Mwana Akarova Mai vake zvakapisisa

  Рет қаралды 83,750

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

10 ай бұрын

Пікірлер: 236
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 10 ай бұрын
Guys kana munyika.muchitongwa mhosva mhosva dziri kutongwa kwa headman chigodora well done magirazi uyezve nevamwe vose padare iri uyezve tokumbirawo kune vanogona kubatsira kusiponza pave nokuvandudzwa kwe dare iri kuva pamhando yehicourt chaiyo nokuti vanoziva kutonga mando dzemhosva
@FranciscaMemory
@FranciscaMemory Ай бұрын
Varume vatatu imi ndinokufarirai kunyanya magirazi well done guys munobatsira chief chigodora dai shuwa muri hanzvadzi dzangu chokwadi ndingadai ndakagarika
@idahbengewa7573
@idahbengewa7573 Ай бұрын
Yuwiiiii..kurovera amai zvehurombe here..zvakaoma...my favourite Headman welldone...team Chigodora
@plackymakono3324
@plackymakono3324 10 ай бұрын
MA gentle man 3 awoo makanyanya ndimi chigodora chacho murikuseri team ranguuu kuti chuuu
@elishakz-if1py
@elishakz-if1py Ай бұрын
Vakomana ava vanoda shamhu, kungoti ndiri kure there braeck my heart ♥
@stanglishsithole2307
@stanglishsithole2307 10 ай бұрын
This is the definition of a brother, his first duty is to protect his sister❤✊
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 10 ай бұрын
Very true. Ndokuti ndine muchengeti
@plackymakono3324
@plackymakono3324 10 ай бұрын
Headman tipireiwo varume 3 Avo nyembe coz CID chigodora pamusoro watogara utoripo kuti chuuuuu
@mildretmuperere2667
@mildretmuperere2667 10 ай бұрын
😂😂vabva vagara pavo vega vari 3
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 10 ай бұрын
Marombe chaiwo zvechokwadi ungarove Mai kutangira zera irori
@ttimmonycha3271
@ttimmonycha3271 10 ай бұрын
Ukange uyine nyaya yawakaita yoendeswa kudare kwaheadman Chigodora hawuhwini, makurukota ariko haana kunaka, malawyers chaiwo
@evelynmashasha2678
@evelynmashasha2678 10 ай бұрын
Well done machinda amambo Chigodora,ivai chiratidzo chakanaka mudunhu garisanai nevakadzi venyu,hama neraini rese muve muenzaniso wakanaka uye murambe muchikudziridza Ishe venyu vadade kuti ndine makurukota angu akanaka.
@prayerhove9865
@prayerhove9865 10 ай бұрын
Mwana uyo haana hunhu ungarovera mainini kuti rombe zvinebasarei .uyo anoda kurohwa haana hunhu.unoteera makuhwa kunge mukadzi
@juniorjazi7252
@juniorjazi7252 10 ай бұрын
Allan and friends big up vana bhudhi zvinoita kuti zvirerukire mambo ne dare ravo
@destinyabels8548
@destinyabels8548 10 ай бұрын
Allan Magada dai ari hazvanzi yangu ndigadai ndisina kumborambwa zvachose😢😢
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 9 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣😭🤣ndashaya kuti ndochema here kana kuti aaaaaaa cuz soka
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 10 ай бұрын
Kuti mai mparidzi mainn wako ,vana hawana respect awa
@nyashatembani5213
@nyashatembani5213 10 ай бұрын
Magirazi to the people
@gingerrhizome3303
@gingerrhizome3303 10 ай бұрын
What a wonderful brother! Zvamurwadza kuti my little sister akarohwa
@mabelmatshitse5721
@mabelmatshitse5721 10 ай бұрын
True a God given brother... Won't have anyone mess around with his sister❤❤
@TadiwanasheSengweni-zb7yg
@TadiwanasheSengweni-zb7yg 10 ай бұрын
SA chigodora big up and all the crew dare renyu rakapangama well structured u make us proud ngavateramira anhu Ane mhosvaa Ava ngavharirwe
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 10 ай бұрын
Aaaaa vana ava I problem havana respect at all
@user-uk6rp6uc9c
@user-uk6rp6uc9c 10 ай бұрын
Uyo murume wemagirazi mpeiwo basa headman
@mavisvimbainashedzapasi2529
@mavisvimbainashedzapasi2529 10 ай бұрын
Haiwa, dare ramambo Chogodora riri biased, kana munhu asina kuuya nemari yaSabhuku anorovererwa nenyaya.
@chiedzagracenyahuye838
@chiedzagracenyahuye838 10 ай бұрын
Chete ndaita mwana mudiki ...... Zvikanz "Dai waiva mukuru waida kudii?""".Well done Allan and team
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 10 ай бұрын
Wakuita mwana mdiki panyaya ,koo pakurowa mainn, wakapangana mumba mawo
@thelmarukovo2284
@thelmarukovo2284 10 ай бұрын
😂😂😂 To us hu loves the maPp edu😂😂😂 magirazi n other dude sending love from harare ❤❤❤❤❤❤
@comdaltrading2135
@comdaltrading2135 10 ай бұрын
Varume vana Headman Chigodora vanogona kubvunza mibvunzo chaiyo. Ma prosecutor chaivo.
@killianahchikwekwe6539
@killianahchikwekwe6539 10 ай бұрын
Yes magirazi you are the best
@FranciscaMemory
@FranciscaMemory Ай бұрын
Watching from South Africa Pretoria ❤❤❤❤
@mancuencube5409
@mancuencube5409 10 ай бұрын
Teramirai ndini ndIkutonga 😂😂
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 10 ай бұрын
I like the word Teramirai😂😂😂
@ethelf.muzenya-lj2pw
@ethelf.muzenya-lj2pw 10 ай бұрын
Kushaya hunhu uku chero wakanyeewa namai mukadzi wababa haarohwi. Nxaah, wakatunhudwza iwe.
@ethelf.muzenya-lj2pw
@ethelf.muzenya-lj2pw 10 ай бұрын
Chigo"s WARRIORS for life 😂😂😂😂 sando dzenyu varume 😂😂😂
@alfamj7412
@alfamj7412 10 ай бұрын
😂😂😂😂Chigodaz power😂😂
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 9 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤
@ltm454
@ltm454 6 ай бұрын
Teramira Everlyn😂😂😂,nditaure nyaya yangu
@christieultd
@christieultd 10 ай бұрын
Baba vane hundjire ava. Now he has poisoned his sons. Marombe for sure. Kuzorova mai. Sorry havo kusaverenga bible ndobuda church yacho. Dare rakarongeka iri. This guys beed be taught a lesson. Kuparira vari shure ngozi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 10 ай бұрын
Those three guys vanoita kuti dare riite moto
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 10 ай бұрын
Can someone skool me...mari dzodiwa padare ndedzei nhai...munhu wese anonzi mari
@princechidziya3639
@princechidziya3639 10 ай бұрын
kushandisa pa logistic,kutambirisa vanhu vanoshanda na head man
@gingerrhizome3303
@gingerrhizome3303 10 ай бұрын
court costs... paying for dare and mapurisa a headman, and paying headman to get your story heard. its way too expensive in my opinion. headman looks rich and his women variguta nekuzora mafuta avo.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 10 ай бұрын
Kamunin'ina kacho kari rude kanozvida
@LovemoreRice
@LovemoreRice 2 ай бұрын
Team ra chief chigodora isimbi dzejeri chairo vanange vanotoverenga mutemo chaiwo
@evelynmashasha2678
@evelynmashasha2678 10 ай бұрын
😊apa makutiti watch part two ndimi muri kunoitora here kana kuti mozongotora papage reKaranganda,aaah atidi zvinhu zvisina ngwara shandidzanai nevamwe zvakanaka
@MaryMucheka
@MaryMucheka 10 ай бұрын
Chigodora wakapa magraz munda usiri wababa ake... he is now twisting things... haa mdara uyu huor at its best
@ELLAHMHERE
@ELLAHMHERE 10 ай бұрын
Imagine.
@nyaraialexismushanawani2626
@nyaraialexismushanawani2626 10 ай бұрын
Vana vanonyepa zvakapusa ava
@mavisvimbainashedzapasi2529
@mavisvimbainashedzapasi2529 10 ай бұрын
kurova mai hakusi right, asiwo kutaurirwawo nezveurombe hwenyu hakusi right futi
@user-yg1cc3vq8n
@user-yg1cc3vq8n 10 ай бұрын
Tokutsigirai headman ❤❤haa you are mambo Solomon chaiye you are blessed rambai makadaro
@AaronDube-ox7wb
@AaronDube-ox7wb 10 ай бұрын
idzi dzonyepa idzi ndotype yeboys dzirikutema vanhu idzi Hana kukwana ngaende kujere uyo
@ExcitedRagdollCat-sd9yw
@ExcitedRagdollCat-sd9yw 3 ай бұрын
All the court man naheadman you are annointed
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 10 ай бұрын
Allan and those 2guys won't disappoint 😍😍😍
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 10 ай бұрын
👏👏👏👏headman chigodora nedare haa huchenjeri makapihwa
@LovemoreRice
@LovemoreRice 2 ай бұрын
Apa watonga zvakanaka chief chigodora
@mavisvimbainashedzapasi2529
@mavisvimbainashedzapasi2529 10 ай бұрын
haa vana magirazi kubatirira mwana haana kurova mai uyo
@user-el8lq9ds5n
@user-el8lq9ds5n 10 ай бұрын
Those 3 guys are real gem
@annahmunhenga-tf7on
@annahmunhenga-tf7on 10 ай бұрын
Headman Chigodora l like your guts
@ringisaimadziwachando3422
@ringisaimadziwachando3422 10 ай бұрын
Makaridza Ngoma ngedemo from magerazi
@winniesithole3247
@winniesithole3247 10 ай бұрын
Headman chigodora for the people 🎉 Wiseman
@plackymakono3324
@plackymakono3324 10 ай бұрын
Pamusoro wagara utoripo 😂😂😂😂 chigodora to the fullest
@vimbaibere4605
@vimbaibere4605 10 ай бұрын
Pamusoro hanzi wagara uripo😂😂😂
@margarethnyamushonongora7522
@margarethnyamushonongora7522 9 ай бұрын
Powerful men in this group
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 10 ай бұрын
Mangirazi sending ❤❤❤❤❤
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 10 ай бұрын
Baba wemagiraz yoo baba headman dankie lewhembu olalo godbles
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 10 ай бұрын
Haaa dare ra4corner Chigodora ❤❤🎉🎉torida chero everyday
@Gracemutobrah
@Gracemutobrah 9 ай бұрын
Nhamo inokonzeresa zvakawanda.vakomana avo dei vawana mabasa kana project.kunzi uri rombe chero nomubereki wako zvinorwadza.kana Amai ava vachitaura kuti rombe zvinorwadza
@TheaThelma-gv7ot
@TheaThelma-gv7ot 10 ай бұрын
Varume imi dai makaita hanzwanzi dzangu 😂😂😂😂😂 C I D
@user-vs3cb2zq9r
@user-vs3cb2zq9r 10 ай бұрын
Mai avarohwi chero zvidii
@user-qt2rz9ys1i
@user-qt2rz9ys1i 10 ай бұрын
Kubatwiswa nzeve ndokunondisparka first
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 10 ай бұрын
Chikomana chinonyepa icho yohweeee zvangu imiweeeee. Baba vakabereka tumapenzi twevana. Why did they not ask their parents to go to see mainini. Ivo vana kwete zvakaoma vakadii vakaenda ivo baba namai.
@adamkudakwashekamoto5927
@adamkudakwashekamoto5927 10 ай бұрын
i feel like dare racho is not that fair on those boys side
@ExcitedRagdollCat-sd9yw
@ExcitedRagdollCat-sd9yw 3 ай бұрын
Maĝirazi uchenjeri huripauri hausi hwega
@user-iv8nn8fg3z
@user-iv8nn8fg3z 6 ай бұрын
Headman chigodora n 3 man vanoda kt vaende muparliament vanogadzira nyika jealous down dis guys vanogona kuyananisa uye unobvuma kt ndinemhosva vakubvunza mubvunzo tsono nemubvunzo
@user-mz1pt9fz9e
@user-mz1pt9fz9e 9 ай бұрын
Well done headman 🎉
@dorothymuchinguri9386
@dorothymuchinguri9386 10 ай бұрын
Headman Chigodora vanogona kutonga.Ndipeiwo pekugara .
@brightonchinotimba3275
@brightonchinotimba3275 2 ай бұрын
😂😂😂😂😅iri zimupfana Roda kurova rakadzungaira
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 10 ай бұрын
Keep up those three guys.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 10 ай бұрын
Allen and the other guy have wisdom. Keep up guys.
@NanaCecilia-zw6lk
@NanaCecilia-zw6lk 6 ай бұрын
what is going on na mureyani family😂😂😂😂
@monalisa537066
@monalisa537066 9 ай бұрын
Taura hako Mupfanhatsano vakati wameengu haangarohwi ndikanyarara aiwaaaaa. Ndavafarira Mupfanhatsano avo. Pamberi nehondo. Sporo kupart 2.
@SpecifictoPowerPoint
@SpecifictoPowerPoint 10 ай бұрын
Mupfana ane dzungu uyu. Saka iye mupfana uyu ari kuita chisimba chekuti murume?
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
Irombe iri kana Mai avo vakataura vakataura chokwadi uri rombe chairo mufana
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 10 ай бұрын
Kari very rude sure ndakaona kanoda kumamiswa neshamu kuti kakure kachikudza vanhu vakuru🦾🦾🦾💪💪💪💪
@artwelltakura434
@artwelltakura434 10 ай бұрын
Nyaya ndeye munhu akarohwa. Manje yatochinja aaah
@neverkampira1533
@neverkampira1533 10 ай бұрын
Mai vanonyepa awo
@plaxedesgariyano3304
@plaxedesgariyano3304 10 ай бұрын
Sure
@forgetjenyura894
@forgetjenyura894 10 ай бұрын
True she is a drama queen aaah,yes vana avo respect havana zvavo pa chokwadi,asi Mai ava murevi wenhema
@konekt.
@konekt. 10 ай бұрын
Tsano supporting his sister brother against brother apa mai vauya ne dress risiriro vana havana hunhu mukapusa hamuonane nekuda kwemukadzi
@SpecifictoPowerPoint
@SpecifictoPowerPoint 10 ай бұрын
Very disrespectful these boys are?
@josephined8931
@josephined8931 10 ай бұрын
That's true, ndipo paunoona hurombe hwacho, he's a murderer
@ttfam8742
@ttfam8742 10 ай бұрын
Headman Chigodora and crew to the pple
@essinamanjengwa2810
@essinamanjengwa2810 9 ай бұрын
Mambo munotonga nyaya sezvairi❤
@user-eg8pi3ze3v
@user-eg8pi3ze3v 10 ай бұрын
Kufirwa kwakaoma mwana ane 14yrs wonzi tsvagirwa pekugara 14yrs zviriko here,nanamai tisasiirawo vana vedu nhamo mwana uyu akutofanirwa kugara pake oga at 14,asivo kugara kwakaita baba ava pamusha pavo hatingamboti vakapamba,hongu vakomana varesva ko dress zvaranzi harisiro😂.Haaa vatongi vavepo padare🙌
@adelaidedabengwa9397
@adelaidedabengwa9397 10 ай бұрын
Haha 😅😅😅 pamusoro wagara uripo for me
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 10 ай бұрын
Nyangwe ukanyeiwa haurovi shaaa....unoda kuvharigwa iwe
@petermamere5493
@petermamere5493 10 ай бұрын
Allan to the people. Hausundi
@user-ru7os3zw4k
@user-ru7os3zw4k 10 ай бұрын
Magirazii ndiye ane chimutii so far
@evelynmashasha2678
@evelynmashasha2678 10 ай бұрын
Asi TICHKACH M TV KO KUBUDISA NYAYA YAFAMBIRWA NEKARANGANDA HAZIIKO ,AAAAH ZVAKANAKAWO HERE VEDUWE. TITSVAGIREIWO NYAYA DZENYU MUTIPE TINONGOKUTEVERAI.
@espinamugabe379
@espinamugabe379 10 ай бұрын
Unenge aripovo padare achifilmer
@evelynmashasha2678
@evelynmashasha2678 10 ай бұрын
@@espinamugabe379 oooh okay kana zvakadaro zvakanaka,ndandatoti ko zvabvepi
@user-mi3bg3sd6o
@user-mi3bg3sd6o 10 ай бұрын
Tongai nyaya kwete kungokoshesa Mari yasabhuku. Nonsense
@user-qt2rz9ys1i
@user-qt2rz9ys1i 10 ай бұрын
Kkkkkk maglass for sure
@rexzvinoguma6439
@rexzvinoguma6439 10 ай бұрын
Chief Chigodora and crew makanyanya
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 10 ай бұрын
Vana ava inhubu
@preciousmapurisa4711
@preciousmapurisa4711 5 ай бұрын
😂😂😂 pamusoro wagara utoripo 😂😂
@user-cg9ju7bu9b
@user-cg9ju7bu9b 9 ай бұрын
Dare ronaka iri ndikasariona ndotorwara ini😂😂
@lydiat7636
@lydiat7636 10 ай бұрын
Magirazi ne team rake they must be included in all your court proceedings they are so helpful
@primrosenhira9434
@primrosenhira9434 9 ай бұрын
Team Manyama
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 10 ай бұрын
Ndokunonzi kuiswa pa corner .magirazi to the people
@tinashematewura821
@tinashematewura821 7 ай бұрын
Headman ane dzungu, plus anongoti munhu wese auya kuzotanga kuisa report ari right
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 10 ай бұрын
Uyo vakarova amai aifana kukumbira ruregerero kutanga akatadza zvokut ,Anoda kurangwa kuitira dzidziso kune vamwe , Sure akatadza uyu
@user-dg9ew6zy1t
@user-dg9ew6zy1t 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂 maquestions ee3 boys ma1 ayaa
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 10 ай бұрын
Im in love with Allan😍
@brightonchinotimba3275
@brightonchinotimba3275 2 ай бұрын
Zvemafamily izvi zvonetsesa
@tambumatara6332
@tambumatara6332 10 ай бұрын
Makuhwa mwana iwewe wakatumwa nababa vako namai vako. Unofanira kuripiswa coz wafumira nahwo ubhuru uhwu
@titosmuvirimi6096
@titosmuvirimi6096 10 ай бұрын
SMTV enda unoti ratidze MaQueen acho ,musango reporter one side yestory chete.
@lookout1234
@lookout1234 10 ай бұрын
Picture quality and sound muri kumberi guys
@tamiranashemupinda-ls7yd
@tamiranashemupinda-ls7yd 10 ай бұрын
The boy is wrong in confronting mainini the way he did but mnnnn mai ayo akafita kuita drama.
@plaxedesgariyano3304
@plaxedesgariyano3304 10 ай бұрын
Sure kudonha unokuzvuka uye unobuda mututu depends nemadonhero
@ip8271
@ip8271 10 ай бұрын
Amai vanenge vakunyepa ava sure
@user-dg9ew6zy1t
@user-dg9ew6zy1t 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Wagara utori pamusoro
Mukoma Vane  Gona rineropa. Dare Ra Hardman Chigodora
36:01
TICHKACH MTV
Рет қаралды 27 М.
Headman Chigodora  Varamba huori Kuma Sabhuku
48:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 60 М.
World’s Deadliest Obstacle Course!
28:25
MrBeast
Рет қаралды 150 МЛН
孩子多的烦恼?#火影忍者 #家庭 #佐助
00:31
火影忍者一家
Рет қаралды 32 МЛН
버블티로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 95 МЛН
Akatsika Munhu Nemota Ngozi yanetsa Part 3 Hama dzemufi dzauya padare
1:05:41
Mwana Ane 18 years Akanyenga Mukadzi wemunhu
46:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 69 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 2,7 М.
Headman Chigodora. Nhaka yemadzibaba
44:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 75 М.
Makauraya baba vangu part 2 Chirimo family
50:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 89 М.
Akarova Mai Vake Zvakaipisisa Part 2
49:11
TICHKACH MTV
Рет қаралды 66 М.
Uyu Mukwambo oda kunetsa? Hunza Pfuma
16:28
Manass-Chibanda
Рет қаралды 903
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 29 М.
World’s Deadliest Obstacle Course!
28:25
MrBeast
Рет қаралды 150 МЛН