mr munetsi u did well cz mari ikurwadza kushanda iyi vecco ngaadzose mari dzevanu zvopera,keep on doing the good work
@monicamangwenya308320 сағат бұрын
kozvavaimbo batsirana ana nyathi pamwe chete zvakanaka wani ko zvaipei vakusungisana eeh kanyika kezimbabwe kane drama
@EthelMushawatu14 сағат бұрын
Hapana kumbomakana apa Mr Munetsi you are the voice to the voiceless thank you for the job well done
@patriciamoyo952720 сағат бұрын
Very good Mr Munetsi mbavha dzawanda ngasungwe. People still and get away with that. Ngasungwe abhadhare mari dzevanhu.
@NonhlanhlaVundhla21 сағат бұрын
Mberi mberi namkoma Moreboys🎉🎉🎉
@MemoryMhuraiThomas20 сағат бұрын
Moreboys akuzvinyanya shuwa ari kurwadziwa kuti vecco akabatsira vana Nyathi kudarika zvaakaita iye aingoda achinxi ndiye ega akabatsira akutobhowa shuwa
Ndabva ndamumaka zvisingaiti hachina moyo ajaira kuona zvitunha.ndosaka Tytie akamutuka.godo MR Munetsi hamuna moyo ini pane asingabi here mxxxxm
@PreciousMarambaushe5 сағат бұрын
Zvino zvaakabvuma mhosva yake muchaitasei
@gaudenciamunemo14476 сағат бұрын
Asi ana Nyati vakapinda machena. Kana akaba anotongwa naizvozvo. Ana Nyati transformed now bave nemapassports vakatokwirawo ndege. KuZim vaigara zvakanaka. Vachoendeswa from one point to another in style.
@sarahmushonga10 сағат бұрын
Moreboys he's a hypocrite
@mutsawashe-l5h22 сағат бұрын
haasi ave kuzvinyanya moregirls wenyu uyu
@2BG57020 сағат бұрын
More girls kwaaaaaa wamuwanzira sure kkkkkk
@nancyngobeni610514 сағат бұрын
More girls finish😅
@magaretmapupa7 сағат бұрын
Jerasi reikowo ramootaura imi, maida mari dzevanhu dzirove here. Tibvigwe hedu, mkomana akadya mari dzevanhu dzakawandisisa uyo ngaagare mukati kusvika abhadhara. At some point I was also tempted to pay ndikazti no mhani
@prayermswapa5681 manga manyatsozo verenga comment yangu mukanzwisisa before replying here? Besides, kusungwa ndekumwe chete whether 10yrs later or the next day kwese kusungwa. Ngaagare hake mkomana. Ndataura kuti ini handina kuzo bhadhara incase you missed that part🙄
@magaretmapupa6 сағат бұрын
@prayermswapa5681 and it's not about ana Nyathi futi, leave them out of this vana vevaridzi 🚮
@CarolineMutanga5 сағат бұрын
Vachinyanya vanaNyathi kungobvuma kubatsirwa pese pese nevanhu va appear recently
@NadiaKhan-qd1uu13 сағат бұрын
I love Vecco ❤❤❤❤
@chibwarisvo41546 сағат бұрын
Avo baba ve zvitunha ngava zive zveku kwira zvetunha zvakafa zimunhu mukuru risinga nyare ibwa rakuda kufa manje anyanya nyaya dzake
@Mavismbago21 сағат бұрын
Moreboys is a clout chaser shame kuda kukwana kwana unga sungisire munhu nyaya dzisi dzako ayaaa🤣
I basa rake mbavha ngadzibatwe kutaura nkt hamusimi mkabirwa mari
@zodwamudari363311 сағат бұрын
Moreboys jealous chairo ndoraanaro ko akadii kumusungisa asati ajoiner ne nyati kurwadziwa chaiko
@zodwamudari36337 сағат бұрын
Vanhu hobho vakabudirira kuba ukasaba hapana chako as long pane mukana chete zvinebasa rei izvozvo
@LoiceMaunze8 сағат бұрын
Munetsi ukurwadziwa iwee une godo shem
@PreciousMarambaushe5 сағат бұрын
Jealous rei ramoda kutaura vanhu kna vabirwa mari dzavo vorega kutaura hre nkt vanozonzi godo ayewa bodo vnhu ngavapiwe mari dzavo
@viginiashava959221 сағат бұрын
ko moreboys ana nyathi vaakutaura vapinda papi vane rough wo baba zvekuti copmany yavo yaivepo before ana nyathi zvine basa rei
@EniyaDeke-w4l8 сағат бұрын
More boys uchabata panopisa manje mira uone
@ennieruka88113 сағат бұрын
Ehe makatanga mega your Company but as Father ve Nyathi teach them kusatambira ma offers comes from chero zvake munhu vasina ruzivo . Imagine nyaya ye She millionaire.
Pamberi namukoma Moreboys Munetsi varikubatsira vanhu and he is a lawyer by profession saka tinotomhanya kwavari kana taita ma problems akafanana neekutsotswa mari tibetserwe
@Mamoyo60714 сағат бұрын
If he couldn't help Nyatis vanhu vanga vacharamba vanyerere here,uuuu haa zvakaoma
@prayermswapa56816 сағат бұрын
Nhym zvenyu vanhu vanga vakanyarara now coz abetsera vana Nyathi ndipo pakubudikira vnhu vachitaura humbavha hwake vanga vakanyararirei
@Mamoyo6076 сағат бұрын
@prayermswapa5681 just imagine looks like vanhu vanorwadziwa nekubudirira kwevamwe uuu
@prayermswapa56812 сағат бұрын
@@Mamoyo607 mazimba hatidi kubudirira kweumwe ndabvuma zvangu unotoshaya kty chii vakada kutukana pa social media kuita kunge ngozi