Mufundisi Pa Lodge Nemukadzi Wemunhu Part 2 Dare Rachief Mutasa Motiregererwo Video yedu Inemhepo

  Рет қаралды 87,244

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 3 500
@TapiwaMakuyana
@TapiwaMakuyana Ай бұрын
Anotenderana neni kuti mutasa aita huori isa like
@kikiri383
@kikiri383 Ай бұрын
Mambo uyu mukosho
@sirShereni1
@sirShereni1 Ай бұрын
Mambo vaita bias
@sirShereni1
@sirShereni1 Ай бұрын
Anonyadzisa mambo uyu
@AbgailGwatirera
@AbgailGwatirera Ай бұрын
Izvo vabereki vemkdz kana vakatqmbirq fumq zvoreva kt vakazvifarirqkq kt vavamekukwashq tongai yapindq mudare aidii kutaurq nyayq yake b4 kuhura
@JenniferHakety
@JenniferHakety Ай бұрын
Mambo mai ava ipfambi
@tafadzwamutevhani6125
@tafadzwamutevhani6125 Ай бұрын
Mutasa u need to be investigated, wakabhadharwa mamboo iwee, why why.
@elniachiwira3986
@elniachiwira3986 Ай бұрын
Nhasi vandisvota ndosiva respector shem
@honestndlovu6014
@honestndlovu6014 Ай бұрын
Pastor abhadara mambo .kudara . life so mxm
@johnmusara7276
@johnmusara7276 Ай бұрын
@@tafadzwamutevhani6125 Dont forget kuti iteam rezanu pf hapana gonzo mhini timhu rose iri huori chete chete I want to see his investigation's kuda kusungirira an innocent man that's so pathetic vaMutasa basa makonewa
@tristansithole8071
@tristansithole8071 Ай бұрын
He now down the drain.. corruption iriko zveshuwa.. matare aya.. nyika kumawere
@dorcasngwaru2292
@dorcasngwaru2292 Ай бұрын
Povho yaramba mambo weee mandigumbura zvisingaite ,huZanu hwabuda pachena munosvikepi nxaa
@clarac2396
@clarac2396 Ай бұрын
Mambo mari inopera asi chiremerera hachidzoke. Manyadzisa Mambo. Masvoresa dunhu nenyika. Machinjiro amaita aripachena matengwa Mambo
@conniechinake2089
@conniechinake2089 Ай бұрын
Chief mutasa you where one of the best from now on handichamboone nyaya dzenyu matongero amaita nyaya iyi makapiwa Mari chete hakuna kutonga kwakadai even though ainge apa mukadzi gupuro hazvaitadzisa kuti mufundisi nemukadzi uyo varipo haaa apa vamutasa ma bhaiza big time
@Freemanmashoko
@Freemanmashoko Ай бұрын
Ahhh kana neni ndabatikana,l used to follow ma courts avo and l always respected his ruling but apa marasa loyalty mambo
@AngelineMurombedziAngelineMuro
@AngelineMurombedziAngelineMuro Ай бұрын
Ummmmm mukadzi akaoma uyu atenesa chero nematongeroa chief Mutasa our Guru. Aaaaaaaaa ndarwadzirwa baba ava.
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 Ай бұрын
Atoo murudo nemai iyo mutasa wenyu uyu
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 Ай бұрын
Mufundisi awanepi confidence nhasi yekuropodza kudaro kuziva hvo kuti tsoro yqvo vakaironga bhobho kare nxaaaa
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 Ай бұрын
Ingotsvaga muroi varoiwe vese kubva kun mutasa wacho😂😂😂😂2
@StellaBanda-u8v
@StellaBanda-u8v Ай бұрын
Zimbabweans this guy needs our support. Please help murume uyo with advice & knowledge of the law. Please lawyers help paita magweregwere - Mambo, Mufundisi, Mukadzi & Tsano vamurongera . This is so unfair!!
@mazengulamarcia8679
@mazengulamarcia8679 Ай бұрын
True gud idea arikusa kutonunurwa mrume uyu mambo vapanduka
@BesterHazvina
@BesterHazvina Ай бұрын
I agree, nyaya yatochinja
@TinasheMamvura-z3f
@TinasheMamvura-z3f Ай бұрын
Mambo Mutasa matadza kutonga apa pafair hanti akaramba mukadzi amubata nechikomba plus munogara muchiti gupuro rinopirwa mudare wani
@EverDaniel-du3yp
@EverDaniel-du3yp Ай бұрын
Mambo musadaro. Khama knows your address.
@enockmariso4610
@enockmariso4610 Ай бұрын
Zvimambo zve zanupf nxaaa
@hopewellgandiwa4862
@hopewellgandiwa4862 Ай бұрын
Mambo asi mapihwa mari naMfundisi...pane nyaya yemuzukuru ane rasta aidya bota rambuya sekuru vari kuSouth Africa. Sei makatonga nyaya, makaripisa mzukuru yet mbuya vanga vapihwa gupuro kudhara. But in this case yaMfundisi moda kubatirira nyaya yegupuro. Tongai zviri fair chero gupuro ranga rapihwa, asi tongai chaita kuti munhu apihwe gupuro. Mati mhosva hairovi. Ska mhosva yakaitwa before gupuro ndairipwe.Mfundisi ndaaripiswe .
@floet3498
@floet3498 Ай бұрын
Nhasi ngatiunganei pano Shumba vazotadza chaiko. I am very disappointed, mai avo vakandobika nyaya vachinyorerwa pasi ma notes nhasi vouya vachinyeba. Zihure zipfambi harifi rakaroorwa futi.
@Nunec
@Nunec Ай бұрын
Kuroorwa ndoo oxygen here?
@floet3498
@floet3498 Ай бұрын
@@Nunec l digress
@cloudiousmustaff7253
@cloudiousmustaff7253 Ай бұрын
@@floet3498 kutouya nemaNotes wena, yakapihwa naMambo mushure mekupakura bota
@floet3498
@floet3498 Ай бұрын
@@cloudiousmustaff7253 pama notes apo pari funny. What a disgrace!
@charleschizema1560
@charleschizema1560 Ай бұрын
Mambo varasika nyaya, nyaya ndeyekuti mufundisi vakaputsa imba yangu
@ta34ew
@ta34ew Ай бұрын
Chief handisati ndamboona muchirasika sezva maita nhasi
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha Ай бұрын
Ini chief ndinozhaya pavanopembedzwa kugona kwavo hoyooo nhasivaposhera zvanaka vanhu vaona
@sandrasetete6849
@sandrasetete6849 Ай бұрын
Mushonga unoshanda baba
@Chakabyebye
@Chakabyebye Ай бұрын
WE NEED ANOTHER CHIEF FOR THIS CASE !!! THESE ARE TWO DIFFERENT CASES! THE WOMAN CAN GO AND REPORT IF SHE WANTS! CHIEF VABIKA MBODZA
@LidmonNyarhi
@LidmonNyarhi Ай бұрын
Kana ndiriini handichada nekuwona ma video acho aaaaa 😳😳😳
@TinasheBinda
@TinasheBinda Ай бұрын
Apa mambo vaenda musango mufundisi vakatodya bota
@maxxheadroom6744
@maxxheadroom6744 Ай бұрын
Mutasa akanganisa nokuti mukadzi paaka hura, she was married - ndiyo inonzi 'material fact'. I'll be more than happy to support this man who has been let down if someone can drop a message on how I can contact TichTV.
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 Ай бұрын
Mambo Mutasa ndaimboona semunogona kugadzirisa nyaya asi apa mavharwa nemishonga, murume uyo mukamuti akakanganisa, Mwari vachatonga vega and hamuchisina respect zvachose
@weslietadiwa9231
@weslietadiwa9231 Ай бұрын
Vakadyiswa something ava
@lizziemapudzi4915
@lizziemapudzi4915 Ай бұрын
Rape is rape
@mosesmugebe4793
@mosesmugebe4793 Ай бұрын
Ko iye aiitirei zvekumanikidza munhu unohurirwa
@Freemanmashoko
@Freemanmashoko Ай бұрын
I also lost respect nemi mambo, mabhaiza apo
@Matenga
@Matenga Ай бұрын
Mufundisi muri benzi remunhu makadiiiii kuzvitaura musi wekutanga
@stnsml1
@stnsml1 Ай бұрын
Mambo Mutasa marasika panyaya iyi. Mukadzi akabatwa ashti apihwa gupuro kureva kuti akanga avhiri mukadzi wake. Nyaya iyi iri kutongwa in retrospective. Saka dai dare rakatora 2 years risati ragarwa kureva kuti vaida kuti murume uyu arambe aine munhu akamutadzira here. Mambo varikuratidza kuti vanenge vakatengwa bemukadzi uyu. Nekuti sei mukadzi arikuita zvekuverenga mubook. Kana iri nyaya yakaitika angaikanganwe sei. Nyaya iyi ngaitongwe zvakanaka Mambo Mutasa
@ConfusedDreamCatcher-wv7sp
@ConfusedDreamCatcher-wv7sp Ай бұрын
Apa vatonga zvisizvo apa
@wellgabrielmoyo87
@wellgabrielmoyo87 Ай бұрын
Ko kana akarepwa ma parents acho nehama dzese kusanganisira imi mambo Mutasa mune mhosvaka imi makanga makagara sei nenhau iyi 1. Vabereki vakatambira sei pfuma pa underage 2. Imi mambo zvaiitika sey zvakadai mudunhu menyu muripo kusvika nhasi uno azohura mkadzi uyu ndoopaakutaura zveku repewa ,,,,, Aaaaah hazviko izvi
@wellgabrielmoyo87
@wellgabrielmoyo87 Ай бұрын
Mufundisi munonyadzisa imi ibvaipo
@29edgar
@29edgar Ай бұрын
Mambo munositonga nyaya dzenyu zvakanaka but apa matadza basa
@Luciasithole-sy1xb
@Luciasithole-sy1xb Ай бұрын
Mutasa first time wakatonga kwazvo chii apa wapuwa Mari benzi ramambo ndimi munoti nyika igare neudzvinyiriri
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya Ай бұрын
Abhadharwa uyo chii chakadaro chocho
@simbagasva8302
@simbagasva8302 Ай бұрын
Satan at work
@takuramutasa1529
@takuramutasa1529 Ай бұрын
How can he say mukadzi Anga Asati abatwa nemhosva ,do you need dare to confirm Kuti wabata mukadzi muLodge, Mutasa anenge apiwa makumbo mukadzi uyo ireza chaiyo....
@forbeschiromo1347
@forbeschiromo1347 Ай бұрын
Sei nyaya yebanga yaakutongwa, apa muchiramba yechihure
@forbeschiromo1347
@forbeschiromo1347 Ай бұрын
Matare echibhoyi aya anonetsa. Mutasa tonga nyaya yawapihwa kudare. Matongero awurikuita, haudzipedzi nyaya dzemumba iyi.
@princematica5952
@princematica5952 Ай бұрын
Mambo Mutasa,murikushandiswa..Mai irikunyepa iyi,nyaya iripo ndeye chikomba at the moment
@GetrudeChagonda
@GetrudeChagonda Ай бұрын
Mambo makadya Mari APO tongai yamakatanga marasa Naya mambo
@MkanyaNcube-c7w
@MkanyaNcube-c7w Ай бұрын
@@princematica5952 taurahako vakuda kuti mufundisi asabatwa nenyaya manje
@noahchishanu917
@noahchishanu917 Ай бұрын
Nyaya iyo yatwistor hapanachisina nyaya...Mambo
@KudzaiSimango-j1d
@KudzaiSimango-j1d Ай бұрын
Mufundisi muroyi uyo akatenga mambo uye mambo maaktodawo mkadzi uyu
@princematica5952
@princematica5952 Ай бұрын
@@KudzaiSimango-j1d you are right,muridzi wemukadzi ndiye akutopinda buizy,yet he is the victim,
@namboko
@namboko Ай бұрын
Listening to him gives that feeling/sound that one gets when cutting a cardboard box with a kitchen knife. ..or chewing / eating food with grit or sand in it. Zvirikutsangaya izvi Mutasa.
@constancemazhindu9467
@constancemazhindu9467 Ай бұрын
Chief mutasa. Aaah iyi nyaya matadza kutonga Mai vakahura zvavo avo Chief munenge matengwa chete This are young couples 😮
@LaritaShumba
@LaritaShumba Ай бұрын
Mambo was definitely heavily bribed, possibly by the superiors of the church ya “naughty mufundisi” Church authorities protecting their church image 🤷🏽‍♀️
@shamisosandra
@shamisosandra Ай бұрын
Mambo Mutasa apa maita hutsinye, asi matengwa na Man of God ???, munhu anofira mujeri nezvepfambi dzichiita tsoro yadzo, panyaya dzakadai imbobvunzaiwo vaChigodora vanodzigona.
@shyletvangani3176
@shyletvangani3176 Ай бұрын
Vakapiwa mari yechegumi
@Shasa-dz7ex
@Shasa-dz7ex Ай бұрын
😱🤣🤣🤣 chokwadi
@janetsaurombe876
@janetsaurombe876 Ай бұрын
Mambo mutasa tongai zvakanaka apa gadzirisai pamuchavadaidzazve apo itai samambo zvamagara muchiita apa monozvishaisa chimiro ,
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
Hahhh apa mambo mutasa makabhaiza big time munositonga zvakanaka ko apa maitwaseiko nehure iro ahhh mandibhohwa fani
@samgonoziki4743
@samgonoziki4743 Ай бұрын
haa Mutasa is human after all. hakuna kutonga kwakadai. makabhadharwa chief.
@charlesmagagada5044
@charlesmagagada5044 Ай бұрын
how can he entertain kuti ndakalokwa iye ahura and hapana chakaitika?
@solomonjamesjohnson2260
@solomonjamesjohnson2260 24 күн бұрын
Very corrupt vanhu ivava ndovakatobika nyaya nehure iro
@LloydRubita
@LloydRubita Ай бұрын
Chief makadhakwa.In year 2002 our constitution was allowing to marry 16 years girls with parental consent.That changed in 2013 after the constitution overhaul followed by a referendum.
@eriesiyo2445
@eriesiyo2445 Ай бұрын
Hooo dai waenda kunosungirira pfaiyo ikudiwa namambo mutasa
@mikelpambayiz9707
@mikelpambayiz9707 Ай бұрын
So if that's the case, law does not apply retrogresively
@phillthedrill
@phillthedrill Ай бұрын
even though he slept witth her @ 15
@carolineshoko2857
@carolineshoko2857 Ай бұрын
Akavata nemwana Ane 15 nhumbu ikazvagwa avane 16yrs mhosva iripo hayo.
@AntonioDeure
@AntonioDeure Ай бұрын
​@@carolineshoko2857she was 17 in 2002 husband 19 mukadzi born 1985 hubby 1983
@giftmudaya8055
@giftmudaya8055 Ай бұрын
Chief is taking side Nyaya yekuhura kwemukadzi yavharwa negupuro i agree Ko sei mukadzi akatambira gupuro achiziva kuti pane mhiko irimuchimbuzi. This case is a stalemate
@mozila8916
@mozila8916 Ай бұрын
Kana zvarambaa hazvoo kumadzimamboo mkomana wangu siyayii makarasikirwaaa karee makaparadzirwaa mushaa karee Mwari wanoziyaa zvavo suree kutonga ndekwaMwari mumhu munhu mkoma Mufundisi makaitaa henyu nebasa ramakaitaa THERE IS AN EYE WATCHING YU . KUDENGAA KUNA MWARI
@simbamushurwa
@simbamushurwa Ай бұрын
Chief chief ????? makurasika do not comment on criminal matters which u did research,u mislead people
@mbewez619
@mbewez619 Ай бұрын
​@@simbamushurwaChokwadi chawataura
@dorothykufakwedeke350
@dorothykufakwedeke350 Ай бұрын
Aiwa mambo apa murikutongera pachi zanu chaipo aah akadi kutaura kare..pakashanda bag apa
@JudithChinhiwu
@JudithChinhiwu Ай бұрын
Shumba chengetedzai dignity yenyu mariii inopera hino todzosa nyaya kwa Chigodora here imi muri mambo it's not fairness😅😅😅😅
@collinszisengwe487
@collinszisengwe487 Ай бұрын
My Chief ko chii chamaiitwa naPastor because you always on point,murume uyo did a good thing kunosiya mai awo kuti asapare mhoswa also kana ndadzwa zvakanaka wife ane makore akawanda pane emurume ndiwo wakambunyikidza murume only kuti kune girl child no boy child.you always nail it my chief not on this maybe let's wait for part 3,because you always deliver
@betishebamapiravana587
@betishebamapiravana587 Ай бұрын
Apa vairasa zvemashuwa
@JuliaGwai
@JuliaGwai Ай бұрын
On top of kuhurirwa ndiwe wakusara nemhosva my poor brother 😢
@elnmng1174
@elnmng1174 Ай бұрын
Ndarwadziwa but kudenga kuna Mwari mukoma zvese zvakaitika Mwari vanoona mukadzi uyu, anofunga kuti akangwara ne chikomba chake pastor avo
@PhillipMhuruyengwe
@PhillipMhuruyengwe Ай бұрын
This chief abhadharwa uyu😂
@PhillipMhuruyengwe
@PhillipMhuruyengwe Ай бұрын
​@@elnmng1174yaar ndopaunoona kuti pasi pano hapana righteousness at all..😂😂,,,
@EmmanuelSanjobo
@EmmanuelSanjobo Ай бұрын
Mukuru musabuda pa media nehutongi hwakadai zvonyadzisa kana husiri huwori munenge makanga Moda Mai avo
@lindajoni204
@lindajoni204 Ай бұрын
23 Yrs yese iyo yanga isingataurwe wani yakutaurwa nekuti ahurira murumwe
@BonfaceMafando
@BonfaceMafando Ай бұрын
Nyaya iyo yakagadzirwa hakuna zvakadaro
@dykenyamhunga9867
@dykenyamhunga9867 Ай бұрын
Ehe nhai, vakutaura zveku repwa zva 2002 aaaa
@betishebamapiravana587
@betishebamapiravana587 Ай бұрын
Nhy nhy
@ephraimchadada5441
@ephraimchadada5441 Ай бұрын
zvinenge zvave zvekufixerna cz mukadzi akuona kuti apasisina chake
@priscasibanda9340
@priscasibanda9340 Ай бұрын
Chief inga maive mugwara wani ko makurasika papi futi ndarwadziwa Ini aaaa
@claitosverengera117
@claitosverengera117 Ай бұрын
Vanopiwawo mari 😂😂😂
@nhewas
@nhewas Ай бұрын
The law is an ass.
@diniwemarange3787
@diniwemarange3787 Ай бұрын
Inonzi technical fault ,mambo vatori correct ange arambwa
@edgarblessednhokwara9690
@edgarblessednhokwara9690 16 күн бұрын
This chief thinks he is super intelligent..he is scared of that policeman
@evrusikerusike8700
@evrusikerusike8700 Ай бұрын
U failed Chief Mtasa apa💯mkadzi uyo nemufundisi varikuzivana iye mkadzi uyo akutaura zverape now time cz amhangarirwa nenyaya yechipfambie haungambogara nemhondi uchiti ndaishingirira kusvika pakuita vana3 hazviko izvo matsotsi mai avo namufundisi varikutemba mari nekutonyora vadaidzirei mukotsanjera anovabvondora zvese avo💯
@markgamanya3084
@markgamanya3084 Ай бұрын
Her facial expressions says it all, Mambo for the first time you've failed dismally.
@MosesHoto-g1y
@MosesHoto-g1y Ай бұрын
Password haibvumidzwe nani anondiudzira pamunhu wandakatenga aaaaaa marwadzisa murume akahurirwa
@thandiwechitehwe4192
@thandiwechitehwe4192 Ай бұрын
Mkadzi akahura achiri muwanano saka mrume ane kodzero yekripwa uyu. Zve rape case imwewo nyaya ehe. Ko vabereki vemukqdzi uyu vairoodza under age sei? Nekuti mhasi zvashata. Mamai mazhinji akaroorwa ari under age nazvino vagere mumisha yavo wani. Madzvanyirira mrume uyu to be honest.
@markgamanya3084
@markgamanya3084 Ай бұрын
@@thandiwechitehwe4192 Women are very manipulative and never forgive cheating, check now murume akuda kutonyudzwa.
@patiencechanyuka468
@patiencechanyuka468 Ай бұрын
Ahhhh kuzotaura ku rapwa ndokuti abata chihure, ivo vekumba kwake vaisazviziva kuti mwana aroorwa Ari mudiki haaaa mukadzi imboko kuto challenger murume kkkkkkk, shem munhu akuhurirwa wopusiswa zve ahhhh what are you teaching to the kids,
@barnabaschimina1315
@barnabaschimina1315 Ай бұрын
Nyaya yechihure yamakuzama kuvharidzira iyo mambo
@PaulineChimedza-w6l
@PaulineChimedza-w6l Ай бұрын
Mambo Mutasa you were exceptional but you disappointed the fairness and the common sense of reality of the gist,you resembles zanu pf current judiciary of
@TheChekas
@TheChekas Ай бұрын
Agara riri dofo Mutasa, anowanza kutenda hun'anga
@loicesecheni5944
@loicesecheni5944 Ай бұрын
Let it go my brother kudenga kuna mwari ava vatongi vepa nyika mwari vanoziva havo enda unotanga imwe life it's never too late bro zvirimo muupenyu
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 Ай бұрын
This guy needs our support, he is going through a lot. How can we get this ex-husband's contact hey? Ko mamboonawo here kuita kwehanzvadzi yacho iiiiiii zvakaoma?
@maorereelvis5922
@maorereelvis5922 Ай бұрын
Mambo mutasa apa matadza kutonga mutongero wamakaita pekutanga awusiwo uuuu Mwari arikuitirei nyasha
@tinashemusevenzo456
@tinashemusevenzo456 Ай бұрын
Mambo is working on the technicalities of matter, gupuro was supposed to be given after all the court proceedings and verdicts.
@PaulineChimedza-w6l
@PaulineChimedza-w6l Ай бұрын
Ñyaya dzakadai ndo dzinopedza uremu hwamambo ,mambo Mutasa maperera pano ,matadza nyaya iyi masanganisa prestige yemunhu ane mhosva nehuorii ,siyanai nema norms eZanu pf
@truebluebaryn2195
@truebluebaryn2195 Ай бұрын
Kushaiswa chiremerera chaiko
@zvikomborerochidzikwe4448
@zvikomborerochidzikwe4448 10 күн бұрын
I feel for that man he's going thru a lot but mambo apo matadza
@priscasibanda9340
@priscasibanda9340 Ай бұрын
Im so disappointed baba ava vakuitwa kunge benzi now,tatakamirira part 2 asi zvakaoma hazvo baba ava vakutotsikirirwa nenyanya shame
@justkeepdriving6927
@justkeepdriving6927 Ай бұрын
But kana vaka raper he must pay for that. Akamanikidza mwana now expects her to be faithful iye akaroorwa by force. I agree na chief.
@TamaniKadantu
@TamaniKadantu 26 күн бұрын
My chief, I have been following you over this case. Did this woman report the case to the parents during that problem? I thought you as a chief, you will concentrate to help the man over his problem. What pain most is look at the man he was talking care of the children he didn't give birth. Even though you gave favor to a woman. Anyway God will make away to the man. My man just find where another one so that your heart can rest.
@TinasheDzadza
@TinasheDzadza Ай бұрын
We need justice for this guy please nyaya yakauya kudare ndoyamaifanha ktonga kna Mai Ava vakarepiwa she should have been reported that pazvakaitika not now can't you see kt Nyaya yerape yadiffence this is pure corruption
@choks1977
@choks1977 Ай бұрын
This is now a spiritual issue, mufundisi. God is watching you. Chief mava kubika mbodza: hapana rape case apa.
@gloriashoko4473
@gloriashoko4473 7 күн бұрын
Ngavaende kwa Prophet Miracle Paul kkkkkkk
@sophiamunangati3522
@sophiamunangati3522 Ай бұрын
Murume uyu ngaa endese nyaya yake kuna the high court judge. Kuna judge akatonga nyaya yemurume akange ayenda mujeri nekuti arara nemusikana wake. Judge Manongwa, please help with this case. Please, please.
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 Ай бұрын
Mutasa watobva respect nesu nxaa.Enda unodzidziswa naChigodora
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
😅😅😅😅😅😅kudzidziswa naheadman
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 Ай бұрын
​@@nomsanyika151Yes because chokwadi Mutasa akapihwa bribe zviri very clear izvi
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 Ай бұрын
Hapana chaanodzidziswa api mambo Mutasa vanotogona
@viginiaMatumba
@viginiaMatumba Ай бұрын
Haa imi mamboimi makatanga nyaya zvakanaka nhasi machinjiswa sei mapihwa chiokomuhomwe pakadii kureporter kuma purisa nguva yacho
@HowardTobaiwa
@HowardTobaiwa Ай бұрын
Mambo mabuda mu line apa
@confreemurima
@confreemurima Ай бұрын
Mambo ndikaona kabhachi kenyu katsvuku ndotiza, ndaive ne luv nemi bt yooo u really disappoint us. Musakoshese Mari nyaya sezvairi, ko yeku econet muchaibuditsa here imi makadya Mari. Nxaaa
@michaelkatonyesamichael9538
@michaelkatonyesamichael9538 Ай бұрын
Apa mambo Mutasa marasika big-time uuuuum mukatonga muchidai hapana kwetinenge tichienda yu run away from the real story
@TrishMchoni
@TrishMchoni Ай бұрын
Mambo mtasakaaa apa mazvitadza apa pamwe pacho mnombogona asi apa mazvikoniwa or matengwa nyaya iyi iri pachena iyo chero grade 1 anotoitonga iyo Asi chii nhai mambo?
@SolomonGabidai
@SolomonGabidai Ай бұрын
Mambo Mutasa munenge makatengwa imi. Gupuro handiti akapirwa chikomba here marasika kutonga imi.
@AlleasonKazingizi
@AlleasonKazingizi Ай бұрын
Mambo mutasa?????????????????
@AlleasonKazingizi
@AlleasonKazingizi Ай бұрын
Mufundisi power 😮
@AlleasonKazingizi
@AlleasonKazingizi Ай бұрын
Mufundisi power😢
@bensautopanelbeaters6254
@bensautopanelbeaters6254 Ай бұрын
Tonga yakamhan'arwa
@bensautopanelbeaters6254
@bensautopanelbeaters6254 Ай бұрын
Mufundisi akabhadhara cheaf
@isaacpinielo
@isaacpinielo Ай бұрын
I think people are jumping to conclusions when they accuse the chief of unfairness or bribery. The chief didn't make any judgments on the rape allegation... he simply said he would refer the case to the police, who have more jurisdiction to investigate such cases. This is a wise and prudent decision that shows respect for the law and for both parties involved. Claiming that the chief has been bribed or is biased simply because he referred the case to the police is just shallow thinking. We all need to remember that everyone is innocent until proven guilty. This applies to everyone involved in this case. The chief was wise to leave the decision-making to the appropriate authority, rather than trying to decide the case himself. This shows that he was not swayed by emotions or biased in any way. We should applaud his impartiality and fair-mindedness, not try to create controversy where there is none.
@easternkimba2753
@easternkimba2753 Ай бұрын
Haa Mutasa abhadarwa 😂😂
@tandiwemupeti80
@tandiwemupeti80 Ай бұрын
The issue is not on rape but on gupuro,what caused the husband to give gupuro is because he had been following his wife and caught her which led to gupuro,yet the chief is turning a blind eye on the fact that the mufundisi was the one who caused the gupuro thing to happen
@gidzawagidzaldo8415
@gidzawagidzaldo8415 Ай бұрын
Yerape haisiyo problem. Problem is Mutasa telling this guy kuti because wakamupa gupuro before wauya kudare saka wakamira pano saani because uyu haasisiri mukadzi wako. The guy has a right to sue both the ex wife and chikomba for adultery that happened whilst they were still married. Zvekuti akamupa gupuro is irrelevant. Handiti Mutasa ndiye ati ega mhosva haiori saka yababa ava yaora sei just because summon was given 2 days after gupuro. Very unfair of Mutasa and his dare. Hapana zvavaita apa kunze kwekudzvanyirira murume uyu
@chawaz241
@chawaz241 Ай бұрын
Mambo arasika apo mhosva hairege kutongwa nekuti munhu akapihwa gupuro shaa
@chawaz241
@chawaz241 Ай бұрын
Zve rape hazvinei na mambo atadza kutonga yake
@tysonmataula5042
@tysonmataula5042 Ай бұрын
Mambo mazvishoresa kutadza kutonga zvakapusa kudai one crime at a time mukadzi uyo ihure ryt from the start ungapihwe pekuzorora mu lodge munobhadharwa Chero mukatonga henyu Mwari vachatonga Pavo uye munenhamo imi munotonga vamwe nekuti Mwari achakurangai
@FaraiJeche-lk8to
@FaraiJeche-lk8to Ай бұрын
Murume akaita time achiona chihure kusvika azoona mafambiro anoita mukadzi wake. Kubata mukadzi wako ari palodge hazvisi nyore. Murume uyu akapa munhu gupuro nenyaya yechihure simple. Why concerned nenyaya yegupuro time iye mukadzi aiita chikure achigara mumba memurume uyu all along. Chief ndombokuteverai but apa ndabatikana nematongero aiitwa apa. Pamambomhanya nerape mazonyararirei murume paati iye ndomudiki pane mukadzi. Age yemurume yanakira kuti kutonga kwenyu kana makabhadharwa kubude pachena. Matongero aya ndoxhaiwo anoitwa nemapurisa ezimbabwe vachipihwa mari na compliant and the accused. Shamwari kudenga kuna mwari wakaita zvisingaitwe nevarume vakawanda kuchengeta mwana anouya nemukadzi waunogara naye. Just imagine wanga wakutobatwa nerape after all the dilemma you went thru. Can I have the number of this guy please
@samckelMuzozo
@samckelMuzozo Ай бұрын
Haa zvakaoma hazvo
@NedretlyMatarirano
@NedretlyMatarirano Ай бұрын
Haaaaa vakaoma mambo ava, vane utsinye aaaah. Vakatengwa mambo ava
@Chiefbabachitondo1985
@Chiefbabachitondo1985 Ай бұрын
Mambo akatadza kutonga
@Chiefbabachitondo1985
@Chiefbabachitondo1985 Ай бұрын
Nonsense
@ephertdhamba
@ephertdhamba Ай бұрын
Yes this guy needs to be supported fulltime! Kana dzawanika mutipewo timbozamawo kumubatsira
@synodianyakudya3510
@synodianyakudya3510 Ай бұрын
Nevabereki vake mukadzi ngavasungwe,vakatambira mari yemwana ari under age.Mutasa atengwa.
@LaritaShumba
@LaritaShumba Ай бұрын
Mambo in this case he was definitely bribed.. 💰💰 .. obviously that deal also heavily involves vakuru weChurch yaMufundisi… as they rather bribe mambo (at all cost) so as to protect their church image. 🤷🏽‍♀️ Sad, .. I’ve always loved mambo Mutasa’s judgements, .. but in this case even all the facts by the lady >> zvakato garirwa pasi for serious cover up. 🔨 (hence she has to refer to the scripted notes in that book) I feel sorry for the “husband” (rather ex-hubby) The church authorities will later deal with their “naughty mufundisi” once the case is cleared kwamambo.
@shamisosandra
@shamisosandra Ай бұрын
Murume uyu ngaakwirewo dare achiti first boyfriend yemukadzi uyu ine mhosva nekuti yairara neunderage nekuti akanga asiri musikana + vabereki vacho nehanzvadzi vane mhosvawo yekuroodzawo underage zvakare.
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 Ай бұрын
Yes ipoint iyoyo
@Bassanastar
@Bassanastar Ай бұрын
Madzidhara ese avha arasikawo panyaya iyi zvakawoma mufunge
@kennethymusona48
@kennethymusona48 Ай бұрын
The way yabvunza mambo at first kut pane anechekutaura hre instead of kutanga nyaya dzavo means something behind
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha Ай бұрын
Vanga vachiziva chakatorongwa kuseri
@ephertdhamba
@ephertdhamba Ай бұрын
Ipapo pega panotoratidza kuti panetsoro yakatambika,vangadai vatanga nekubvunza mkadzi weku lodge nechikomba chiya!!
@tomearmando3948
@tomearmando3948 Ай бұрын
Mambo makabhaiza apa
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 Ай бұрын
Yeah, ndazvifungawo izvozvo, he was ready for something new. Aifanirwa kutangira paakasiira nyaya yake last time.
@PriscaNyamahoga
@PriscaNyamahoga 28 күн бұрын
This is sad.the guy is broken 😢
@EuniceNyangani
@EuniceNyangani Ай бұрын
Saka vaiperekedzana kwasisi kuno repiwa here haaaaa chief munekaudofo nekahuori kamaratidza
@PhillipMhuruyengwe
@PhillipMhuruyengwe Ай бұрын
Nhaii kuenda kwasisi nemukomana wako hantie kuwirirana here
@nathanmakuni1750
@nathanmakuni1750 Ай бұрын
but mkadzi chaasiri kuziva ndechekut claim yerape yaarikuisa iyo inosungisa vanhu vakawanda inlcuding vabereki vake nemunyai
@BabraMusewe
@BabraMusewe Ай бұрын
Ehe nekuti vabereki vake vakadya Mari yeroora mwana WAvo we under age
@enockchari3994
@enockchari3994 Ай бұрын
Chokwadi ichocho
@tendaimarange8326
@tendaimarange8326 Ай бұрын
Haa but mambo Mutasa warasika kutonga apa. Apa vamwe vadare vacho vazviona kuti mambo atadza kutonga asi vatadza kuudza mambo vavo. Nyaya ndeyechikomba during the time of marriage not after gupuro. So let's go back to wat happened during marriage.that led to gupuro divorce.
@TariroEmelda-yv5jq
@TariroEmelda-yv5jq Ай бұрын
If she was raped then onobvisa pfuma for under age vadii vakasungisa nevabereki vakatambira mari yeUnder age Mai ava suddenly vakuuya nekaBook kemaClaims asi pese apa vaiva zii vakapusa kuratidza vakanjapisa Plus chakatanga gupuro nekuhura chii,so uyu akwidza dare kuti akabata mukadzi wake that time dare rakuitwa arambaniswa naMfundisi so mfundisi is accountable.Aaaaaaaaaah vaMutasa i had respect for you ndaibisa ndakueiendesa kuna Nyamaropa hangu .Enyu handichavhura i am flabbergasted
@tendaimarange8326
@tendaimarange8326 Ай бұрын
Stretch your wisdom mambo and see the hidden fact. Let justice prevail.
@EverDaniel-du3yp
@EverDaniel-du3yp Ай бұрын
Suddenly this woman is brave like akuziva paakatsika. Kana mufundisi vaane confidence unlike the first time
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 Ай бұрын
Taura hako musi wekutanga aiwa akapusa pene kwaari kufurirwa chete
@cosmasmurinyu5747
@cosmasmurinyu5747 Ай бұрын
I had murume achiti ndeva 1983 madam 1985 so mathematics dziri kuti 39 years dzamadam minus 21 years dzemwana it's 18 years kureva kuti madam was on right age to be married izvo zverape kwakungodawo kuvhara nyaya yake chete 😂 to be honest mambo was baised on this case 😮
@CliveShephardMakaranga
@CliveShephardMakaranga Ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk Mambo Mutasa makapihwa mariiiiiìiiiiii apa bcz matongero amukuita nyaya iyi maita chitororo kurwadzisa murume uyu
@jethrokamutsi1726
@jethrokamutsi1726 Ай бұрын
Prescription of offences (2)The right of prosecution for any offence other than murder, whether at the public instance or at the instance of a private party, shall, unless some other period is expressly provided by law, be barred by the lapse of twenty years from the time when the offence was committed
@fungayicanisiousnengomasha9380
@fungayicanisiousnengomasha9380 Ай бұрын
Shumba is right on the technicality coz the guy had already given the woman a token of divorce, so he had no control over her movements.
@jussysundire3317
@jussysundire3317 Ай бұрын
Mambo apa marasika: kubatwa nechikomba kwakaitika before gupuro, hence murume ane right yeku claim ma damages ezvakonzera kuputsika kweimba yake
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 Ай бұрын
Murume aifanira kumirira dare ozoita gupuro after
@edmorekadyamachere3939
@edmorekadyamachere3939 Ай бұрын
He is not claiming his wife back but mhosva yakaparwa mkadzi achiri mu custody yemurume so inotongeka kungoti mambo vadya havo
@NoahMlambo-wu4bz
@NoahMlambo-wu4bz Ай бұрын
Nyaya iyi ngaiyende kwa chief Nyamaropa bettr,,Mutasa uribenzi aaaah
@SeitinThulani
@SeitinThulani Ай бұрын
Nyamaropa anopedza manje ndiye ari pamberi zimbabwe yose pari zvino
@TapiwaMadhewu
@TapiwaMadhewu Ай бұрын
Ndanyara namambo Mutasa nhasi
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 Ай бұрын
Kana kwa chief Seke
@MuparidziNyama
@MuparidziNyama 25 күн бұрын
Haaaaaaaaa nyikaaaaa yedu ndaitadza veduwe ndakanonoka kuona nyaya iyii part 2 yachoo ndaishaiwa kuti ko sei vanhu vachishora mamboo avaa ndaona Part 1 ndikafara nekutongwa kwachoo ndazoona nhasi part 2 haaaa Mambo Mutasaa musadero muri Mambo wedu regai kudero veduwe haaaaa zvinorwadza zvamaitaa Shumba haaaaaaa regai kudero vabereki vedu tinokudai chosee asi mukaita izvii zvamakuita apaaa haaaa tinokushairai Respect Mambo ndaidzidza zvakawandaaa pamatare enyu asi haaaaa ndasimudzaa maokoroo 😂😂😂😂😂😂😂 munotyisaa Mambo Mutasaaa
@PelaChibvongodze-wq6mc
@PelaChibvongodze-wq6mc Ай бұрын
Mambo muri kutonakirwawo nemukadzi uyu coz ummm nyaya maitadza kkkkk 😂😂😂😂
@tonderaivenge589
@tonderaivenge589 Ай бұрын
Mambo munosigona but apa haaaaa makundikana mambo. Ndiwe ukupa munhu hasha watonga munhu kwete nyaya apa
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya Ай бұрын
Taura hako ndazvionawo vakutodawo kuhura naye
@nchimombe
@nchimombe Ай бұрын
Mambo hamuna point marasika, ne ma chinda enyu handizvo, murume arikuda kuripwa over an offence committed when the 2 were married. Zvakaitika afterwards are not facts that must be brought before the courts. This is simple
@tryphinedube
@tryphinedube Ай бұрын
PanaTinashhe Mugabe ma15 year old akawanda but avasu😂ngiswe statutory and the families know and are ok with it.Mtasa u broke my❤
@TapiwaSithole-x6v
@TapiwaSithole-x6v Ай бұрын
Yoo,l used to praise you,but zvanhasi mambo murikukanya dhodhi chayiro not dhaka
@paulinechimutsa2677
@paulinechimutsa2677 Ай бұрын
Mambo econet kwakabudei makutiudza zverukawo proof makadii
@rattiezw9227
@rattiezw9227 Ай бұрын
Nhaiwo kuchinja nyaya nhasi .ko ku econet
@risiasganana2040
@risiasganana2040 Ай бұрын
Nhy nhy dare rakapera kare iro check zviito zvaPastor namai avo apo pastor vakut heee technology bt kwavo kuEconet kwauyei Nxaaa mhani
@EmilyMbizi
@EmilyMbizi Ай бұрын
Mari kuzim irikutonga
@michaeljere9598
@michaeljere9598 Ай бұрын
Mambo Mutasa, nyaya yava kutaurwa namai avo yerepi haisi yenyu uye haipindi panyaya yamuri kutonga. U asked if someone has something to say in relation to nyaya yechihure kwete kuuyisa nyaya itsva. Tsano avo vakafurirana namufundisi nehanzvadzi yavo. Nyaya yerepi iyo inosungisa natsano avo. Ndivo vakaroodza mwana mudiki. Nyaya yegupuro Haina basa. Murume uyo ane kodzero yokuuya nenyaya yake kwamuri nokuti akaputsirwa imba namufundisi Saka inomeka sense. Inga mati nyaya hairovi wani. Mambo Tongai nyaya yamufundisi yerepi, vachanoripota kumapurisa vega. Tipei nhamba dzaMutasa timubatsire. Mambo musaita sokuti makatengwa imi.
@ArimonNgilazi
@ArimonNgilazi Ай бұрын
It's a technical idiocy to say pain and suffering end the day if the divorce. The man is correct to seek reparations after divorce for the cause of the divorce.
@NhamoMwamuka-n5d
@NhamoMwamuka-n5d Ай бұрын
U are right. Murume uyu akamhangarira mufundisi kuti akaputsa imba yangu uye nyaya yawo aina kutangira pakubatwa palodge.mambo varasika apa
@charityzondai3905
@charityzondai3905 Ай бұрын
Correct
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 Ай бұрын
Mandirwadzisa Mambo Mutasa musadaro kana vanhu vozoti maakutengwa musarambe...zviripachena izvi hapana zvakadaro
@Glaprinc
@Glaprinc Ай бұрын
Aewa Mambo apa matadza,my advice kune murume akahurirwa go and approach vamwe mambo uripwe
@VelemuCollins
@VelemuCollins Ай бұрын
mambo hamuna kutengwa here imi ini ndoti dzimwe dzese mositonga asi maitadza iyi mukateerera chero vanhu vari kuback ground varikutoramba matongero enyu
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa Ай бұрын
Mambo Mutasa musadaro chii chakadaro chinenge ngozi ko mabhaiza sei mandibhowa
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 Ай бұрын
Ini Mambo Mutasa ndavanzwisisa. Kana uchida kuclamer damage usaramba munhu first, kana wangodaro hauchagoni kunongedza kuti mukadzi wangu uyu, nekuti haasisiri wako hauchagoni kumira naye mudare. Plus pamwe pacho Mambo variona futi kuti vakabhadharusa chikomba namai avo vakatsamwa ye statutory rape stands and inomunyudza apiwa mombe idzodzo, Iyi yadya muridzi nyebera kupusa wangu iyo yerape vanobva vaiisiya
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Ай бұрын
Akadii kureporter time yaakarepwa yacho
@TendaCheza
@TendaCheza Ай бұрын
Nhai mambo marasika
@davisonjanhi3864
@davisonjanhi3864 Ай бұрын
Vakatambira bribe ava
@TatendaZimondi
@TatendaZimondi Ай бұрын
Pastor vakabuditsa mari
@admiregwatidzo797
@admiregwatidzo797 Ай бұрын
Mambo mandibhowa zvisingaite matora side 😢😢😢mabhadharwa
@TalenceMavesere
@TalenceMavesere Ай бұрын
Haaa kna ndimiwo ......akutoda kudya mukadzi uyoo futiii
@TambudzaiMutandwa
@TambudzaiMutandwa Ай бұрын
Shuwa vabhadharwa vandibhowa
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 Ай бұрын
Following
@collin1194
@collin1194 Ай бұрын
anosvota Mambo
@cloudiousmustaff7253
@cloudiousmustaff7253 Ай бұрын
​@@TalenceMavesere karikutodya ako. Hauna kuona kachisekerera here
@darrelchizingachizinga564
@darrelchizingachizinga564 Ай бұрын
All those who are saying Chief atadza kutonga don't know anything about law? Sometimes one might have a strong case but when dark secrets emerge the case can take a strong twist. Chief is right pavati this story needs further investigation meaning to say hapana ati acheneswa betwixt all parties. Vanhu musaite zvinhu nema emotions nekuti those emotions can cloud your innocence. Yes mkadzi uyo itsotsi but muchinda akairasa pakupa munhu gupuro before aisa nyaya yake kwamambo plus issue yerape case iyo can pin him. Dai akangodzinga mukadzi then onomhangh'ara nyaya yake kwamambo asina kupagupuro nekuti Gupuro ndo divorce kuchivanhu. Chief is very very very wise he's a Chess master.
@Chapo-n2k
@Chapo-n2k Ай бұрын
Mambo hamusi kutonga zvakanaka zvichida mufundisi vakakubhadharai hamusi kutonga zvakanaka
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 Ай бұрын
Musadaro vane vasina kutengwa mufundisi akatonoita something ipapa paakapihwa date rekudzoka😢
@KumbiraiVhombo
@KumbiraiVhombo Ай бұрын
Vakapihwa cheuviri avo
@NyashaChibebe-gd3jc
@NyashaChibebe-gd3jc Ай бұрын
Mambo makatengwa naMufundisi imi
@cloudiousmustaff7253
@cloudiousmustaff7253 Ай бұрын
Nooo mambo havana kutengwa namufundisi bodooooo. Mambo varikupihwa gumbo nehure iro. I feel for that poor guy
@BessieMadhuva
@BessieMadhuva Ай бұрын
Uuuuu corruption nekumatare
@Beauty-us6ld
@Beauty-us6ld Ай бұрын
Someone like my comment I will come back 😢
@monicadhemba3261
@monicadhemba3261 Ай бұрын
Okay
@khumbulanimafulela
@khumbulanimafulela Ай бұрын
Mambo tongai pachokwadi taisiti you are one of the best bt musasvibisa CV yenyu
@mishydhliwayo6375
@mishydhliwayo6375 Ай бұрын
wasanganisa nyaya iwe mhani toda nyaya yechikomba ,watengwa iwe
@PerpetuaMushonga
@PerpetuaMushonga Ай бұрын
ᴷᵒ ᵐʷᵃⁿ ᵘʸᵃ ᵃᵏᵃⁱᵗᵃ ᴺᵃᴳᵒᵈᵏⁿᵒʷˢ😢 mutasaka
@ArnoldJiyangwa
@ArnoldJiyangwa Ай бұрын
Tongai yakamangarwa nacomplainant then mkadzi kana aine chichemo ozomangarawo
@clarac2396
@clarac2396 Ай бұрын
Imi mufundisi matenga henyu mambo asi Mwari havatengwe . Chokwadi munochiziva mufundisi. Muchamira pamberi paMwari
@faithmapiro2277
@faithmapiro2277 Ай бұрын
Mambo Mutasa ndanga ndisinga tarisire mutongero wakadaro kubva kwamuri mune huori makapiwa mari na Mufundisi
@OliviaMandiregerera
@OliviaMandiregerera Ай бұрын
Siyanayi ne pfambi hanzvadzi mwari vanoziva
@privilledgemavoche704
@privilledgemavoche704 13 күн бұрын
Tee 1 pls zama kugadzirisa mavideo ako zi noise range riri background sandi Kubowa ikoko
@ArnoldJiyangwa
@ArnoldJiyangwa Ай бұрын
Mutasa watinyadxisa. Apana chawatonga wena
@EmmanuelKTyaranini
@EmmanuelKTyaranini Ай бұрын
Haaaaa pachokwadi mambo akanobhadhrwa naMfundisi icho ndcho chokwadi makatonga zvnonwsa mvura part 1 nhasi yooo
@priscasibanda9340
@priscasibanda9340 Ай бұрын
true paita chioko muhomwe apa nxaaaa
@TendaCheza
@TendaCheza Ай бұрын
Zviripachena mambo vakatengwa ,l very disappointed with you mambo mutasa matauriro amaita kuti pane ane zvekutaura mukadzi uyu akadii kuzvitaura first tym huori hwapinda futi Kuna mambo vangu
@TendaCheza
@TendaCheza Ай бұрын
Mambo matinyadzisa nhasi
@TendaCheza
@TendaCheza Ай бұрын
​@@priscasibanda9340zviripachena apa
@PhillipChakanyuka-d7s
@PhillipChakanyuka-d7s Ай бұрын
Akuna zvakadaro kuita kunyadzisa makudya Mari dzemhombwe mazuvano muchihvara nyaya umwe munhu akaputsirwa imba ummm. Makushaya manje
@PreciousMariga
@PreciousMariga Ай бұрын
I waited for this episod but matongerwo ayakaiwa ndatadza kana kupedza kuiona
@ArimonNgilazi
@ArimonNgilazi Ай бұрын
Do such idiots exist in court that think that divorce invalidates the cause of the divorce as a valid complaint?
@TherryTherry-t6c
@TherryTherry-t6c Ай бұрын
kana wamuramba unenge wave kumuteverera kuti zvidii NGAAITE ZVEIKOKO TIRI KUKUMBIRA MUBETSEREWO HAMA DZEDU DZINE MADEGREE DZICHIRI KUVHIMA VAKADZI
@gidzawagidzaldo8415
@gidzawagidzaldo8415 Ай бұрын
​@@TherryTherry-t6cpachirungu ndikunonzi kuita sue in a court of law to get justice. Zvekuti vakarambana hazvina basa because adultery was committed vachiri vese saka that was he is suing for and it's permissible in a court of law. The facts and evidence are there saka murume uyu ane kodzero yekupihwa compensation because mufundisi nemukadzi uyu caused the marriage to break so they must compensate him.
@RungisaiMhetu
@RungisaiMhetu Ай бұрын
Chief benzi zibenzi chairo chairo zibenzi pfutseki Mutemo wakachinja 16 years kudanana it's not a rape
@EuniceNyangani
@EuniceNyangani Ай бұрын
Chief manyadzisa apa. It's rape but vabereki vemukadzi vakatambira Mari zvinoreva kuti ave mukadzi wemunhu. So mufundisi vakapomba nemukadzi wemunhu ngaaripe. Pliz one case at a time ,kana yamufundisi yapera uyo ozoenda kupolice kunorepoter rape yake yaanotaura. .....
@InnocentChareka-vl7yx
@InnocentChareka-vl7yx Ай бұрын
Zvimwe zvese munogona mambo but apa haaaa mabhaiza marohwa nemugara n'anga cde haaaaa sorry kwasorry
@princematica5952
@princematica5952 Ай бұрын
This man akabata mukadzi muLodge kwaRusape,which fall under Chief Maconi,he should have reported his case in Rusape.Nyaya dzakadai dzinofambiswa zvakanaka na Chief Makoni....
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 Ай бұрын
Ngaenda kwamakoni shuwa
@shebs2207
@shebs2207 Ай бұрын
Yes
@justicemukurechaza2877
@justicemukurechaza2877 Ай бұрын
Mambo makoni wanobva wati wakatatwa😂😂
@cristabelsiyamonga4591
@cristabelsiyamonga4591 Ай бұрын
How they got married zvinei nemujolo.wamai ava namufundisi..chief makurasika ..mufundisi God is watching you
@anywaytinoza8190
@anywaytinoza8190 Ай бұрын
Ndoosaka vanhu vachizoita zvemishonga wakanyarara havo ,rukawo ndoo the best
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Am disappointed ne judgement yanhasi mambo pa case iyi rather refer it to headman Chigodora iyi anoipedza
@MaddoxKhoza
@MaddoxKhoza Ай бұрын
Only God is just and the injustice of the unjust will follow them oneday. We are not safe with such corrupt leaders in this,world, but one day they will face their own judgement. Even the so- called pastors are promoters of injustice but even if it doesnt seem so, GOD IS WATCHING
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa Ай бұрын
Uuuuuu ibvaipa Mutasa uri Zibenzi
@mishydhliwayo6375
@mishydhliwayo6375 Ай бұрын
Dako chairo
@yvonnezondani6090
@yvonnezondani6090 Ай бұрын
😂😂😂
@josiahgogoma
@josiahgogoma Ай бұрын
SURE VADYA MARI ZVIRI PACHENA APA
@ChiporoselynbiancamadubekoMadu
@ChiporoselynbiancamadubekoMadu Ай бұрын
Mugodhoyi chaiwo
@belindabvumbe2985
@belindabvumbe2985 Ай бұрын
And vandisvota zvekuti
Chief Mutasa Woprofita Padare Ndochibvondora
37:01
TICHKACH MTV
Рет қаралды 47 М.
Каха и лужа  #непосредственнокаха
00:15
How Strong is Tin Foil? 💪
00:25
Brianna
Рет қаралды 60 МЛН
Mufundisi  pa Lodge Nemukadzi wemunhu Dare Rachief Mutasa
57:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 219 М.
Chikomba kunakirwa neyeke yeke kusvika pakutizisa Mukadzi wemunhu
23:08
Bambo Thomas VS Chief Mutasa Chirikupisa
33:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 59 М.
Marounds nechitunha 😳 Dare raChief Mutasa
45:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 76 М.
MUIMBI HOSIAH CHIPANGA MUDARE RAMAMBO MUTASA VS LEON MATESVA  KARANGANDA TV KUTORWA KWEMUNDA
18:01
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 31 М.
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 69 М.