Mukadzi Vangu Arikudanana Na Sabuku Handichamudi Dare Rachief Mutasa

  Рет қаралды 16,237

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 49
@FaraiChamburumbudza-hn6mo
@FaraiChamburumbudza-hn6mo 2 ай бұрын
Ava chief vari kumberi chaiko, very intelligent
@winnetmakazho
@winnetmakazho 2 ай бұрын
vakadzi vakarorwa kuhura too much aah isu masinguru ndosaka tiriku shaya varume aaah 😂😂😂😂😂😂
@tapiwasadomba5323
@tapiwasadomba5323 2 ай бұрын
😂😂😂
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn 2 ай бұрын
Mambo vakatonga kuchengetedza imba asi mkadzi ihure apana chitsotsi
@AlexampofuMpofu
@AlexampofuMpofu 2 ай бұрын
This King must be our president
@eddiegwaa
@eddiegwaa 2 ай бұрын
😂😂😂 Kuramba mukadzi kunonetsa shuwa.
@willmoremutema7173
@willmoremutema7173 2 ай бұрын
kugona kutonga kwete mambo uya wekutuka munhu kunge mwana wake...
@MutumwafiniasseFiniasse
@MutumwafiniasseFiniasse 2 ай бұрын
Amai chihure hapana kwachinokusvitsai dzikamai
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 2 ай бұрын
Mukadxi uyo ihure ndosaka achiita zvaanoda pamba pevanhu
@bornfacenhau
@bornfacenhau 2 ай бұрын
Kwasabhuku vainodii tonga mukadzi wako kana urimurume chaiye
@margarettewe5001
@margarettewe5001 Ай бұрын
Panberi na Mambo Mutasa munogona kutonga
@johnmakoni6642
@johnmakoni6642 Ай бұрын
Mambo Mutasa kana mukadzi apinda muchiwi Bible rino tii Kana murume akati haadi hake mukadzi ngaa teerere murume ake
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 2 ай бұрын
Uyu murume akafa focus kkkk ungaitirwa matoto akadaro nemkadzi 😂😂😂 haambomushame muromo pane zvandinenge ndataura
@TravoltaZhanje
@TravoltaZhanje Ай бұрын
Mukadzi wako ndiye aichajiwa .sabhuku ndiye charger
@BrianSithole-c3u
@BrianSithole-c3u 2 ай бұрын
Germany shepherd pamba
@tichaonamachona-v8o
@tichaonamachona-v8o 2 ай бұрын
Dare raChief Mutasa rinoziva zvarinoita kunyanya ivo Chief nekuti vanotonga zvazviri.
@OwensM.T
@OwensM.T 2 ай бұрын
Murume uyo akapusa ngasiye hure iro
@TatendaBhubhiyo
@TatendaBhubhiyo Ай бұрын
Rombe remurume rakatiza mhuri ngadxokere kwaangari
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa 2 ай бұрын
👏👏👏
@SamuelMuzhanye
@SamuelMuzhanye 2 ай бұрын
Aiwa pavana mambo vapotsa. Kunotariswa kuri mubereki anokodzira.
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
Mukadzi uyu ndamufarira. 11 years Murume akafuratira, iye akamirira zvake kuti auye. Murume ndimambara.
@ChristopherJavangwe-qp1nq
@ChristopherJavangwe-qp1nq 2 ай бұрын
Vakadzi vevanhu vaipa pahure
@ireenvimbaimanhamo3522
@ireenvimbaimanhamo3522 2 ай бұрын
By thunder by fire hanzi gara naye basi 😂😂😂
@malaikajachah2972
@malaikajachah2972 2 ай бұрын
Murume uyu anoteerera makuhwa and chingoripo haachad mukadzi kufurirwa tomuch
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 2 ай бұрын
Where there is smoke there is fire ukawa zvinhu zvichitaura at tyms ichokwadii
@djflubby1172
@djflubby1172 2 ай бұрын
Mambo apa marasika kutonga nyaya
@oppahtongoona9166
@oppahtongoona9166 2 ай бұрын
Humba musabvepo garai aripo Samutare ngavadzoke KwaMutare vaite zvelife yavo
@esternduna3635
@esternduna3635 2 ай бұрын
If you are a good husband then why not living together with your wife wherever you are working
@santosmodesto3480
@santosmodesto3480 2 ай бұрын
Ndamira pamberi pa mambo mutasa 😂😂😂
@EvureGombedza
@EvureGombedza 2 ай бұрын
Murume uyu asiye mukadzi vanhu vanomanikidza murume uyu kuti adanane naye please chief ipai justice
@TinasheGwerevende
@TinasheGwerevende 2 ай бұрын
True
@locardiampofu-jz3tp
@locardiampofu-jz3tp Ай бұрын
nhasi mazoresva
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 2 ай бұрын
Sabhuku vanga vavekudya nyamanete
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 2 ай бұрын
Mkadzi ari kuita devt pamba.
@sunextraguestlodge727
@sunextraguestlodge727 2 ай бұрын
Wakapata iwe haukwanisi kutaura nezita rechikomba iwe uchimuziva
@soamsdube
@soamsdube 2 ай бұрын
Mchinda enda ku econet kunopihwa print-out..... your wife is suspicious
@NomatterSibanda-ve9fg
@NomatterSibanda-ve9fg Ай бұрын
Zvine basa rei izvozvo the fact yokut murume akaita 11 years asina murume ayiti inobikirwa porridge
@SusanMutsvairo
@SusanMutsvairo 2 ай бұрын
Samutare adzoka😂😂😂
@djflubby1172
@djflubby1172 2 ай бұрын
Siya hure iro
@NomatterSibanda-ve9fg
@NomatterSibanda-ve9fg Ай бұрын
Mukwane imwi hure ndiyani apa 11 years asina murume maiti anorarama sei apa iye murume atova nemkadzi nevana musatonga nedemo
@djflubby1172
@djflubby1172 Ай бұрын
@@NomatterSibanda-ve9fg unoenda kumusha kwako wonosvirwa stereki kwete mumusha nevaridzi
@philliphamunakwadi-og6tf
@philliphamunakwadi-og6tf 8 күн бұрын
Why do you change your headlines on a single matter,its so boring kuvhura case yawakambonzwa.thats cheating,stop it forthwith to preserve our poor date.
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 2 ай бұрын
Mambo iyi hamuna kuitonga chaizvo...mkadzi arikurambirei kusiya husecretary anotonga
@FaraiChamburumbudza-hn6mo
@FaraiChamburumbudza-hn6mo 2 ай бұрын
No evidence to be honest
@NomatterSibanda-ve9fg
@NomatterSibanda-ve9fg Ай бұрын
Saka iwe unoti mkadzi uyu ariyararama nei for 11 years inobikirwa bota here changamukai varume
@TinasheGwerevende
@TinasheGwerevende 2 ай бұрын
Haagoni kutonga mudhara uyu
@KudzaiMagombedze
@KudzaiMagombedze 2 ай бұрын
Muchazvirega
@TarieChidenga
@TarieChidenga Ай бұрын
Kuda kungwara zvenhema baba imi...Mother musambobva and boyfriend itai hamungagare nenzara
@offiasmubaiwa1053
@offiasmubaiwa1053 2 ай бұрын
Ndodawo contact number ya Chief Mutasa
Mambo Mutasa Varamba Tsikamutanda Mudunhu rawo
45:29
TICHKACH MTV
Рет қаралды 23 М.
Dare ra Chief Mutasa #Karanganda TV
45:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 28 М.
When mom gets home, but you're in rollerblades.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 94 МЛН
HELP!!!
00:46
Natan por Aí
Рет қаралды 12 МЛН
Human vs Jet Engine
00:19
MrBeast
Рет қаралды 162 МЛН
The Deserter: Parts 1-3
2:17:55
New York Times Podcasts
Рет қаралды 14 М.
Akatuka Dare part 2
23:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 33 М.
Gadzirisai zvirikunetsa pandiri #Dare raMambo Mutasa #karanganda
32:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 14 М.
Dare ra Chief MUTASA
45:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 28 М.
Bambo Thomas VS Chief Mutasa Chirikupisa
33:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 58 М.
Chief Mutasa Mumusha Mashata Vanababa varamba kufamba
37:42
TICHKACH MTV
Рет қаралды 17 М.
Munda, Huchenjeri hwaMambo Mutasa
57:20
Manass-Chibanda
Рет қаралды 12 М.
Munhu weMethodist kukwira mumuti achisveta chikwepa
47:01
bandiko rambuya
45:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 71 М.