Mbare : "Takafumo ona mutumbi wemurume wakarumwa rumwa dumbu uye kubaiwa nebanga"

  Рет қаралды 60,344

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Mbare : "Takafumo ona mutumbi wemurume wakarumwa rumwa dumbu uye kubaiwa nebanga"

Пікірлер: 218
@user-pt3be5qc6y
@user-pt3be5qc6y Ай бұрын
Problem mapurisa nyaya dziri serious havana basa nadzo, asi kusunga vakadzi vemusika
@user-wn4ll9px1b
@user-wn4ll9px1b Ай бұрын
SouthAfrica chakutyisa mazuvano i-porisi ne home affairs kwete kuurayana kwatainzwa kare zimbabwe yatora chimuti chekupondana and kwakutyisa ku zimbabwe
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 Ай бұрын
Munyika medu maakungoda Mwari amene
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue Ай бұрын
Rovai vasikana vasina kupfeka ivavo pliz
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Ай бұрын
@@ClarahMakusiro-nv9ue Ehe vese nana nyaope vavo ivavo ngavarove stereki.
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Ай бұрын
Zim yaora sua Mugabe nguva yake zvazvisiko izvi😢
@maideyirabvu7394
@maideyirabvu7394 Ай бұрын
Murderers have always existed nothing to do with Mugabe
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 Ай бұрын
Taura hako
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Ай бұрын
You can say that again hama.
@vimbaipreston6762
@vimbaipreston6762 Ай бұрын
@@mesiMutepfa hesi bae wa Dr sekuru
@nyashanenzou6100
@nyashanenzou6100 Ай бұрын
Mavafungawo ka..yaaa nyika yedu yashata
@user-kb1sv4zj6n
@user-kb1sv4zj6n 5 күн бұрын
Stella ukurova basa Dhia weldone . Umboo hwatobuda becoz of your visit weldone❤
@Spo7017
@Spo7017 Ай бұрын
Green t shirt bhoo here😂😂😂😂😂😂
@Nokutenda774
@Nokutenda774 Ай бұрын
Green tee shirt atotaura zvine musoro.
@margaretmunyanyiwa1269
@margaretmunyanyiwa1269 Ай бұрын
Good colour. English colour
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅 rondedzerokaaamu
@daviddzapasy8329
@daviddzapasy8329 Ай бұрын
Drugs are such a political deadly connection. Ban drugs because the future of the youth is in jeopardy
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n Ай бұрын
Sure
@PK-qw4hl
@PK-qw4hl Ай бұрын
I'm glad someone realises kut drugs are politically connected,,drugs are an endless war
@PiiMurinds
@PiiMurinds Ай бұрын
Don't blame vanhu blame our president ndiye asiri kuziva zvavari kuita
@nyashavizharona3930
@nyashavizharona3930 Ай бұрын
Haaaa Shorai wakatofa, you wr a brother and wanga uri munhu ari very quiet, tichasonerwa nani mumbare, Shorai wakarwadza😢😢😢 zvakaoma hazvo 💔 ndakakurira muMbare izvi hataizviziva,we used to walk free ini mbare ndaisaitya from mbare,majubeki,stodart,matapi,iye zvino iiiiih ha hameno dai Mwari vatibetsera 😢
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Ай бұрын
😢😢😢 so sad really
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Ай бұрын
@@nyashavizharona3930 Taura hako wena,ini ndaiti chero ndikadokerwa ndiri kure sei kumba ndaitoenda and ndichisvika pasina kana problem kwete izvi zvaveko izvi uu,something must be done.
@RufaroMuhango-ty5qx
@RufaroMuhango-ty5qx 23 күн бұрын
Haaaaa Shorai akarwadza asikana I grew up with him so soft spoken with a passion for fashion designing aaah ndakarwadziwa ini
@dailyshowtelevisiondstv5585
@dailyshowtelevisiondstv5585 Ай бұрын
Mmmm Zimbabwe yazoparara😢
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Ай бұрын
Chihure chagara chinouraisa pamwe anga atosiya mukadzi kumba
@user-gn4ln5rg2y
@user-gn4ln5rg2y Ай бұрын
Obvious
@vuyaningwenya1639
@vuyaningwenya1639 Ай бұрын
The thing is people know more than they are letting on
@user-fn1gb2sc9t
@user-fn1gb2sc9t 29 күн бұрын
Mai vane cap she seems to know zvakaitika heee aive akazembera padanda paakapondwa mmmmmm tererai her statement. I think vakarohwa vanotaura reality
@user-nm6zo4gr6n
@user-nm6zo4gr6n 17 күн бұрын
Ndainzwawo statement yavo vakapinwa mushe mushe vanotaura
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Iiiii vanhu vakuurayana kunge huku,kana huku chaiyo munhu akatya wani kuiuraya😢.... Zimbabwe chiiko nhy Mwari takanyanyotadzeiko
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 Ай бұрын
Kutongopfeka T/shirt yeZANU zvese zvaunenge uchitaura zvinenge zvisisina musoro.. unenge uchitomama nemukanwa😂😂😂
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 aaa 😂😂😂😂😂
@mancuencube
@mancuencube Ай бұрын
Apa kutopfekera nhamo, kushaya hembe dzekupfaka😅
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
😅😅😅😅😅😅iwewesoo
@kudzaimware9711
@kudzaimware9711 Ай бұрын
Green T Shirt ataura chokwadi
@suzannefuramera5574
@suzannefuramera5574 Ай бұрын
Tete Stella you are the best
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Ай бұрын
Everyone without identification to be there.Out!!! No more nonsense!
@LainaTigere
@LainaTigere Ай бұрын
Blaz vane black mumhu bhoe zvekuti munhu wekuziva kudhakwa chete
@AbigailMakumbe
@AbigailMakumbe Ай бұрын
Amazuva ekupedzesera chokwadi
@user-ew3sx9ig8q
@user-ew3sx9ig8q Ай бұрын
Yaaa sister vane point ava
@tatendakandawasvika
@tatendakandawasvika 7 күн бұрын
May his soul rest in peace Showorayi ummm zvakaoma
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue Ай бұрын
Hurumende ngaiise vaurayi kumaziminda varume chikafu chiwanike munyika medu vakarwadziwa nekshandira mhosva dzavo. Ngakuiswe mabasa anorwadza pavanhu vemitoriro ivavo . Kuurayana kwanyanya KuZim
@Fayrwa06
@Fayrwa06 Ай бұрын
VOETE NEIGHBOURHOOD WATCH MBARE 🎉🎉 🎉🎉🎉🎉
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Ай бұрын
Nyaya dzekupondwa kwevanhu dzatekeshera muZim.
@irenemudzingwa299
@irenemudzingwa299 Ай бұрын
Kwese kwese wena
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 27 күн бұрын
@@irenemudzingwa299 Yeah nyika yonange kumawere, vanhu vavekuyita kunge mhuka.
@chailinimussaco9528
@chailinimussaco9528 Ай бұрын
How did that girl know kuti chibluetooth ndechemunhu akafa apa amboti takadarika munhu akarara tikati chidhakwa hatina kusvikapo
@tinahmaduu
@tinahmaduu Ай бұрын
😂😂😂baba avo vane t-shirt yeblack bhoo here 😅
@gaffa7549
@gaffa7549 Ай бұрын
I blame ED
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
😅😅😅😅 shuwa ere aaah zvinhu zvachosooka mondisetsa ini aiveko achorumawo ere😅😅😅😅😅
@user-rr5tx7sc6n
@user-rr5tx7sc6n Ай бұрын
Ndafunga Mugabe ini...ahhh dzokai mudhara
@dailyshowtelevisiondstv5585
@dailyshowtelevisiondstv5585 Ай бұрын
Iro i bouncer ra Stellah here 😂😂😂
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Ай бұрын
Tapiwa...Japhet naLampard 😂😂😂
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Ай бұрын
Moms ine locks iyo 25:15 mins heavy heavy 😂😂
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 Ай бұрын
Green bomber so tall
@MunyaradziMugadzaweta-ob5dz
@MunyaradziMugadzaweta-ob5dz Ай бұрын
Ummm Green tshirt aribho here uyu 😅😅😅 anopenga uyu vana vemu mbare ndonyanya
@user-kp3dg8nj2i
@user-kp3dg8nj2i Ай бұрын
Otherwise this man aurairwa kumwe bvaauya achiraswa ipapo or azofamba akakundikana
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
Mwari rangarirai Zimbabwe yakuda imi😢😢
@faraikambarami6779
@faraikambarami6779 Ай бұрын
Mukoma am relating here.....matambudziko amuri kusangana nayo Ari similar with the ones we going through here in Zed🇿🇲. Ende futi corruption ine mapurisa yedu yave full blown. We are not moving freely, especially @ night. Mwari tirangarirei as Africans😭
@SesiMelody
@SesiMelody Ай бұрын
Zimbabwe kufa kwe munhu havachakoshesi chiyi nhai vemuremo ngavaite basa
@user-qd3fr7zz1s
@user-qd3fr7zz1s Ай бұрын
The failure of government is the cause. Police not well paid so they rely on corruption thev receive money from citizens when they receive a report. They do not do their investigations instead they receive bribes due to hanger lowly paid problem.
@NomsaMaseko-kq8ht
@NomsaMaseko-kq8ht Ай бұрын
Dear God 🙏 remember our country Zimbabwe hmmm soku too much haaaa
@user-sc3yy6yk4q
@user-sc3yy6yk4q Ай бұрын
Hello ST❤❤❤❤
@ArnoldRichard-xl1xv
@ArnoldRichard-xl1xv Ай бұрын
munogona basa sister
@dylantakawira-wh8gq
@dylantakawira-wh8gq Ай бұрын
Batai musikana uyo mumamise akutosasa toshi hake uyo🤔🤔
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 Ай бұрын
Mapurisa mapurisa mapurisa everywhere varikutadza basa
@DudzayiNyamadzawo
@DudzayiNyamadzawo Ай бұрын
Blaz vane black t-shirt bho here 😂😂😂
@tracybiriati1448
@tracybiriati1448 Ай бұрын
Musikana uyo wehusiku anotaura point chaiyo
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
Zimbabwe yakungoda Mwari vega ndivo vangaigone isu vanhu tazvitadza😢😢😢
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 Ай бұрын
Body guard rastella ayaaaaaaas
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 Ай бұрын
@TemptationMagomero-it6us
@TemptationMagomero-it6us Ай бұрын
Amai vecape yeblack vakanyatsobvunzisiswa vanoziva zvese zvakaitika
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 Ай бұрын
Zimbabwe chiiko veduwe. Mwari pindirai
@Mimmie126
@Mimmie126 Ай бұрын
Vne t shirt ye green 😂😂😂😂😂😂😂haaa vnoratidza kuti chero ukavaudza secret inoswera yabuda 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@TalentKatsundira
@TalentKatsundira Ай бұрын
😂😂😂😂
@NetsaiTariro-q2w
@NetsaiTariro-q2w 6 күн бұрын
Aaa zcakaoma izvi
@debzzz-yq9pe
@debzzz-yq9pe Ай бұрын
Ndirikuda kukunyeperai 😂😂😂
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 28 күн бұрын
Everyone is hiv shaaa 😂munhu ane t-shirt yegreeen uyo akamwa Mutoriro kwsnzi kutoilet kudiii
@Fayrwa06
@Fayrwa06 Ай бұрын
Sisi DHORI ne Wig yemuhwe Webhiza 😂😂😂😂😂😂
@Hungwe
@Hungwe Ай бұрын
I just forward video remunhu akapfeka t shirt ye green. I dont care nhunzi akagadzira huchi handidyi.
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 26 күн бұрын
1234-Glenview 5768-Epworth 9.10 .11chitingwiza😂😂😂😂😂😂
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Ай бұрын
Mbare ndachema zvangu 😮
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 Ай бұрын
Mbare Mbare chiiko
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert Ай бұрын
It sounds like the wild west of the 1800 sure. Zimbabwe we are still this behind time
@Aanotila7460
@Aanotila7460 Ай бұрын
Ummmm zvorwadza sure iwo mahure aya anyanya ummm
@primrosezingeni6523
@primrosezingeni6523 29 күн бұрын
Nyaya hombe apa yakonzeresa zvese apa, masex worker dai pasina zvechihure izvi baba awo vasina kufa...zvazvinenge zvakutoshamisira kuti munhu anoita chihure ndochiiko ichi president
@Wamambowezhira
@Wamambowezhira Ай бұрын
Ma one
@user-wn4ll9px1b
@user-wn4ll9px1b Ай бұрын
Wig ya sis ava kuita kunge chisukiso che hari inobikirwa mushonga we pfari
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
😅😅😅😅😅
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 28 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 wig wig na wig yooo
@PhilipShumba
@PhilipShumba 22 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@ignatius6349
@ignatius6349 Ай бұрын
Uyo arikumashure kasko uyo muisei mukati
@robyphiri
@robyphiri Ай бұрын
Dzinga karombe ako Kane t shirt yezanu
@user-tn2bk6ui1r
@user-tn2bk6ui1r Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@RufaroMuhango-ty5qx
@RufaroMuhango-ty5qx 23 күн бұрын
Rest in peace Shorai 😢😢😢 wakarwadzisa shamwari
@professordhewa298
@professordhewa298 Ай бұрын
Hanzi ndakadarika pasina munhu asi vari kuti anga akamira pa pole apo akadai maoko haaa iyo moms ikabatwa inotaura mushe iyo
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Ай бұрын
Sure iyoyo ine zvairi kuziva moms iyi..apa iri so sure kt haana kubhadara after kakecha ...ikarohwa inotaura
@user-bs3gi8bx5e
@user-bs3gi8bx5e 23 күн бұрын
Haa nyaya iyi inotori nevanhu vakawanda varikuziva zvakaitika because mastatement arikubuda apo ndiri ini mutongi vakawanda vaivharirwa
@MellisaMubayiwa
@MellisaMubayiwa Ай бұрын
Hàaa nyika yakuda kuguma vedwee kudeuka kweropa kwanyanya pindirai mwari
@TendaiTendai-zz2we
@TendaiTendai-zz2we Ай бұрын
Mapurisa wari kufa nenzara Mnangagwa auraya nyika anoita basa cei wasinga bhadharwi
@lindahmanhombori6173
@lindahmanhombori6173 Ай бұрын
English is not friendly ...l like baba vanw green t shirt avo 😂😂😂😂
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 Ай бұрын
Chokwadi Chinyika chedu chaku bore, kuchina President here? Vemitemo chaivo hamuchina coz vakushanda zvinoenderana nemari dzevari kupihwa... haaa dai Mugabe aidzoka zvake zvaive nani😢😢😢
@RejoiceMorosi
@RejoiceMorosi Ай бұрын
Mmm vanhu havachatye kuuraya asi chii nhy
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu Ай бұрын
Sengikhona
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 Ай бұрын
Musati vana wemumbare hawadaro ndowanotokoka mbavha idzodzo ikoko saka wese imbavha
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Ай бұрын
❤❤❤
@sharonfadzaichikutu5577
@sharonfadzaichikutu5577 26 күн бұрын
Jafet ndiye auraya
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp Ай бұрын
Mwariweeee rangarirai Zimbabwe inga tirivana venyu wani haaaaaa zvakurwadza izvi
@user-fn1gb2sc9t
@user-fn1gb2sc9t 28 күн бұрын
Jaffet ngaasungwe bcz akauraya mmmmmmm gyz police yekumbare itai serious
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 Ай бұрын
Nyika yedu yashata😢
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 Ай бұрын
Zvakaoma 😢😢
@CharityMupesu
@CharityMupesu Ай бұрын
Shame RIP nyika yedu haina President no mutemo no police dai kune police mbare camps mangani police haideserve kupiwa pay coz ndidzo mhondi dzacho police
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Ай бұрын
Japhet ndiye anenyaya
@clarakingston2255
@clarakingston2255 Ай бұрын
Dollar for 2 ummmmmm mheche haichakosheswa ummm😅😅😅😅
@GodfryChibaya
@GodfryChibaya Ай бұрын
Koshesa yekumba kwako wangu
@melodychikosha9349
@melodychikosha9349 Ай бұрын
Kechanai vematongo RIP Shorai
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 Ай бұрын
You support ZANU
@user-wn4ll9px1b
@user-wn4ll9px1b Ай бұрын
Vanhu ngavafambe ne pfuti for security reasons zim noooo mhani
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k Ай бұрын
Kkkkk murume akaenda ku toilet anovhaatorwa
@nnnsandra
@nnnsandra Ай бұрын
Madrugs mmmm ndiwo chete
@tamirirashempofu1829
@tamirirashempofu1829 Ай бұрын
Zvakaoma
@memorytchiware7877
@memorytchiware7877 Ай бұрын
I always tell people kuti vanhu vekumbare havana problem but vauyi
@leonardgandhi9207
@leonardgandhi9207 Ай бұрын
Saka muwurai ndiyeye ane chi radio chemhunhu akafa
@Fayrwa06
@Fayrwa06 Ай бұрын
Nhai Hama What is Dollar $$$ for two 2️⃣???????????
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 28 күн бұрын
Unokecha ne$1 wopihwa 2 rounds
@Fayrwa06
@Fayrwa06 27 күн бұрын
@@Angylngumashupa-gt3yz oh my god that what’s called in supermarkets here🇬🇧 buy one 1️⃣ get one for free 🆓
@Fayrwa06
@Fayrwa06 27 күн бұрын
@@Angylngumashupa-gt3yzwow buy one get one free
@slaykingcomedy1
@slaykingcomedy1 Ай бұрын
Kwedu kumbare mai bhenji mhoroi
@langtondzinovatonga9783
@langtondzinovatonga9783 Ай бұрын
Koo raster hanziyiko
@kudzanaipedzisa4170
@kudzanaipedzisa4170 Ай бұрын
Magetsi kuzim chitombokanganganwai henyu cause mvura haina kunaya last year .
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Mbare
@Chiheramaimuku3088
@Chiheramaimuku3088 Ай бұрын
Shame Mwari rangariraiwo Zimbabwe munyika medu makutyisa chaiko vanhu havachatyi kuuraya vanhu 💔
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
Blaz vane t shirt yeblack yakanyorwa newhite awo warikumashure kwevarikutaura suspect
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 Ай бұрын
😂😂😂😂munhu akangoshata makuti suspect🙈🙈
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
@@tsungaimukarati9737 kana wena srs yacho chte ndoiri kutyisa zvayo
@user-gn4ln5rg2y
@user-gn4ln5rg2y Ай бұрын
😂😂😂😂 usandiuraya
@sueeland5675
@sueeland5675 Ай бұрын
​@@tsungaimukarati9737😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@talenttsuruseni862
@talenttsuruseni862 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 chiiko newe aaah
@EverMudungwe
@EverMudungwe Ай бұрын
Kana ari mapurisa haasi mapurisa embare chete Zimbabwe yese mapurisa vangori after money mheno kuti havasi kutambira here ukada kuenda kuno repoter kukamba unogona kusvika mukamba mune mapurisa maviri the rest vanenge vari mu road vachitsvaga mari kumahure nkummbavha saka munyika medu mapurisa paruzvino hatina hedu tingori nembavha chete nemhondi nekune vanotongesa ma drugs
Just Give me my Money!
00:18
GL Show Russian
Рет қаралды 1,2 МЛН
Touching Act of Kindness Brings Hope to the Homeless #shorts
00:18
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 18 МЛН
Секрет фокусника! #shorts
00:15
Роман Magic
Рет қаралды 86 МЛН
Akabata Muzukuru Wake Ane 13years Chibharo
1:03:15
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
Just Give me my Money!
00:18
GL Show Russian
Рет қаралды 1,2 МЛН