Mai Vekuchekera Mwana Nyora 16 Vamiswa Pamberi pedare

  Рет қаралды 43,444

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Жыл бұрын

Пікірлер: 384
@simontumbare9240
@simontumbare9240 Жыл бұрын
dare harina kuona here kt Mai waMalvin akati muroora wake haana kuchekwa nyora akasungirwa Jira nhasi Mai Sithole abvuma kt akamubvisa nyora zvichireva kt akatoshandisa razor , Mai Sithole anoziwa zvaakaita !! ko vaizoita Simba rekubvisa nyora vabereki vemwana vasipo sei ??? maybe nyora dzakaitwa neMai waMalvin idzi !!
@remingtonsuvo7930
@remingtonsuvo7930 Жыл бұрын
Headman did not follow the last episode. Vairamba zvekutemerwa nyora. That was the issue.
@user-ib6eg5gb5b
@user-ib6eg5gb5b Жыл бұрын
Mbuya vatihandina kubhadharwa fullstop
@simontumbare9240
@simontumbare9240 Жыл бұрын
@@user-ib6eg5gb5b saka anofamira kubhadhara vabeki vemusikana here or amwene nemwanakomana vake? moreover vakaita zvavo Vega vabereki vemwana vasipo
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 Жыл бұрын
Ini munin’ina wangu akanwiswa Mushonga naamwene ne shamwari yako vachiti vari kutsigisa nhumbu then nhumbu yakabva yazobva, fast forward munin’ina wangu akazorambwa nemurume and akaroorwa pamwe but haasi kubata nhumbu because of mishonga iya, so pliz mai Sithole na mai Malvin vanoziva what they did to the girl, vanemhosva
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
Sure mai stole na amwene knows what they did to Mroora did mai stole tell mroora kti ndaakubvisa nyora dzawqkaiswa
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
Headman Chigodorra knows what he is doing
@bazelt98
@bazelt98 Жыл бұрын
Ngatidzikisei pfungwa tofamba nezvataurwa mudare,Nyoraa dziichiiswa dzobatirwa munhu kuty tikukuisa nyora hre,Mai Sthole vatsanangura zvakajekaa waniii,AND MALVIN CHESE CHAAIITA AIFONERANA NAAMBUYA VAKEE INGA WANIIII,GO BACK TO VIDEO 1
@tanyarue
@tanyarue Жыл бұрын
Hakuna nyora yehuroi or yakashata inotemerwa kwakachena vanhu vachiziva mufunge zvinoitwa husiku mucheki nemuchekwi and nyora yakashaita haioneki isina kutanga yashandwa nemunamato or mushonga ukaona uchiiona haisi nyora yakaipa
@auxilliachiwanika8001
@auxilliachiwanika8001 Жыл бұрын
Magirazi ndakutomuziva nevoice
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 Жыл бұрын
Amen zvenyu baba ve Cap imi ...vaisava nesimba rekufamba nemwana wevanhu pasina hama dzake...
@user-eg4lm8ou9u
@user-eg4lm8ou9u Жыл бұрын
Headman vanhu havafambe wega pasina Hama dzake Ivo Mai Sithole ngavatiudze kuti nyora dzakaiswa Nani sezvo Ivo wakaona nyora
@user-eg4lm8ou9u
@user-eg4lm8ou9u Жыл бұрын
Mai Sithole Havana mhosva asi vanhu wakaenda nemwana ndivo vanoziva nyora dzavakaona
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Shuwa coz kubudisa mukakà iproblem hombe yaida vabereki pamwe aifanira kureurura
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 Жыл бұрын
Chiri kutadzisa mwana uyo kuwanikwa hachisi chinhu chimwechete chakaputsa wanano yake na Malvin here
@bazelt98
@bazelt98 Жыл бұрын
Kkkk, you can say that again
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 Жыл бұрын
Tru
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Yaaa mabata pakaima tinokutendai Zvikuru
@tanyarue
@tanyarue Жыл бұрын
Yaaah musikana uyo wakaroorwa aine nyora dzake kare
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 Жыл бұрын
Nyora dzinenge dzaivepo kare asi Havana lunge vad, iziva chokwadi chichabu
@noelbanga7072
@noelbanga7072 Жыл бұрын
Mbuya maifanirwa kutaura kuti mwana ane nyora before musati marapa
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Yaaaas
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Musikana nyora idzodzo wakadziiswa kare ndodzakubvisa panaMalvin
@innocentmusaengana-nv6jg
@innocentmusaengana-nv6jg Жыл бұрын
Akaroorwa asina 😢
@JAMES1234575
@JAMES1234575 Жыл бұрын
Ko kana dzaive nyora padzakabviswa akadii kugara? Mwana wemunhu haabatwe pasina mubereki
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Жыл бұрын
Saka mungabvisa mwana wavaridzi nyora vabereki vasipo here nhaimwi neva mwene vake muri two imwi masitole muno ziva zva akaita mwana imwi navamwene vake endai ku n, anga muchano batiwa Mai Sitole kuti makatemera mwana nyora zvisina kunaka
@user-np8lf4jq7n
@user-np8lf4jq7n Жыл бұрын
Imi mese munoenda kunobatsirwa ndiani akatanga afona or kunozivisa guardian or mubereki kuti takunobatsirwa.or unozoita makuhwa kti kwetakambobatsirwa zvakanzi.siyanai nemkomna uyo hapana chaakatadza.uye mimba zvakabuda pachena kti yanga isitori yake
@KudzasheChidhuza-pm5sb
@KudzasheChidhuza-pm5sb Жыл бұрын
Ivo pavakaona mwana wavo ane nyora vakadii kubva vanovhunza kt makatemerei mwana wangu nyora y vakanyarara vozoda kutaura nhasi
@patikaimatenga3583
@patikaimatenga3583 Жыл бұрын
Zvane dambudziko 🎉🎉ndosaka vakutsvaga wakabva nyaya
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
Malvin was supoz to take the wife back to her parents haurapisi mukadzi wako wega pasina her parents
@SenseSimango-kz8yn
@SenseSimango-kz8yn Жыл бұрын
Shaa hanzi malvin akarora waswa ere kutanga kwenyaya saka Kana akarora aneriti yekurapisa ndochekutanga wakaswa mutape avo vachi akarora here vangati yes which means u have raits to do
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Tinotenda nekutipa pfungwa dzenyu
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Kumwe kudzorera mwana kumusha kwavo kunge watadza kumubatsira asi zvimwe zvinhu ine iri nyaya diki asi panozokonana vanhu yakuita nyaya hombe zvavakafambira kuna mai sithole zvakaitaka ndochokutanga
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Dota ,salt nemalemon zvinoshandiswa pakubvisa nyora Saka wakaparwa nyora iwe
@simbarashechirenje7840
@simbarashechirenje7840 Жыл бұрын
Amen
@patriciamasengere581
@patriciamasengere581 Жыл бұрын
Ndizvo chaizvo
@zivanaimanhede8335
@zivanaimanhede8335 Жыл бұрын
Mai Malvin vane mhosva yekuramba kuti handina kuenda nemwana kwamai sithole kuno chekwa nyora.
@fungaimunjanganja3001
@fungaimunjanganja3001 Жыл бұрын
I'm glad kuti nyaya yaendeswa kwaChief . Avo blaz nhasi varikurerekera Kuna mai Sithole nokuti I'vo muporofitawo vanoziva zvichavawana mangwana . But mai sithole vakatsanangura here kumwana kuti nyora anga anadzo Vasarti vamupara . Use sei music wedare rekutanga zvisina kubuda kuti kwaive kuparwa nyora kwete kutemerwa since vanhu vakaend naye vaivapo . Nyya iyi yakanogarirwa pasi regai iiende kwaMambo sometimes headman chigodora vari biased sei Varina kubvunzurura zvese izvo
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Tinotenda nekutipa Pfungwa dzenyu
@maggiedom
@maggiedom Жыл бұрын
Remember pafirst daré vaitoramba kuti havana zvenyora zvavanoziva, kusvika hanzvadzi yemusikana yakamuona achitemerwa yapupura kuti ndakazviona nemeso angu
@lydiataruwinga395
@lydiataruwinga395 Жыл бұрын
Chokwadi nhasi baba vema glass vave kutsigira malvin but last time vaiti mukaka umomiswa nenyora ..vanhu ava vakatonoronga zvese vari kumba kwavo .headman atove neside uyo
@lydiataruwinga395
@lydiataruwinga395 Жыл бұрын
Yes vaifanira kumuudza kt une nyora tave kudzibvisa Mai Sithole vanoziva zvavakaita
@thandiwechitehwe4192
@thandiwechitehwe4192 Жыл бұрын
Ngatiti yes muroora aive nadzo nyora muporofita aifanirwa kutaurira Malvin namai vake kuti ndozviripo ndochidii ndodzibvisa here kana kuti. Vemhuri yana Malvin votuma shoko kumhuri yemkadzi. Vogara pasi vose voonesana kuti pofambiswa sei not zvakaitwa izvi.
@vaidachris8602
@vaidachris8602 Жыл бұрын
Amwene ishamwari yaMai Sithole vanoziva zvakaita muroora Magumbeze avakapihwa ndeeyi Pavakapara nyora vaiti ndedzei Kungopara nyora vasina kutaura kuti dzaive dzei Pane nyaya
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 Жыл бұрын
Paquality apo pakuda Karanganda. Takuita kunge takuona Kungfu dzema Japanese dzekuma 1980s😂😂😂😂
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
😂😂😂😂 sure iyoyo
@maggiedom
@maggiedom Жыл бұрын
Kwanga kwavira
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@joyleenchishiri
@joyleenchishiri Жыл бұрын
😂😂
@user-lf8zl5pk9t
@user-lf8zl5pk9t Жыл бұрын
Nyora dzekuroiwa hadzioneki Dzinobuda dzazorwa mushonga Then dzozoparwa dzocibuda manje dzovhurika Dzozorwa mushonga Hadzisisna basa Dzochioneka after kuparwa But zvinoitwa vabereki vamurwere varipo or hama yake chete
@kingstontmvundura1841
@kingstontmvundura1841 Жыл бұрын
Pane nyaya apa. Kumhuri yekwanaMalvern wane mhosva simple. Vaifambirei pasina varidzi wemwana. Chiremba une mapaper here
@mancuencube5409
@mancuencube5409 Жыл бұрын
It's muchinjikwa for me 😫😂
@tsitsibwoni760
@tsitsibwoni760 Жыл бұрын
😂😂😂😂 imagine
@user-bf1zw8rg5d
@user-bf1zw8rg5d Жыл бұрын
Makarapisirei mwana wevanhu pasina vabereki vake munemhosva
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Kana paita dambudziko unongozviita wega haisi nyaya
@biggiemuliza7300
@biggiemuliza7300 Жыл бұрын
Musikana wenyora namai vake vane moto wakawakadisa,vane ma previous nekwanga kwakaroorwa mwana .
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Vaida kubatira mukomana nemimba yake yaaive nayo.Aya ma previous aya
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Tinotenda nepfungwa dzenyu
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e Жыл бұрын
Malvin has an issue to answer How can you take your wife without her parents concern
@emmanuelmarashwa2697
@emmanuelmarashwa2697 Жыл бұрын
kanganiko nhai vanhu pavonoyenda kumaporifta or kuclinic without kuudza vabereki, stop complicating things.
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 Жыл бұрын
But pano chekwa nyora zvinoda vabereki vemunhu varipo kwete kuita zveunoda nemwana wevanhu
@nhamomwamuka8311
@nhamomwamuka8311 Жыл бұрын
Pnonzi panodiwa vabereki ndepekuti pnenge pabatwa zvikunetsa zvichinzi ndezvkumba kwemukadzi.not zvekubuda mukaka Marvin anekidzero ykugadzirisa iye nemukadzi vke
@lettymasibae6771
@lettymasibae6771 Жыл бұрын
@@nhamomwamuka8311 yaaa chokwadi ichocho apa kwakungoda kurwadzisana sevanhu varambana dai vari vese hamambozvinzwa izvi Vanhu must know african magic unozoona waane nyora pasina pawakambonochekwa, huroyi huriko and he was ryt kunorapisa mkdzi coz prblm yakapera
@primrosesalika398
@primrosesalika398 Жыл бұрын
​@@emmanuelmarashwa2697 true that he did nothing wrong hanty ivo kugara vese t means vatovawo yavo family
@siremmanuel4024
@siremmanuel4024 Жыл бұрын
Mai vephambi Havana zororo mwana uyu iphambi hakuna munhu angaroora type yakadai problem ndeyekuti no one can differentiate between mavanga ekubviswa nyora ne nyora dzakatemwa because nyora hadzionekwe nemaziso
@nyarairukato3273
@nyarairukato3273 Жыл бұрын
Taura hako iwe, nyora mabasa erima hauoni nyora nemaziso Ako enyama kana usiri n'anga kana muporofita kana dzazobviswaa uchichekwa nerazor panosara mavanga ari kutaurwa Aya ane mwana uyo
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Hatizivi hedu chokwadi, asi kwenda nemukunda wemunhu kun'anga muporofita vabereki vacho vasingazivi hazvina kujeka, takaona yemuroora ayidya nyama mbishi mudare achiti ndakatemerwa nyora
@shoraichirutsva-zm3rd
@shoraichirutsva-zm3rd Жыл бұрын
Headman munozvinyanya pamari apa 25 pamunhu yei ft inobvep vanhu ngvavatsvage yetransport apa
@ViolarNdhlovu-wy2qo
@ViolarNdhlovu-wy2qo Жыл бұрын
Kwamambo hakungopindwi zvekudaro 25 mushumo wekwa mambo
@Letty-il4fu
@Letty-il4fu Жыл бұрын
Muchiroora tangai matarisa ambuya size yacho vamwe muchagarirwa😂😂
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 Жыл бұрын
😅😅😅
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 Жыл бұрын
Musikana uyo agara aiine nyora dzake nakare sei mukaka vaibuda mimba iine 3_4 months. Mai Sithole Havana mhosva uye mukomana vake haana mhosva nyora dzagara anadzo kare mskna uyo.
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Chokwadi ndochandaonawo apo nyora anga atorinadzo akatadza kugara pamurume neyi futi aaaa nyora hadzitemerwe munhu uchiona kani isu taidzi tinadzo dzikabviswa nanhasi hatina dambudziko wani asi unenge usingatodzione unototaurirwa nemunhu wemweya
@amandahnzou1004
@amandahnzou1004 Жыл бұрын
Nyora ndinooneka padzinenge dzakachekwa
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 Жыл бұрын
Kana uine nhumbu mazamo akatambiswa kana kuyamwiwa mukaka unobuda
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e Жыл бұрын
Mai Sithole is the key suspect in this issue
@tigerfunny1031
@tigerfunny1031 Жыл бұрын
not at all , please listen nyora dzisina kunaka dzinoitwa husiku. Nyora dzaiparwa naamai Sithole hadzaiwonekwa neziso asi mweya
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
😳amai vemukadzi ma fumuka pakutuka, hakuchina mukwasha achada kuroora mumusha menyu mashaya hunhu .
@Lucynyaraimautsi2020
@Lucynyaraimautsi2020 Жыл бұрын
Taura hako hakuna Acharya mwana wavo
@Lucynyaraimautsi2020
@Lucynyaraimautsi2020 Жыл бұрын
Zvakaramba kare pawakahura nhumbu yawakaenda nayo Kuna malvin unechihure meese namai vako iwe hakuna murume achakurora coz mukuzvi tanisha iwe namai vako nababa vako nyora wanga wagara unadzo
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Say that again
@mosimanegapemotlhatlhedi7444
@mosimanegapemotlhatlhedi7444 Жыл бұрын
Ivo vakaindisa mwana asina vabereki vakesei
@user-np8lf4jq7n
@user-np8lf4jq7n Жыл бұрын
Mwana uyu akafamba mawanda pamwe achida kubvisa nyora obvious aifamba achingochekwa nyora mwaaibatsirwa kusvikira dzawanda kusvika ku16
@noahntini4931
@noahntini4931 Жыл бұрын
Ichokwadii ichocho
@MableSande
@MableSande Жыл бұрын
uuuuuum ambuya ava pakaoma hanzi ndokumamisa kkk vakafumuka shame
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 Жыл бұрын
Isusu hatitsvage nyaya, imi ndimi munouya nenyaya dzenyu. 😂😂😂😂😂
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 Жыл бұрын
Baba vemagirazi piwai basa kwa chief munoziva nyaya imi
@user-cu5mw5sj4g
@user-cu5mw5sj4g Жыл бұрын
Hamugoni kurapisa mwana wemhunhu pasina vabereki vake dai makava shevedza vakazvionera
@SenseSimango-kz8yn
@SenseSimango-kz8yn Жыл бұрын
Unogona Kana wakarora chinonzi rora chiii
@jacktechprofessional7764
@jacktechprofessional7764 Жыл бұрын
Hunzai ma Glazi kuno ndimupe mbama atori mutengesi mface uyo 😂 last time he was on the other side now he has changed😅 plus anodisa nyaya dzevanhu mface uyo ngabve pamunda we munin'ina waakapamba ambosiyana nenyaya dzevanhu
@sipiwenkomo6347
@sipiwenkomo6347 Жыл бұрын
Saka makanobvisisa mwana wevaridzi nyora sei vabereki vasipo
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 Жыл бұрын
I think zvakanga zvaonekwa ndezve kut Mai vemusikana vane hand pa nyora dzakazobviswa saka kuvazivisa was not an option in this case
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Still ko kana aiva aiswa dze uroyi aifanira kubviswa vekwake varipo , kut vazive ndozvri mwana wavo
@sipiwenkomo6347
@sipiwenkomo6347 Жыл бұрын
@@perseverance9096 taura hako kuganhira kwavakaita chaiko. Weather kupara kana chii not without her relatives present vangava tete chaivo dai vakavaudza after chiporofita chavo before kuisa mwana wevanhu whatever
@bazelt98
@bazelt98 Жыл бұрын
Thank you for the update,Ndinoda kutenda nekutongaa zvakanakaa,,l think tichadzidza zvakawandaaaa
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Thanks Nemimi Tinokutendai
@SenseSimango-kz8yn
@SenseSimango-kz8yn Жыл бұрын
Malilven akarora chekutanga saka anekodzero yekurapisa mukadzi wake 2 mukadzi wamolileven anenyaya yekuinda nenhumbu isi yamolivel 3 mukadzi wamolileven akaroiwa pakutanga pakarambana nababa wemwana akazofa 4 Mai Sithole vakavhisa nyora not kuremera nyora 5 munhu hautenerwi nyora masikati or uchiona asi usingaoni uye husiku so tofi unenge uchiroiwa hauona uchiroiwa 6 chirikutadzisa uyo kurorwa ndimai Sithole coz vanechigumbu mumoyo mavo Mai Sithole muporofit musatambe nemunhu ane setfict racho munonyura mahara
@bosslady933
@bosslady933 Жыл бұрын
Ndodawo kutoenda kwamai Sithole
@ciciliavongaitazvivinga8077
@ciciliavongaitazvivinga8077 Жыл бұрын
Mai vari kuzvi svoresa shame kurwadziwa uku, kufumuka kutaura kumamisa padare
@chickiesangel1
@chickiesangel1 Жыл бұрын
👏 for the man @15.06.. hamurapise mwana wevanhu vabereki vasingazive!!!!!!
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 Жыл бұрын
Dzokorora vahwe. Chenyu makumbo musoro una vene
@nai6474
@nai6474 Жыл бұрын
Now Malvin namai vake vakati ziii nekuti vakaramba zvese izvi apa murapi akkuti akashandisa razor netsono kuita sei? Kubvisa dzotanga kuoneka hakuna zvakadaro. If it was kuparwa vakarambirei kuti hakuna zverazor zvakamboitika nekuti hanzvadzi yake yaisavapo now zvakataurwa nehanzvadzi yemskana murapi otsinha. The family is bitter coz mwana akarambwa then later on woona that’s what happened
@ceciliachishanu8681
@ceciliachishanu8681 Жыл бұрын
Mmmmm vanhu vose kungoti bhii hapaonekwi kana munhu
@brianmagaduchivangabrianmc8985
@brianmagaduchivangabrianmc8985 Жыл бұрын
Ndinoda hangu kutenda watepfunuri wanoburitsa nyaya idzi dzinowaraidza fani ini ndinodziteedzera zvakanyaya ndiri ndega pamugwagwa kuno kuUSA Currently watching frm Sioux City, North Dakota, USA
@phineasmatarutse7691
@phineasmatarutse7691 Жыл бұрын
Kkkkkk
@Lucynyaraimautsi2020
@Lucynyaraimautsi2020 Жыл бұрын
Vanojairira mai avo nemwana sikana wavo nxaa
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 Жыл бұрын
Malvin namai vake havana right yekufamba nemuroora except taking her to the hospital chete, ko dai mai Sithole vakaona kuti musikana ane mudzimu vainozvitaura sei kuvabereki vemukadzi
@augustinekanyandura3082
@augustinekanyandura3082 Жыл бұрын
Vanayo mvumo yekurapisa mukadzi wake kana wanzwa kuti zvirikunetsa ngezvekumusha kwake ndopavanozonoudza vabereki vake Haugoni kutanga kunoudza vanaTezvara pasina chawabata from their side. Remember tava nyama imwe!
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 Жыл бұрын
Hama dzaMarlvin varikusuppoter Marlvin its bad ko kana vakanotenga muporofita its bad nyora chero masikati dzinoisiwa
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
Iye chiremba achiona nyora sei asina kutaurira vabereki vemwana kuti huyai muone mwana ari kubuda mukaka tawana nyora idzi saka apo panoda kuonekwa zvakanaka
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Ichokwadi uye angadai asina kutanga kumugadzira vabereki vake vasipo
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Vane nhema Mai sithole vaipuwa magumbeze eyi
@user-qi3cp4fh2e
@user-qi3cp4fh2e Жыл бұрын
Dare iri harina order headman Uyo haagone kutonga Ivo vaifambirei nemwana wemunhu pasina Hama yake muende Kuna chief nyamaropa ndiye anogona kutonga kwete zvemahumbwe zvamurikuita APA zvechi Zanu zanu
@nyashahungwe8946
@nyashahungwe8946 Жыл бұрын
Kana vakaroorwa hazvigoni here kufamba pamwe nemurume wako kumaporofita?Vangani wenyu vanodzokera kumba kunotora vabereki?Murume nemkadzi vanogona kugadzirisa zvanetsa mumba mawo vega. Pane chokwadi chaipo ndepekuti mai wemsikana nemusikana vakarwadziwa nekurwambwa naMalvin uye hàvachataura kuti nhumbu yaiwe yaaniko pamwe ikoko ndoo kwakabva nyora. Daka riri pakusiyana naMalvin.3years down the line mazoona nyora nhasi sei?Batai mazwi kana vanhu vachitaura ambuya vaida Malvin finish zvenyora kwakutsvaga mhosva pasina.
@memorychidavaenzi9896
@memorychidavaenzi9896 Жыл бұрын
Mwana akanyenama ndozvikumutadzisa kuroorwa
@abigalchido3338
@abigalchido3338 Жыл бұрын
Hapana angada kugara ne njenyu yakadaro ane problem hombe mwana wavo uyo
@JoemanMthethwa-ou4od
@JoemanMthethwa-ou4od Жыл бұрын
@@abigalchido3338 imagine kudhamba munhu waakamitiswa naye kwakuTizira kuna Malvin Ah,,
@vaidachris8602
@vaidachris8602 Жыл бұрын
Mwana akanaka uyo vaiziva kuti anoroorwa Mwari rangai vanoshereketa N'anga lnogona kukurapa kana kukuroya Pave Kuda vana mazvikokota
@anniekurewa878
@anniekurewa878 Жыл бұрын
Imi musadaro Chief vaendeseyi kwaMambo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Headman Chigodora havana kutadza kushevedza Mai Sithole. Vane dare ndivo vakataura zita, nekuti ivo ndivo vakauya nemudzimai uyu kudare. So Mai Sithole vasape Headman mhosva. Zita rikataurwa unotoshevedzwa kuti udavire zvawakaita simple. Ngavaende kwaMambo.
@FunnieDube-sr4hv
@FunnieDube-sr4hv 11 ай бұрын
Maragada mukadzi webhinya amuya musanyepera maporofita
@zivanaimanhede8335
@zivanaimanhede8335 Жыл бұрын
Headman Chigodora basa rakanaka hongu asi pane nyaya apa ndepekuti Malvin namai vake vakatadza kuendesa mwana asiri wavo kungave kumuprofita, Havana simba nekuti musikana uyo haisi hanzvadzi yake. Mai Sithole nyangwe makabvisa nyora mukaka wakamira asiwo sagodobori or muprofita hapana chandinoona kuti mungagumbuke kuti maunzwa kudare, kana muri munhu wamwari chaiye haisi mhosva kunzi zvataurwa padare kuti marapa munhu, razor basa rayo ndereyi, Uyo wemagirazi muprofita uyo usangware kutaura usina shoko kwaro ukuda kungoenda divi ramai Sithole becoz muprofita sewe, kana vari muprofita havazive here kuti havarape munhu angouya pasina hama dzake, chishona chedu imhosva kurapa munhu pasina hama yeke yeropa, musanyeperane muchiprofita
@SenseSimango-kz8yn
@SenseSimango-kz8yn Жыл бұрын
Nyaya iyi unofira kuna Mai wemwana nemwana wavo vanonyepera munhu kuti ndiye akavatemera nyora , musikana uyo akazvitadza pakuinda nenhumbu yeumwe kudzinza revamwe ndopanenya yese ipapo kuti mwana abude akafa ndonyaya yacho iyoyo hauna rati yekuinda nenhumbu kumba kwevamwe iwe uchiziva kuti hasiyake koiye muridzi wemwana anoita zvanokwanisa uye vadzimu avatenderi izvo ndosaka tichiti chivanhu chinokosha hapana chaunoita uchiti wakamwara unozoona wapusa coz ingadai mbuya Sithole vati vanoda mombe 40 kudzidzisa vanhu
@raphaelmuneri6420
@raphaelmuneri6420 Жыл бұрын
Pakatanga nyaya iyi vanhu maiti kumisa mukaka kutemera nyora including uyo muporofita nekuti mai Sithole vavepo mave kuda kuita dzvene hazvina kunaka izvozvo musarwise vanhu especially uyo wema glass uyo ngaataure zvinhu zvisingaputse vanhu
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Жыл бұрын
Mukaka waibuda bcz nhumbu yayaenda kusi kwayo
@macdonaldmarimo2628
@macdonaldmarimo2628 Жыл бұрын
Chief that guy maglas is a Zimbabwean asset anobvunza ma real quistions
@rudochiroodza
@rudochiroodza Жыл бұрын
Haa mai Sithole Havana mhosva
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Ah baba vemwana kkk maiona nyora dzemwana here musikana.Nyora dzelushandiswa chaiko hadzimbofa dzakaonekwa
@monalisafalite2382
@monalisafalite2382 Жыл бұрын
Taura zvako
@beaullajonga4919
@beaullajonga4919 Жыл бұрын
Nyora akabvisirei pasina vabereki vemunhu musatambe nenyora imi malvern ane nyaya uyu ngavaendeswe kun'anga vakaroya
@ruthmapiro
@ruthmapiro Жыл бұрын
Camera man hausikugona basa 🙄🙄
@sbv-tv
@sbv-tv Жыл бұрын
Kubvisa nyora dzichekwa wozora salt nemadota wapora panoita black Nyora dzinoonekwa ndidze kubvisa Dzakaiswa hadzioneki nemaziso enyama Uye hadziratidzi Hakuna nyora dzemuvengi dzinoverengeka kana kuone😢 with physical eyes 😮 never
@timothymagigwani85
@timothymagigwani85 Жыл бұрын
Mambo regai kuvharwa nemai Sithole nyora vakacheka kuti mushonga upinde mukati mukaka umire kubvisa nyora hazvimisi mukaka kubuda
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Ambuya mungati mumamisa here I word rinotaurwa nemunhu mukuru pavanhu here mwana wenyu anodzidzeyi
@patrickmuzondo5166
@patrickmuzondo5166 Жыл бұрын
Apa pane nyaya dzakati kuti dzinofanirwa kutongwa dzakasiyana. Nyaya hombe ndeye vakuwasha vakaenda nemuroora ku n'anga vabereki vake vasingazivi. Honour vanhu vangabvumirana kuti chinangwa chekuenda kun'anga chaive chekumisa mukaka asi ko vakwasha vakaregerereyi kuudza vanatezvara kuti muroora ari kubuda mukaka saka taikumbira kuti tionesane. Ko vanhu vedare vakatadzawo sei kufunga kuti may be mukaka wakatanga kubuda after muroora apihwa mushonga wekuti pamuviri pabve. May be gogo vekutema nyora vakange vachitoedza kubatsira kuti pamuviri paregedze kubva mushure mekunge muroora apihwa mishonga. Izvi ndiri kuzvitaura nekuti pamuviri pakazongobva even gogo vaedza kubatsira. Zviri pachenawo kuti vamwene vakange vasinga fariri muroora. Izvi zvabuda pachena kubva munhoroondo yataurwa nemurume/mukwasha paatanga kutaura nyaya yake. Zvinozotsigirwazve nekuti mushure mekubva kwepamuviri vaviri ava havana kuzogarisana. Zvose izvi zvinoita kuti vanhu vafungidzire kuti vakwasha vakatya kudzosa muroora aine pamuviri ndokuronga kubvisa pamuviri muroora asingazivi. Mushure mekubvisa pamuviri vakabva vadzosera muroora kumba kwavo. Vanatezvara vakakanganisawo pavakakwidza nyaya yavo kudare. Nyaya yavaifanirwa kuisa kudare inyaya yevakuwasha vakaendesa mwana wavo kun'anga vasingazivi zvingangove zvakakonzeresa kuti pamuviri pange paine mwana wavo pabve. Dambudziko rakaitika panyaya iyi nderekuti nyaya chaiyo yanga iri mudare haisiriyo yange yave kuzeyewa nedare. Vanhu vanosungirwa kuziva kuti nyaya dzekumitisana kwevana munharaunda dzinonetsa nekushungurudza chaizvo. Hong zvinonzi rooreranirayi vematongo asi hazvizi nyore. Panoita mitauro yakawanda kuburikidza nekugarisana kunenge kwakaita vanhu munharaunda iyoyo. Kune vamwe vachafarira kwozoita vamwe vachavenga. Kunozoitawo vamwe vanongonzwa shanje nekuti vaidawo ipapo. Saka zvinhu izvozvi zvinokonzeresa kuparara kwema marriages akaita saiwawa munguva dzakawanda. Ndinoona sekuti nyaya dzakaita saidzodzi dzinoremera ma Headman kunyanya kana vachinyatsozivana nemhuri dzinenge dzanetsana nekuda kwenyaya dzakafanana naidzodzi. Handina kuzoona chikamu chechipiri chenyaya iyi asi ndinofunga Mambo vakazonyatsoona pamuzongoza wenyaya vakapa mutongo unogutsa both parties.
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e Жыл бұрын
Mai Sithole makabksirei nyora hama dzemusikana vasipo
@kundaicharmainstone8353
@kundaicharmainstone8353 Жыл бұрын
Baba ve magirazi havaende kubasa o garden here pese varipo padare
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Musikana asatarise kuti haasi kuroorwa neyi ngaatarise chakamubvisa pana malvin first unoda kuroorwa kwakapfuura zvawakanga wakaitwa here use njere
@destinybridalslounge1623
@destinybridalslounge1623 Жыл бұрын
Mai Malvern hamuendesi mwana wemunhu kun'anga pasina hama dzake hamuparisi nyora dzamusingazive
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Malvern hasaikwanisa kubvisisa mwana wemuridzi nyora imhosva musatore side please
@rosedee771
@rosedee771 Жыл бұрын
that's true nekuti haana rudzi naye.Deno akadaidza hama dzake
@evelynnderere2174
@evelynnderere2174 Жыл бұрын
Ivo vakabvisirei nyora vasina kuudza vabereki emwana. Endai kwa mambo mufambe. Havasati vacheneswa amai sithole avo.
@melissangandini6186
@melissangandini6186 Жыл бұрын
Awuuu next tiitei tione maface evanhu varikutaura please
@lynettehungwe7257
@lynettehungwe7257 Жыл бұрын
Mai Malvern mune mhosva
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Dare ra headman chigodora rinonakidza
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Tiri kudzidza zvakawanda
@lifestylz_vlog
@lifestylz_vlog Жыл бұрын
Baba vane ma specs avo vataura diko
@tatendazhawu4231
@tatendazhawu4231 Жыл бұрын
Pakutanga malvin namai vake vakabviro ramba kuti haana kutemerwa nyora ,nyaya yereza kana tsono,mubanana zvakashandiswa nemuporofita havana kuzvitaura vakazviramba.uyezve havana kutaura kuti maistole vaibvisa nyora vakazvinyarara vakaramba zvese . Asi maistole vabvuma kuti ndaibvisa nyora zvinova zvisina kubvira zvataurwa namalvin namai vake. Vanhu ava varikuzivana parikuda kunyatsoongororwa kuti tsoro iri pakati pamai malvin namalvin and mai stole yakamira sei. Panenyaya yavasiri kuda kuburitsa iripo yavakaita pamwana uyu. Kumuskana nehanzvadzi yake vakataura kuti akatemerwa nyora zvinova zvine chapupu nehanzvadzi yakaona achishandisirwa reza asi kuti abvunze zvairevei haana kuziva. Ko sei malvin namai vake vakaramba kushandiswa kwereza kwakaitwa pamwana uyu musi wekutanga chero vaisaziva kuti zvairevei or kwaive kubviswa kwenyora vaifanira kubuda pachena pakutanga kuti reza takaiona achiparwa asi muporofita aive ati arikubvisa nyora. Vaifanira kubuda pachena pakuramba nyaya yekushandiswa kwereza namai stole vamwene ngavataure chokwadi
@tendaievelyn
@tendaievelyn Жыл бұрын
Haaa iro dare ra headman chigodora rine basa
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Mauona here muchinjikwa katatu
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 Жыл бұрын
Tichkach taking us to another level,nhasi rarimwe zuva
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Thanks
@tracymurau8711
@tracymurau8711 Жыл бұрын
mukaka unobuda kana ukageza munyatso uchibvisa kaganda kanenge kakavhara maburi . inini ndakazviita panhumbu yangu yekutanga nekusaziwa. Mbuya Sithole semunhu wemweya havaisafanira kubvisa nyora kana vakaratdzwa kuti mwana uyu akabva nadzo kumusha kwake. Malvin aifanira kunotaurira vabereki vemukadzi.
@gaudenciamunemo1447
@gaudenciamunemo1447 Жыл бұрын
Mai Sithole vakabatsira asi vaKarahwe vakakanganisa kunorapisa mwana pasina vabereki vake
@kingstontmvundura1841
@kingstontmvundura1841 Жыл бұрын
Mbuya Sithole wakatemera nyora. Razor yakashandiswa sei namai Sithole
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th Жыл бұрын
Tnks chief ne part 2
@user-ot1kv9nv1s
@user-ot1kv9nv1s 4 ай бұрын
Nyaya iri apa chief ndeyekuti vabereki vemwanasikana varikuda mukwasha wavo kuti atore mwana wavo
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 Жыл бұрын
12:36 hoo saka ma friends mai vacho nevekubvisa nyora
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Vai bvisisa sei pasina hama yemunhu ,chero zve mukaka wacho
@abigalchido3338
@abigalchido3338 Жыл бұрын
Aaah amai avo ndava dzidzise mwana wavo haana hunhu ndoo zviri kumutadzisa kuroorwa nekugara pamurume kanjenyu kakadaro kanogara naani
@djladygee1269
@djladygee1269 Жыл бұрын
Nonsense
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 Жыл бұрын
Mukaka wakabuda nokuita romance Marvin aitambisa mazamo emusikana kana uine nhumbu mazamo akayamwiwa mukaka unobuda
@user-jx1kd2cw4w
@user-jx1kd2cw4w Жыл бұрын
Kuzvishaisa peace nekuda kwekushaiwa zivo.Pamwe pacho research yakakosha usati wamhanya.Malvern and his wife should have consulted medical experts vasina kunoitiswa zvenyora.
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 Жыл бұрын
Chisi hachiyeri musi wacharimwa va Sithole kkkkkkkkk
@erinanyamunokora6365
@erinanyamunokora6365 Жыл бұрын
Vaizobvisa nyora pamwana vamunhu sei vabereki vake vasipo
@Lucynyaraimautsi2020
@Lucynyaraimautsi2020 Жыл бұрын
❤❤❤❤ ndanga ndakamirira🎉
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone Жыл бұрын
Tinotenda
@patiencenhidza5049
@patiencenhidza5049 Жыл бұрын
Ko kana mai Sithole vakabvisa nyora dzakazoramba dziripo sei
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Mai anotii anomamisa😮
@joycemupakairi
@joycemupakairi Жыл бұрын
Imi nhs maimurapi vakut vakabvisa nyora ko paya vakat vakaisa shinda chete wani imika
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
Pliz karanganda plz apdate us zvekwa chief
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 Жыл бұрын
Kuoedza nguwa kuinda pa nanga ingosvakai mari mai wemwanasikana muende nemwana kwa Prophet Miracle- paul pa Unit L pachitungwiza ...mangwana mototidana kumuchato mwanasikana aroorwa uyu
@tracymurau8711
@tracymurau8711 Жыл бұрын
Headman kana maakubvumira mai Sithole kuzoripirwa bvisai media padare renyu,
@ArnoldRichard-xn8wk
@ArnoldRichard-xn8wk Жыл бұрын
Kana usina zvikwanisiro siya vana karanganda vaite basa , kutionesa rima
Nyaya Yadzoka Mudare Matsotsi Abatwa Chief  Mutasa
1:05:39
TICHKACH MTV
Рет қаралды 15 М.
Headman Chigodora voteverwa nenyaya
22:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 206 М.
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 56 МЛН
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
00:25
Watch Me
Рет қаралды 59 МЛН
Mukwasha Akamitisa Ambuya
18:36
SlyMediaTv
Рет қаралды 161 М.
Kumhuri yaVamatutsa Zvonetsa Maonekwa Gona Rine Ropa
15:38
TICHKACH MTV
Рет қаралды 61 М.
NYANGA-NYAMAROPA..........VOPEMBERERA KURAMBANA
41:01
Drewmas Media
Рет қаралды 33 М.
chamupidigori Padare Rachief Mutasa Murora Anoti Mbuya Vakahura
16:07
Vanozvisungirira nekuda kweSadza Bocha Marange
22:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
vagari veMachigodora Vatenda Hedmeni Panyaya yakadayi
28:12
TICHKACH MTV
Рет қаралды 20 М.
Nyaya Dzemusha Dare Rachief Mutasa
23:02
TICHKACH MTV
Рет қаралды 3 М.
Chikwambo Chozhamba Chichibviswa, Muridzi Wacho Otiza Part Two
20:58
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 56 МЛН