MHEPO YEMUNHU AKAPONDWA MUNA 1992 YOBUDIRA PAMWANA ANE MAKORE 3 (UPDATE 2)

  Рет қаралды 32,399

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

MHEPO YOTAURA

Пікірлер: 204
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Gogo awa ndiye one munhu achiri kuita chaizvo pane vese vandaona.
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera Жыл бұрын
Taura hako chivanhu chaicho kwete zvationa
@leedeeleedee5007
@leedeeleedee5007 Жыл бұрын
Ndatenda zvangu tateguru ava.vanogona.kudaidza mhepo ichinyatsotsetsenura. Drewmas Media taking us to another level zveshuwa.
@luciadudu6871
@luciadudu6871 Жыл бұрын
I love you girls dzeDrewmas..you dress descent and present well dispite zvamunosangana nazvo zvinotyisa but you are strong
@emmaculatesibanda8687
@emmaculatesibanda8687 Жыл бұрын
Surrender murume anodetembera mudzimu uyu yeah
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 Жыл бұрын
Ndapa kutenda
@Mamawama2K
@Mamawama2K Жыл бұрын
Ko nhai kana ndikakumbirawo kuti mbuya Nzou Ava vasvikewo mumusha mandakabarwa ndingaitawo sei, veduwe tatambura. Hanzvadzi kurwara nepfungwa kwemakore anopfuura makumi maviri, Mari hapana. Please Drewmas tibatsireiwo
@davidmatsatsa4536
@davidmatsatsa4536 Жыл бұрын
Dremas,tipeiwo contact yaGogo awo
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
When yu get link yagogo mundopewo
@davidmatsatsa4536
@davidmatsatsa4536 Жыл бұрын
Tipeiwoka that contact yazGogo awo
@laciousndlovu8458
@laciousndlovu8458 Жыл бұрын
Ava ndombuya vechokwadi vaita zvemashuwa number 1
@PrayerNinja
@PrayerNinja Жыл бұрын
Mhepo yechirume inobata pamunhu wechidzimai saka mudzimu wati ndirikuda haranga. Drewmas Media thank you very much for taking us to another level. Chivanhu chedu chichiriko dai tadzokera pamavambo echivanhu chedu.
@priscillakampiyawo
@priscillakampiyawo Жыл бұрын
saka mkadzi wacho anobva kupi???
@miss_connie
@miss_connie Жыл бұрын
Mhepo inogara painoda nomatter what age fut and iyo ndiyo inotaura kut mkadzi wacho anobva kufamily ipi muzera upi its a shame kunogona kuchuzwa a virgin anozoita vana pamba ipapo
@PrayerNinja
@PrayerNinja Жыл бұрын
@@miss_connie mhepo inogara painoda asi mhepo yechirume inobata pamunhu wechidzimai uye mhepo yemudzimai inobata pamunhu wechirume kana pasina akakodzera or akachena inobata pamwana Ane less than 10 years. Ukaita research uchaona kuti zvandirikutaura ichokwadi.
@miss_connie
@miss_connie Жыл бұрын
@@PrayerNinja i think tiri kutaura chinhu 1 kkkkk
@PrayerNinja
@PrayerNinja Жыл бұрын
@@miss_connie kkkkkk taura zvako tirikutaura chinhu but chasiyana ma words atashandisa chete.
@socialmucheni6428
@socialmucheni6428 Жыл бұрын
Yaaaaaaa thanks Gogo ndatenda munobata matare ndoyeuka vachibata matare panemumwe mufana haaaa ndakupai sando dzemu you are number 1 kwandiri.
@sibongilesigauke8791
@sibongilesigauke8791 Жыл бұрын
Thank you Drewmas for helping this family in short notice. Keep up the good work.
@mariahn8446
@mariahn8446 Жыл бұрын
Zvakaoma kuona musha vasara vana kudai hazvisi zvekutamba nazvo. Rambai muchibata basa zvakaipa zvifumuke. Thank s drewmas media
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Hekani waro Nzou, tinokutambirai Tateguru, varidzi vematunhu. Taisa maoko mhondoro hombarume pedzai madzudzo pakati pevana venyu.👏👏👏 Ratidzai simba renyu
@brendandlovu
@brendandlovu Жыл бұрын
Nzou ndiwo mutupo wangu good job vamandlovu shandai chipo chenyu wel done❤
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Same neni ana Nzou tisu varidzi venyika tisu varapi vakuru
@blessbless904
@blessbless904 Жыл бұрын
Thank you Tateguru batsirai varume avo
@user-bj4qz7jr2v
@user-bj4qz7jr2v Жыл бұрын
Tipeivo #dzagogo uuuu vanogona bsa rabatwa pachena
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
Makadziwana here number dzagogo
@agnestafa9579
@agnestafa9579 Жыл бұрын
Tsvagayi madzishe munosungwa
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 Жыл бұрын
Thank you girls. Selibuya hot nge reporting bafana bami. Soko Stina n Chiera. Keep it up
@wilf_moyo
@wilf_moyo Жыл бұрын
Bona sebe kwazi ukwedlula amanye ama Veterans. Sibonge umdala Neshamba ngokubapha amathuba. Liziphathe kahle mankazana 🙏
@GladstoneFilhoDeAston
@GladstoneFilhoDeAston Жыл бұрын
Ko vanoradzikwa sei Ngozi isina kuripwa, ko hazvitangi zvagadzirwa here kutsipikwa kwavakaita
@bosslady933
@bosslady933 Жыл бұрын
Sekuru maita basa 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻nerudo renyu ndimi munodiwa imi
@tessandlovu1451
@tessandlovu1451 10 ай бұрын
Siyabonga mantombazana omsebenzi omuhle helping people
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
I like the remotiness of that place. I'm sure it's quiet
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Tinotenda Drewmas Media taking us to another level. Kudos to you Team Drewmas Media ❤❤❤
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
Ndinosvaaa ndaputa bute pane kuzora mafuta enyoka dzamaPastor emaziva ano
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
say that again pamberi nebute . zvima snake and sandawana oils itvsina to hell with them😂
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
@@kwarummond77 ah sha tarisa makuriro aita number yemazimweya emumvura arikunotorwa nemambavha aya ini ndofira kuchivanhu hangu and proud of it cz shandu kuchivanhu iriko
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
@@mitchy3608 and vanomhanyira kunotsvaga and use mapowers emanjuzu vasingatungamidze midzimu ndosaka uchiona kuti ukaenda kumachechi maproblems anongoitwa solve temporary hazvipere and unoramba uchingonzi zvinoda urambe uchinamata uchiuya kuchechi apa uchirohwa mari. kuvadzimu things get solved once and for all and havanonoke kupindura ukatedza gwara ravanoda
@mitchy3608
@mitchy3608 Жыл бұрын
@@kwarummond77 Wangu nhau yevadzimu vachadzoka misoro imire vachinge huku kkkkk vari kurohwa mari every week, month and every year vachingo prayer and fasting, varoi vakavasunga vanototaurirana nemazipapa avo imagine munhu anodzururwa neanointing but husiku anorarwa ne5 different spiritual husbands apa haaudzwe zvine zvambuko netumapapa twavo Kuti tumire mberi kwavo twakagadzirisa chivanhu nxaaa zvorwadza
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
@@mitchy3608 mapapa havataure chokwadi vanenge vakagadzirisa yavo midzimu asi vachiudza vana vavo otherwise hutsinye une vanhu vaye so. vamwe ndovanotoshandisa midzimu yevana a lot happens kumachechi uko . Ukada kuvaudza tukirwo yaunoita ipo pano vanouya kuzoshora nekutuka vana vema papa ava wotoshaya kuti kunamata kwacho kuri papi unotukwa zvinyadzi zvose ipo pano ndatobva kutukwa zvisingaite nevamwe ndamuti usashore chivanhu iwe
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Thank you Drewmas media team, matendwa zvikuru nekubatsira gogo matendwa basa rabatwa👏👏👏
@sammychani5594
@sammychani5594 Жыл бұрын
Vaya vanoti kuchivanhu hakunamatwi, msunzwa here munamato wambuya nzou wazvitswa nekunamusikavanhu??????????
@ismaelmutupo6974
@ismaelmutupo6974 Жыл бұрын
Weldone Chihera and Soko through Drewmas mukugona basa
@user-zr5mi3bl6w
@user-zr5mi3bl6w Жыл бұрын
Ndafara tateguru ava vanoziva basa ravo vanowanikwepi
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Drewmas media taking me to another level ❤
@letwinnyatsine
@letwinnyatsine Жыл бұрын
Asekuru ava vanorova basa
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Musango ndodzungaira nenyika 🎤🎤🎤🎶🎶🎶
@charlenechareka2021
@charlenechareka2021 Жыл бұрын
thank you drewmas for taking us to another level,chivanhu chedu chichiriko
@user-ko5tv3uo8b
@user-ko5tv3uo8b Жыл бұрын
Thanks soko and chihera keep it up
@sammychani5594
@sammychani5594 Жыл бұрын
Sokostina and chihelele, keep up the good reporting. Love you ❤❤❤
@tafadzwashonhai3867
@tafadzwashonhai3867 Жыл бұрын
Yeah vanotekaidza ndabvuma
@user-yw7un8cd9o
@user-yw7un8cd9o Жыл бұрын
Zvamurimi moenda musina mapurisa musina madzimambo
@MaggieMombe
@MaggieMombe Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level ❤
@herbertmhangami
@herbertmhangami Жыл бұрын
Thank you Drewmas media for the update
@paulinenjaikira8860
@paulinenjaikira8860 Жыл бұрын
Ateguru maite bsa .kuvabatsira pachena
@tova4700
@tova4700 Жыл бұрын
Drewmas advise the brothers to speak one at a time. Mukoma dzinenge dzakawa waya.
@accuratepatrickspartricia7907
@accuratepatrickspartricia7907 Жыл бұрын
Musadaro ishungu dzekutaurawo nemhepo yababa vavo only a nherera will understand the pain of another nherera dai hupenyu hwaitengwa
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Nyaya ngaiende kwamambo n police musati maita zvese
@tafadzwachichichi5256
@tafadzwachichichi5256 Жыл бұрын
Chokwadi vasati vapara dzimwe mhosva kwamambo
@yvonnejefrey445
@yvonnejefrey445 Жыл бұрын
Gogo avo vanogona chokwadi
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds 10 ай бұрын
Gogo ava ndovekubetsera mukomana aifambwa nenyoka uya vanogona gogo ava ndavaziva hangu
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Hmmm mhuri yapera chokwadi, vakomana gadzirisai munopera. Itai maricho kuti muchenese musha.
@moreleenmtuva8175
@moreleenmtuva8175 Жыл бұрын
Thank you drewmas media
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Soko ko mukomana uya wekufambwa nenyoka akazodii
@mandlasbu7267
@mandlasbu7267 Жыл бұрын
Siyabonga eDrewmas maNcube you are amazing
@agnestafa9579
@agnestafa9579 Жыл бұрын
Kunzwa kufara mhofu yekwaNyashanu tisu vanhu vacho
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 Жыл бұрын
Isu makazeni pamhiri pa Sawe 😊
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Muroora uyo akachena, chokwadi anoda kuripwa. Mukoma uyu anoda kutorerwa hurombwa. Ama 2000 havana zvavanoziva, plus kuti maChurch aya aparadza hunhu hwevanhu
@user-sg4ih3cd5c
@user-sg4ih3cd5c Жыл бұрын
Tnks for updates dremas media so painful nyaya iyo
@goofybdry2796
@goofybdry2796 Жыл бұрын
Amai vari kuimba dai ndine mari ndaikupai mandisanganisa nemadzitateguru angu
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Lilililililili
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Vanoimba wena
@nokuthulatabvirawona4441
@nokuthulatabvirawona4441 Жыл бұрын
Thanks brewmas sando kuna gogo ❤❤❤❤❤
@josephinechimwamwa3444
@josephinechimwamwa3444 Жыл бұрын
Ndipoo changamire 👏👏
@Petykwash_ph1cn
@Petykwash_ph1cn Жыл бұрын
Akafira nhamo sure
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
Murikugona Chihera na Soko 👏👏👏👏👏👏
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Ndakamirira hangu
@zwelidube8203
@zwelidube8203 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Yaaa munhu haisi huku
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Жыл бұрын
Vanhu vacho vakapusa shem shuwa varume vakuru kuzungaira kudaro chiiko
@bezzlemoyo7805
@bezzlemoyo7805 Жыл бұрын
Vakapusa chii ipapa iwe wakangwara wakadi kuenda ubudirwe iwewe wakangwara
@wilf_moyo
@wilf_moyo Жыл бұрын
Vapusa papi? If you haven't encountered a problem you'll think that vakapusa. Vanhu ava are fighting evil spirits that blind them. Seka hurema wafa 🙏
@DelseM-22
@DelseM-22 Жыл бұрын
Maybe havazvizive izvi i first time kugarawo pachivanhu
@FlorenceGurure-mk8cd
@FlorenceGurure-mk8cd Жыл бұрын
Nyika yakatakura kurema chokwadi dai Mwari vapindira havo zvakaoma
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni Жыл бұрын
Ana chihera muribho here vanhu vangu
@chimhamhachimhamha4369
@chimhamhachimhamha4369 Жыл бұрын
Vapwere vari mumusha vaita vadiki chikaranga havachizive, ahhh futi ka vatadza kubvunzisisa mhepo iyi ireve rakaitika rose, zvine nharo
@farisaimoyo4091
@farisaimoyo4091 Жыл бұрын
Well-done girls
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Жыл бұрын
Drewmas may God bless you 🙏 ❤️ 💖 ♥️
@goofybdry2796
@goofybdry2796 Жыл бұрын
Mhofu magara muchibasa ichi munopa mhepo yekwaNzou manyemwe
@chimhamhachimhamha4369
@chimhamhachimhamha4369 Жыл бұрын
Makumbi we dare ndobasa rake chizukuru
@abdullahkunganya1752
@abdullahkunganya1752 Жыл бұрын
Good vatogona
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 Жыл бұрын
Ummm gogo looks real to me
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 Жыл бұрын
Ihama dzangu Ana soko mkanya tisu anhu acho
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Zvinhu zvacho so yàaa
@tiziraichibharo
@tiziraichibharo Жыл бұрын
Batsirai mhuri iyi Shumba veduwe
@selinamkandatsama8362
@selinamkandatsama8362 Жыл бұрын
The guy aidetemba knws what he does, thank you Drewma's media,
@patiencebadze7338
@patiencebadze7338 Жыл бұрын
Chihera na soko ❤
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Vakaponda kana vakuona this I'm sure they are shaking now
@Teeone07
@Teeone07 Жыл бұрын
Muchiti ne fn dzacho dzokupinda pa Internet vanadzo here pamwe angori marombe zvawo
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@Teeone07 say that again. Because looking at the time this happened, I'm sure they were maybe around 20+ and adding 31 years they are around 50++
@tichaiteimuchero9970
@tichaiteimuchero9970 Жыл бұрын
Mhofu pamatare
@tarymajaka7215
@tarymajaka7215 Жыл бұрын
❤❤❤
@tawandamhondiwa3204
@tawandamhondiwa3204 Жыл бұрын
Kubhabhauka zviripachena hachisi chemumusha umo tapedza kuviga mabhonzi todedza tinashe mugabe azotesta chikomana icho
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
taura hako mbuya vanenge vazvionawo havo vazongotaura pachikuru kuti akabhabhauka
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Жыл бұрын
Zvakaoma. Murisei Drewmas family.
@rufarotsenzere-3456
@rufarotsenzere-3456 Жыл бұрын
Nyakufa ngaunze vanhu vakaponda
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Vanogona kugamuchira mudzimu mukoma avo
@chimhamhachimhamha4369
@chimhamhachimhamha4369 Жыл бұрын
Ndimakumbi we dare ra Nzou chizukuru chake
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Ndadzidza kuti munhu haangorove zvekudaro kana akapondwa. Ummm zvakaoma
@lynelee3859
@lynelee3859 Жыл бұрын
Imagine 1992 mmmm zvakaoma
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
😢😢😢😢 zvakaoma hazvo
@brianmazorodze4860
@brianmazorodze4860 Жыл бұрын
shona inondinetsa, zvimwe zvese mhepo inonzi ibvunzei ichipindura, panozoti mhuri ibvunze mazita evakaponda pekutanga asekuru vanokurumidza kuinterrupter nemubvunzo wavowo "ko vakakuurayai muri kuvanetsawo here?", panobvunza mhuri mubvunzo umwechete kechipiri vaturikiri vanokurumidza zvekare kuti "nguva yareba vakafa kuma90s vakangamwa..." anyway, let me mind my own business.😅
@josephchivhanga2644
@josephchivhanga2644 Жыл бұрын
takamirira kunzwa wo kuti nyaya iyi yakazogumira papi vakazokwanisa kuwana mapfupa here dare racho rakazobuda sei tizivewo
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Chihera ndasokositina munebasa
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Жыл бұрын
It's a shame these are all young generation vasina zvavanoziva
@mildredjoni208
@mildredjoni208 Жыл бұрын
Haaaa nhac ndaona kut chivanhu chiriko plus tateguru vane matare ava
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
N" anga iyi ngaiitaure mushe irikuda mari ere kna mahara
@user-yw7un8cd9o
@user-yw7un8cd9o Жыл бұрын
Yati mahara
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Mhuri dzinobvuma kubuda pamhepo kudai hanzi mahara, vasingadi kuonekwa nenyika ndovanobhadhars
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Vari kuita mahara, kuratidza kuti imhondoro yenyika ine tsitsi nerudo
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 Жыл бұрын
haisi n'anga
@DelseM-22
@DelseM-22 Жыл бұрын
Mahara wene
@muchieman1324
@muchieman1324 Жыл бұрын
Chihera❤❤❤❤❤❤
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Жыл бұрын
Chihera ka wife matiral chaiko ka nyama last
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
Yaaaaaaa munhu sandi mbongoro Haarove sure
@accuratepatrickspartricia7907
@accuratepatrickspartricia7907 Жыл бұрын
Zvinombotora makore mangani kuti munhu afuke nhai kubvunzawo hangu
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
@@accuratepatrickspartricia7907 vamwe vanototanga vachangofa vamwewo pakuradzikwa ,vamwe vanototora makore kozoita vanozoshandisa n'anga kuti mufi apfuke
@maipraise
@maipraise Жыл бұрын
Hezvo nhaimi musanditukewo purizi,kogogo avo vanenge vasirikutozivawo zvirikuitika haaa ndatya ini
@DjLadyj400
@DjLadyj400 Жыл бұрын
Kanawakapoterwa hauzive zvinengezvichiitika
@patiencechinokuramba-ds7ox
@patiencechinokuramba-ds7ox Жыл бұрын
Dear gogo avo vapinda mumusha me vanhu vakamira sasahwira sahwira mususukidzi we'd wedare ahaaendi mberi nedare remumusha me vanhu vanotevera matsimba enhunha dzikutaura vachibvunza kuti zvino toita ripi
@faithmharakurwa2835
@faithmharakurwa2835 Жыл бұрын
Ndasvika
@mercynagengwaru5061
@mercynagengwaru5061 Жыл бұрын
ngoma manje😅
@wilf_moyo
@wilf_moyo Жыл бұрын
At least they improvised. Ndirini ndaito ridza dze pasi chigare via KZbin 😅
@moreleenmtuva8175
@moreleenmtuva8175 Жыл бұрын
Mutuvha dam ndodam redu Yaa taikukudza mudam imagine kusangana nemapfupa i once saw a scal dehenya remusoro
@tova4700
@tova4700 Жыл бұрын
Uyo ari kuvamba ndi sokostina AKA T. Class?
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Sekuru vanogona kuhaka mhepo bt pane pandisina kunzwsisa
@sandrasetete6849
@sandrasetete6849 Жыл бұрын
Papi futi pataure
@reginamapangah4708
@reginamapangah4708 Жыл бұрын
Ko kwamambo maenda here imi
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
KwaMambo kunoendwa Vasati vanotora mapfupa.
@worldapostolicspiritualmis323
@worldapostolicspiritualmis323 Жыл бұрын
Offside n'anga haiudzirwe drewmas taurai nana Sekuru Tasvu ,Sekuru Kanengo vabatsire vanhu
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Жыл бұрын
Yuuuuu zviriko hre izvvio
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Maita mbuya. Munotigonera chose.
@kudzai1684
@kudzai1684 Жыл бұрын
Soko na chihera murikurova basa tinotenda
@user-nb9sk3mi1o
@user-nb9sk3mi1o Жыл бұрын
Zvakajeka izvi
MHONDORO...........DZIMBA DZOTSVA NEMOTO UNOSHAMISA
23:13
Drewmas Media
Рет қаралды 7 М.
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 6 МЛН
Best KFC Homemade For My Son #cooking #shorts
00:58
BANKII
Рет қаралды 55 МЛН
Scary Teacher 3D Nick Troll Squid Game in Brush Teeth White or Black Challenge #shorts
00:47
MHONDORO.............GONZO NACHIN'AI ZVATOSVORANA
26:17
Drewmas Media
Рет қаралды 3,3 М.
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 22 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 6 М.
CHIMHANDA.....KUBATABATA KOITAKUTI MHURI IPESANE
1:02:31
Drewmas Media
Рет қаралды 7 М.
CCN (Champhai News - July 23, 2024)
17:25
CCN Champhai Cable Network
Рет қаралды 2,2 М.
Bacho Ne Ye Kar Liya 😱🥲
0:13
Sunnyy Rawal
Рет қаралды 22 МЛН
Grandma Cat - the Hot Dog Eating Champion #gaming #food #challenge  #cartoon
0:15
Super Emotional Stories
Рет қаралды 12 МЛН
Slow motion boy #shorts by Tsuriki Show
0:14
Tsuriki Show
Рет қаралды 7 МЛН
She got an idea 😂😂 #shorts #viralshorts #funny #comedy
0:46
HRA CHALLENGE
Рет қаралды 10 МЛН