Mainini ava vari right right ,ini big house ndingaudzwa kuti vaenderyi kunovatwa nemurume wangu wakawana ndinaye ,kkkkkk,kana ndikatomuka ndakazvifunga kana na 12 mid naye ndotoendako ku service aikaka ,zviriko zvidhara zvirikushaya vakadzi kunze uko havade nekuti pane umwe kkkkkk
@alicezandonda31297 күн бұрын
Mainini nyaya dzenyu maiziva chokwadi maifunga kut maiguru vachaenda manje zvazodhakwa kana kunyara maiguru ndivo vaifanira kukwira dare vabereki venyu kana 1us zvayo imi mukuda marriage kwanai mainini