Mhondi yekuMufakose yakashandisirwa mushonga "ndakashaya pant rake" Mukadzi wemhondi otaura

  Рет қаралды 173,048

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Пікірлер: 1 700
@lameckmujati7370
@lameckmujati7370 8 ай бұрын
Hure rakadyisa murume wemunhu that is why raimamiswa everyday. Thanks to Stella 💯
@deborahshumba2101
@deborahshumba2101 10 ай бұрын
Mahure ese this is a lesson . Varume vevanhu munodzisiya mhuri dzenyu mugofira mujeri .
@ishmaelmudare2487
@ishmaelmudare2487 11 ай бұрын
Hapana mushonga apa hubenzi nekusakwana kwevarume
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 11 ай бұрын
Chokwadi
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 11 ай бұрын
Taura hako nekuti day rakanyenga mkadzi anga adyiswa here
@maviskaseni
@maviskaseni 11 ай бұрын
Taura hako rose
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx 11 ай бұрын
Hupenzi chete akadyiswa aiona sevana vake
@josephined8931
@josephined8931 11 ай бұрын
Ipapo ichokwadi zvemushonga hapana apo murume uyu anga asingadi kurambiwa chete kuda kufosekedza kuuya achirara nemukadzi wakauraira mwana
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 11 ай бұрын
Presenter of the Year, eloquent, composed and very clear questions.
@christinme7414
@christinme7414 11 ай бұрын
Stella Muusha you are the best..good interview..you are non judgemental....and haudimbutsire munhu panzira achitaura
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 11 ай бұрын
Unlike Tilda. Stella is a star
@nhewas
@nhewas 11 ай бұрын
Women : please be very careful with your choice of words when you decide to dump a boyfriend who will have spent a fortune on you. No man will ever take it lightly. Mahure anoshungurudza vamwe vakadzi.
@kingforbiemutengambiri4279
@kingforbiemutengambiri4279 11 ай бұрын
I love the way you interviewed these two keep up this good work "i have spoken 👑"
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 11 ай бұрын
Hey guys STELLA MUUSHA is arguably one of the best interviewers! She knows her stuff.🙏🙏
@kudakwashempofu3881
@kudakwashempofu3881 11 ай бұрын
Kwete vana Tilder
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 11 ай бұрын
she sometimes ask unnecessary questions but better than ZBC reporters put together
@judmap5618
@judmap5618 11 ай бұрын
Sooo much better than Tilda, very professional and standing for women against gender based violence. Give her an award.
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 11 ай бұрын
Apa paida munhu akàpa mupfuwira vàsati aramba munhu 😅
@CharityManatsa-l6e
@CharityManatsa-l6e 11 ай бұрын
Yeah very true but ndaabvise chiWater mark ichii chikubhowa
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 11 ай бұрын
Who else could be the presenter of the year if it's not STELLA MUUSHA?
@thandiwejambawa7827
@thandiwejambawa7827 11 ай бұрын
I listened to the whole interview. According to Mai Alice it's not her husband's fault. 1 He left church because of Mai Andile 2 He started drinking because of Mai Andile 3 He started doing chihure because of his friends those who covered for him 4 He was not a violent person kana kubhawa. 5 He became reckless because of Mai Andile and his friends. How can men take accountability if we as women protect them even if they commit murder? Hanzi akadyiswa, but ndiye akaenda kunodya. If he had not gone kuhure angadai asina kudyiswa. I don't encourage or support chihure but hure hombe is the married person. Mai Alice vakarwadziswa nemurume wavo because he is the one she made vows with. Mai Andile was wrong to bring a married boyfriend in a home she lives with her children. She has brought a lot of trauma to her children
@samanthakadzatsa4860
@samanthakadzatsa4860 11 ай бұрын
Well said
@elizabethharry4499
@elizabethharry4499 11 ай бұрын
Ndiwe wataura zvinemusoro hako iwe y blaming the side chick iye murume anga asingazive kuti he is a family man huh
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo 11 ай бұрын
You have said it all I don't know that woman and her kids but I cried uncontrollably ndichiona burial yemwana Yes murume akabuda church cz of mai Andile according to Thomas's wife but akaendera umwe kuti ndakuda ndiani.....hanzi vakanyengerwa neshamwari asika akabvuma From my own analysis this woman akarwadziwa hake but she doesn't have remorse. Mwana kufa here woramba wakabatirira kuti murume wake haana mhosva. We should be each other's keeper as women. Better to team up against the man ari kutidhumanisa musoro than fighting each other
@LorraineMutukudzi-k9m
@LorraineMutukudzi-k9m 11 ай бұрын
Thank yu dai tose taona muonewo uyu
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 11 ай бұрын
Vakadzi hatina kubatana wemumba atukirira arikunze huhure arikunzewo anoda kusvotesa nekurwadzisa arimumba kumutukawo hudofo but our common enemy the one who put us at odds for his own enjoyment
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 11 ай бұрын
Mai ava vanozivana nemurume wavo sei vakataura kuti bvisa Andile ipapo achaitwa muriwo, no no no hakuna munhu anogumbuka kusvika pakutaura zvinhu zvinozoitika.
@rairaijazidzveta9460
@rairaijazidzveta9460 11 ай бұрын
You are very correct msi ava ndovakaendera murume wavo kun’anga chokwadi ngavasa ngwara ngwara
@MandieMunetsi
@MandieMunetsi 11 ай бұрын
Nhaimi hanti girlfriend uyu aigara achirohwa here saka zviripachena kuti one day aizokuvadzwa
@FungaiKwadiwa
@FungaiKwadiwa 11 ай бұрын
​@@MandieMunetsithat true
@Ruramai-f1c
@Ruramai-f1c 11 ай бұрын
Amai ava vane chekuita nekufa kwemwana
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 11 ай бұрын
Hapana apa vainge vkamudyisa anga ochenger chaakaregerera kuenda kumuchato wasisy vake chii
@Matchmore-v1t
@Matchmore-v1t 11 ай бұрын
Sorry henyu mai Alice Mwari ngaakunyaradzei... Nguva inohura murume amai nevana vano suffer... Veduwe siyai varume vevanhu ava 😭😭
@nokhuthulancube7425
@nokhuthulancube7425 11 ай бұрын
Mkadzi uyu haana mhosva uyu bb ava mabasa avo neehure ravo rakavatevera asi mwana akafira mahara 😢
@yvonnepakura954
@yvonnepakura954 11 ай бұрын
Ndiwe munhu ataura chokwadi
@UserGmx-n8c
@UserGmx-n8c 11 ай бұрын
Amen.....imwe nguva kudemba kwemukadzi uyu....vatiko vanhu vanonamata chaiko Mwari vachitonzwa minamato yavo
@loicechapunza8136
@loicechapunza8136 11 ай бұрын
Wife is so beautifull and humble .shandirai vana venyu amai
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
Let's check her after 6 months vanenge vakudanana na baba nhingi soon nekuzvipembedza kuti ndaka rwadziwa varikuuya vanyaradzi soon 😂😂😂
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 11 ай бұрын
😂😂😂 now varikuti hure kune mumwe mamanje vanengeo vakunzi hure 😂😂 life so
@josephined8931
@josephined8931 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 asi ndashora pekuti vakagamuchira murume abva kunouraya mwana or munhu aaaa I never trust a murderer whether it's my brother or husband
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 11 ай бұрын
​@@agnesjokonya1405haaaaa I doubt akadanana nemurume wemunhu
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
@@tapiwamuchetu6083 it's life hama chakawana hama hachisekwi ..muchazovanzwa ngativapei tione .manzwa ere vachiti Hapana chavavachiita murume ndiyee aichengeta mhuri wozvibvunza kuti ko zvavaiti aisauya nechinhu adyiwa ukoo Saka smart irimumusoro vakapihwa natete here 🤭
@rudophinachigori5959
@rudophinachigori5959 11 ай бұрын
Stella ndinokufarira I like the way you present.
@bornjustin7521
@bornjustin7521 11 ай бұрын
I love her too
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 11 ай бұрын
Weldone amai.chokwadi hapana chinochija he is the father of yur kids
@imath68
@imath68 11 ай бұрын
Asina kumbohurirwa haagone kunzwisisa mai ava . Veduwe kuhurirwa kunorwadza, murume anoshanduka kuita chimwe chinhu. Zvese zvirikutaurwa na mai ava zviri very typical . Kana atmosphere mumba inochinja
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
Tajahurirwa Amai tikadya ma creash ehuku but I never texted nor looked at the other lady ..and Handina kumbobvira ndakashuwira Rufu rwake kana rwemwana wake nekuti vangu vai suffer ..this lady anotori ne problem yekuti akakundwa pamishonga Saka akanotsvaga kwakewo ... Zvemari vavasina baba ava kana takanyataovatarisa ..ongororai chakaita murume abude his reasons stop attacking another woman ..stop it and maisafanira kufarira kupondwa kwemwana
@imath68
@imath68 11 ай бұрын
@@agnesjokonya1405 people react differently to the situation but the bottom line is in suffer especially mentally.Unotogonakupinda mu depression chaiyo, worst case scenario you can be admitted into a mental hospital . That’s how bad this can be .
@syenganga4909
@syenganga4909 11 ай бұрын
​@@agnesjokonya1405well said 👏
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
​@@agnesjokonya1405 ini ndotokufarira...ende munamato wangu mahure ese ngavararame asi vabaiwe panorwadzisisa vararame in pain
@mamaBruce
@mamaBruce 11 ай бұрын
@@maiyeukai9346 but izvi zvava ne ngozi mukati iri ku includer vana va mai Alice saka dai pasina kuzoita kudeuka kwe ropa
@armiedz2375
@armiedz2375 11 ай бұрын
Baba vemwana vakafa vachipondwa...ndizvo zvasimudza mhepo pamwana...might happen again in the family
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 11 ай бұрын
True
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Maonero emunhu ane pfungwa kwete zvekudyiswa or marara ese ari kutaurwa nevanhu
@MunyaradziJubane
@MunyaradziJubane 11 ай бұрын
very true. musha uyo unemhepo hombe. chikomba ndicho chashandiswa nemhepo iyi. vakasazvitsvaga vanopera.@@nondochirau9664
@bosslady933
@bosslady933 11 ай бұрын
Uuuu mukadzi ane murume akauraya anga arwadziswa nemukadzi uyo two years achidya munhu
@bettypatsvani
@bettypatsvani 11 ай бұрын
Ehe it contributes nekuti pamwe kwavakapondwa varikumutsa mufi kuti dzokera Kuvana vako
@bettypatsvani
@bettypatsvani 11 ай бұрын
Mai Alice be strong shamwari vanhu vanoda kudya zvevapfupi nekureba now vaurayisa innocent soul mwana asina mhaka
@gotwerajohn5058
@gotwerajohn5058 11 ай бұрын
Haa chihure chevarume achiperi coz isu vakadzi vari married vacho tinoto supporter mrume but ndiye anyenga hure racho zvakaoma
@CardiganCorner
@CardiganCorner 11 ай бұрын
Hurai vana vafe, nemwi vacho mufe. Taneta nemahure, zvivanhu zvoda kukohwa pazvisina kudyara, kuda zvakapfava sehonye. Siyai mai Alice. Naturally I will stand by my husband, forgive him but hure, zvawawana ndikoko
@Bill123-s8n
@Bill123-s8n 11 ай бұрын
Tilda moyo must get notes from this interviewer. No stifling no repetition no chocking.
@memorygoche2574
@memorygoche2574 11 ай бұрын
True
@chichichigz
@chichichigz 11 ай бұрын
Tilder anezvokuita zvakawanda angaswero teedzana nemahure ashaya basa here ...ngavaite ivo vasina mabasa tisiirei Tilder hamuna zera naye
@Bill123-s8n
@Bill123-s8n 11 ай бұрын
@@chichichigz 😀 ndiwe tilder here
@cathrinematsike1710
@cathrinematsike1710 11 ай бұрын
True that
@chiedzarunhare8310
@chiedzarunhare8310 11 ай бұрын
Tilda will be online achimhanyisana neamwe maprogram , Star FM haisi yake oga saka akapa vanhu more ime inopera vasati vapedza
@Kepe777
@Kepe777 11 ай бұрын
I feel sorry for the innocent kids on both sides...Vana vese ava vaku needer counseling ne prayer 🙏🙏
@crimsoneagle2020
@crimsoneagle2020 11 ай бұрын
Culprits murume uyo nehure rake. Mai ava vakatohurirwa. Vakazvigarira kumba kwavo minding her own business.
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 11 ай бұрын
U are right, vana vakutambudziwa kunze uku nemahure 😢
@annahmunhenga-tf7on
@annahmunhenga-tf7on 11 ай бұрын
Mai Alice May God give you strength to take care of your kids,wakarwadziswa shamwari ,kuhurirwa kunorwadza.Now focus on your kids usateerere zvinotaura vanhu.
@freegracesibanda690
@freegracesibanda690 11 ай бұрын
Stella you're the best interviewer in Zimbabwe
@preciousmutasa8619
@preciousmutasa8619 11 ай бұрын
Misodzi yemukadzi inoitisa minyama.Varume vachadzidza rinhi kutii zvema hure zvine makuva.
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 8 ай бұрын
Havamboteereri avo ohoo kkkkkkk
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 11 ай бұрын
Ini i think mukadzi wekumba is the culprit ndiye akatsvaga gona mumharadze chaiwo but ndai asina kuti auraye mwana
@larrywild
@larrywild 11 ай бұрын
2 years achihurirwa ne mumhu wanooziva. vana no school fees waida aite seyi
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Akagona chaizvo mai alice..mahure munorwadzisa vana vasatan...Dangerous prayer pamberi ma wives..pasi nemahure ese
@MassieSibiya
@MassieSibiya 11 ай бұрын
​@maiyeukai9346 ummmm hapana chaagona ngozi mumba heyo vana very first wife vachatamba nhamo nengozi uye komwana uyu aurawa akatadzei dei vakarwa newavo aavaramba
@MassieSibiya
@MassieSibiya 11 ай бұрын
​@larrywild but kana ariye azviita chaagona hapana ngozi heyo mumusha iyo
@luinekaroro8149
@luinekaroro8149 11 ай бұрын
​@maiyeukai9346 God is not evil,akuna chinhu chinonzi dangerous prayer,Mwari ndi Mwari vanoregerera.Munamato unenga wadairwa na Satan.Imi makachena here imi? Nekutadza kwenyu murikuurairwa vana na Mwari? Muri vapenyu nhasi vabereki venyu avana zvivi? Dangerous prayer my foot,nonsense
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 11 ай бұрын
Sis Stella munogona basa renyu❤❤❤
@alicemteta3586
@alicemteta3586 11 ай бұрын
I can say Stella Muusha you are one of the best interviwer. Like Opra winfrey.
@sampremi2014
@sampremi2014 11 ай бұрын
Amai ava vanogona vari ivo vakabatira murume mushonga
@TandiweManase-lp6qi
@TandiweManase-lp6qi 11 ай бұрын
Yaaa amai Alice makarwadziswa nemrume nekuhurirwa but kutaura kwenyu kune kamwe kakufarira kuti uyu akaurairwa mwana akanakirwa nekuti akadyisa mrume wangu but isusu tripakuti mwana uyu akauraiwa ahana mhosva yaakapara ahana kana chaanoziva nezverudo mrume uyu akatadza dai asina kupfimba amai ava dai asina kudyiswa but it seems like mukunyanya ku blamer hure kudarika mhondi yakauraya mwana haaaaa ndrikurwadziwa zvangu.......
@teresateresa6875
@teresateresa6875 11 ай бұрын
Nhai hako iwe chokwadi vanacho itsotsi hauoni kuzochengeta murume Kumba kwemuninina wavo
@marymadzuramende1061
@marymadzuramende1061 11 ай бұрын
It's true mai ava vane kakufarira zvakaitika izvi
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 11 ай бұрын
Hapatorina kudyiswa kwacho apa. Murume uyu aivawo neruchiva neupfambi maari. He is the one who left his home kunonyenga umwe mukadzi. Haana kushandisirwa mushonga kuti abude mumba make.
@Natureland222
@Natureland222 11 ай бұрын
Murume uyu ibenzi guru.chakatanga chihure after murder.inyanyori marii yakadyiwa yacho?Variko Vani vanototengera maSmall house dzimba nemota.Ini maonero angu vanemhepo yavakafuridzirawo kuti murume aite violence kuSmall house zvese nekuzonouraya mwana why vakataura zvekufa kwaAndile zvikaitika?Shanje dzacho handione kushanda kwadzo now murume asungwa haasisipo asi kuchengeta vana kwasarira Ivo vahosi worse ngozi iyoyo ichauya futi kuvana vavahosi
@enesiasigion3603
@enesiasigion3603 11 ай бұрын
Zvisingaite mwana akarwadziwa
@emelykapita4181
@emelykapita4181 11 ай бұрын
Sekuona kwangu girl friend haina kushandisa mushonga asi kuti mukadzi ndiye akashandisa mushonga wekuti zvibvondorane zvinotsigirana nema msgs aaitumira ku girlfriend
@mukaiwizha1235
@mukaiwizha1235 11 ай бұрын
Taura hako ndoona sekudaro because iye angazorora here asingatsvaki rubatsiro .Nechemukati memoyo mukadzi mukuru ari kufara
@synthiamangena8810
@synthiamangena8810 11 ай бұрын
Taura hako
@maiboys3934
@maiboys3934 11 ай бұрын
Akagona haana kusvibisa maoko ake akasiya zvisotane zvega ikoko sezvavaingoita murudo murudo
@fungaimarwa6219
@fungaimarwa6219 11 ай бұрын
Mai guru Havana kumir mmushr
@ChidoKwenda
@ChidoKwenda 11 ай бұрын
Why after 2yrs dai ane chekuita akaita kudhara
@ElinahNhandara-cb7gx
@ElinahNhandara-cb7gx 11 ай бұрын
Stella ,a very humble and good journalist. Munogona basa
@alphahavadi
@alphahavadi 11 ай бұрын
Apa mukadzi ngaanake ngaanake kudarika hure varume ka gutstkanai ❤❤❤❤❤
@lazarusmabhureni2390
@lazarusmabhureni2390 11 ай бұрын
Problem munoona kushata kwevakadzi muchikanganwa kuti varume ndivo mahure.nxaaa dont blame woman
@TawandaSawi
@TawandaSawi 11 ай бұрын
Manga matomutesta here kuti muti bhokunaka kudarika single mom
@ReginaShoko
@ReginaShoko 11 ай бұрын
Hamusi kurwadziwa...iye manyepa pamati makataura mukutsamwa kuti mwana achaita muriwo..maitozviziva.chionai nhasi imi hamuchina murume uyu awurairwa mwana...ngatizvidzorei...nesu tirimo mu situation yakadai...yokushungurudzwa nema girlfriends...
@andersonchatambudza8604
@andersonchatambudza8604 11 ай бұрын
Kunaka muface mwoyo wake muchanzwa nekufamba kwenguva hanti vese hapana achine murume vachagara vakadaro here uyo mukadzi atori nemwoyo wakaipa
@andersonchatambudza8604
@andersonchatambudza8604 11 ай бұрын
Handimuchenese uyo
@constancechiwawa3355
@constancechiwawa3355 11 ай бұрын
Amai ava havana nyaya yamurikuvafungira semunhu anenge atorerwa murume wake anoorwadziwa uye unozongotauravo mashoko ekurwadzisa. Mai Alice vari innocent anemhosva ndibaba vaAlice.
@isabellalindazifesho6309
@isabellalindazifesho6309 11 ай бұрын
truuu
@Nyariebabes
@Nyariebabes 11 ай бұрын
No hautaure kubutcher mwana nooi ipapo askna
@stellastar63
@stellastar63 11 ай бұрын
19:14 The wife acknowledged sending the message about Andile... she's next in the chook! Social media is a terrible place to make such admissions which can be used against you in a court of law. It's not hearsay, it's straight from the "Horses mouth".
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Haiwawoo ane mhosva ndiro bishu iro mai Andile
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
​​@@maiyeukai9346murume akasiya mukadzi wake ndiyo honzeri he is a loser. Married men should leave single people alone.
@andersonchatambudza8604
@andersonchatambudza8604 11 ай бұрын
Stellar are u a retired CID here cz ummmm ukumberi hadzvadzi this is good
@VaraidzoMugombi-h6f
@VaraidzoMugombi-h6f 11 ай бұрын
Baba Alice ndovakavinga mukadzi uyu mai guru musaroverera mukadzi uyu shayayi side murume haareverwerwi murume uyu atosiira vana venyu ngozi rest in peace our son
@mercygambiza8590
@mercygambiza8590 11 ай бұрын
Ivo zvavatosaravo varikutosara vachiita chikomba kana kutoti vagara vanacho vangareverera murume kudaro ari iye akanyenga munhu mari ichibuda muchihure kuwirirana kwenyu
@VaraidzoMugombi-h6f
@VaraidzoMugombi-h6f 11 ай бұрын
@mercygambiza8590 ukaona mari ichibuda kuwirirana sei akafunga kutsvaka mumwe munhu mai ava ndavenga zita ravari kutaura kuti hure 1 day vachatadza kugadzikana ngozi yatanga kubata vana vavo vachamutsvaka mukadzi uyu nomurima nehama dzemurume wavo vava kuda kuripa uye ivo vachatonyengwavo nemurume wemunhu tava kutoti vativawo single anodzoka here murume wavo akauraya munhu avakutofirako
@tafadzwatashaya6602
@tafadzwatashaya6602 11 ай бұрын
Atleast she will find her self ave smallhouse
@teresateresa6875
@teresateresa6875 11 ай бұрын
​@@mercygambiza8590nhai Murume raive hure maybe Mai Alice ndivo vakashandisa mushonga Kuti hure rirohwe
@missvee596
@missvee596 11 ай бұрын
😢zvakaudziwa kuti ndri mukadzi wake vakadii kusiya
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 11 ай бұрын
Wakagona kuranga mapenzi. Excellent story.
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 11 ай бұрын
Maiguru vanogeza vanoswera vadiwa ndivo vadii
@davidmaluleke3247
@davidmaluleke3247 11 ай бұрын
Manyama ❤
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 11 ай бұрын
Vanoswera vadiwa nevarume vevanhu futu
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw 11 ай бұрын
​@@fortunatezovovo7480😂wemunhu futy
@AnesuNgoma-js5zn
@AnesuNgoma-js5zn 11 ай бұрын
Ende hazvioneke kuti vane vana 4 Mainini vakutoita kunge munhu mukuru
@africanamedia88
@africanamedia88 11 ай бұрын
vana four its not ejocky
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 11 ай бұрын
Akanyanyodyiwa mariiko? Mari inoshandwa imwe Ko ngozi yemwana achaigona here? Vana Alice vacho vachato affectwa nengozi iyi
@salomsalo1346
@salomsalo1346 11 ай бұрын
Amai ndimi moziva zvamakaita kumurume wenyu not kuti akadyiswa nehure,,, zvamakabata zvichapfuka munoti anorova hre Manue uyu never mori mutakati
@hapinessmachiridza2331
@hapinessmachiridza2331 11 ай бұрын
Kana havana chavanombowana kana....
@nyaradzochadyiwa3932
@nyaradzochadyiwa3932 11 ай бұрын
Ndivo zvavo amai vakabata vakaisa mhepo pamurume wavo yekut agare achirova mkadzy uyu zvino munhu haarove ende ngozi yemwana muchaiona zvenyu
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 11 ай бұрын
Varume mudzidze manzwa. I feel sorry for Andile an innocent baby caught muzvinhu zvakadai shuwa but mai Andile vaitembeiko pamurume wemunhu nhai
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
Ndiye akazvitanga here rume iiro zidofo... Inga kwini kamira akatanga ari girlfriend wani. Raitogona kuita barika
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Murume aive nemhepo dzake hapana zvemushonga.Anotorakidza kuti imhondi.Zve kushaya pant ratove drama haro.Amai vabe mwana aurawa shingai henyu ehe mapiwa mazita akasiyana nekuda kwekuda murume ane mukadzi asi hamusi vekutanga kana kupedzesera.Pamwe aida barika harirambirwe.Zita rekunzi hure rakashata chose.RIP kumwana.
@annahbanda2101
@annahbanda2101 11 ай бұрын
Wataura dea chokwadi
@nyaradzochadyiwa3932
@nyaradzochadyiwa3932 11 ай бұрын
Kanotooneka karume kacho kut kamhondi
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Haiwawoo..ihure amai andile
@thandiwejambawa7827
@thandiwejambawa7827 11 ай бұрын
​@@maiyeukai9346Baba Alice ndiro hure hombe because he is the married person. Hure attracts hure
@tatendakuosa2863
@tatendakuosa2863 11 ай бұрын
Ndochokwadi chawataura apa
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 11 ай бұрын
Nyaya yenyu mai Alice uuuuuum mamboita semati ndakazovaona vasungwa. Zvino maakuti vakasvika kumba kwemunin'ina wenyu.
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 11 ай бұрын
Akanganwa
@MARIAFATIMA-bu4lr
@MARIAFATIMA-bu4lr 11 ай бұрын
Remote controlled. Pakaipa
@mtkmtk-ww5mv
@mtkmtk-ww5mv 11 ай бұрын
Well done aka reporter ndofungira varidzi vemba vakangoita vakanyarara cz vaisada kurwadzisa sisi vavo and they were trying to protect her
@LediaMashingaidze
@LediaMashingaidze 3 күн бұрын
Ngozi muchaiona
@Hungwe
@Hungwe 11 ай бұрын
Mai imi matova shirikadzi toda kuwona kuti hamusi kuzodanana nemurume wemunhu here. Matovawo single mother handeyi tiwone
@armiedz2375
@armiedz2375 11 ай бұрын
KuMbudzi kuri kuenda vakadzi futi....varume vakafirwa variko
@Hungwe
@Hungwe 11 ай бұрын
​@@armiedz2375Mai ava think kuti kuva single mother kuda. She is single already
@abigailkasinahama7263
@abigailkasinahama7263 11 ай бұрын
Ngaende kwasekuru tasvu mwana wako azvirwire ega mhondi iyo kana wake mwana anouraya
@NaomeMadzinga-x4d
@NaomeMadzinga-x4d 11 ай бұрын
Uuuuummm zvinorwadza Asikana asi kana mazogara mahure anoshandisa mushonga anoenda kun,anga onoti ndiri kuda kuti ade inini nevana vangu zvino mudzimu yedu yakasiyana mushonga unopinduka zvodzoka kwauri unorwadzisa for life apa iwe wakatambudza bighouse 2years
@luinekaroro8149
@luinekaroro8149 11 ай бұрын
Kun'anga nemaporofita kunenge kwatozara ma married women
@NondoKadzi
@NondoKadzi 11 ай бұрын
Imariiko yakambonyanyodyiwa yababa Alice. Ko tikabatanidza tikaiwana tovapa vanodzosa mwana back here
@nigelsas347
@nigelsas347 11 ай бұрын
good journalistic skills..
@susannyundo4264
@susannyundo4264 11 ай бұрын
Hapana mushonga murume kana akuhura anopanduka asi maiguru mune kwamakafambao mairwadziwao nekudiwa kwevana vehure ..
@bekemuswaka6193
@bekemuswaka6193 11 ай бұрын
ndiyani anofarira kuti muryme wake afarire vana vehure kudarika vana vako ...wosekerera hako....vasikana mhandu yeumwe mukadzi mukadzi....
@lydiandhlovu7641
@lydiandhlovu7641 11 ай бұрын
Situation seyangu zvakangooma kt uzive anodanana nanhingi next door,apa hauchengetwe nevana Murume anoita sekunge anoshandisirwa remote akangogara anobuda achimhanya otoona atovako Kuma 6 dzekuseni unoona atopabata scud akamira ipapo Kumubvunza haapindure Mai Alice mune zvivindi henyu kunomuona ku Jeri nekurwadziswa kwese uku ini handifunge ndingadaro ini Ndri kurwadziwa handidi kunyepa 😢😢😢😢😢😢
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Mai Alice Mwari anokurangai zvimwe zvamaakutaura kunyepa mmmmm.Zvisinei iyi ngozi yava mumba menyu.RIP Andile
@nyaradzochadyiwa3932
@nyaradzochadyiwa3932 11 ай бұрын
Yapinda shame
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Hapana kana kunyepa..izwi rataura...hure rakaroya murume wemunhu
@maiboys3934
@maiboys3934 11 ай бұрын
Kunyepa kuti vakasafiswa ne hure ? ba Alice vakashandisirwa mushonga nehure
@fungaimarwa6219
@fungaimarwa6219 11 ай бұрын
Mai Alice ndoona uso hwavo hwakarema.vanenge vakgdzira kuti murume varwe negirlfriend.But wakazoshanda pasipo akuraya mwana asina mhosva
@teresateresa6875
@teresateresa6875 11 ай бұрын
​@@fungaimarwa6219very possible ndivo vakashandisa mushonga Kuti hure rirohwe vasiyane,nokuti Mai Andile vaiti Thomas aisarova akazotanga this year
@madamboss7216
@madamboss7216 11 ай бұрын
Cid ikaita bsa panamai ava vanotaura chokwadi vanenyaya
@NTM308
@NTM308 11 ай бұрын
Mai vapi,
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 11 ай бұрын
Taura hako
@fortunatempofu4943
@fortunatempofu4943 11 ай бұрын
true
@sherontapiwa4747
@sherontapiwa4747 11 ай бұрын
Ichokwadi vanoziva nyaya vanoti vakanzwa kti murume auraya mwana achibva kmuchapo voti zvakare ndakavaona kwaterfalls vanonyepa
@armiedz2375
@armiedz2375 11 ай бұрын
Pane mashoko anogona kunge akataurwa naThomas ...before crime...mai havana mhosva
@memorykasaga682
@memorykasaga682 11 ай бұрын
Ur journalism is up to standard. Good work ❤❤❤
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 11 ай бұрын
Siyai chihure tsvagai Jehovah achawika.munofira mahara vanhu kadzi tsvagai mabasa mushande
@cdechirume2979
@cdechirume2979 11 ай бұрын
Siyayi chihure but don't tell tell us about jehovah if u haven't been to Israel an known the truth
@Deeeeeee2010
@Deeeeeee2010 11 ай бұрын
@@cdechirume2979kkkkk taura hako
@cm2541
@cm2541 11 ай бұрын
Chokwadi chiripo Amai vemwana chaivo havana kunyanyakurwadziwa deep down she knows the cause.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
Problem pakati pemakumbo hapana basa nekushanda kana kusashanda. Even vanozvishandira vasina varume vanotodawo rudo. Murume asingagone barika ngaasiyane nazvo
@PerpeWachenuka
@PerpeWachenuka 8 ай бұрын
Chokwadi
@NyashaZinanga
@NyashaZinanga 11 ай бұрын
Amai ava vakufara kufa kwe mwana vangati vaifarira mwana akakuvadzwa iye akatofa kufa kukuvadzwa ere 😢😢😢😢😢 ndrikurwadziwa mwana haaana chaiziva kni ko kuranga pamwana ndokupedza nyaya mwana ofira mhosva yaasingaxive five years atoshuwirawo kukura kusvika pana ivo vapari vemhosva hongu vanhu vanorwadzisa asi kwete kupedzera shungu pavana ndndrikurwadzi and😢😢😢😢😢 ivai nemoyo wekubereka dayi ariwako akanzwaro zvainakidza ere hongu mukadzi uyu akatadza asi mwana hapana chaiziva kni😢😢😢😢😢😢😢😢 😢😢😢 murume akarwadzisa mwana asina mhaka kunyange vakadyiwa mari asi hazviienderane nehupenyu hwemunhu tisapupurire zvakaipa mwana aifanir kukrarama
@annamariethole5306
@annamariethole5306 11 ай бұрын
Well said dear
@TichaonaKampota
@TichaonaKampota 11 ай бұрын
Waurayisa mwana iweeeeee haaa shame of you
@veewacho
@veewacho 11 ай бұрын
Murume akanganisa but leave Mai avo alone. Vakarwadziswa, vari kurwadziwa saka musavaremedza nekuvapa mhosva kuti vari kufara. Iye bhishu uyo ndiye akazviurayira mwana wake oga.
@veewacho
@veewacho 11 ай бұрын
Murume akanganisa but leave Mai avo alone. Vakarwadziswa, vari kurwadziwa saka musavaremedza nekuvapa mhosva kuti vari kufara. Iye bhishu uyo ndiye akazviurayira mwana wake oga.
@veewacho
@veewacho 11 ай бұрын
Murume akanganisa but leave Mai avo alone. Vakarwadziswa, vari kurwadziwa saka musavaremedza nekuvapa mhosva kuti vari kufara. Iye bhishu uyo ndiye akazviurayira mwana wake oga.
@GeorgeZhuwao
@GeorgeZhuwao 11 ай бұрын
All in all chese chatinoita bhaibheri rakanyorwa mubayiro wechivi rufu varume dzikama, vakadzi dzikamai siyai zvose zvamurikuiita ityai Mwari munguva yatiri Thomas anogona aitova munhu ane hunhu hwakanaka chaiwo asi vakadzi vamwe vanoshandura hunhu hwemurume chokwadi chinozikanwa nevaviri avo asi we pray for healing of hearts and souls. Mwana afira mahara apa
@rutendomukondo8697
@rutendomukondo8697 11 ай бұрын
Do be honest mai ava vaurarirwa vana pamusaka pechihure ,yes men are wrong but as women let us put each other in others' shoes .Siyai varume vevanhu shandai nemaoko enyu and take care of your kids .lf you must get a man find wako wega .Apa mai ava chavagona hapana vashorter vana vavo .The wife still has all her kids .Murume after 2 to 3 years anogona kuwana umwe asi mai Andile vasara nemapicture bedzi .The loss is the girfriends'
@ceciliathomson2659
@ceciliathomson2659 11 ай бұрын
Shame I feel for the woman, be strong for your children
@Amarie077
@Amarie077 11 ай бұрын
Amai Alice you have been to hell and back na mai Andile ava. Stay strong amai Alice. This is a wake up call imba yemunhu haipradzwe. Im so sorry amai Alice. Murume aku jeri. Iwe amai Andile mwana afira mahara. Sei mai ramba muchikumbira mari imi musisavade. Baby boy rest in peace.
@glendarunganga8519
@glendarunganga8519 11 ай бұрын
5:29 asi ngozi irikungoenda kumba kwechikomba kwacho
@Amarie077
@Amarie077 11 ай бұрын
@@glendarunganga8519Yes all because of mai Andile. This story is very sad pn both ways. Dai vemweya vhachitaurawo what caused this crazy obsession yanga ina baba va Alice.
@rosariambidzo2840
@rosariambidzo2840 11 ай бұрын
Stella Muusha munogona kuinterview .Keep it up.Once more your are very talented as a reporter
@Dubedube3635
@Dubedube3635 11 ай бұрын
Mrume ngaorere kujeri nhai mwana anopinda papi pachiure kuuraya ropa risina mhosva mxx
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 11 ай бұрын
Mkadzi wa Thomas handimupembedzi parufu rwemwana uyu, sei vakasender ma massages kuna maAndile kuti mwana achaita butcher
@shebs2207
@shebs2207 11 ай бұрын
Vakangosenda here mai andile avo avakatumira aripi vanhu ava vanenge vaitukana
@UserGmx-n8c
@UserGmx-n8c 11 ай бұрын
Sure aripi mamsg amai Andile
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 11 ай бұрын
Inga vabvuma vani kuti ndakasender
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
Me too vane nyaya gules
@mukaiwizha1235
@mukaiwizha1235 11 ай бұрын
Mai Alice vakarohwa zvakanaka vanotaura mushe,msg yekuti mwana achaitwa muriwo vaiziva kuti vakanga vapedza nyaya kun'anga
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 11 ай бұрын
Siyanai nemukadzi wemunhu uyo, mahure learn from this hamungangorwadzise vamwe ka imi muchi enjoyer life, karma never misses an adress! RIP Andile
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Im soo happy karma found the address
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
Ma marriage haasi kunakidzaka kikkkk ma single people vanzwa nekunetswa nema married 😊😊
@MaryMupatsi
@MaryMupatsi 11 ай бұрын
​@@maiyeukai9346 uri saskam remunhu
@synthiamangena8810
@synthiamangena8810 11 ай бұрын
Women tend to blame each other
@roserwodzi3168
@roserwodzi3168 11 ай бұрын
​@@synthiamangena8810taura hako
@preciouskofi5782
@preciouskofi5782 11 ай бұрын
Stella you're a jewel a treasure to us❤❤❤
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 11 ай бұрын
Mukadzi uyu akuziva nemurume wake nxaaaaa,hayiwawo imhondiwo mukadzi uyo
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Tsek iwee
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 11 ай бұрын
@@maiyeukai9346 apa ukunditukira chiii nhai iwe,watadzirweyi neni
@alicemteta3586
@alicemteta3586 11 ай бұрын
Romans 6:23 For the reward of sin is death; but what God freely gives is eternal life in Jesus Christ our Lord.
@munyaradzichigazira9954
@munyaradzichigazira9954 11 ай бұрын
True
@pascaliamugwagwa8428
@pascaliamugwagwa8428 11 ай бұрын
Mkadzi uyu akaenda kumushonga kuti kuti murume awuraye mwana wehure handisi kumuchenesa why akazvitaura b4
@angelinemaseko3514
@angelinemaseko3514 11 ай бұрын
Ane right yekudaro i support her never allow Satan to penetrate in ur love life musodzi yamai andile ngairambe ichiyerera zvehupenyu wose small house wazviona ka hauzviite futi
@LoiterNcube
@LoiterNcube 11 ай бұрын
Ummmm it's pains for real but mai Alice knows what she did coz akataura zvekuti mwana wako achaitwa muriwo and ndizvo zvakaitika. Anoda kunyatsobvunzurudzwa neCID
@kanukaimafumhe4224
@kanukaimafumhe4224 11 ай бұрын
Mai Alice ,no remorse
@susannyundo4264
@susannyundo4264 11 ай бұрын
Pakuzoti bvisa mwana Andile achaitwa nyama uuuum pane nyaya
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 11 ай бұрын
Sorry mai Alice varume vanozviita ,anabhangu havafunge hezvooo Vaisala munhu Nekuda kwepfambi ,sorry hake mwana
@nyashatanyanyiwa683
@nyashatanyanyiwa683 11 ай бұрын
Mmmmmmmm rest easy mwana wedu but guys chihure hachina kutangira pana Amai vakaurairwa mwana so guys siyai kuti mabishu heeee heeee
@nelsonmakwatsina3957
@nelsonmakwatsina3957 11 ай бұрын
Thank you Stella neresearch yakanaka kudero
@andersonchatambudza8604
@andersonchatambudza8604 11 ай бұрын
Mai Andile keep matxt ayo mapedza kuviga mwana open a case vatiudze kuti sei vakati mwana achaitwa nyama uye kuti muri muroyi police should bata mai avo suspect panyaya iyi
@africanamedia88
@africanamedia88 11 ай бұрын
shes must go to jail
@jujujunior2735
@jujujunior2735 11 ай бұрын
Kwanai imi pakutukukan panobuda zvakawanda
@mathewaaron8786
@mathewaaron8786 8 ай бұрын
Akauraya ndiyani
@MarraMakanasa
@MarraMakanasa 4 ай бұрын
Yes that's true
@Grass-Roots-Technology
@Grass-Roots-Technology 11 ай бұрын
Excellent journalist anoziva tsika nemagariro evatema.
@ppiro8084
@ppiro8084 11 ай бұрын
Zvese zvakaitika pakati pevatatu ava zvakaitika but kuzocheka vana ndikokudii.
@FungaiKwadiwa
@FungaiKwadiwa 11 ай бұрын
Baba awa wagara wary mhondi hazvishamise nyama imwe yawaitengesa waitouraya vanhu ungacheke mwana kunge huku mumwe wachokumutuchura ummmm r
@AnesuNgoma-js5zn
@AnesuNgoma-js5zn 11 ай бұрын
Ehe ndopakatadza veduwe
@africanamedia88
@africanamedia88 11 ай бұрын
true@@FungaiKwadiwa
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Amai andile deserves to experience this pain for the rest of her life....Amai Andile vakarwadzisa mukadzi wemunhu..hamusati.masangana nemabishu varoy imi..ndibvunzei ka ndiri pano ini..masingle mothers ma agents aSatan
@nomsanyika151
@nomsanyika151 11 ай бұрын
​@@maiyeukai9346kuva single hakudi application very soon amai ivava vachange vakudananawo nemurume wemunhu,uyu anga Ari single zvasiyana nevakadzi vevanhu varikuhura zvekuhura zviya
@edinahmhlanga9103
@edinahmhlanga9103 11 ай бұрын
Hure hombe murume wenyu amai nekut ndiye aibuda achienda kwamai andile not the other way round, mai imi kutaura kwenyu amuna moyo nyangwe makatadzirwa but apa mwana afa haana mhosva have a heart nemiwo makazvara
@Flowerkeon
@Flowerkeon 11 ай бұрын
Muridzi we munhu ari strong at the same time it’s a tricky one
@africanamedia88
@africanamedia88 11 ай бұрын
u can say that again shes a suspect
@lavernemapuno3743
@lavernemapuno3743 11 ай бұрын
i think vanga vatonetawo nehunhu hwababa Alice vacho
@CarolineMike-xl2fh
@CarolineMike-xl2fh 11 ай бұрын
Pakuzoti mwana wako achaitwa murivo apa suspect
@NyashadzaisheJaricha
@NyashadzaisheJaricha 11 ай бұрын
Kana watorerwa murume unoita yese yese kurwisana kuno zoita mushonga ndokunozokonzeresa zvese izvi vese vari vaviri ndovakonzeresa kuurayisa mwana asina mhosva
@sitshengisomabhena931
@sitshengisomabhena931 11 ай бұрын
Mwanangu Stella vudzi ragadzirwa zvakanakisisa you look beatiful
@dzie101
@dzie101 11 ай бұрын
Mari aiida chokwadi nekuti musi waakaenda kubhora akatopiwa $20 vakatambira
@florajamu8187
@florajamu8187 11 ай бұрын
The worst part is she knew kuti munhu ari violent, then womusiira vana vako, ofona wotanga kutaura rough. She made stupid decisions, now aurayisa mwana. She should have been there. Dynamos yaingotamba. The kids will be traumatised for life. Kusiyirana vana chikomba mu one room!!!! Ummmm
@charlenegumbo7738
@charlenegumbo7738 11 ай бұрын
Woman really need to stand up for each other, man will always take advantage of this How are the children at fault for the mothers fault Munhu wechirume ngaangozvibata haiwa
@ZaneleMadzivanyika
@ZaneleMadzivanyika 11 ай бұрын
Yeah.. it's really disturbing. I think it's a great lesson kudzidza kuzviitira. Apa zvasakisa kufa kwe an innocent soul. A young boy who has a future ahead... Uye kurwadzisa umwe munhu kune kukohwa kwakaoma. Lala kahle mntanam'.... kobunzima 😢
@samanthakurerii5752
@samanthakurerii5752 11 ай бұрын
Ngozi mumusha yapinda
@SharonMhariwa
@SharonMhariwa 11 ай бұрын
Kune vakatotengera magirlfriends dzimba nemota kana rudo rwapera vanongorova pasi vanyerere aibatwa kwiyo here kuti aburitse mari muhomwe aibvisa out of love kana rwapera rudo rova pasi
@maviskaseni
@maviskaseni 11 ай бұрын
Well said
@diananyikadzino7000
@diananyikadzino7000 11 ай бұрын
Apa unoshaya Kuti akamupa Mari ipi? She lived in one room with 3 kids
@larrywild
@larrywild 11 ай бұрын
havasi vese varume vane moyo iwoyo, hapana murume anoda kudyiwa mari obva arambwa, vazvhinji tthey just walk away to avoid drama rinozo svika kuna madame. all things being equal ndabhoikana newe imba ndoda kunopa vana vangu..
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Magirlfriends iwayo vamwe havana vana..pane 2 vandinoziva .one haazvare avane 40 years mumwe haakotsire hope..pese paararira anoona nyoka
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
​@@maiyeukai9346kikkkkk u need therapy inga Kwini Kamira ane vana vake atova mambokadzi wani ende haana kuzvara naCharisi.... Hapana kana nyoka hwani...... You need serious help.
@masigodo8341
@masigodo8341 11 ай бұрын
Best Presenter ever sando dzako my sister Stella❤
@MUTSEZY
@MUTSEZY 11 ай бұрын
the interviewer is so fair ,thank you so much you make us proud as a nation its an unfortunate situation which happened ,asi kuburikidza nemibvunzo yenyu tadzidza zvakawanda ,😢😢😢😢😢😢👏👏👏👏 on a lighter note kochimboitayi muchibvunzwa zvepolitics uku ndokunedambudziko mareporter mazhnji ane bias towards chamisa saka news dzavanotipa hadzisi quality please rambaimakadaro you are so intelligent and patient ,you can easily adapt to the situation ndakamboteerera muchitaura zvebvunza zvemakwarwe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@cm2541
@cm2541 11 ай бұрын
I think there's more to be revealed to this story 🤔
@VikkiRajah
@VikkiRajah 11 ай бұрын
Yes, weird the messages she sent 😢
@fungisaimasiya6383
@fungisaimasiya6383 11 ай бұрын
Ukaona munhu anoramba achidanana nemunhu ane murume haana kunaka azviurayira mwana haafe akadanana nemunhu anemukadzi wake zvino maurayisa mwana asina mhosva
@wadzanaityra1523
@wadzanaityra1523 11 ай бұрын
Hakuna munhu we munhu barika has no justification in this case kana munhu aita girlfriend’s it means mumba hamuchina rudo
@yvonnepakura954
@yvonnepakura954 11 ай бұрын
​@@wadzanaityra1523saka all is fair in love and war ...akuchemei manje
@artwellchibere5740
@artwellchibere5740 11 ай бұрын
Vakadzi vakawandisa kudarika varume. Varume vanotenderwa kuroorwa madzimai hobho. Kutogara nemumwe chete kuda otherwise ndikawana 10 hazvisungise. Musatukira munhu kuti akanyengerwei. Iye mukadzi wacho akutonyengwawo nemurume wemunhu now that murume asungwa. Pane pavachanyengwa nejaya here?
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 11 ай бұрын
nhai zvako iwe vanhu vanoramba chokwadi chiripachena barika raiweko and richiriko it's also possible kutoti maiguru ndiwo vaitoshandisa mushonga kusimudza mhepo kuti avo varwe
@JoyceGonese
@JoyceGonese 11 ай бұрын
​@@artwellchibere5740hazvina kuipa kuita barika asika unoudza umwe wako wobuda pachena kana asingade oyenda coz zvema surprise izvi zvine makuva
@JokonyaJokonya
@JokonyaJokonya 11 ай бұрын
Shinga uise zvese kuna Mwari my sister. Mahure ashungurudze munyika nhasi murume asvika pakupara mhosva nekudyiswa zvakaoma hazvo sure.
@NondoKadzi
@NondoKadzi 11 ай бұрын
Apara mhosva nekuda kwekutadza kuzvibata kwake not kudyiswa. He is an evil man to slaughter a child like that. Zvekudyiswa ratove drama wo reku justifying chihure chemurume izvo
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
Stupid justification for stupid behaviour
@bmupereki07
@bmupereki07 11 ай бұрын
LOVE Either. Brings peace and joy and Gulez ava has lost it all and you can see and feel all the HURT. &. PAIN In her.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Being cheated on kills..you are very harsh
@hannahkarumba5101
@hannahkarumba5101 11 ай бұрын
Vanodiwa nefamily yemrume wavo.. Bamnini will take care.. Don't worry about her.
@NoviblenceMuishi
@NoviblenceMuishi 11 ай бұрын
Murume hongu akapinda mutirongo but mukadzi uyu anodawo mutongo
@Shez-e7q
@Shez-e7q 3 ай бұрын
Wei apa atadzei
@vinoliahwata-ur9db
@vinoliahwata-ur9db 11 ай бұрын
zorora murugare baby boy. Mwari vanyaradze masides ese hahwo . uye todzidza kubva ipapo
@bettymakuku7262
@bettymakuku7262 11 ай бұрын
It was a well planned thing ..mkadzi akarnda kune vano batsirwa and she was aware her husband was going to murder Andile ..its a shame
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Nokuti matauriro aari kuita nyaya yemushonga mmmmm anouziva chaizvo
@africanamedia88
@africanamedia88 11 ай бұрын
thank u very much she knows everythings y musina kutya kuti munhu auraya vana vemumwe munhu this lady shes playing with our mind
@nelsonmakwatsina3957
@nelsonmakwatsina3957 11 ай бұрын
I agree it was a planned thing
@teresateresa6875
@teresateresa6875 11 ай бұрын
Very true Mai ava chokwadi vanochixiva zvekuti Dai murume asina kusungwa. Vaitomutizisa ava
@ThierryDIckie
@ThierryDIckie 11 ай бұрын
I agree mai ava vanotozviziya kuti zirume ravo raizourya mwana
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 11 ай бұрын
Umm this woman is hurt. The girlfriend confirmed kuti mukadzi wacho akambondivinga but she continued nemurume wemunhu.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
Hezvo inga maparika ariko kwini kamira wakatanga vari girlfriend wani
@synthiamangena8810
@synthiamangena8810 11 ай бұрын
She must apologize olso to Mai Alice
@josephinebasera2961
@josephinebasera2961 11 ай бұрын
Barika rinobvumidzwa muZimbabwe,
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 11 ай бұрын
@@synthiamangena8810 why should she apologise.... Its only ye hubby who cheated his wife that must apologise
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 11 ай бұрын
@@josephinebasera2961 Asi you are one of them. Barika rino bvumidzwa nemutemo wenyika but not waMwari. Real Barika is given a go ahead by the first wife. The husband should ask the wife for permission to marry another wife and buy her mbudzi or something then the Mainini will be welcomed in the family kwete zvenyu zvemasmall house izvi. The first wife anotoperekedza murume wake kunoroora mainini then mainini kana vauya voziva nzvimbo yavo. It’s funny that those who never went to school were much organised.
@EsnathDube-vm2mh
@EsnathDube-vm2mh 11 ай бұрын
Zvakaoma ndarwadziwa ini Mwana anga ane mhosva yei 😢😢
@Isabel-nw4ln
@Isabel-nw4ln 11 ай бұрын
Mari mufunge inotsvagwa imwe but mwana iyeye tarasikirwa zvikuru,ngatikoshesei hupenyu hwevana ndapota,zvemishonga izvozvo ndogona sekuti iwo Mukadzi semurume anogona kunge ainezvaakaita kuti zvisvike pakudaro,Mai wemwana mwari vazokuitiraiwo nyasha munamate mwari vakukomborei muvane zvokuita zvisiri zvezvikomba
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 11 ай бұрын
Pamwe baba ava vanga vakutobata mushonga zvema rituals chaizvo nekuti ukafunga kuti sei vakacheka mwana akarara hazvinzwisisike
@faresiwilson134
@faresiwilson134 11 ай бұрын
Mukasaita wisdom munofa... Busy defending a man who knew what he was doing... Aivepi murume wake achirambwa achiramba kurambwa police yakadii kumusunga atyora mai Andile gumbo... Zvawaiti vana vachaitwa ma butcher nhasi vaitwa wakuti akadyiswa 😂😂😂😂😂 .. Mwari tinzwirei.. Ngoni
@sandyammieghkam
@sandyammieghkam 11 ай бұрын
Tinozviziva kuty kuhurirwa kwakaoma mukoma and as a married woman I feel your pain but for this moment let's think about mwana adarikidzwa life yake nekuda kwevaviri ava because right now you're now the victim of this act imi nevana vaakutokura vachisazoone baba ava maiswa pakaoma sure
@EneressMatenga
@EneressMatenga 11 ай бұрын
Plus ngozi yapinda mumba
@Isabel-nw4ln
@Isabel-nw4ln 11 ай бұрын
Zvose zvirikutaurwa hazvina basa pakupondwa kwemwana coz Baba Ava vaakauraya mwana Havana kuuraya munhu aivadya Mari uye ndogona kuti it was a planed issue coz ma massage aripo
@philomasona3691
@philomasona3691 11 ай бұрын
Planned issue kupko mashoko anongo taurika pakutukana mnh arwadziwa💔budisai Mai ava munyaya
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Iwe mwana webishu akosha chiiko nhai iwee. Mabishu munonyanya..ko iro bishu mai andile paadya ma$20 aifanirwa kudyiwa nemwana Alice...hausi kuzvifunga izvozvo basa kufunga mabasa ebishu
@roserwodzi3168
@roserwodzi3168 11 ай бұрын
​@@maiyeukai9346dai zvakuwanawo nerimwe zuva evn ari mwana webhishu aparei mwana Asi ngozi yapinda mumusha vagonei kuzokuvadzisa vasina mhosva zivai ngozi hairove mai imi
@sarudzainyandoro4910
@sarudzainyandoro4910 11 ай бұрын
Stella unonyatsotaura sando dzako ende no word unobvunza zvinobatika
@siziweshiri3656
@siziweshiri3656 11 ай бұрын
Paakanyenga iwe mukadzi wake chaiye waiva nomushonga here
@emptyyourheart9086
@emptyyourheart9086 11 ай бұрын
Mai vakadanana nemurume wemunhu cihure chakaipa. Mwana akaurayiwa hupenyu hwakagumira munzira.Vana va mai Alice vasara vasina baba vaenda kujeri uye vakatanga kutambura kubva kare mai ava vatora murume wemunhu. VaMuparinga vakati kunze uku kunodhuraaaa.Varume garai kumhuri dzenyu
@memmsempiree2350
@memmsempiree2350 11 ай бұрын
Aiwa this is the culprit bvuma kuti I fixed him wangu and totokuregerera Cz unenge wahurirwa . Murume akahura Siya aende wangu
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 11 ай бұрын
Tsek iwe..unoregerera kuti ndiwe Mwari..tibvire pano..amai Alice ndivo vakatokanganosirwa
@memmsempiree2350
@memmsempiree2350 11 ай бұрын
@@maiyeukai9346 ur so stupid look at u fuza iwe Akakanganisirwa ndi mwari ? Ukwane wanzwa coming at me like that Hakuna munhu wemunhu fuza iwe Isu vamwe we divorced 20 yr marriage wangu munhu ahura nehama neShaMwaRi yangu and I am good shaa handiite izvo zvamai Alice zvekupenga
@tondeshamuyarira6185
@tondeshamuyarira6185 11 ай бұрын
This woman is evil, ungafarira kufa kwe an innocent soul pamusaka pechihure chemurume wako. Stella thanks for representing us outter Mfombi
How To Choose Mac N Cheese Date Night.. 🧀
00:58
Jojo Sim
Рет қаралды 110 МЛН
Do you love Blackpink?🖤🩷
00:23
Karina
Рет қаралды 23 МЛН
Муж внезапно вернулся домой @Oscar_elteacher
00:43
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
Mufakose : Mhondi youya kuzoratidza maurayiro ayakaita mwana
33:09
Part 1: Chitunha Chiri Kutaura NeKunwa Mvura Ku Zhombe
52:19
SlyMediaTv
Рет қаралды 378 М.
Mufakose: Mwana wekuurayiwa nechikomba cha Amai vake ovigwa.
21:24
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
ChildbirthClass Video 02
1:34:02
TMC Health
Рет қаралды 2,1 МЛН
How To Choose Mac N Cheese Date Night.. 🧀
00:58
Jojo Sim
Рет қаралды 110 МЛН