Hazvibatane zviya dai zvaibata na haaa dai munyika musina vanhu
@Butterflywonders15994 ай бұрын
Ngavaende vanitariswa ropa
@NyashaMugarisanwa4 ай бұрын
Mambo Bushu to the fullest
@MavisMoyo-u3y4 ай бұрын
Umama lo ngumliyi vele lenhliziyo embi
@ShamuyedovaMkomberanwa4 ай бұрын
Ambuya ava vanoroya kuoma moyo kwavo kunoratidza something handivachenese ini hangu
@TanyaMuridzo4 ай бұрын
Fambaii pane kuda mhuru yeshumba😂😂 varoi munondobhowa sei
@tariromagwaza4 ай бұрын
Kuda kuomesa zvinhu varoyi ivo vachiziva
@crispenchifokoyo4 ай бұрын
Mai avo varikutora dish rizere mkaka kudira jecha chokwadi
@lovemorechinyadza66034 ай бұрын
But it's painful kuti vakashaikirwa nemwana vakubhafhariswa but unofanirwa kufamba iwe murume
@fadzaitaderera39294 ай бұрын
kushaikirwa kwavo hakuite kuti muti munhu muroi.
@josigurupira99054 ай бұрын
The old man in the sidelines is very good. He used to be as assesor in Chief Madziva's Court
@TamaryManyika4 ай бұрын
Ende mbuya ava vari rude shame kudherera chief deno vari chief Nyamaropa haaaaa vaipedzerwa shame 😅vawana chief vakapfava
@primrosechikadaya2974 ай бұрын
Nhai henyu
@giftalutadosipani36374 ай бұрын
Ini hangu face yomuroyi ndikangoitarira ndotoivona zvangu apa pane zvandaona but handichatauri hangu.Ummmm kuda kuripisa munhu asati awoma misodzi pamatama here chokwadi.
@nomsanyika1514 ай бұрын
Ndosaka anzi mombe yacho after 3months cz aripakuchema
@HazelKupakuwana3 ай бұрын
😂😂😂 hayaa
@JessicaMukora4 ай бұрын
Wafirwa wonzi bisa mombe futi uuuuuu mmmmm ndatya kunze uko kune varoyi varipachena
@Dadirainyambo4 ай бұрын
Mbuya vanoroya apa muzuru ari kuchema mwana varikuda mari