MadziBaba Vobatwa Vachidya Mukadzi Wemunhu Bota

  Рет қаралды 8,226

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 30
@TindoDharakubhe
@TindoDharakubhe 11 сағат бұрын
Slymedia munotikuvadza nzeve nesound inotadzisa kunzwa nyaya gadzirisai ipapo ndosaka tichizoperera KuTichkach
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya 5 сағат бұрын
Noise yega yega hapana chirikunzika ko sound irikubuda iyo hamusikuinzwawo here mudare renyu hayizonakidza kuteerera nyaya yacho
@ZindogaZai1
@ZindogaZai1 13 сағат бұрын
The sound is very bad and too much noise in the background
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 11 сағат бұрын
Ndakambozvitaura ndikati mambo varikutonga nyaya dzekunyepa vachibhadharisa vanhu mombe. Heyo. Chazoipa apa amai avo vazoona kuti hutsinye hwavarikuita. Vanhu varikungoti vakaona munhu aita tunhu twake votoisa patarget kuti vawane mari kana mombe
@OnaiAlfandinga
@OnaiAlfandinga 9 сағат бұрын
Ewe zvrikuitika kuba nenzira yakadayi.mukadxi nemurume vakutoronga zvemombe
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 сағат бұрын
Unenge usingazive ka cz mambo havasi muporofita plus kazhinji mhosva haitambirike
@ChabataElizabeth
@ChabataElizabeth 5 сағат бұрын
Musamanikidza munhu zvaasingazivi hazvina evidence
@FadzisoTendere
@FadzisoTendere 3 сағат бұрын
Vanhu vanotonga Na mambo avo vanondibhowa vanoda kumanikidza munhu
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 сағат бұрын
Kuvhura matare nechihure kkkkkk ityai Mwari mambo i think vakadzi havasi kuguta bota barika ranyanya plus tumari twefodya negoridhe zvikudhingura vakadzi
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 сағат бұрын
Hapasvihwe svihwe
@calmdube7451
@calmdube7451 5 сағат бұрын
Sound please
@ChabataElizabeth
@ChabataElizabeth 5 сағат бұрын
Hapana nyaya apa
@TapiwaNyatito
@TapiwaNyatito 14 сағат бұрын
Mambo waonera zhet apo varikuda kudzinga murume uyo vachimuzora .mukadzi afumura dhiri
@ChabataElizabeth
@ChabataElizabeth 5 сағат бұрын
Musadzoka kudare imi
@tabethmapfumo-fp6sq
@tabethmapfumo-fp6sq 11 сағат бұрын
Nyaya dzacho hadzi nzwisisike vanhu vacho vese vakapusa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 14 сағат бұрын
Saka vakabatwa papi vachidya bota. Hapana nyaya inhema idzi babava kutsvaga mombe chete kuna madzibaba
@ssam1430
@ssam1430 14 сағат бұрын
ma serious nehupenyu hatina, mahumbwe ega ega
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 9 сағат бұрын
Haa mazuva ano kune new hobby ndatenda hangu
@Gloria-s4v
@Gloria-s4v 15 сағат бұрын
Mukadzi wemunhu akarepewa here kanakuti vakatenerana zvimwe zvinhu tarisai mativiose
@monkeyfam318
@monkeyfam318 10 сағат бұрын
Ko pakabatwa madzibaba vachidyiwa bota pacho ndepapi vnhu vanoda kudya nemachief cht tsvakai mabasa nguva ichipo
@lindamakina1034
@lindamakina1034 14 сағат бұрын
Ska baba vaida mombe vanhu shandai pliz
@petertembo9496
@petertembo9496 13 сағат бұрын
Ka Murume ako kanopenga ako Mukadzi uyo ari innocent karikuda Mombe kambwa ako
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 12 сағат бұрын
Ungade kupfuma nemombe pasina mhosva
@estherdzimbiri
@estherdzimbiri 15 сағат бұрын
😂😂😂 nyaya dzacho
@LynneSithole-p2q
@LynneSithole-p2q 15 сағат бұрын
Wanhu kumusha mari dzekuhura odziwanepi
@winniekarasamungu7575
@winniekarasamungu7575 15 сағат бұрын
Haa vanohurirwa maharashtra vakadzi ava havagutsikane nemurume wemumba
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 15 сағат бұрын
Vamwe vacho it's not about Mari inyaya yekutoshoteswa bonde chaiko
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 сағат бұрын
​@@winniekarasamungu7575kana varume havagutsikane nemukadzi wemumba
@tatendablessed4899
@tatendablessed4899 8 сағат бұрын
aaaaa apa tembo vatadza hapana evidence
@SakwebelindaBelza
@SakwebelindaBelza 14 сағат бұрын
Drama racho 😮
Pese Pandinoita Bonde Nemukadzi Anoti Ndinomukuvadza
26:14
SlyMediaTv
Рет қаралды 3,8 М.
Муж внезапно вернулся домой @Oscar_elteacher
00:43
История одного вокалиста
Рет қаралды 8 МЛН
Одну кружечку 😂❤️
00:12
Денис Кукояка
Рет қаралды 2,8 МЛН
Deadpool family by Tsuriki Show
00:12
Tsuriki Show
Рет қаралды 6 МЛН
BUSHU: Akatengera Mukadzi Wangu Airtime Saka Chikomba CheMukadzi Wangu
13:39
Shamwari Yangu Yepamoyo Yakandibira Stand Akaisa Muzita Rake
14:52
Breaking News Headman Chigodora  Vabviswa Pahutongi Na Mambo Zimunya
18:29
Izindaba zesiZulu @19H00 l 04 December 2024
23:36
SABC Izindaba
Рет қаралды 12 М.
CHII CHAKAITA KUTI MUIMBI KASAMBA AZVIURAYE
28:27
Drewmas Media
Рет қаралды 54 М.
Муж внезапно вернулся домой @Oscar_elteacher
00:43
История одного вокалиста
Рет қаралды 8 МЛН