Mambo Zimunya vanomisa musha vange voparara

  Рет қаралды 98,640

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 413
@Karanganda
@Karanganda Жыл бұрын
Nhasi imbosiyawo Like pa Video ino ,zvinotibatsira kusindira basa mberi ,thank you
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Жыл бұрын
Karangandaaaaaaa tinoiteedza yese yamunokanda tiri pa Gaborone Waiyepo ereeee🤣🤣
@Karanganda
@Karanganda Жыл бұрын
@@dakawangu4490 tinobonga chooose
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 Жыл бұрын
Ndinoisa like ndisati ndaona
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
Mufambire dza muvhevhi takadzimirira ndokwenyu ikoko musatangirwa never Harare vekangarnganda tokubiggei
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
@@dakawangu4490 yaaah ndopatiri pa gabs
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Amai avo vanofanira kudzorerwa imba yavo zvakaoma kuvakira mumwe munhu imba 💔
@bettymatitsa9043
@bettymatitsa9043 Жыл бұрын
Happy to see headman chigodora ❤❤
@EmilyMadhoyi
@EmilyMadhoyi Жыл бұрын
Ndafara ndaona Headman wedu Chigodoraaa❤❤🎉🎉🎉
@moreblessingtoriro4621
@moreblessingtoriro4621 Жыл бұрын
Barika rakanaka kunana baba asi rinoremedza madzimai pamwe chete nevana
@godfreysimango1795
@godfreysimango1795 Жыл бұрын
Great superb judgement fairness l like chief 's wife is also good ruler great helper for Mambo.keep it up.
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 Жыл бұрын
Sorry to say l still feel that our African culture favours man
@JumaDrumsMusic
@JumaDrumsMusic Жыл бұрын
Thanks BabaTaps, unogona sahwira ende Mambo Zimunya naamaiguru avo varikukwatura dare zvinonwisa donhodzo. Chakanaka chakanaka mukaka haurungwi! Mugare kure nemoto
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 7 ай бұрын
Baba tap's mandigonera ndaonawo Mambo zimunya garayai muchitipa Mambo Zimunya kutotangawo kuvaona 👏👏👏🙏
@mrchocolatemusic3857
@mrchocolatemusic3857 Жыл бұрын
Chigodora to the world 🌎 ndanga ndisina kuona kuti comrade chigodora varipo
@loretakapita8672
@loretakapita8672 Жыл бұрын
The chief's wife made my day! I just loved her and admired her relationship namambo! what a pair, seems the chief is a phlegmatic and amai is a sanguine, but those temparaments match big time. Was really sad neculture yedu and my heart was bleeding for the African women but the chiefs wife energy really cheered me up
@misheckchatenera8674
@misheckchatenera8674 Жыл бұрын
Long live mambo Zimunya, you are so humble and kutonga kwenyu kwakarurama. May the good Lord bless you.
@ElliceNgwarati
@ElliceNgwarati Жыл бұрын
👍
@tembanzounhenda3341
@tembanzounhenda3341 Жыл бұрын
Mambo Zimunya Havana kubvunzanisa vanhu ava pavapedza kupa Mativi avo. Vabva vatoenderera mberi vatotonga. Handina kuona matongerwe enyaya akanaka. Konsei mukadzi asina kubatwa nenhau yekumhura rimwe dare Rambo makoni. Mamanikidza murume kutambira mukadzi akamupa gupuro sei
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq Жыл бұрын
Chigodoraaa motoo🔥🔥🔥🔥
@mercymabhuro6251
@mercymabhuro6251 Жыл бұрын
A fair chaipo, imba ndeye mkadzi mdiki, mrume haana ktombopikisa kt maikuru havana chavakaita, asi murume uyu, iduri chairo😂
@anymorekamuruko8528
@anymorekamuruko8528 Жыл бұрын
Machira epa bonde anofanira kuenda nemudzimai coz ndiye anomavacha mudhara gara pasi
@hazel4463
@hazel4463 Жыл бұрын
I love the Queen
@mwafungatenimusimwa8071
@mwafungatenimusimwa8071 Жыл бұрын
Interesting tadzidza zvakawanda, thank you team Karanganda, Chief Zimunya and team.
@Mhetalicious
@Mhetalicious Жыл бұрын
@patrickkudziyeta6122
@patrickkudziyeta6122 Жыл бұрын
mashoko makukutu mother amakataura, hamurovi imba makaviga mupinyi, sando dzenyu,
@latestfootballhighlights9450
@latestfootballhighlights9450 Жыл бұрын
Haaaa mukadzi uyo haana wisdom. Ngaabve padare haagode kutonga. Mukadzi ane dzungu iyeye
@ZindogaZai1
@ZindogaZai1 Жыл бұрын
Agara anonetsa maparika aya.Hameno vanoada good luck kwavari.
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 Жыл бұрын
Ndezvechihure chete kani
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 Жыл бұрын
I like this Utube-Channel(Karanganda TV). I like this channel because nyaya dzavo mostly ndedzechokwadi, uye dzine humbowo hwakakwana, unlike Drewmas-media and Sly-media vanoyita basa rekuPoster zvinyaya zvekunyepa nechinangwa chekuda kuMarketer n'anga and fake-prophets. Drewmas-media neSly-media vanofanirwa kutya Mwari, they mustn't play with people's emotions.
@sbv-tv
@sbv-tv Жыл бұрын
Chief vanotsveidzawo nenyaya kunge vakapera ma shocks Vanowandira side 1
@Fayrwa06
@Fayrwa06 Жыл бұрын
Ndarwadziwa pamusoro paMai ava She was married on false pretence as she was told Maiguru vakayenda. She worked from scratch and achieved some wealth After that Maiguru was brought back and havoc ensued. Mai demabika henyu Sadza - you seem to be hard working.
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 Жыл бұрын
Ukaona marriage yakuita tumatare hayaaas ziva kuti mahumbwe
@kudzaimagombedze5593
@kudzaimagombedze5593 Жыл бұрын
Mai mambo vanenge mudzimai wechimurenga chaiye ...... Song Nyatso teerere uhwe kutonga
@BlessingMachini
@BlessingMachini 7 ай бұрын
Great job madzimambo
@FelistasBanhas
@FelistasBanhas Жыл бұрын
Mmmm mambo zimunya imba iyi yakavakwa nemukadzi uyu uyi mumwe mukadzi ogara imba yandaka vaka iye zvakanga aripo ini ndisati ndauya akadii kuvaka
@mandlenkosindhlovu8124
@mandlenkosindhlovu8124 Жыл бұрын
Mukadzi wachief ndomahwambi manje😂😂😂. Tongai Amai ndafarira matongero enyu samare.
@dasilva8081
@dasilva8081 Жыл бұрын
Gerwei ndebvu idzo munadzisukao dzichene..barika munorikona
@nikitamagama7039
@nikitamagama7039 Жыл бұрын
Mmmmm mai varipanext namambo vakavhengezera Yuwiii
@tendaichinorinda5134
@tendaichinorinda5134 Жыл бұрын
First time kuona Madam mambo vachisekerera uye kutongawo zvisina haha 😂😆😂
@nancymubonesi3316
@nancymubonesi3316 Жыл бұрын
Amai avo Havana kana respect why vachiita kunge ndivo mambo
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 Жыл бұрын
Kutaurisa too much
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 Жыл бұрын
Vakutoita kunge ndivo mambo
@kingstonegombedza4104
@kingstonegombedza4104 Ай бұрын
Kana paine dare rakafa muzimbabwe ndiridare ramambo zimunya mambo zimunya endaunorutsiswa.
@BonganiNyathi-jp1mn
@BonganiNyathi-jp1mn Жыл бұрын
Keep it up mambo's wife,muhle umsebenzi wakho
@tomusshabor6561
@tomusshabor6561 Жыл бұрын
Zimunya dzingai Mai avo mudare vanovhiringa zvinhu
@virginiapamire1740
@virginiapamire1740 Жыл бұрын
Vanohumana wena cuz
@kingstonegombedza4104
@kingstonegombedza4104 Ай бұрын
Mambo zimunya wakadyiswa wakadyiswa nemukadzi ,mukadzi ndiye atowa mambo zimunya.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Mukadzi wamambo munogona henyu. You are very supportive and wise.
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤ apa pabvira moto baba Taps vatadza kuzvibata
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 Жыл бұрын
Imba yeku town ndeye mkadzi ikatengeswa she will get something chakakora than kugarira kuvhiringwa.
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Karanganda tv thank you baba Taps 🥰👏👏👏
@naisonsaungweme1979
@naisonsaungweme1979 Жыл бұрын
Mambo Zimunya magona kutonga nyaya rambai makadaro,wat a unifier ,vakadzi ngavadzidze kubva apa ,vasamhanya kutora decision pasina nyaya hombe.Mambo God bless you.
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Zvakaoma.chokwadi
@patrickmuna1008
@patrickmuna1008 Жыл бұрын
Headman chigodora we love you
@shillamachena236
@shillamachena236 Жыл бұрын
Panunonzwa nyaya dzakadai kana kuroorwa kwako handichada🤣🤣🤣🤣 Rooranai mega ikoko🤣🤣🤣🤣🤣
@richmura
@richmura Жыл бұрын
Hats off to Karanganda TV good information
@tanyarue
@tanyarue Жыл бұрын
Magona kutonga mambo zimunya proud of u chief
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 Жыл бұрын
Mukadzi wamambo dzikamai hamusimi mambo
@patiencechideudhliwayo8089
@patiencechideudhliwayo8089 Жыл бұрын
Barika kkkkk. Mahumbwe chaiwo. If I was this woman I would take what is mine and leave. Baba avo vanoda vakadzi thats the root problem full stop
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 Жыл бұрын
Uyu mukadzi uyu ihure Ramambo hre kungobvunzawo
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 7 ай бұрын
Mambo zimunya vangoona kutonga baba tap's garai muchitipa zvikwa Zimunya kuno tongwa zvakanaka ndatanga hangu nhasi kuvaona🔨🔨🔨🔨🔨dzawo🙏🙏
@munyaradzimurungweni3435
@munyaradzimurungweni3435 Жыл бұрын
Chief bhoo bt mukadzi wavo akavhengedzera
@dzingaimasara3745
@dzingaimasara3745 Жыл бұрын
zvinoita wo here kuti iyo yaakumira ngemitombo asi kwaakuramba munhu aikumba vakadzi, haaaa baba avaka
@chadderndofeni6426
@chadderndofeni6426 Жыл бұрын
I liked the story and the judgement of Chief Zimunya well done
@reasonmberengwa1978
@reasonmberengwa1978 Жыл бұрын
great staff baba Taps please fix the sound system
@gwaimanitinotenda8641
@gwaimanitinotenda8641 Жыл бұрын
Mukadzi waMambo should not be part of kutongwa kwenyaya idzi. A female advisor should be any wise woman from the community anoitawo kakutya Mambo.
@hazeljanuary3333
@hazeljanuary3333 Жыл бұрын
Barika vakomana. Mazvokuda mavanga enyora 🙌🙌🙌😂
@kingstonegombedza4104
@kingstonegombedza4104 Ай бұрын
Mambo awo ngawabvise mukadzi wawo padare iro
@johnchakaza6685
@johnchakaza6685 Жыл бұрын
Mambo zimunya munhu anozvinipisa hake well done
@simpsonkamonere3926
@simpsonkamonere3926 Жыл бұрын
Mai vane magirazi vamhanya kuva emotional. Ngavabve apo
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Bt nhs vakqdzikama vanongondi svota kahunhu kawo uye vanofanira kumedza mashoko ekutaura
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 Жыл бұрын
​@@constancemarifiye6658ndivo Mai chief here?KKK
@kingstonegombedza4104
@kingstonegombedza4104 Ай бұрын
Ehe ndiwomai mambo zimunya # hakuna dare rakadai mambo zimunya ngawabvise mukadzi mudare uno basa remukadzi wamambo kubika kumba uko kwete kutonga nyaya mudare
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Mukadzi anetsika. Mambo weldone.
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
Barika ndereyiko aa mazindebvu anochengeta zvikwekwe
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 Жыл бұрын
Chigodora my headman
@SelectaZagga
@SelectaZagga Жыл бұрын
Mambo Zimunya vane wisdom yakanyanyisa🙏🏿🙏🏿🙏🏿 1:26:26
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Mambo mune wise leadership ma headmen ayo ane wisdom
@mbudzi369.
@mbudzi369. Жыл бұрын
Mambo vakarongeka imba yedare yakavakwa zvakanaka,
@benedictandlovu2853
@benedictandlovu2853 Жыл бұрын
Mrs Chief is the chief.
@simbamugara3391
@simbamugara3391 Жыл бұрын
Umm mayi iyo yakagara namambo inatwowo futi mambo nemadzishe vanhu vamwe vanobatsirana
@PeterMutanga-og6wn
@PeterMutanga-og6wn 24 күн бұрын
Bambo aya havanawo mapoints apana zviripoba ko zvavaiti chigodora urikuisa nyaya pazvivhidhivhidhi wani,ko iye akudziisa wani airwadziwa nachigodora bambo ava.
@vimbaimachingauta9447
@vimbaimachingauta9447 Жыл бұрын
Mai chief pane Basa vanotaura kupfuura mambo
@dzingaimasara3745
@dzingaimasara3745 Жыл бұрын
If it is true that the younger wife worked with the husband to buy a lorry, build a house and the projects they did in the absence of the first wife, i find it grossly unfair kuti onzi imba ngeyavo vari 3. Core ownership with the husband only is rather fair coz ummm hapasi mushe ipapo. One thing i learnt though (as some challenge i recently faced in our family) is nyaya yema kitchen is very important, each woman must have her own kitchen. when i encountered it, i did not understand it but mai then explained and got the same meaning am getting here.
@Clara-eh3cz
@Clara-eh3cz Жыл бұрын
If you are married in community of property thatit’s the case. Mukadzi anotogona kusungirwa maintenance yemwana weemurume waanenge ahura.
@florencechirombo1536
@florencechirombo1536 Жыл бұрын
I do not think the chief knows what happens when divorced sell the property. The 2 husband and second wife share the money after selling the properties in the nama of the husband and the second wife. Apo pajuju yamaiguru hapagarike. Mainini nehzvadzi dzenyu tsvagai information kwasiyasisiya mununure hanzvadzi yenyu isiye murume. Ngaasabva ari maoko. she worked hard
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Жыл бұрын
Baba vanonatse kutsanangura zvese Machira epa Bonde 😜💕
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
Kkkkkkk
@profqda3464
@profqda3464 Жыл бұрын
Machira epabonde ndiko kamboro duster here?
@rebeccahilton4209
@rebeccahilton4209 Жыл бұрын
Mai guru makura Regai Manini . This man is too much
@renimapfumo7761
@renimapfumo7761 Жыл бұрын
Umm mbuya wari kumberi kuna mambo wakanyanya...
@kingstonegombedza4104
@kingstonegombedza4104 Ай бұрын
Mambo dzingai mukadzi mudare uyo.
@nathantakaya2639
@nathantakaya2639 Жыл бұрын
Baba ava kna vadzosa maiguru vanga vakatiza nhamo.vodzoka kna mainini vashanda paanemari. Uuuuu ngavatange pawo.pasiri pamainini.
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 8 ай бұрын
Gud chief 😃😁
@alicechikomo6014
@alicechikomo6014 Жыл бұрын
Mai vari kumberi, avo, vanotaura vasina wisdom,vulgar yakawandisa
@esierayner533
@esierayner533 Жыл бұрын
Vanonyangadza mai ivavo havana empathy
@fredahama4902
@fredahama4902 Жыл бұрын
Noise chete
@ELLAHMHERE
@ELLAHMHERE Жыл бұрын
Ana Samanyika havasefi mazwi. Ndooshona yavo iyoyo. Musandoshooraba.
@masishumba
@masishumba Жыл бұрын
Baba havachadi mukadzi zvavo avo
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo Жыл бұрын
Well-done job mambo
@brightonsansola1678
@brightonsansola1678 Жыл бұрын
Ngape gupuro vagovane zvinhu baba avo itsotsi
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 Жыл бұрын
Barika ma1
@BrianTandadzayi-b5z
@BrianTandadzayi-b5z 4 ай бұрын
Haaa mambo vanenge vanotonga mambo kumba kkkkkkkkk haa ndavanyarira maiweee
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Жыл бұрын
Mai vadzikama manje awo ahhh waitaurisa.Well done amai madzikamira
@juliakambongwe
@juliakambongwe Жыл бұрын
Keep it up Mambo zimunya munopa nguva vangu yekutaura zviripamoyo
@calvinmupfunya7160
@calvinmupfunya7160 Жыл бұрын
You did the best thing when it comes to record the audio . Gd job karanganda
@hiltonnjenje3383
@hiltonnjenje3383 Жыл бұрын
Haa mukoma taps nodzitsvaganyaya dzechokwadi mai avo mwari ngapindire sure barika harina kunaka haro😢😢❤
@bettychigori5226
@bettychigori5226 Жыл бұрын
Murume anenge akasiya mukadzi wake anonetsa kugarisika naye coz chaakasiirana nemukadzi wake unenge usingazive.Better akafirwa
@constancematsika4758
@constancematsika4758 Жыл бұрын
Ndafara namhamha vataura kuti hapanà mukadzi anoda kushandirwa neyabuda muumwe mukadzi fresh isati yagezewa never .uye hapana munhu anoda kushandira umwe mukadzi Shanda zvako
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 Жыл бұрын
Mai Mwana dzokerai kumurume munoronga exit plan muripanzvimbo .Kana mozoenda moenda mava parinani .Ngwarai asikana ribirei zvekufirako zimhombwe iro . Mutsai mutsai asikana hapana zvemurume apa .
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Paimba matongera chitororo 😂😂😂😂
@pkchims8565
@pkchims8565 Жыл бұрын
Ah zvanga zvirizvekuti vadzokerane kugvt mukadzi ndiye muridzi wemba
@augustinemabasamugwagwa
@augustinemabasamugwagwa Жыл бұрын
Team barika muri kuzvigona sei. Ummm, barika ma1. Unofa nestress rezvawakatsvaka. Haa kudzidza hakuperi
@chibandamedia
@chibandamedia Жыл бұрын
Sound please
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 Жыл бұрын
Chimukadzi chamambo icho chadzikama mazuvaano. BUT hachisipisa pemurume icho .. nhema chaidzo
@fadzaichisweto
@fadzaichisweto Жыл бұрын
Ava baba ipfambi kana yaiva nyaya yemwana vanga vatoda umwe mwana nguvai pamwana azvarwa 2022 atova nemumwe mukadzi waakuda kuroora nguvai plus kurova uko usabvuma kuramba uchirohwa risungise bhinya rebaba plus baba ava vane makuhwa pakati pavakadzi vavo benzi rababa mukadzi mukuru aivepi musha uchivakwa .
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Жыл бұрын
Panyaya ye imba mambo vanyepa apo aaa
@gracegrace4164
@gracegrace4164 Жыл бұрын
mai mambo vanombondibhowa but nhasi vambomiririra mudzimai zvandada plus nhasi vambopa chief mukana wekutonga pekutanga kkkkk ndandati pamwe nhasi varikurwara up till vatanga zvavo zvavajaira lol ibasa kani
@pardietaurai4683
@pardietaurai4683 Жыл бұрын
Good work mambo Zimunya
@faithmutumwa5446
@faithmutumwa5446 Жыл бұрын
Baba mupostori Havana njere ,kana munhu usingamude rega aende kutsvaka mukadzi wechi3 nekuda kwevana chete no akamutsvakira mhosva ,ange asisade mukadzi ndicho chokwadi Aida kumushandisa,akanyepa kuti mukadzi mukuru akaenda,akanyepa munhu wenhema mupostori uyu.ngaabude pachena
@didymusmushoriwa8044
@didymusmushoriwa8044 Жыл бұрын
Mambo tinokutendai neruziwo munotonga neungwaru ne runyoro
@tawandamoyana2596
@tawandamoyana2596 Жыл бұрын
Avo mai varipadhuze namambo havagoni dare varikutoshaisha mambo uyo akachenjera
@elizabethmangoma8090
@elizabethmangoma8090 Жыл бұрын
Mai Mambo munogona kubalancer nyaya
@shillamachena236
@shillamachena236 Жыл бұрын
Uyu ngaadzokere anobika sadza .pane kudzokera ku stress.yuwiiii. Uyu mukadzi ngaasiye benzi iro
@parseechanzenza9083
@parseechanzenza9083 Жыл бұрын
Mai avo mukadzi waMambo here kuganhira kwacho kwakanyanya
@gutazie
@gutazie Жыл бұрын
Mukadzi wamambo ngaadzikame uyo please motisvitsirawo shoko
@mutumwa_263
@mutumwa_263 5 ай бұрын
@Karanganda is Mambo Zimunya still there?
@marianmamvura2952
@marianmamvura2952 11 ай бұрын
Kkkkkk machinations epaulets badge waida amasire ani unoti penguin murume
@normamunyama
@normamunyama Жыл бұрын
Eeee bamnn Bati...bamnini Bonnie behind the wife 😂😂😂 haiboo murikuitei,ko
Kisimusi Anobudirwa dare ra Chief Saurombe Karanganda TV
1:19:43
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 6 М.
Panofe munhu apa
1:18:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 136 М.
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
00:31
Лютая физика | Олимпиадная физика
Рет қаралды 4,8 МЛН
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
DOMBOSHAVA..... MADZIBABA VAIPOROFITA NENYOKA
1:21:28
Drewmas Media
Рет қаралды 202 М.
" Afira ka Radio kaakaba"#karanganda #mutare
1:08:15
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 114 М.
Chikomba chabatwa
51:47
Manass-Chibanda
Рет қаралды 29 М.
Murume Anoramba Kuita Bonde Neni, Anoda Ndirare neMombe Here?
33:35
Gudo Rinouya nemaBhinya
1:18:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 133 М.
Kuripwa kwe Ngozi ine 42 years Manicabridge Mutare #Karanganda tv latest
1:26:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 141 М.
Rév. Mike MIKEMPE à la RTVA : L'ETUDE DE LA  THEOLOGIE FACE AU MESSAGE DE L'HEURE.
1:11:29
Musha wose wopera kubudirwa pa Honde valley Gwiriri #Karanganda tv
1:02:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 74 М.