No video

Makachena ere? .Headman Chigodora

  Рет қаралды 118,873

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 682
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
Headman Chigodora kumberi. This man has wisdom, knowledge, care, and intelligence.
@MemorySamanga-pu6ke
@MemorySamanga-pu6ke 7 ай бұрын
Buh vanenge vakudya naTasvu vakungotsvaka nyaya pasina auya nadzo haaa ipapa uchanzwa zvakunzi endai kwaTasvu😂😂😂😂
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
@@MemorySamanga-pu6ke Headman havatauri zviri sensitive. Vanongoti its Dare vs family but panenge pane weku family auya nerweseri akati musatsura. Also, headman or chief anekodzero yekutonga chero nyaya isina ku reportwa. But iwe after waiteerera hauna kunzwa udzamu hwayo here? Ingada anomhanyara here nyaya iri pachena iyo kuti family yanetseka iyo. Think better
@MemorySamanga-pu6ke
@MemorySamanga-pu6ke 7 ай бұрын
Buh puzotonga nyaya dzeurombwa nehuroi woti endai kwaTasvu it's totally wrong ngavangoti endai kwamunoda muuye nema results
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
@@MemorySamanga-pu6ke ndiye anogona ka. Inga Chief mutasa work with that one from Nyanga. Chirfs and headmans know who is good and who is fake. What ungati vangu endai kwavanoda vapedza voenda kwamadzibaba, madzibaba anobata urombwa nemazvo here nhai iwe. ?
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 7 ай бұрын
Those who have seen mupurisa wa Mambo Mutasa in the crowds lets gather here....❤❤❤❤❤
@tadiswashylet1474
@tadiswashylet1474 7 ай бұрын
Akachena
@cuthbertm6
@cuthbertm6 7 ай бұрын
​@@tadiswashylet1474 Lol Ari pamaminutes api nhai
@cuthbertm6
@cuthbertm6 7 ай бұрын
Maminutes api
@ericmagumbe6423
@ericmagumbe6423 7 ай бұрын
Yes Vanga varipo for the next case inodaidzirwa at the end of this one
@1841Rdp
@1841Rdp 7 ай бұрын
Akachena big time. I like him ane good hunhu
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 7 ай бұрын
Wotonzwa rimwe richiti Chigodora ari kubira wanhu ,nherera idzi dzikasamiririrwa naye ndiani anodzibatsira , imagine murume mkuru kutambiswa nhowa ,apa akunoripiswa ngozi , Pihwai makore akawanda waChigodora ,ndarwadziwa
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 7 ай бұрын
Ndinombodarowo asi ummmm apa ndabatikana.
@josiemadziwa
@josiemadziwa 7 ай бұрын
Zvakaoma ndarwadziwa hangu😢
@priscillangaza1698
@priscillangaza1698 7 ай бұрын
Please may you say it more louder vamwe vanhu vanzwe vasinganzwisise
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
Kana usati wambooneswa chitsvuku kudzinza kwenyu ndoopaunodaro. Kana kwenyu zvirikowo haumbodaro. Such people are in denial that chivanhu chakazara mudzimba umu
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 7 ай бұрын
❤❤Much love to BabaTaps and Karanganda TV, alongside Headman Chigodora
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 7 ай бұрын
Munoziva inonzi child abuse here imi, kwandiri ndozvandinonzwa kana ndikashaiwa zvitsva zvedare iri, 😂😂😂😂❤❤❤❤❤
@proematekwe9334
@proematekwe9334 7 ай бұрын
Kwandiri ichild abuse plus assult n frst degree murder
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂 they abuse you if they don't give you 4corner per day ❤❤❤
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 7 ай бұрын
@@user-jj6le6xq7o kkkkkkkk aaa mhirizhonga nekushungurudzwa kwevana mudzimba ndikoku ndinoswera ndichihwa kuda kufenda
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 7 ай бұрын
@@proematekwe9334 kkkkkk assault ndoyazondigadzika pasi 🤣🤣🤣🤣
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 ай бұрын
@@alfredmuvhimi4059 kkkkkkkkkk wakanyanya hama
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 7 ай бұрын
The most beautiful Reality show ever!!!
@elizabethmawoyo4587
@elizabethmawoyo4587 7 ай бұрын
Our own Netflix show
@nyashahodzi6030
@nyashahodzi6030 7 ай бұрын
True we are now addicted nedare raHEADMAN CHIGODORA 😂
@florencesvinurai1156
@florencesvinurai1156 7 ай бұрын
Our daily dose 😂
@lloydnechipani2376
@lloydnechipani2376 7 ай бұрын
Dare richanditadzisa kushanda iri. 😂😂😂😂😂 the addiction is too much. Dhemeti
@DeeMakuvise
@DeeMakuvise 7 ай бұрын
Taura zvako 😅
@FungaiMuringa
@FungaiMuringa 7 ай бұрын
Sorry wangu,but you have to balance it
@rudzichief6207
@rudzichief6207 7 ай бұрын
This man is living in different world he is living hard life
@rudzichief6207
@rudzichief6207 7 ай бұрын
Munofanira kunozwi headmen muyananisi long live
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 7 ай бұрын
Gucci is on point we'll done Karanganda and Headman Chigodora. Vanhu vekwa Mvumi ngaasa bandager nyoka zvinozo vanetsa especially next generation.
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 7 ай бұрын
Ndizvoo zvoo baba Ndaandichirondawo nyaya iyooo Muripwa cgaiwoo pachena Ndoounhu hwe mozambik
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 7 ай бұрын
Vanotanga kuenda ku comment section vasati vaterera huyai pano
@perpetuavhudzi3970
@perpetuavhudzi3970 7 ай бұрын
Ndiripo
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 ай бұрын
😂😂😂😂 takadira
@thapiwatadya
@thapiwatadya 7 ай бұрын
Ndini mumwe wacho
@thapiwatadya
@thapiwatadya 7 ай бұрын
Anongopinda mucomment section ndisina kuona nyaya
@user-zz8iw3zr6j
@user-zz8iw3zr6j 7 ай бұрын
Kkkk iwe ini ndizvozvandinoita
@akmanyati2652
@akmanyati2652 7 ай бұрын
Mapart 2 ngaaite achiuya pls tiri papending yemapart 2 akawanda chipikiri paguva yakazodi ko Kabati family
@SophiaMugwenhi
@SophiaMugwenhi 7 ай бұрын
Headman Chigodora vanotonga kupfuura mamwe madzishe atinomboona achitonga
@liniagumbo9339
@liniagumbo9339 7 ай бұрын
Kabati nevaya vekurwa mudare
@akmanyati2652
@akmanyati2652 7 ай бұрын
Haaa dai.vachiisa kana 2 per day
@user-qh6cv4vq6n
@user-qh6cv4vq6n 7 ай бұрын
Vincent my man im sorry for what you are going through mabhudhi be strong my bro i wish you will reunite with yr wife
@user-wh5cd6qf6s
@user-wh5cd6qf6s 7 ай бұрын
Vanhu weMachigodora you are blessed you have a good leader.
@dephinemanamike4990
@dephinemanamike4990 7 ай бұрын
Ndanga ndakutorwara pandanga ndisati ndaterera dare rachigodora mundigonera hangu🎉🎉❤🎉🎉
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c 7 ай бұрын
Haaaa iri dare rinondiitira bhoo zvangu, kutorishaiwa kundishungurudza😂
@user-vg7sv9vb9d
@user-vg7sv9vb9d 7 ай бұрын
Me too kwaChigoodora stress inopera I need this everyday
@epiphaniamakombe40
@epiphaniamakombe40 7 ай бұрын
😂😂😂😂 takafanana ini ndotodzima phone yacho ndikarishaya
@giregrace317
@giregrace317 7 ай бұрын
Ini ndaakutoda iri rehab coz lm addicted to this channel 😅
@ElliotKasere-hn3cm
@ElliotKasere-hn3cm 7 ай бұрын
Me too vachigodora zvinhu ne team yavo
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
Neniwo. Kuswera zuva rese ndichitsvaga new episode
@epiphaniamakombe40
@epiphaniamakombe40 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂 ndozvandaka udzwawo nemurume wangu 😂😂😂😂 hanzi kuita kutedza bataps kunge mari
@giregrace317
@giregrace317 7 ай бұрын
@@ElliotKasere-hn3cm taura hako
@giregrace317
@giregrace317 7 ай бұрын
@@Olcool me too dai vapota vachikanda 3 videos per day 🤓🤓
@obey6330
@obey6330 7 ай бұрын
The accent makes the court even more interesting 😅
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 7 ай бұрын
Right!😂😂😂😂
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 7 ай бұрын
Chimanyika kumberi
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 7 ай бұрын
Samanyika
@preciousnhau2866
@preciousnhau2866 7 ай бұрын
One luv Karanganada family❤❤, aewa kuno takachena 😂😂😂😂
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 7 ай бұрын
Veduwe itai muchitengera headman 100/juice evry court baba vanotonga havo ava imbouyai kukwekwe zhombe huori hwawanda kumasabhuku vanokuridzira huroyi hurombwa nehumbavha vanoda chooko muhomwe watokunda kana une mhosva
@nicollatezenda83
@nicollatezenda83 7 ай бұрын
This is so sad, Lord God please come. Thank you Headman and crew
@kristamusengezi3087
@kristamusengezi3087 7 ай бұрын
Kkkk ndakutotya kunogara kwachogodora nzvimbo rudzii isingashaye nyaya inotongwa every Saturday vanhu veikoko ndakutyai headman vane nhamo veduweee
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 7 ай бұрын
Vanonyanya kubata
@user-wh7dp4ph6d
@user-wh7dp4ph6d 7 ай бұрын
Chero ini lm addicted shawa, headman chigodora salute❤❤
@rambochauke710
@rambochauke710 7 ай бұрын
Igweeeeee poooooooooo pakapakapakapaka rikiti bvuuuuuuuuuuuuu joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe headman of the year Chigodoraaaaaaaaaaaa thanksssssss
@philipmagwisa5860
@philipmagwisa5860 6 ай бұрын
this guy in Green is a warrior.Aitova nematambudziko ese Aya nazvaiitika paari here .Aaah Vanhu vakashinga.Aiti akatanga kutamba mumhanzi kudai maiti akagarika izvo kwaiva kudzinga nhamo .Aaah this is the example of a brave man . Ndadzidza zvakawanda in life .Munhu akashinga zvake uyu ndomuzivisa May The God of Israel hear his Voice and bless him more .Mupei zvese zvaakabirwa na Satan
@judithkwenda2841
@judithkwenda2841 7 ай бұрын
Full of wisdom headman God bless
@viralnature7548
@viralnature7548 7 ай бұрын
Muuuu ndabatikana mbuya avo vekuMoza nditete vangu apa ndine zita ravo andina kubvira ndambonza kuti tete vakanga wakaramba vanhu avo ngafambe vachenese zita rangu
@PaloSant
@PaloSant 7 ай бұрын
Serious? Saka Duster akafa achinyepa?
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 7 ай бұрын
Yeeeeesss am the first Karanganda woyeeeeeeee ndaiyepo.sanganai naHeadman Chigodora
@user-jj6le6xq7o
@user-jj6le6xq7o 7 ай бұрын
Vanga vachinyepera kungwara nhai kuti zvese bhoo vana vachirarwa 😢😢😢 vana mkoma musadaro hanzi hamusikunamata namatisai ..ayisarenda
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 7 ай бұрын
Sando kuna Headman Chigodora 🔥🔥🙏
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 7 ай бұрын
Ndanga ndotoita stress kuti nhasi karanganda yatiregerera . thank you baba Taps
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
True. Ndaswera ndichitsvaga episode yanhasi. Kutoita stress 😅
@lindytv3075
@lindytv3075 7 ай бұрын
Munhu wese nyararai muti zii bhudhi vehembe yegreen vatsamangure
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 7 ай бұрын
Green shirt is a good narrator...
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
Ane talent. Zvedzinza chete ndoozvinomutadzisa kuita zvitsvene
@user-et5kq9pr4t
@user-et5kq9pr4t 7 ай бұрын
He is my brother Vincent
@user-sf6fw9hq5t
@user-sf6fw9hq5t 7 ай бұрын
Dare rinoshanda iri pamberi neheadman chigodora
@LenahMabvuka
@LenahMabvuka 5 ай бұрын
Dai maheadman ese akadai kumamisha mhuri zhinji dzairarama zvakanaka 👏👏👏👏 excellent to you headman Chigodora
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 2 ай бұрын
Am now addicted to this show😅
@Rebhara
@Rebhara 7 ай бұрын
Kubhadhara nyaya yausina kumhangara?Kakubira vanhu kadhara aka
@user-dq4lc8jy6h
@user-dq4lc8jy6h 7 ай бұрын
😂😂😂 chigodora zvakagara ane kahumbavha paya akaripisa ana chabodo akuzovatsveta kujeri
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 7 ай бұрын
Akutsvaga nyaya muvanhu kuti awane ma views or mari nekuti ndanzwa achiti ndiye wasubga anhu awa .kana vanhu vasungwa nenyaya dzaanonzwa havangashayi dambudziko .ngaasiye vanhu kudzimba kwavo 😂
@Rebhara
@Rebhara 7 ай бұрын
@@joinahmukanangana2993 kkkkk obva avaendesa kun'anga yake ye 300$
@ruthy8896
@ruthy8896 7 ай бұрын
Im addicted to this Dare. .
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 7 ай бұрын
Ndakukuitai sue . Toenda mudare rava headman. Kkkk
@mothernature2795
@mothernature2795 7 ай бұрын
Me too watching from UK Central London 😊❤
@akmanyati2652
@akmanyati2652 7 ай бұрын
😂😂😂 same neni yoo .
@user-nz9gz1pm6r
@user-nz9gz1pm6r 7 ай бұрын
Me too
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 7 ай бұрын
Ini chero ndasara nekadata kashoma kungoona kuty kwapinda yekwaheadman chigodora haaa ndinptoti ndiione chete
@saulmhoka8907
@saulmhoka8907 7 ай бұрын
Best dare,,,, Karanganda yatanga gore iri mu gear number 5 😂😂😂😂 let's go guy's,,,, ndikangogara 2 hours ndiripaden Madam vangu vakutobvunza kut how far Karanganda 😂😂😂😂
@selinalembani9816
@selinalembani9816 7 ай бұрын
Isirai mukadzi wifi paden azvionere ega😂
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 7 ай бұрын
😂😂😂
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 7 ай бұрын
Karanganda yakafanana nemutoriro kutoirega hunge watoenda kuRehab chaiko 😅the addiction is too much...Karanganda ndoine chimuti this time
@veejay9436
@veejay9436 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂taura hako
@veejay9436
@veejay9436 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂taura hako
@davidchinake687
@davidchinake687 7 ай бұрын
😂🤣 sekutamba sekuseka
@ellenamapurisa8195
@ellenamapurisa8195 7 ай бұрын
IPai vanhu mukana vachitaura vakasununguka , mapurisa amambo muzonyanya kuda kuenda mberi musati manzwa nyaya dzevanhu
@PaloSant
@PaloSant 7 ай бұрын
Handiti vapiwa mukana vakati hapana problem mumusha? So vaakuda ku explainer chii chaizvo?
@rudzichief6207
@rudzichief6207 7 ай бұрын
Bach reblue paside pa headmen longlive unondiitira murume iwe
@ChristineChipoMurwira
@ChristineChipoMurwira Ай бұрын
Ndeuye avekutaura ndafara ndamuona ndinopa kuenda kunevese vanoshanda navaChigodora munogona kutonga am learning a lot
@user-np9mj9hp5d
@user-np9mj9hp5d 7 ай бұрын
BaTaps udzai Headman Chigodora ndikudawo munda ikoko.ndigarire pedyo nedare iri😂😂
@dextermakore6457
@dextermakore6457 7 ай бұрын
Akaberekeswa chikwambo muchinda uyo. Ngaaone vanobatsira vamubvise munjodzi iyi zvinopera izvi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 7 ай бұрын
Haaaaaq zvaizvezvika kwaheadman Chigodora kuri kupisa nenyaya dzehuroi😅😅😅
@tawandamubhuyi3622
@tawandamubhuyi3622 7 ай бұрын
This Karanganda mushonga wangu wemaziso this now days 😂
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w 7 ай бұрын
Headman vakungosunga vanhu vese vese nekuda mari.pane dzinza risina hurombwa here
@baamazingamazing1171
@baamazingamazing1171 7 ай бұрын
Havasunge munhu,asi pane varikutambudzika awo,pane anoenda kudare kunomhangara,oudza headmen kut musataure zita rangu,nekutya kukuwadzwa nevane zvinhu zvawo, asi mumhangari aripo
@PaloSant
@PaloSant 7 ай бұрын
Handiti pane anenge aenda kuno reporter but asingade kuzivikanwa. There are cases in the past where munhu ano reporter gets threatened nemhuri to withdraw the case
@user-ru8yu1bh1s
@user-ru8yu1bh1s 7 ай бұрын
Order order😂😂
@jossyngwenya842
@jossyngwenya842 7 ай бұрын
😄😄😄
@philipmagwisa5860
@philipmagwisa5860 6 ай бұрын
i know this guy.He was a hard worker aitamba zvisingaite jive chaiyo pamundende in Limpopo Bochum.Aifamba nebhasikoro for real and aiita Mari but aiita kunge anoti pengei.He was a very good guy aaah why vanhu vachiita zvakadai chokwadi.This Guy was so hard working and so loving.Vanhu musadaro this guy waitoona wega kuti something is wrong.He was hard working ndomuzivisa uye anotaura chokwadi.Nit knowing kuti ndozvaimunetsa AAA shame
@YvoneMahungu
@YvoneMahungu 7 ай бұрын
Headman Chigodora you are the pila that hold Chigodora village❤
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 7 ай бұрын
People are suffering havo and this is a very sad story
@sharoncmuswaka
@sharoncmuswaka 7 ай бұрын
Headman chingodora kana pekuvaka amhunyimi love this guy😂
@rudzichief6207
@rudzichief6207 7 ай бұрын
Nyaya yanhasi Vaya vanoti Headmen munonyepa akuna zvinonesa nhasi mazvionera kuti zviriko zviriko
@StellaRutendoShamu
@StellaRutendoShamu 7 ай бұрын
Headman muporofiti futi here anhuwe😂
@PatienceGamhi
@PatienceGamhi 7 ай бұрын
Thank you Dare naChief Chigodora mukuparidza shoko rerugare nerunyararo munharaunda nemumhuri
@rudzichief6207
@rudzichief6207 7 ай бұрын
Headmwn to the world vanhu vese avo vanogutaikana nehutongo when you , murofara here makurukota aheadmen ndokudai Mese maenda nenyika makomrades
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 7 ай бұрын
Haaa huroyi huriko weeeee ndabvuma zvangu murume mukuru kutamba nhova 😢😢😢
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 7 ай бұрын
Yaaaaaah mhuri yakaremerwa iyi ummmmh asi sei hama dzichidai 😭😭😭ndarwadziwa zvangu
@estheresther1963
@estheresther1963 7 ай бұрын
Tavepo ba taps kkkk
@patrickmasendeke5402
@patrickmasendeke5402 7 ай бұрын
Chigodora unotanga asimari wakuita sedare raSmith
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 7 ай бұрын
Dare rese zvaro rinobhadharwa motadza kuzviziwa sei
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
Mapurisa amambo anoda kubhadharwa and Dare ndiro rinobhadhara so mari pamberi
@storyushe9716
@storyushe9716 7 ай бұрын
❤❤❤❤Much love to Karanganda TV and Heardman Chigodora Dare
@pmupukuta1182
@pmupukuta1182 7 ай бұрын
Headman of the year. I look forward to each and every new episode. Baba Taps sando dzenyu: picture quality and sound, so excellent.
@lukemarwa5959
@lukemarwa5959 7 ай бұрын
Ndasheedzwa nemurungu ndakahwandq ndichiteerera dare iri.zvikanz murikumboiteiko🤭🤭
@maslinematare2823
@maslinematare2823 7 ай бұрын
Basa rikapera unonoita mupurisa waChigodora😂
@rudzichief6207
@rudzichief6207 7 ай бұрын
Nyaya inorwadza iyi I feel sorry for the young man
@Tari2378
@Tari2378 7 ай бұрын
Sad story 😢 Ko mutemo wa Zimunya waka chinja here kuti Only chief can send vanhu ku n"anga? Ko vanhu havacha famba 3 places before deciding zvinovaitira here? Ummm Headman has.too much faith in n'anga yavo
@PaloSant
@PaloSant 7 ай бұрын
Headman haana n'anga yake. Vangonzi tsvagai 300 ndokuudzai kuti mufambe kupi. If you've followed previous cases vanongopiwa direction kuti endai Chipinge or rusape as long as kusiri mu area. Kunofambwa 3 places
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 7 ай бұрын
Mari yandisina ndaida kutengera heardmen something....God bless ......I'm watching from SA
@futuresivelakatshana2468
@futuresivelakatshana2468 7 ай бұрын
May God bless you guys and the Herdman Chigodora 🎉🎉🎉🎉🎉
@AdmireNgondoo
@AdmireNgondoo 6 ай бұрын
Chepamusoro inhova here
@ltm454
@ltm454 7 ай бұрын
Order Order muComment section 😂😂😂😂
@beeBlacky
@beeBlacky 7 ай бұрын
Kkkkkk haaa inodedzerwa order mudare kkkkkk
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 7 ай бұрын
Kkkkkkkk
@ropamakoni2618
@ropamakoni2618 7 ай бұрын
😂
@Posanisithole62
@Posanisithole62 7 ай бұрын
😂😂😂😂
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 7 ай бұрын
Kkkkkkkk hapenozve Allen woye😂😂😂😂
@carofungai
@carofungai 7 ай бұрын
Kutonga ngemakuhwa kusvika mese matwasanuka mudunhu.
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 7 ай бұрын
Anozvidiiko zvinhu zvemumuaha we vanhu kutsvaga Mari uku Chigodora
@d.j.tcellular6080
@d.j.tcellular6080 7 ай бұрын
​@@user-gz1br6xc6epamunosangana nedambudziko hamuzvitauri izvozvo ikozvino muri bhoo
@margretdambaza6548
@margretdambaza6548 7 ай бұрын
Nyaya yakaoma vanhu vekuManicaland kuBocha uku vakaoma hurongwa , huroyi nengozi zvakanyanya Headman Chigodora gadzirisai
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 7 ай бұрын
Iwe usafananidza bocha nezimunya iyi ndekwachigodora
@bravochanaka8623
@bravochanaka8623 7 ай бұрын
Ndine ndega hre ndrikuona mupirsa va Chief Mutasa padare apo
@masasi70
@masasi70 7 ай бұрын
Yah varipo
@albertchinheya6792
@albertchinheya6792 7 ай бұрын
Too emotional
@dreenachipoyi2488
@dreenachipoyi2488 7 ай бұрын
Baba wenyu wangaa wakachena here 😂😂😂😂😂
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 7 ай бұрын
Uuuuuuummmm 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢nyaya yemurume uyu inorwadza
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 7 ай бұрын
Chigodora izere varoyi Zvino zvandanga ndichidawo chimunda😂😂😂😂😂
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 7 ай бұрын
Huya iwe kwakanakisa unogara seuri kugreenside chaiko usanonoka isu tatoveko
@liniagumbo9339
@liniagumbo9339 7 ай бұрын
​@@violamavhatu6434ko kwa Chigodora ne Honde Valley pedo nepedo here,ndine stand kwa Honde
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 7 ай бұрын
Unofa sahwira woye 😅
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 7 ай бұрын
@@emmiesmit1241 😀😀😀😀apa nepamuromo pandinapo 😀😀😀😀
@destinyabels8548
@destinyabels8548 7 ай бұрын
Allan Magada are yu ok switati 😂😂😂😂
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 7 ай бұрын
😂😂😂😂
@gracepukayi6526
@gracepukayi6526 7 ай бұрын
Kkkk switati for me
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 7 ай бұрын
@@gracepukayi6526 kkkkk zvityisezve kkkkkkkk hino amusaseka ere
@veejay9436
@veejay9436 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@talenttsuruseni862
@talenttsuruseni862 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@MelissaChengeto
@MelissaChengeto 7 ай бұрын
Ndangomuka ndichiti Oder mudare
@CashingtonMutuumwe
@CashingtonMutuumwe 7 ай бұрын
Ndangofarira zvangu panzi St noah,waratidza kuremekedza headman thnkx
@user-bp9co9zn5h
@user-bp9co9zn5h 7 ай бұрын
Ummmm apa makutsvga mari nemaomere akaita nyika ummm rekai vauye vega
@Samasango
@Samasango 7 ай бұрын
😂
@namatiraimapfumo8743
@namatiraimapfumo8743 7 ай бұрын
Shandisa pfungwa dzako ska unofunga vangazviita hr zvavataura in inyaya yekuti amhan'ara haadi kuzikanwa chete
@anniekurewa878
@anniekurewa878 7 ай бұрын
Gucci knows I voice chete nyaya anoiziva
@PoliteMuzenda-de8lv
@PoliteMuzenda-de8lv 7 ай бұрын
Beautiful karanganda I love you ❤
@cliff3602
@cliff3602 7 ай бұрын
Zombumirwa here kungonoreporta nyaya yako kudare uku even though uchibva mash central or Matebeleland?..these guys are helping a lot..we are siting with issues and affecting people every day..
@selinalembani9816
@selinalembani9816 7 ай бұрын
Hazviite zvinoda chitupa chako chakanyorwa unobva mashcentral ikoko.
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 3 ай бұрын
Baba you are right,mwana arikuripa moswa yaasingazive yakaitwa na baba.
@djbonnezw
@djbonnezw 7 ай бұрын
Symptoms sound like an auto immune disease . Have u gone to the doctors for diagnosis ? You cant say kuroyiwa when u havent even done that . People like to find blame all the time and point fingers but diseases just come due to environmental or hereditary factors . Im not saying chivanhu hakuna but lets go there once we have exhausted all options
@mikerukwava9574
@mikerukwava9574 7 ай бұрын
Which disease yaurikutiwudza inoita kuti urarwe mangwanani masikati manhuru. Itai mushe imi musaisa ma doctors pachivanhu
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 7 ай бұрын
Headman Chigodora n Karanganda TV muri huchi🔥🔥🔥🔥😍
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 7 ай бұрын
My favorite Headman chigodora handitodiii kurishaya dare iri our Netflix
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 7 ай бұрын
Munondigonhera headman chigodora Ndirikuona zvangu ndiri Durban
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 7 ай бұрын
One day i will see my relatives here. Bha padare nenyaya dzeuroi😂😂😂😂
@CleopatraMudyandigere
@CleopatraMudyandigere 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@chingombedaries
@chingombedaries 7 ай бұрын
Iyi nyaya yekuti makachena here ??? is a big scam between Chigodora and n'anga team irinenge richiziva vanhu vemu village they give information kun'anga unosara kuenda nyaya yasvika kare womwisa muzepete nekutemherwa nyora unohumana wega kurotomoka chàiko i knows those tricks dzen'anga.Vazhinji will lose their homelands coz money they will be charged vachinji vanoroya can't afford at end they will sell theirs lands.ngapave nemutemo unorambidza vanhu to be forced drink substances kun'anga or family members should accompany those old ones vakanzi imwayi mushonga vazvirambe.People should no theirs right chigodora don't have power to munhu kuenda n'anga or prophets anenge achiti anoroyiwa ngabhadhare mari yake ofamba ega vamwe vanenge vachiti toroyiwa nekufamba kwacho havana at end wacho anonzi anoroya or bhadhariswa iye mari yekufamba
@user-zl4et5cw2b
@user-zl4et5cw2b 7 ай бұрын
Luv this court hands up guys
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 7 ай бұрын
Varume avo imbwa chaidzo hadzifunge mungadaro brother yenyu kudaro munehutsinye Imi madzikoma nxaaaaa vakaromba ngasayende ngafire mudzidza rababa vake
@pee.4461
@pee.4461 7 ай бұрын
Haa comment section teramirai henyu amuna kuya kuzotonga ba mauya kuzotongwa 😂😂😂
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 7 ай бұрын
I'm addicted to karanganda tv especially to this Dare
@RunyararoZimi-dj9rc
@RunyararoZimi-dj9rc 7 ай бұрын
Nyaya iyi inorwadwa vanhu musaseka please aitorariwa shuwa
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 7 ай бұрын
Lapha kobaba headman ziyabuya strong futhi I families surrender pliz
@deavermusic4145
@deavermusic4145 7 ай бұрын
Bataps batai basa tiripo pakukutsigirai 😅❤
@rachieemaganga
@rachieemaganga 3 ай бұрын
got irikubva kwani 😂😂😂
Chamisa Addresses The Biggest Rally So far, In Mutare
2:01:52
TechMag TV
Рет қаралды 11 М.
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 136 М.
Фейковый воришка 😂
00:51
КАРЕНА МАКАРЕНА
Рет қаралды 5 МЛН
HEADMAN CHIGODORA NDAKAPISWA SIKARUDZI
51:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 111 М.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 366 М.
Zvakabuda kwa Tasvu Headman Chigodora
52:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 145 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 11 М.
Mheni yakarova sei? Headman Chigodora
1:26:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 145 М.
Takabatwa uroyi .Headman Chigodora
1:05:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 228 М.
@HeadmanChigodora NYAMA YEVANHU ndinounzirwa  yakaoma neimwe inyoro nevakadzi vangu
27:27
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 126 М.
Фейковый воришка 😂
00:51
КАРЕНА МАКАРЕНА
Рет қаралды 5 МЛН