Mbinga DzepaChegutu Dzoendesana Kumatare NeNyaya Dzekunangana huroyi Zvakaoma

  Рет қаралды 5,791

Zigo

Zigo

6 күн бұрын

Пікірлер: 38
@Chidhuwa
@Chidhuwa 4 күн бұрын
Vanhu vakuru dzinenge pwere.Nyaya yacho kuti irikubva kupi irikuendepi zero
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 3 күн бұрын
Pane uroyi apa hanzvadzi nehanzvadzi varegererana mkoma vekune imba voroverera mninina kuti asungwe , ĺ think vainge vaona kuti aizoserver cc vake nokuti vaida kuroya sisi vokuzofa avo. Uye mumsha mri kufiwa so ngavafambe.lmi mambo makadhakwa changamkai.
@user-fg7uj4us5r
@user-fg7uj4us5r 4 күн бұрын
Chimambo ichi ngachibviswe hachigoni kutonga
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 3 күн бұрын
Mambo respect your court panyaya ye foni.
@EnthusiasticCheese-xz5pz
@EnthusiasticCheese-xz5pz 4 күн бұрын
Mambo havagoni kutonga avo
@OwensM.t.
@OwensM.t. Күн бұрын
Zigo usatipenyaya dzinotongwa namambo awo idofo iro
@NoahMugova
@NoahMugova 4 күн бұрын
Nhai zigo hautsiuri chimambo chisina kurongeka haagoni kutonga ngaadzidze kuna mtasa na bushu anonyanya ku doro
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Asi pataugwa zvakawanda zvine hudzamu zvapo; but in a very diplomatic way. Point hurusa yabuda ndeye kuti: seDare hatimhanyi kusungirira amhan'arigwa tichipa mumhan'ari zvaanoda yet amhan'arigwa ane point riri kutsikirigwa nevari kumhanya kuDare. Don't you see it? Imagine: Munhu oromba zvikwambo zvake zvopedza dzinza iye achidya hake mari dzke dzezvikwambo; then angotaura omhanyirwa kumaLawyer nekumadziMambo kuti asungwe or aripiswe anyarare - asi zvikwambo zvaana nyakumhangara zvichimwa ropa mumba make. Aiwa hazvifaniri kudaro. Mambo vanotoziva nyaya iyi & ndosaka vataura zvavo in a very diplomatic way; kuti endayi munofamba.
@user-zu9mg6sy2b
@user-zu9mg6sy2b 4 күн бұрын
Vanhu ava ndavaziva ndeve Kadoma shuwa vakaromba avo
@elvismagumo3065
@elvismagumo3065 4 күн бұрын
Eeendai kwatasvu fatii bom bom akaromba naiye asipo
@it3788
@it3788 2 күн бұрын
Nhai komachairs hamuna here yokozuna uyi otadza kufema akagara parupasa apo😂
@user-hv9lp4dd6t
@user-hv9lp4dd6t 4 күн бұрын
Chimurume chikobvu icho ngachiyendeswe kwasekuru tasvu chakatomba
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 4 күн бұрын
Vabva ku Facebook isai like
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
I admire people who still maintain FB accounts. You are my heroes and heroines
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 3 күн бұрын
Mambo ava havatogone kutonga zvachose
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 4 күн бұрын
Zigo dare rine noise iri aaah
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson Күн бұрын
Madii Mati vafambe vanhu ava vanehurombwa ko akapmbopenga angel ambopengeswa nei
@makonidanies7851
@makonidanies7851 4 күн бұрын
Mambo anodaira foni mudare kushoropodza vatongwi nevanhu vakatarisa and zvinoita kuti nyaya isa fambe mushe even in courts magistrates do not answer cellphones during the proceedings
@TheChekas
@TheChekas 4 күн бұрын
Every forking dare, chinodavira phone. Chibenzi choda kumbovhiyiswa mbudzi
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 3 күн бұрын
Chidare ichi ma1
@t.m1222
@t.m1222 4 күн бұрын
Ngawasapedze mari awa waifunga kuti kunofanirwa kufiwa ngekwaani.
@hitechlawns581
@hitechlawns581 4 күн бұрын
Maremedza mambo kuvatongesa nhau yekumusha Kwavakaroora
@deonkans4569
@deonkans4569 4 күн бұрын
Mambo avo vakadhakwa
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 4 күн бұрын
Idare here iri ririkuita kunge vanhu vakagara havo varikumirira kuti bhora ritange?
@esnathconstancemoyo3674
@esnathconstancemoyo3674 4 күн бұрын
Chief bushu Chief Mutasa and Chief Nyamaropa must teach this other chiefs how to rull
@almsdeeds2003
@almsdeeds2003 4 күн бұрын
Rule
@esnathconstancemoyo3674
@esnathconstancemoyo3674 3 күн бұрын
@@almsdeeds2003 typing mistake thanks for correction
@NoahMugova
@NoahMugova 4 күн бұрын
Uise no, dzake pa screen timuudze isu
@skydizentertainment1115
@skydizentertainment1115 4 күн бұрын
uum
@user-hv9lp4dd6t
@user-hv9lp4dd6t 4 күн бұрын
Mambo murikuhora mari yehurumende tongai nyaya imi kwete kutonga munhu endai kunamazvikokota kwete mambo uyu dhakwazi
@user-qc8yh1kx8z
@user-qc8yh1kx8z 2 күн бұрын
Ehe ndeve kadoma vafana vajimayi muduviri
@esnathconstancemoyo3674
@esnathconstancemoyo3674 4 күн бұрын
In my entire life i never see a manbo who goes off topic. This mambo himself doesn't have manner at all
@tendaimaringe4691
@tendaimaringe4691 4 күн бұрын
Uyu wekudhakwa uyu
@VimbaiChitowamombe-ek2xi
@VimbaiChitowamombe-ek2xi 4 күн бұрын
Nyaya hapana
@VimbaiChitowamombe-ek2xi
@VimbaiChitowamombe-ek2xi 4 күн бұрын
Dont waste time hapananyanya kana warikupumhana ko madii kungoti wafambe movapa murukungoita off topic
@PeterSimunyanga-iv7nx
@PeterSimunyanga-iv7nx 4 күн бұрын
Sorry haidiwe shevedzai sekuru tasvu vabate muroyi.
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 4 күн бұрын
Mwana uyooo amuna kumuona here
NYAMBO SE BASA NA COMIC ELDER PA MAI CHISAMBA SHOW
24:29
MAI CHISAMBA SHOW
Рет қаралды 26 М.
Самое Романтичное Видео ❤️
00:16
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 4,7 МЛН
Дибала против вратаря Легенды
00:33
Mr. Oleynik
Рет қаралды 5 МЛН
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweche akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
Sikhala, Ngarivhume engages Chamisa
40:13
HStvLiveZim
Рет қаралды 32 М.
Don’t Bully a Vampire Girl 👿
0:38
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 21 МЛН
ПОМЫЛ МАШИНУ #shorts
0:26
Паша Осадчий
Рет қаралды 1,3 МЛН
Хотел вывести 🤣❤️
0:54
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 652 М.
When dad sneezes 😱😵‍💫 LeoNata family #shorts
0:26
LeoNata Family
Рет қаралды 4,9 МЛН
رورو ضد رقيه🔫😲🚀 #shorts
0:13
رورو فاميلي | Roro Family
Рет қаралды 30 МЛН