice 😢😢😢😢😢
@user-lr8ye2iz3q
@user-lr8ye2iz3q 11 ай бұрын
Enda kwaprophet miracle paul munoidzoswa
@yvonnerutendo9896
@yvonnerutendo9896 10 ай бұрын
Vakadzi ndatisadaro Mwari rwirai this Man
@melodymutsvairo
@melodymutsvairo 10 ай бұрын
Asi agoshaya yekuloger kana one room kuepworth hre .ko kubasa hamuchaende hre
@user-mm7ls7ss7o
@user-mm7ls7ss7o 10 ай бұрын
Hanti akapuwa 2 more houses pa divorce kwa chibanda media akati ndakaisa ma loger this is comedy chaiyo. Baba ava vakuda kutamba ne brain dzedu
@evergracemavunga7565
@evergracemavunga7565 11 ай бұрын
Shame mwari pindirai dai ndaiwana murume akaita saiyeyu anemari ondirora ondivakira imba ndobvandamuramba ondisiira zvese asingagone ndireisa 🧐
@yowane
@yowane Ай бұрын
Makazoroorwa here
@kinifa
@kinifa 11 ай бұрын
Ane hutsinye mukadzi iyeye zvichamuwana chete, achauya rimwe remakore achikumbira ruregerero haasi munhu wekuregerera
@WadzanaiMadzudzo-vh1ou
@WadzanaiMadzudzo-vh1ou 11 ай бұрын
Ummm zvakaoma
@Skillibenganotidaishe
@Skillibenganotidaishe 11 ай бұрын
So sad daddy it will be okay 😭😭
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 11 ай бұрын
Uuum zvakangooma hazvo shuwa why vanhu vaine moyo waLucipher chii chakadaro kugara mudanga renguruve iye Akashanda very hard kudaro mudhara,Mwariwee rwirai vanhu wenyu
@morgannecharingwa3321
@morgannecharingwa3321 10 ай бұрын
Vamwe vanhu vachaita ngozi isingapere😢
@Lydia-hi7mk
@Lydia-hi7mk 10 ай бұрын
Ndiri mukadzi bt kune vakadzi vakaipa moyo vanotissvibisa mhoswa hairovi God will punish that lad vakadzi tisadaro guys apana huroyi hunodarika apa mmmm sorry henyu baba mapudzi anowira kusina hari
@MaggieMombe
@MaggieMombe 10 ай бұрын
So sad my brother nyika yedu yanetsa nehuwori hamusisina vatongi chaivo
@jamestgozho2551
@jamestgozho2551 2 ай бұрын
Thank you so much Kelvin for you are touching lives
@LadyMericyRunetso
@LadyMericyRunetso 11 ай бұрын
Ndabuda misodzi hangu 😢 zvakaoma amai ava vanondotongwa nashe ende murume uyu akurwadziwa sorry shem zvinoita mukatevedzera zvrimumacomment umu munibatsirika enda keana sekuru vakubatsirei zvinoita afambe akashama chaiko mukadzi uyu
@rojamillerover
@rojamillerover 9 ай бұрын
Umm zvakaoma shuwa veduwe. Kushata moyo chaiko
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 10 ай бұрын
Muchato haruzi rudo . So painful
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 11 ай бұрын
Royai munhu imi tsvagai anomugadzira anouya ega
@user-rs5tp6qr6p
@user-rs5tp6qr6p 10 ай бұрын
No more Justice in our mother land, corruption starts from the top .The Country has become a Nigeria.
@emptyyourheart9086
@emptyyourheart9086 10 ай бұрын
Icorrutption chaiyooo svinuuu
@tuffkudzanai752
@tuffkudzanai752 10 ай бұрын
I agree with you no justice in Zimbabwe from political prosecution, to rape case, corruption I can go and on
@user-yi3pc9bd9d
@user-yi3pc9bd9d 11 ай бұрын
Hmm pakaoma ko kutsvaka basa coz I can see that you are educated.
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 11 ай бұрын
Justice yeZimbabwe yakawora shame asi mai ava vachafa vachitambura
@noahknowledge7375
@noahknowledge7375 10 ай бұрын
Even kuno ku south africa varume tiriku abuswa nevakadzi nekuda kwe GBV it's very unfair. Mwari unoziwa
@judithndana753
@judithndana753 10 ай бұрын
Zimbabweans this is very an fair plz give back the house to the rghtiful owner .
@user-ov6uf9cm3c
@user-ov6uf9cm3c 11 ай бұрын
Brioti waendese kwa sekuru Bvunzamukombe
@pamelamusarapasi2819
@pamelamusarapasi2819 11 ай бұрын
Ini handiitirwe izvi umwe munhu anofa shame. Ndinodzifambira nyaya dzacho kana kuna sekuru Tasvu ndosvika
@user-qj9tg1di7v
@user-qj9tg1di7v 8 ай бұрын
Baba Ethan endaiwo nawo kwavaMakandiwa kna kwaMiracle Paul kuL vanobatsirwa pasina muripo please
@MaiBatsi
@MaiBatsi 10 ай бұрын
Pasiri kunzwisisika ndepekuti KO why mukadzi akatengesa imba panenge panekanyaya maybe baba Ava vakayenda vakanoroverako KO side remukadzi ririkutiiwo
@patrickkatseve5532
@patrickkatseve5532 3 ай бұрын
Ah mune sure zvedi nhai ami imimi . Chero dai aida kurova zvinopa munhu right yekutengesa zvinhu here. Vanhukadzi makaoma
@lenso3757
@lenso3757 Ай бұрын
So iwe ukaenda ku Diaspora murume vako akasara ane kodzera kutengesa imba yacho.
@patrickkatseve5532
@patrickkatseve5532 Ай бұрын
@@MaiBatsi saka mukuti totengesa zvinhuu kana maenda kunze kwenyika here. Vanhukadzi ityai mwari
@user-lg5nj5rc8j
@user-lg5nj5rc8j 11 ай бұрын
Nyaya yakadai inondifungusa Marry Mubaiwa
@nalediphosa4038
@nalediphosa4038 11 ай бұрын
Vanhu vanongotsbaka kungozvipengesa nekungozviroyesa nezvinhu zbisina basa...baba Kuna mwari kudenga
@ObeyMlambo-pg5sk
@ObeyMlambo-pg5sk 11 ай бұрын
Baba ava vaizviwanza hakuna mukadzi asingadi murume wake asi varume vanofanira kuziva kuti kana waroora mukadzi mupe rudo rwakakwana uye gara naye kwete kuti kwanzi ndaroora kungosiira vakomana vemombe
@Chokes_21
@Chokes_21 11 ай бұрын
Ayehwa kana usingade munhu gara wataura kaa not kutengesa Ziya remumwe munhu
@simbarashegmasasa5477
@simbarashegmasasa5477 10 ай бұрын
That my dear doesnt justify taking everything from him this guy was working eh maybe kuhura aihura but madam ava varikunz vane chikombawo... At least they shud hv sold the house share everything... Seumwewo mukadzi nyangwe akanditadzira zvakadii murume ndisisamude handizomutorere zvaakashanda...
@linblakes
@linblakes 10 ай бұрын
Obey kwana iwewe wanzwa .
@user-lr8ye2iz3q
@user-lr8ye2iz3q 11 ай бұрын
Mapudzi nanowira.kusina hari huya hako tichengetane ndarwadziwa
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 11 ай бұрын
Why some people are very wicked,human beings from the kingdom of darkness🔥🔥🔥🔥
@jacquelinemura9974
@jacquelinemura9974 11 ай бұрын
Ndi Mwari vanopindura ne moto....YaJob yakagadzirwa
@cathrinemusinazano277
@cathrinemusinazano277 10 ай бұрын
Ngavaende kwaPr.Magaya jus one touch anobva atanga afunga nehuMwari mkadzi wacho iyeye anotozokutsvakai ndye.
@DRRZOE
@DRRZOE 11 ай бұрын
My God Lord have mercy on this man
@lastonchikukwa3864
@lastonchikukwa3864 10 ай бұрын
Haaaa pafair Zimbabwe law chaiyo haaaa yakaora aiwa I surrender n vakadzy sure denga irika muchazviona chete 1 day z 1day humwe hugreedy hwacho ahhh no
@user-mm7ls7ss7o
@user-mm7ls7ss7o 10 ай бұрын
Baba ava vanonyeba, kwa chibanda vakati vakapiwa 2 dzimba 1 ku Norton ne 1 kubudiriro last week and never mentioned kuti vane mukadzi how can you have 2 house woyenda kuno renter 2 rooms worara mu tent. Also kwa chibanda wakati hauna ma title deeds now wakuti une paperwork. Wakati divorce ndeya 2018 how can a child be 6 years 2018 and form 6 in 2023. Also contempt of court means papane court order that's why urikunzi ku court. After watching this l can see kuti nyaya ine maburi akawandisa and how can someone allocate property to herself in court kunyeba futi uku. And if you reached high court it means you had appealed meaning you were there saka musanyebe kuti mamusipo. Iyi nyaya ndeyekunyeba pakuda the wife to state the other side that we are not being told.
@BabaBMhofu
@BabaBMhofu 10 ай бұрын
Very true l saw the same. Vanhu vemu zim hava analyser zvinu vanongoitiswa apa takadzidza. Mdara uyu lies big time and needs the other side mkadzi anzi aripo tipei the other side
@lisakanhukamwe1970
@lisakanhukamwe1970 10 ай бұрын
Maybe kunyepa kwacho kutadza kutaura same statements, but hazvireve kuti zvekuti the qife stole from him and justice is not being met is a lie
@allennyahombwe8638
@allennyahombwe8638 10 ай бұрын
Teerera from Chibanda havasi kunyepa
@allisenjames4046
@allisenjames4046 10 ай бұрын
Munhu aripahondo haangoburitse information yese ipapa atoita mistake kuratidza vanhu kabag kanemapepa ako anogona kutadza kumurara zvakanaka mu tent umo nenyaya iyoyo
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 6 ай бұрын
Kasi une hukama namai ava mbavha iyi , vakadzi ndozvamuri munoita sehonye inoda zvemahara
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 6 ай бұрын
Murume enda kwaunoenda undopengesa vanhu. Pamwe nechikomba chacho
@jennifertsikayi
@jennifertsikayi 10 ай бұрын
Mmmmm ndarwadziwa veduwee nenyaya iyi, asi chii nhayi vakadzi
@user-en2mp9qy5h
@user-en2mp9qy5h 10 ай бұрын
Namatai hanzvadzi kudenga kuna Mwari vanoona
@trustmuvax8810
@trustmuvax8810 Ай бұрын
Go to court and get an eviction order, you have the Title deeds you are the owner of the house, the guy living there is a victim of crime akatobirwa , then get into your house brother kana zvanetsa enda ku ministry of housing kunowona minister chaiye
@nyaradzaiforoma-ty4eb
@nyaradzaiforoma-ty4eb 9 ай бұрын
But vakadzi chiii chaizvo. Zimbabwe Zimbabwe Zimbabwe.
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 3 ай бұрын
Mukadzi uyu serious muroyi chaiye who ever anomutora kuti amuroora futi kutambisa nguva
@presleymarisero419
@presleymarisero419 11 ай бұрын
Mukadzi uyu akajaidzwa baba fambai mugadzire vanhu hamungafe uye kurara panze muchiwona simba renyu richigarwa nemumwe munhu
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 10 ай бұрын
Imbo endayi kwa Prophet Miracle Paul kuchitungwiza ku unit L pamwe mungapatsirike nyaya yenyu yandirwadza zvayo
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 10 ай бұрын
Haaaa kunyepa chaiko ndirini ndokufambira zvekukuroya chaiko toita zvigudhuru tose
@rojamillerover
@rojamillerover 9 ай бұрын
Ko mukadzi uyu ngaangoroyewa because this is too much
@sashasithole1022
@sashasithole1022 10 ай бұрын
Amai muchaita Ngozi ,ndiVachimwene ava
@pedzisaidziba9943
@pedzisaidziba9943 10 ай бұрын
Fear woman and the judiciary system in Zimbabwe, so after even forge the devorce paper u continue rob this man of his fortune this woman will no, no piece its only one day mwari havadhakwi
@LydiaSiwa-zo4mr
@LydiaSiwa-zo4mr 10 ай бұрын
Ummmyy mukadzi uyu ummy zvakaoma
@favmazira7337
@favmazira7337 10 ай бұрын
Chitsvagai kuri safe knogara ma papers coz mouya mukabirwa mutende mamuri imomo
@ReginaDheeni-bz6ci
@ReginaDheeni-bz6ci 10 ай бұрын
Enda mozambiq iwee unopengesa vnhu iwee kani ungaswera ucipatiswa nemuzimbabwe mukadzi caiye royesa vnhu vafe iwewe usafa kani
@AnisharMabhiza
@AnisharMabhiza 10 ай бұрын
Haaa this is not fair amana Mwari vawe naye mukadzi iyeye zvese nema lawyer acho Mwari ngavatonge
@isabelmutumba4218
@isabelmutumba4218 10 ай бұрын
Aaah nhai Mwari zvikumbofamba sei munyika muno
@favmazira7337
@favmazira7337 10 ай бұрын
I think u must shift those documents from this tent brother coz motumirwa vanhu vakaaba
@gordenmachonasiziba9352
@gordenmachonasiziba9352 10 ай бұрын
Kana iwo mapurisa acho haanyare here achinzwa mashura akadai
@tediusdube4000
@tediusdube4000 10 ай бұрын
Iwe xah kana uchiita munhu interview unotanga wasiya munhu atsanangure pakatangira nyaya kuzosvika pazvave kwete kuti unotanga kuwanza mibvunzo isu tisati tanzwa kuti nyaya yacho ndeyei
@kelvinbirioti
@kelvinbirioti 10 ай бұрын
I do interviews the way l want. This is the pattern l use in my interviews and lm not going to change
@ObeyMlambo-pg5sk
@ObeyMlambo-pg5sk 11 ай бұрын
Asiwo ava baba vanozviwanza ko vana hatichanzwisisi apo vane dzimwe mhuri dzakawanda uyu akavawachisa kungava ende ka kune mhuri dzake dzacho
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 10 ай бұрын
Ukatamba nema lawyer unonyura but Birriot wagona chaizvo kubuditsa nyaya iyi but pakuda sly media nyaya yakuda kwaTasvu
@matietili1762
@matietili1762 11 ай бұрын
😢 Mwari dei mapindira veduwe
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 11 ай бұрын
Nhai Mwari shaame..vakadzi taakutyisa these days 😢🤦‍♀️
@mkomatee6350
@mkomatee6350 10 ай бұрын
Zvinoda ririfirimu rekuti kana yave revenge inorova nemunhu akatonga wacho
@user-bs2gv2oo4o
@user-bs2gv2oo4o 11 ай бұрын
Iiiiiih nhai Mwari chiiko vanhu Havana tsitsi l think kubvutwa kwakaitwa rekeni ne Shiri mazizi chete kt ma bats
@angiedangel479
@angiedangel479 11 ай бұрын
Yaagh zvakawoma hapana kwanosvika mukadzi uyu angati akagona hake asi zvichapera chete achamutsvaga murume uyu Mwari ariko
@nellyville234
@nellyville234 10 ай бұрын
There is no rule of law in Zimbabwe
PART TWO. My Wife from Hell Divorced me and SOLD my $200 000 House
10:08
I investigated a South African Community in Zimbabwe
10:34
Kelvin Birioti
Рет қаралды 464
هذه الحلوى قد تقتلني 😱🍬
00:22
Cool Tool SHORTS Arabic
Рет қаралды 90 МЛН
大家都拉出了什么#小丑 #shorts
00:35
好人小丑
Рет қаралды 78 МЛН
JJ rants about corporate social investment crime
7:58
eNCA
Рет қаралды 41 М.
Pleas for funds to save teacher's jobs
11:16
SABC News
Рет қаралды 8 М.
Hidden Dangers of Buying a House in Zimbabwe - What They Don't Tell You!
38:57
Politics Wrap I Political party funding
23:49
SABC News
Рет қаралды 1,6 М.
هذه الحلوى قد تقتلني 😱🍬
00:22
Cool Tool SHORTS Arabic
Рет қаралды 90 МЛН