Panofe munhu apa

  Рет қаралды 137,493

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 516
@TinasheMarecha
@TinasheMarecha Жыл бұрын
this man is wizard, he presides with wisdom and knowledge of the law....very alert to details
@diketsochivese5414
@diketsochivese5414 Жыл бұрын
My father is a shona my mum is from Botswana i was born in Botswana and grew up there i real enjoy this customary courts, chiefs are well constructed and promote culture, you are the best, i wish we could learn and adapt your style, problems are solved from the roots
@KidwellMunikuchi
@KidwellMunikuchi 4 ай бұрын
Dumelang
@elishatendere931
@elishatendere931 Жыл бұрын
Dai nyika ichitongwa zvayo nemaChief, we could be somewhere, great wisdom there Shumba Mutasa.
@petrosmwera4742
@petrosmwera4742 Жыл бұрын
Chief is full of wisdom and fair in passing judgement. Real court proceeding and cross examination. hats off to your our Traditional leadership
@princendadzungira1795
@princendadzungira1795 4 күн бұрын
Vanhu vekwaMutasa mune chikomborero cheleadership. Batsirwai mugare zvakanaka. Chief Mutasa raramai mazuwa akawanda
@Beloved5
@Beloved5 Жыл бұрын
Mambo Mutasa woyeeeee💪💪💪💪💪May you live long, more wisdom Shumba, Binga🎉🎉🎉
@TracyZvakavapano
@TracyZvakavapano 2 ай бұрын
❤❤
@daisymafaifi51
@daisymafaifi51 Жыл бұрын
Peace be still. Chief manyama sando dzenyu and all the associates. The chief must be a christian. Well done and keep up with good work.Thank you for not being harsh on the prodigal son.❤
@trivedymukuze9970
@trivedymukuze9970 Жыл бұрын
The chief has wisdom. His facts makes sense.
@celcinfor3534
@celcinfor3534 Жыл бұрын
He is too much
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr Жыл бұрын
Well done chief kudzidza kwakwnaka
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 8 ай бұрын
Chief Mutasa makanyanya thanks mapa Gogo nzvimbo yavo❤❤
@AnesuKhumalo
@AnesuKhumalo Жыл бұрын
Haaaaaaaaaaaa Chief Mutasa munogona veduwe haaaaa ndakufarirai baba vangu haaaa ndimi mogo munogona kutonga sezvazviri haaaaaaa thank you so much sir
@sarudzaitahwa1224
@sarudzaitahwa1224 Жыл бұрын
This Mambo is extremely knowledgeable and has vast knowledge and can tonga. Love his way and standards of ruling. Out of all Madzimambo I wish all could have been appointed based on this kind of education. I wish dai Mambo vari kwedu Guruve. Keep doing the good work Mambo. I watch this as a daily dose.
@NewtonUrayayi
@NewtonUrayayi Жыл бұрын
Munogona Shumba muri mhondoro munotonga zvinonzwika Baba
@mildredjoni208
@mildredjoni208 Жыл бұрын
Mambo ava ndovadisa hangu vanotonga zvrifair dai vanoverenga mavhoti ava
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
But vakagarwa Bamba futi havazobudisi zvinenge zviri zvechokwadi musarudzo
@ricardogaricai-nl6im
@ricardogaricai-nl6im Жыл бұрын
Mambo mambo mavapedzera....😂😂😂 Bwarara rangu....Bambo uyo wakazungaira....Uri mujana Uri mujana we mombe.....Mambo mutongei azwe...
@ChihwawekwaMutasa
@ChihwawekwaMutasa Жыл бұрын
Haaa uyu aumburuddzwa...hanzi basa rako iwewe rakakura kupfuura rapresident nderei😂😂😂haaa mufesi uyu ibenxi chairo...i feel for the woman hayass zvKaoma.The wife has wisdom but murume apana apa
@nothandoprecious4338
@nothandoprecious4338 Жыл бұрын
I like the chief is educated well done Mambo ❤
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
Very
@taddiasfamba9478
@taddiasfamba9478 Жыл бұрын
Very educated , filled with knowledge
@i_love_beer
@i_love_beer Жыл бұрын
Ko iwe unozwa here zviro zvirikubhuyiwa ndiana Wasu?
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
Kwahi nzvimbo ndeyemwana utarise mwana wacho unopera strong 😂😂
@snarechallenge5102
@snarechallenge5102 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 dasvanana
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 9 ай бұрын
Duvutuvu😅😅😅😅
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 4 ай бұрын
Mwana atovawoo sekuru zvavo
@sarziemafirakurewa499
@sarziemafirakurewa499 Жыл бұрын
Shumba u have great wisdom. Munhu uyo hapasi pake. Ari kupamba.
@williammadya-pq1ry
@williammadya-pq1ry Жыл бұрын
He deserves the cheiftainship this man, welldone Mambo Mutasa indeed you have wisdom coupled with intelligence all the best
@marshallkajanji595
@marshallkajanji595 9 ай бұрын
Best chief wangu, Mwari vakuchengetei Mambo. Long live Ishe.
@brianchapotoka9405
@brianchapotoka9405 Жыл бұрын
Thanks so much Chief, one of the best Chiefs I have seen in the country, so composed, wise, educated, considerate and fair. If the country can have leaders like this we can go very far.
@EsterMunzara-n9o
@EsterMunzara-n9o Жыл бұрын
Aaa baba awo wanopenga kunyepera mbuya awo wanoda kuwabira ...kumusha kwangu uko mbuya awo awana hondo nemunhu l know her
@bradleycharingwa240
@bradleycharingwa240 Жыл бұрын
Thank you shumba nekudzosera mbuya wachipere shumba munda wavo munhu anga anetsa uyo
@EmilyKarimba
@EmilyKarimba Ай бұрын
Weldone mambo Mutasa🎉🎉
@JanePhiri-c2u
@JanePhiri-c2u Ай бұрын
Mambo baba ava vanoda kuita chimurenga nechitsotsi.Vakaderera baba ava. Ngavatsvakirwe imwe nzvimbo vasiye sekuru nambuya ava pa stand yavo. Ngavaripiswe migumtre yevaridzi.
@juliusjena2396
@juliusjena2396 Жыл бұрын
Excellent Chief,mambo unenjere dzakapinza kwazvo.
@tombichirau7851
@tombichirau7851 Жыл бұрын
Best decision made by smart and educated chief Mutasa
@thomasmaruwa7253
@thomasmaruwa7253 Жыл бұрын
Thumbs up chief, you are a true leader I thank you so much
@perpetuamatope7527
@perpetuamatope7527 Жыл бұрын
My educated chief full of wisdom.well done
@celcinfor3534
@celcinfor3534 Жыл бұрын
You are lucky to have such a wise man
@dorismuchirahondo1798
@dorismuchirahondo1798 6 ай бұрын
Mwana wangu ane wisdom revenge raSolomon. Keep it up son.
@kudakwashebopebope2934
@kudakwashebopebope2934 Жыл бұрын
Thanks having educated chiefs. God bless the chief
@sharon3601
@sharon3601 Жыл бұрын
MY FAVOURITE CHIEF. Respect SIR. Wisdom and knowledge overload 🙌🏽👏🏽 Suitable dressing representing his work! Salute. Very respectful too.
@obviousmutakiwa-435
@obviousmutakiwa-435 Жыл бұрын
Most learned chief sando dzenyu mambo I applaud your wisdom.
@westernchapanduka5068
@westernchapanduka5068 Жыл бұрын
Our learned chief. He knows his stuff. We need leaders like this chief 💪
@hazvinei2533
@hazvinei2533 Жыл бұрын
Educated chief munogona manbooooo❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@RichmoreMandega
@RichmoreMandega 9 ай бұрын
Yes the chief has wisdom,but ako kamudhara Kari paside pa changamire kane dzungu
@rhodhachiumburu
@rhodhachiumburu 7 ай бұрын
Kane dzungu serine twudhara twuye twekwabushu
@ngazim1
@ngazim1 6 ай бұрын
Ndorakakatoisirwa dzungu iroro kubvondora zvikuvanzwa
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Hanzi ku joy kwaMachipisa kuMatapi mambo 😂😂😂😂😂 ndafa nhasi kkkk
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Жыл бұрын
Thank you Mambo Mutasa ..neniwo ndadzidza pakutenga nzvimbo l will be more careful .ndotangira kwasabhuku nhy 😅❤
@veencube3538
@veencube3538 2 ай бұрын
Yes it's a lesson learned 😅
@naumezinengeya295
@naumezinengeya295 Жыл бұрын
Ndimambo wangu iwawo muri kugona shumba well done mambo wedu
@AnesuKhumalo
@AnesuKhumalo Жыл бұрын
Shamwari ugere na Mambo shame vabatei zvakanaka Mambo vedu mukavanetsa tinokurovai mose ikoko kwa Mutasa kkkkkkkk kwaaaaa
@thembenincube3568
@thembenincube3568 Жыл бұрын
Nyaya ye Land inoramba ichinetsa even pakati pedu nanhasi😮.. Ishe munogona kutonga ..You are full of wisdom🎉
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo Жыл бұрын
Very Gud chief.murambe makadaro
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 Жыл бұрын
Mambo Mutasa excellent stuff kutopfuura vamwe ma judge anozviti akadzidza
@Hungwe
@Hungwe Жыл бұрын
Murume uyo dont deserve mkadzi uyo. She is bright murume ari dull.
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 Жыл бұрын
Our learned mambo well done 👏🏻
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in Жыл бұрын
Chief mMutasa anosanganisa kudzidza pamwe nechivanhu. He is very eloquent, directs conversation mudare and someone wekuti tidzidze from
@SirSamanga
@SirSamanga Жыл бұрын
Shumba Gwara munotonga Kani....Land disputes munoiti twasa,l am proud to be Shumba Mutasa and kutongwa nemi
@schumieelf3232
@schumieelf3232 Жыл бұрын
Well done my favorite chief.
@simbagwara5230
@simbagwara5230 Жыл бұрын
Mambo munogona kuedzanisa well educated man well done Mambo
@SophiaTsuro
@SophiaTsuro 10 ай бұрын
Vanhu vekumusha vanongotsva varimumabhachi hamurinzwewo here zuva varume😊😊
@ChipoMponde
@ChipoMponde Жыл бұрын
Ndafarira hangu body yambya wari kuda kubirwa nzvimbo awo look mwanasikana wawo atochembera kudarika Mai
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Muchinda uyo atopara imwe hombe. Apumha mbuya avo vuroyi pamberi pamambo; and munhu waaita naye makuhwa anomurambira. Mbuya avo vakaisimudza imombe yaanobudisa muchinda uyo nekuda kudya zvevapfupi nekureba ikoko.
@rairaijazidzveta9460
@rairaijazidzveta9460 Жыл бұрын
This man is very wise like King Solomon
@johnchitakure4919
@johnchitakure4919 Жыл бұрын
Chief Mutasa, sando dzenyu. Munotonga zvine ungwaru. Munoziva mutemo. You are fair and just in your rulings.
@munyaradzimadondo9055
@munyaradzimadondo9055 Жыл бұрын
Unoziva kana kuine munhu,uyu Mkururu vanodadisa,a very serious man.Mambo Mutasa mwaite basa,I repeat mashoko enyu akanakisa
@CarolineKolosa
@CarolineKolosa 3 ай бұрын
Chief Mutasa chief of the year 🎉
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Chief vano vano nyanya Ku kata kata mukomana uyo
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
Anopenga uyo aivepi all along mukadzi wake anotofunga kumudarika
@colincodzamnangiwezaka6585
@colincodzamnangiwezaka6585 3 ай бұрын
That old woman's jubilation is a great prayer for the chief, long live Shumba... At least vana vechikoro vanofanira kumboita matrips ekuuya kuzongoonawo muchitonga nyaya.
@josphinemuchuva9286
@josphinemuchuva9286 Жыл бұрын
Shumba munotaura straight talk love it Baba ava idofo unotonyarira munhu mukuru achireva nhema pachembere yevanhu hanzi ndaive kunze kkkkk
@jabulanimutasa4267
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
If kuzungaira was a person
@melanmutami2506
@melanmutami2506 Жыл бұрын
Wise Chief we want more of you in Zim ,long life big upp
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
38:30 😂😂😂😂 hanzi wadzvova kaaa
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 Жыл бұрын
Chief Mutasa my favorite, thanks Karanganda ❤
@afronews7034
@afronews7034 Жыл бұрын
Chief vedu vemavhoko vhoko school of higher education munetipasa manyemwe✊️✊️👊✊️
@faithmbutsa7837
@faithmbutsa7837 Жыл бұрын
My chief Mutasa well educated i salute you.
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 Жыл бұрын
Baba i dofo chairo chairo ....nyaya dzawo dzonyadzisa mukadzi kushaya kana pekupinda kkkkk😅😅😅😅
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Anga achiri Mutasa apa. Akazosotwa nachedumbu hapana chaachagona
@tafadzwakasere402
@tafadzwakasere402 Жыл бұрын
Mambo ndimi nega👏👏👏🤣💪
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 7 ай бұрын
Mutasa anokutonga woruza nyaya wobva wasekerera kuti apa mambo manditonga chaizvo.
@slauschannel
@slauschannel Жыл бұрын
One of the wisest Chiefs I have seen so far .
@sekanikatayi7613
@sekanikatayi7613 Жыл бұрын
Proud to be muzukuru wekuPwanya munodadisa Shumba
@JAMES1234575
@JAMES1234575 Жыл бұрын
My favourite Chief. Vanotonga zvandinoda mambo ava.
@tristannelazalo563
@tristannelazalo563 Жыл бұрын
Chief manyama. I like this man's wisdom.
@petermamere5493
@petermamere5493 Жыл бұрын
Good matongere mambo. Mr Harare vanepamuromo
@davidsukutayi9405
@davidsukutayi9405 Жыл бұрын
I respect Mambo Mutasa. Ndini Zindi we Shumba yekwa Mutasa❤
@celcinfor3534
@celcinfor3534 Жыл бұрын
Kutanga nhasi Mambo Mutasa tave kukutii Mambo Solomon
@aimncube793
@aimncube793 Жыл бұрын
Ma chief manyama
@veetan9597
@veetan9597 Жыл бұрын
Mambo: Mai vakashaya rinhi? Muchena : Ndandiri kunze😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@celcinfor3534
@celcinfor3534 Жыл бұрын
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@virginiakabanda5087
@virginiakabanda5087 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk bambo avo idukuzununu
@greaterchinyowa6060
@greaterchinyowa6060 Жыл бұрын
Kunze kwemusha vachipengereka kumatapi.
@veetan9597
@veetan9597 Жыл бұрын
@@virginiakabanda5087 zvakaoma 🤣
@veetan9597
@veetan9597 Жыл бұрын
@@greaterchinyowa6060 imagine hako🤣🤣🤣🤣
@shumbashava247
@shumbashava247 Жыл бұрын
Haaaa initially i was supporting the guy as they seemed to bombard him.There was an old man who didnt want Gift to speak and the chief stopped.Haaaa the Chief turned me upside down, very fair and intelligent. Did not use anything accept the law and guy proved that he is also not the problem but what happened was not transparent and hence says guys help him with land and asks the lady to help him.Well done chief
@ivuchigora4195
@ivuchigora4195 10 ай бұрын
Chief Mutasa you are a star apa makagona.
@LoyethaSiziba
@LoyethaSiziba Ай бұрын
Chief Mtasa havatarisi side vanomira nenyaya sezvairi
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Nhaimi Ndibaba vani ava 😂😂😂😂 hezvoooo vamboti 1996 ezvino vakuti 1992 vakazotanga kubhadhara mutero 1993 😆😆😆
@lovenessmabhugu4014
@lovenessmabhugu4014 Жыл бұрын
L like the chief he is well educated and clever and zvinoratidza kuti makagara pachigaro muchiziva zvamuri uye basa racho
@daisymafaifi51
@daisymafaifi51 Жыл бұрын
AnaMaundo ndiana sekuru edu.Ndichatouya kwasekuru Maundo ndipiwewo nzvimbo yekugara. Ndirikubviro omerwawo ngeupenyu diko. Sekuru ungonga une nzvimbo 😊
@AlphiosKutadza
@AlphiosKutadza 4 ай бұрын
Mambo Mutasa raramai nokusingaperi munotonga zvakarurama
@nothandoprecious4338
@nothandoprecious4338 Жыл бұрын
Unjani babaka taps 😊
@geraldtawandakaredzera7429
@geraldtawandakaredzera7429 Жыл бұрын
Mambo manyama❤
@sqrd3536
@sqrd3536 Жыл бұрын
Karanganda TV you are doing a fantastic job at this court. God bless you and your team. Long life to this Mambo❤. He's the protector of the vulnerable 👏💯 Mudara uyu anopamba nzvimbo hapana chaanacho.
@BenevolentCharumbira
@BenevolentCharumbira Жыл бұрын
Thanks chief munotonga zvechokwadi ❤
@maxwellmapuranga5543
@maxwellmapuranga5543 Жыл бұрын
I wish nyaya dze land kwachigodora dzichitongwa hadzo na chief awa anoziwa mutemo.dare racho riri organize vanouya kudare vakachena varume nevakadzi dressed well.kwete zvekuona ma Jersey ebhora kunga tiri ground webhora.bataps I want to donate cordless mic to kudare rachief mutasa .
@selinasakupwanya8053
@selinasakupwanya8053 Жыл бұрын
maChief MaNyama …my own chief ,,,Welldone …learned chief
@cathrinetsitsimhlanga2885
@cathrinetsitsimhlanga2885 Жыл бұрын
Mwana ndivo baba avo here😂😂😂
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@margaretkarirangombe
@margaretkarirangombe 3 ай бұрын
Chigodoro ave chief here
@tapiwachihota3096
@tapiwachihota3096 Жыл бұрын
Wiseman haaa mambo Solomon chaiye i salute you chief
@tova4700
@tova4700 Жыл бұрын
Same here
@goergesadziwa9087
@goergesadziwa9087 Жыл бұрын
Tongai Gwara hawanzwiba vanhu awa.
@ssenatorjeoffreys6393
@ssenatorjeoffreys6393 Жыл бұрын
We need more leadership like this in the country
@florencesvinurai1156
@florencesvinurai1156 Жыл бұрын
Ukaita zvekutamba Nachief avo unozviroverera chero usina mhosva 😂😂big up chief vanoziva basa kuita kuzvambarara pamusro pemubvunzo 😂😂😂unosvika pakugara pasi
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Murume anotonga uyu❤hanzi wazoona fence wavarovha
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Kwai wadzvowa ka kkkkkkk ende mambo futi 😅😅😅😅😅
@veencube3538
@veencube3538 2 ай бұрын
😂😂😂😂ah baba ava idofo chaivo yowee zvonyadzisa😂😂😂😂
@AlbertMaundu-c2t
@AlbertMaundu-c2t 19 күн бұрын
Baba ava vakadzoswa kumusha nenhamo ngavadzikame nemukadzi vakange varamwa chihure chonaka apa mukabvunza hasha dzinamai ava hapaperi mushe😂
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Let her explain seated!Its no respect to the court to consider health conditions! Especially the elderly!
@vimbaifmakora4868
@vimbaifmakora4868 7 ай бұрын
Ndiri mwana wa chief nerupiri ndinoda kufunda kutonga ndigere mudare menyu mambo munoziva
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
Mambo mawana vote yangu kubva kuMasvingo Bikita 🎉🎉🎉
@WellingtonBudzi
@WellingtonBudzi 8 ай бұрын
Kkkkkkkkk ndiri kudzidza zvakawanda saMambo weBikita
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 248 М.
Nanga inochema zvinonzwisa tsitsi .DARE RA HEADMAN CHIGODORA
1:27:47
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 139 М.
Don’t Choose The Wrong Box 😱
00:41
Topper Guild
Рет қаралды 62 МЛН
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
The Best Band 😅 #toshleh #viralshort
00:11
Toshleh
Рет қаралды 22 МЛН
Chabvondorwa Nasekuru Mukotsanjera Pamberi Pa Chief Mutasa
45:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 46 М.
TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa
55:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 42 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 17 М.
Ukwa Achi Na Aka - A Nigerian Movie
3:36:48
Home Of Trending Movies
Рет қаралды 1,1 МЛН
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 379 М.
Nyaya yeguva remurume wekuMoza yazokora muto zvino-Details in the video
42:04
baba vafumurwa pamberi pevanhu,Nyoka yavo yakabuda pachena/#3
40:38
bandiko rambuya
45:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 50 М.
Mukwasha anosungisa vanaTezvara naAmbuya .DARE RA CHIEF MUTASA
40:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 72 М.
Don’t Choose The Wrong Box 😱
00:41
Topper Guild
Рет қаралды 62 МЛН