MHONDORO................ VARORA VEMHURI YEKA-COFFIN VANONZI VAKATIZA NAVANA MADZIBABA

  Рет қаралды 20,257

Drewmas Media

Drewmas Media

11 ай бұрын

RUVENGO RWAWEDZERA MUMHURI

Пікірлер: 167
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 11 ай бұрын
Ivo vanoridza ngoma nekuimba varipi toda kumbovaonawo 😊😂❤❤❤❤❤
@Amarie077
@Amarie077 11 ай бұрын
I know right kkkk. I wa t to see them dance.
@itaimarega1615
@itaimarega1615 11 ай бұрын
Ngoma yakarohwa zvesure ndafunga chinungu zvikuru nguva inomakuva achirohwa mhondoro iri kumberi pachibhandutu
@ireenjanuary1851
@ireenjanuary1851 11 ай бұрын
Yes tisu vanhu vacho ana masibanda sando dzenyu abiyangu 👏👏👏
@patricianyamhanza
@patricianyamhanza 11 ай бұрын
Neshamba Hwedza mwana akavanika here vakazodzoka here ana madzibaba
@user-vc6jr9os3q
@user-vc6jr9os3q 11 ай бұрын
Maprofita vanopesanisa uye varoora ngatisapesanise mhuri yawakawana ichiwirirana. Mwari batsirai mhuri iri
@gerald1mada31
@gerald1mada31 11 ай бұрын
Thanks mukoma Andrew Neshamba Dzimwe kuroora tangai mabvunza mai vakakosha kunze uko musade kuzvitutumadza mangwana munonyara nezvimaprofita zvenhema izvo
@sambazamillicent5226
@sambazamillicent5226 11 ай бұрын
Muroora 😢zvimwe ngationei tichinyarra kana sei pasina chawatadza unonzi ndiwe uuuummmm😮
@user-lf4tb1fl1s
@user-lf4tb1fl1s 11 ай бұрын
Hamadzangu murikuchemberawo muchanzi murimuroyi what goes around comes around.masavati muroyi .
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 11 ай бұрын
Mom of the year 😅haaa nemo nemo vana ava vanokuita utaure zvisizvo ne shungu varoora tisadaro kusvika mumusha mevarudzi oti mai vako muroi aaaa Newewo uchaita amwene uchanzwa kuti zvorwadza sei.
@tonimuzambwa7219
@tonimuzambwa7219 11 ай бұрын
Gogo bho manje, Havana mhosva. Vananadzibaba vaparadi
@sekaimairosi7282
@sekaimairosi7282 11 ай бұрын
Varoora musade kuparadzanisa vanhu mumisha yamawanikwa batanidzai vanhu kwete kuputsa.Chokwadi minamato ikuiswa namai ava kaaa hapana chinofamba muhupenyu hake mwana nemuroora.Dzokai kumba munokumbira ruregerero .Maporofita aya mukanyanyomateedza munovengana
@cleofay9346
@cleofay9346 11 ай бұрын
maitsengeiko nhy Shumba??? mai vane moyo murefu shua varikuda kuyanana nevana asi vamwe vana so zvinorwadza shua. varoorwa dzikamai mumisha mamunenge mawanikwa mhanimi
@mancuencube5409
@mancuencube5409 11 ай бұрын
Aewa gogo kuchena Havana havo asi,kugona kutaura chte
@forwardchinyerere
@forwardchinyerere 11 ай бұрын
Its music for me ndobva ndafunga kwedu uzumba maramba Pfungwe kwadzinorohwa Ngoma yeJerusarema
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 11 ай бұрын
Mapositori imharadzi
@judithmachaya8676
@judithmachaya8676 11 ай бұрын
Mai ava vanepamuromo yoooo Chero vana vakatadza havo asi vanonyanya kunyomba
@dzidzisomuchike8584
@dzidzisomuchike8584 11 ай бұрын
Veduwe mai ndimai nyangwe varoye zvinengei usarasa mubereki wako zvirinani kutofamba unyerere uchizvitavidzira pane kuvenga mai kusvika pakadai
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 11 ай бұрын
True vazoita muroi nhasi.dai vasina kumudya arimudiki here😢
@cleofay9346
@cleofay9346 11 ай бұрын
nhasi rava rimwe zuva 👏👏👏thank you Drewmas media team
@talentmugweni9714
@talentmugweni9714 11 ай бұрын
Varoora nyarai kana makumisha yavanhu
@chingombedaries
@chingombedaries 11 ай бұрын
Vanhu vakadyiswa nemaporofita vanonetsa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 11 ай бұрын
Hwedza mukoma Robert yemwama hwfa
@dorcassithole4952
@dorcassithole4952 11 ай бұрын
Varoora vasada kutonga musha wevanhu kana zvanetsa enda kumusha kwenyu kwete kusiya manyonganisa misha yevanhu
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 11 ай бұрын
Hezvo saka vaidanana havo zvakaoma vonyepa kuti vamwene muroyi
@chrismaziriri4991
@chrismaziriri4991 11 ай бұрын
Vaimbotembeyi varoora vachisvibisa zita ravamwe wavo,asi vachaparira vazukuru vavo kumakore arikutevera,yavakatanga nana madzibaba ava mwari ndiye anemhinduro
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 11 ай бұрын
Zvimwe zvamaporofita kuparadzanisa mhuri
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 11 ай бұрын
Gogo bho manje mwana wawo akafirwa namai sangazvisadaro apa mubereki akabatikana iwe semubereki woo unonzwawosei daiuriwe gogo wati iwo ndiwo wachakumbira ruregerero kumwana sure hr zvinobuda hr vanhu weeee
@everjoysvova6001
@everjoysvova6001 10 ай бұрын
Varoora ndovamaona chihure asi imi mukanzi madya vana moramba
@lovenesskatai-vc9cb
@lovenesskatai-vc9cb 4 ай бұрын
Nyaya iyi inoda kwe Tete guru tasvu ndivo mupedza zvese
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 10 ай бұрын
❤❤❤❤😂haaaa munobura zvinyuwani DrewMas media taking us to another level
@rebeccachipunga491
@rebeccachipunga491 11 ай бұрын
Mmmmm deze raka rohwa raka dzigirwa nemutumba nehosho.
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Pachokwadi chaipo mbuya iyi inoroya zvechokwadi Chero vakadii mbuya haibvarure machira n,yanga havadzide maporofita havadi saka munoda chiyi kunyepera kudzdzisa havadi varora zimbuya rapakona
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 11 ай бұрын
Vana ngavaripe avo and mapositori ayo anoda kuongororwa mweya waMwari haupesanisi vanhu
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Mbuya iyi kushoropodza kwainoita varora ka ziroyi guru chairo
@patriciachitate695
@patriciachitate695 9 ай бұрын
Pfonda ❤
@ignatiusmachingura
@ignatiusmachingura 11 ай бұрын
Mapistori bho here
@ktm9853
@ktm9853 11 ай бұрын
Maprofita anodà kurohwa ava.They use fear,ignorance and cohesion to force people to succumb to their shenanigans.
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 11 ай бұрын
Tatakai mirira nyayaiyi
@PelagiaZimuto-wp2gk
@PelagiaZimuto-wp2gk 11 ай бұрын
​@@josephlupiya6626the NJ 50:48 😊
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 11 ай бұрын
Chokwadii vanhu vanozviti maprofita hamupinde denga
@wattonmugadza2618
@wattonmugadza2618 11 ай бұрын
Take you to another level
@killianahchikwekwe6539
@killianahchikwekwe6539 11 ай бұрын
Take us to another level Neshamba
@user-uk6rp6uc9c
@user-uk6rp6uc9c 11 ай бұрын
Update yeHwedza please 🙏 mwana akawanikwa here
@pepukaimutambiranwa-8829
@pepukaimutambiranwa-8829 11 ай бұрын
Iii ndandamirira nyaya iyi for long thankx drewmas
@almsdeeds2003
@almsdeeds2003 10 ай бұрын
Ambuya ava vanotaura kwavasina kuswera
@MarianMarian-mk4vg
@MarianMarian-mk4vg 11 ай бұрын
Asi gogo ava nenenge vanoroyavo ava tsananguro dzavo ummm
@MaryMucheka
@MaryMucheka 11 ай бұрын
Usadaro kurwadziwa uku.. kubereka kunorwadza
@monicamusiyiwa6155
@monicamusiyiwa6155 11 ай бұрын
Another level
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 11 ай бұрын
Matsananguriro ambuya avo if you look at her face unotoona kt panenyaya ,mbuya ava uuuum ngavaendeswe kwa tasvu
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 11 ай бұрын
Ummm kushata imhosva kasi uri madzibaba vaneBp
@mancuencube5409
@mancuencube5409 11 ай бұрын
Ichokwadi havana kuchena mbuya avo
@FaithSendedza-kv2mq
@FaithSendedza-kv2mq 11 ай бұрын
Nice songs
@massiveangellaemmanuel-vv7tu
@massiveangellaemmanuel-vv7tu 11 ай бұрын
Thanks drewmas ne mbira idzo I miss sekuru vangu
@prachie937
@prachie937 11 ай бұрын
Nhas ravarimwe zuva ...drewmas media taking us to another level
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 11 ай бұрын
Drewmas Media taking you to another level ❤
@user-qr6nm6nf8b
@user-qr6nm6nf8b 11 ай бұрын
Ndozvandodira drewmas Media, taking us to another level ❤
@nomoremapfumo1026
@nomoremapfumo1026 11 ай бұрын
Nice song ndipeiwo song❤❤❤
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 8 ай бұрын
Vanhu veMhondoro vanoimba nengoma veduwee ndafunga ndiri mudiki Chibhandhuru.... ndiri kutoona vanhu vachirova rhekeni vachitamba.
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤😂
@getrudemashawa438
@getrudemashawa438 11 ай бұрын
😮😮😮tipei tinzwe
@tafauadedzwgea
@tafauadedzwgea 11 ай бұрын
Taking us to another level,Drewmas media
@FrancaShambamuto-cg1vh
@FrancaShambamuto-cg1vh 11 ай бұрын
New song drewmas media taking us to a new day
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤
@user-si8th1xt9n
@user-si8th1xt9n 11 ай бұрын
Big up vana moyo
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l 11 ай бұрын
dreawmas media taking us to onother level
@privillagemutendera4526
@privillagemutendera4526 11 ай бұрын
Buya iyi itsotsi,ekita and sekuru vakavarwa meso nepfungwa
@lilianmoyo9383
@lilianmoyo9383 11 ай бұрын
This song so nice 😂
@judithkwenda2841
@judithkwenda2841 7 ай бұрын
Mbuya ava ka havana zvavo kuchena ko kuzoramba kuti handidi n'anga kana maporofita pamba pangu kutya kufumurwa vangadai vachiti ngatifambe ndicheneswe rurimi rwavo rwakafumuka pazera ravo uye muzukuru ndewavo asi vanoshoropodza vachiti kamwana kakafa nechando aka kaifukidzwa kachira kekumasowe mmmm hazviko veduwe
@rosemarymungwariri1874
@rosemarymungwariri1874 11 ай бұрын
Nice song❤
@dykenyamhunga9867
@dykenyamhunga9867 10 ай бұрын
Yaaa I like the song too
@pastormvhvoices
@pastormvhvoices 11 ай бұрын
DREWMAS MEDIA POTO YATINODYIRA ZVINOITIKA PASI ROSE, HOZODEI PAKADAI❤❤❤❤❤❤❤❤
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 11 ай бұрын
Aaaaaa ndiri kuma teresi zvngu ndichiona hangu
@user-lf4tb1fl1s
@user-lf4tb1fl1s 11 ай бұрын
Zvipositiri zvaparadza musha.nxaaa
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 11 ай бұрын
Mapositori sure ngawasawenekuparadzanisa uuuu mubereki hadi kudaro sure nyangwe mai wako wari muroi sure unogadzirisa mubereki asingaziwe uuu kubereka kunorwadza sure uuuu ngawasadaro ndaremerwa wena zvinorwadza sure kt kana mwana arora mukadzi anoparadzanisa sure mubereki uuuu ngizii iyi chaiyo mubereki hafanirikutsamwa kudai
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 11 ай бұрын
Nyaya ye mateacher ekwa Vannesa aipomerwa satanism aya yakazoper seiko.
@paulinemaseure1939
@paulinemaseure1939 11 ай бұрын
Kasong ako ummmm manyama
@comfortsadieq
@comfortsadieq 11 ай бұрын
Zim yakatakura nyaya uuuum ndamirira hangu
@happy-rf6pg
@happy-rf6pg 11 ай бұрын
Uuum maporofita anoda kuongororwa awo
@user-tx7vc1tb7q
@user-tx7vc1tb7q 11 ай бұрын
Tamirira AneShamba nhasi rarimwe zuva😂❤😅
@preciousmashozhera6384
@preciousmashozhera6384 11 ай бұрын
Mwari ngavakuitirei zvakanaka mufunge , ndozvinoita vanawo vabereki mufunge chengetwai nokusingapere
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 11 ай бұрын
Mbuya iyi handiichenese
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 11 ай бұрын
Haaa kuyananiswa kuchanetsa 😢Mwari pindirai mumhuri iyi
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 11 ай бұрын
Vazukuru vavo ndovavari kt vana vemakanyanisi 😢 ndosaka varikuuraya vazukuru mbuya ava
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 11 ай бұрын
taura hako inoroya iyi ikaendeswa kwa Tasvu inobatwa
@gracepatisi9970
@gracepatisi9970 11 ай бұрын
Drewmas media huchi baba 😊🎉 tisakanganwe kuisa malikes
@gozos1552
@gozos1552 11 ай бұрын
Kkkkk soo madzidzei
@gozos1552
@gozos1552 11 ай бұрын
Huchi chaiwo murume uyu
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 11 ай бұрын
​@@gozos1552huchi chaihwo chaihwo 😂😂😂😂
@johnkawazi4958
@johnkawazi4958 11 ай бұрын
​@@gozos1552 hanzi tiende kumba
@johnkawazi4958
@johnkawazi4958 11 ай бұрын
​@@gozos1552 hanzi tiende kumba
@agnestafa9579
@agnestafa9579 11 ай бұрын
Gogo can talk like my mum . Mai vangu vanga vasingasvikirwe zvokumanya
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 11 ай бұрын
Is your mom my mom 😅❤
@masasi70
@masasi70 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂 kushudhiwa 😅😅😅😅😅
@brianmazarire1604
@brianmazarire1604 11 ай бұрын
😊😊😊😊😊😊 drewmas please tokumbirawo song iyi ❤❤
@stewartndudzo330
@stewartndudzo330 11 ай бұрын
Imi hamuoneo hre kuti sekuru avo vanorohwa nagogo hre saka vangagoitasei musha ndewa gogo
@NTM308
@NTM308 11 ай бұрын
Drewmas media ❤
@darreldenzel5632
@darreldenzel5632 11 ай бұрын
Drewmas team muri sy
@paulinematambo
@paulinematambo 11 ай бұрын
Waiting
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 11 ай бұрын
Muroora usa daro veduvee uno zviudzira ushava shava chokwadi muupenyu hevo ngozi iyo enda unokumbira ruregerero amwene vasati vafa bcz vakafa ngozi iri kuuya kwauri
@nondochirau9664
@nondochirau9664 11 ай бұрын
Takatpimirira isu😅
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Mbuya iyi so
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 11 ай бұрын
Ngaabvise Mabini boni tione facewooii
@abdullahkunganya1752
@abdullahkunganya1752 11 ай бұрын
Tamirira
@jayroyal3257
@jayroyal3257 11 ай бұрын
😂😂😂😂 hwayi yakuta kubayiwa jekiseni😅😅
@kayla7511
@kayla7511 11 ай бұрын
Gogo vakagumbuka nechemukati ava muroona nemwana wavo vakapara ngozi ichanetsa zvekuti hamen
@emilychimombe7218
@emilychimombe7218 11 ай бұрын
Zvakaoma
@paulinemaseure1939
@paulinemaseure1939 11 ай бұрын
Mhondoro Neuso yanetsa shem
@marthamugagami4966
@marthamugagami4966 11 ай бұрын
Mwana akazowanikwa here nanamadzibaba Ava vanopesanisa vanhu
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 11 ай бұрын
Kkkkkk Neshamba mzaya wandifungidza Batai mazwi yaZhakata
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 11 ай бұрын
Mai muvhangeri vadzoka zvinenharo kkkkk
@FlorenceMuchaona
@FlorenceMuchaona 11 ай бұрын
😂😂😂😂ndakuvara nekutamba Ngoma kuno
@Tinto4490
@Tinto4490 11 ай бұрын
Vamwe mukunzwa hrrekana kuti Fone yangu yanetao😅😅😅
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 11 ай бұрын
VaNeshamba pangoma pega muri kubura
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 11 ай бұрын
Pasauye n'ganga dza mambo. Kunotsvagwa wasingaziikanwe madzimambo kuda zvinhu wanozopihwa mari ne n'ganga dzavo vovati chanjai mari yakawanda kuitira kuti vozowana cut. Kutonga anyanya madzimbo siyai mhuri itvage yega n'anga dzekure dzisina wanoziva. Mapositori apaza dzimba dzakawanda.
@mancuencube5409
@mancuencube5409 11 ай бұрын
Kna gogo vakachena ngaende mberi vanochenurwa ,havana kuchena Mai ava chikoffn chingava hacho chefake but mbuya ava havana kujeka
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
Inga zvakaoma nhaimi
@stormshadow1992
@stormshadow1992 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂maShades ayo iUniform hr
@patpateey2414
@patpateey2414 11 ай бұрын
Ndinhikwi
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 11 ай бұрын
😂
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 101 МЛН
THEY WANTED TO TAKE ALL HIS GOODIES 🍫🥤🍟😂
00:17
OKUNJATA
Рет қаралды 24 МЛН
Я нашел кто меня пранкует!
00:51
Аришнев
Рет қаралды 4,8 МЛН
I Can't Believe We Did This...
00:38
Stokes Twins
Рет қаралды 108 МЛН
ZHOMBE........ PFAMBI DZIRI KUKAMA MBADA
31:20
Drewmas Media
Рет қаралды 43 М.
MHONDORO......AKADZINGWA PARUFU ACHINZI NDIWE WAURAYA
43:07
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 3,6 М.
Dare Rachief Mutasa  Tich Mtv
41:14
TICHKACH MTV
Рет қаралды 16 М.
MHONDORO- NEUSO------ VAKAFUMA PACHIVANZI PAINE COFFIN
39:55
Drewmas Media
Рет қаралды 36 М.
Flash Malinews du 17 juillet 2024
24:57
MalinewsTV
Рет қаралды 10 М.
RUSHINGA----AKARUMWA NENYOKA MU-CLASSROOM ACHIDZIDZA NDOKUFA
38:22
Drewmas Media
Рет қаралды 34 М.
SADZA...................CHIPATARA CHOVAPA CHITUNHA CHISIRI CHAVO
39:28
BABY Comedy : Birthday Baby and Kind Man ❤️
0:36
BABY Comedy
Рет қаралды 14 МЛН
POR QUEEE DIVERTIDA MENTE 2 !!! #SHORTS
0:15
Figuritalo
Рет қаралды 45 МЛН
DO YOU HAVE PARENTS LIKE THIS?
0:19
dednahype
Рет қаралды 7 МЛН