Ana mai kana toenda ngatiendei nevana vedu ndabaikana ini 😭😭😭😭
@Tinashe-i9g2 күн бұрын
We munigerian, chokwadi this time ndiwe uri kufa . Hope dzataura . Dai wafamba kumaporofita ubatsire. Life is important than money .
@ForgetGuvuriro2 күн бұрын
Hi guys...happy New year to yu all...Ok...ago tete vanoshandisira murume mushonga yamunopfeka down there muchaita Cancer mukafa nekuda kufadza hono...stop it be4 it's too late..do it for yourself not anyone....Love yourself sista..❤
@tinevimbo87512 күн бұрын
Vana 6vachiuya kumba kupi handiti ikoko kumba hr imi munoda kuti vana vauye kuzogara under roof yemumwe mukadzi uumm hazviko mukadzi wenyu muripei zvaanoda nekuti makamu tadzira
#2 Pana baba veumitisa I hope and pray kuti navowo mai vachakugamuchirai nemfaro vachiti nyangwe ava vatatu vekupedzisira ndeva headmaster. Then tochitangira ipapo
@SinikiweToronga-sm5in2 күн бұрын
Imi ndingati. Muroyi avo vekupedzesera saka iwe waibika mwana womunyima chikafu woti anyarare asi uchibikirA shamwari dzako imi vanhu imi muno isa zvima confession zve hutsinye nevana tingakuwaneyi kupi but ndino vimba ne technology iri kukura makore anoteera tichange takuziva kuti uyu ataura aripi touya kuzo kupedzera kwaunenge uri ikoko kana kuto kuuraya
@Grainger01234567892 күн бұрын
😂 Kuuraya ndizvo titikuramba but yah vanhu vakadai hativadi mu society, anotifanira kuenda kujere
@nomsaprosper63852 сағат бұрын
Last comment...wakadii kubva wangomudya hako sezvo wawabatwa neshavi uri duzvi
@tinevimbo87512 күн бұрын
Kurova mwana for 30 minutes u deserve jail Uri muroyi wemasikati machena
@Tinashe-i9g2 күн бұрын
1. Chirenga chihure otherwise uchatorwa neritualist uka chekereswa one day
@Grainger01234567892 күн бұрын
2nd confession haisi life yauri kurarama,watopinda mudambudziko mu bondage chaimo nemhiko dzawakaita ne picture rake .Dai mishonga yacho yakanaka ko murume sei isingazomire paunenge usina kuisa mishonga yako. Yah hazvidi doctor kana isu totokuudza kuti zvine danger zvauri kuita,😢 Apa hausi kushanda futi kungomirira kupiwa mari nemurume uyo. Ko n,anga yako ikafa or ukazoishaya murume uyo icharamba uinaye here😮
@SashahshalomChimedza2 күн бұрын
Mainini makaita utsinye ne rimwe zuva zvichakuwanai...
@Grainger01234567892 күн бұрын
Iih ndarwadziwa,dai ari mwana wavo vaimukuwadza here nekuda kwekuchachura mupoto,isu taichachura but my mum vaizongoti ndaverenga nyama dzangu so whoever achachura its minus one piece mu plate yako😅 then we learnt kusachachura nekuti muriwo unenge uri mushoma😊. But mukadzi uyu so kaa😢😢😢
@PatienceMafuta-nc8lzКүн бұрын
Bamnin vevana 6 iiih mazonyanyawo
@TendaiPagiwa2 күн бұрын
Last confession saka zvamur kut mukutya so makufunga kupedzisaka makaoma
@lynking582 күн бұрын
Nhai nhai ndazvi fungawo kuti vari kuyedza kutii nxaaa evil
@Edinah-y8n2 күн бұрын
Morning mkoma nedare mushonga yamuri shandisa muchaita Cancer why vanhu muchada kuita Love yemishonga makato creater a big problem
@Nellatshuma1975Күн бұрын
Mai imi image if that child was yours moyo wangu watsemuka u deserve jere
@Sunshine-555s2 күн бұрын
6 kids outside.. selfish Not even involved in their upbringing etc. Hubaba hwacho shame
@Grainger01234567892 күн бұрын
First confession saka uchasvika riini uchitengesa muviri uchinyepera mai.Do you know kuti our parents kunyanya anamai vanotinamatira even kuti mabasa edu zvifambe zvino kana uri kuvanyepera vanokunamatira vachitii. Ko ukazowana chinokuwana hauone kuti ucharwadzisa mai here. Dai Mwari vakubatsira wawanawo zvimwe zvekuita. Basa iroro rine mhepo dzakawandisa ,vamwewo vema rituals vanongouya kuitira pauri
@MamaTaku-l8kКүн бұрын
Mukuru anomiririra varoyi vse mai vekuremadza mwana ndimi munenge makatungamira mberi
@carrietrain34192 күн бұрын
Mainini imi muri muroyi. How can you do that to a child? Mune moyo wakashata
@SashahshalomChimedza2 күн бұрын
Hope dzirikutokupa warning ⚠️... Asi ukuda kuenderera mberi ...
Nhai mainini hamunzwewo tsitsi here? Saka makachengeta mwana ne pain iyoyo musinganomurapise? Moyo wenyu wakanyanyoita sei nhai veduwee? Mwana mudiki wese ane tumisikanzwa, but kuranga kusvika pakumuuraya kudaro. Matomuuraya ka. May God avenge this child somehow veduwee 😢😢. Mamwe ma confession unoti deno ndisina zvangu kuteerera zviri nane. I can't get the picture of the kid in bed in pain adimburwa musana and no medical attention 😢😢
@SandraShamisoDerah2 күн бұрын
Sister vakakuvadza stepchild mmmmm asikana hamenno zvenyu na Mwari uri kuti hahusi prepared kutendeuka coz u see vanwe vanhu vanoenda ku church unhu hwavo hausi ryt kunamata Mwari is a free will decision yaunoita uchida wega wanzwa shoko ra Mwari eg john3 v 16 even in Jesus hypocrites=vanyengeri vaivepo imagine pretending as if vari kutevera Jesu ivo on the sidelines doing zvakaipa ma disciples a Jesu askesd kuti Ishe toita sei ne vanhu ava Jesu kristu akati regai zvilukrirane kana nguva yakwana tichacheka torora zviyo masora tokanda mu moto Jesu said takura muchinjikwa wako unditevere u follow christ kwete vanhu so if u don't repent uvhiziva zvako kuti wakatadzira Mwari mese muchangoenda ku hell at the end so u think u will tell Mwari kuti handina kutendeuka xoz ma friends angu we're doing wrong ivo vachienda ku church so u God will listen to you talking nonsense like that itya Mwari wazvinzwa salvation is personal hanzi tsvagai Jehova achawanika akaipa ngaasiye nzira dzake tsvaga a tru pastor confess everything be reurura bhabhatidzwa kumbira Mwari vakuregerere work on yr character uve munhu ane self control usawanzwe hasha
@Tinashe-i9g2 күн бұрын
Baba ve6 kids siya vana vagare with their mothers pay for child maintenance. They can come for holidays. Tell your wife the truth chete. If your wife agrees then it's ok. Tell her n your relatives to help u tell your wife
@JamiaSamu2 күн бұрын
6 kids it’s too much a number amana
@JamiaSamu2 күн бұрын
Hanti varikunzwawo confession yatevera yemwana akaremadzwa namainini, he should learn from that. Hapana mukadzi anorera mwana asiri wake nemoyo wose
@Grainger01234567892 күн бұрын
Mukoma vevana vemusango handina neremuromo nemi .Mave munhu mukuru so muchaziva zvekuita since pamaiita vana vacho maitoona zvakakodzera to cheat on your wife with all those women. The good thing is you love your children and you want to bring them home but I feel sorry for your wife who will never recover from the shock . May God help you
@SashahshalomChimedza2 күн бұрын
Mangwanani mamukasey
@mercymupondiwa9426Күн бұрын
😢Ndarwadziwa 😢😢😢😢😢amai may karma visit your kids too
@Finnix-d5n2 күн бұрын
Gara wabhadhara funeral policy usaremedze vanenge vasara. Mu naija uyu is using you why is it mari yacho yakapepereka zvibvunzewo. Your greed shall be the end of you siyana nazvo.
@Grainger01234567892 күн бұрын
Ehe mari yacho haigare ,iye muNigerian ndiye anowana mari inogara ,zvozomuwanawo kumberi . Imagine kuzvarira mwana kuti aitwe sacrifice apa akuda kudzikorera futi 😢😢😢😢
@christineferewa5115Күн бұрын
Step mother makaoma mufunge mwari ave nemi
@MamaTaku-l8kКүн бұрын
Sis vekupfeka mushonga cancer ndiyo first option for yu
@lizbertifyКүн бұрын
6 kids kuuya pamba pane mukadzi wamakaroora zvekuroora chaiko? Achibvuma?? Hhmm as a woman that will be a hard pill to swallow. Ndotangira papi from a family of 2 parents and 1 or 2 kids vamunawo mese, and all of a sudden having 6 more kids. Bamnini hhmmm hamono. Good luck. Ini hangu kwete.
@reginamiles9514Күн бұрын
30minutes uchingorova mwana...aaah imi mainini munedhimoni chairo. That's why you don't want to repent. But you should know the day for you to Repent is now, you may never get the chance yekusvika palevel yamakamirira