Ini pakafa murume wangu they grabbed zvakakosha zvacho but l thank God because l didn't fight them....and right now l am taking care of my children alone , have already achieved a lot... my advise to widows work and work and work ...And always trust in God for He is a servant to His words
Laptop anogara nayo sababa sei ngaatenge yake mambo hamugone kutonga munhu kana achishanda anoshandira vana wake not mkoma or munin'ina chii chakadaro
@forbeschiromo13475 ай бұрын
Kana nyaya ichitaurwa zvinoda kuti vanhu vanzvisise. Manzwa munin'ina achiti akapa maiguru $100 yekurapisa mukoma. Maiguru vanga vati havana mari. Munin'ina anemhuri yake. Sei maguru vachinakirwa nepfuma yababamunini. Vakadii kubvisa vega mari yekurapisa murume wavo. Zvinonaka kana vachibatsirwa nhaika! Ambuya pavakaroorwa murume anga aine vana vake. Panofa murume anosiira vana vake chii? Munoda here kuti vana vashaye chavanosara nacho panofa baba vavo. Inzwai pfuma yakasara pakafa mufi. Zvinhu zvakapihwa maiguru zvishoma here?
@tafirenyikashylet47075 ай бұрын
Akadini kupihwa nebrother yake
@queenmomakunike96395 ай бұрын
Zvakaoma hazvo ini ndakafirwa pazvinhu zvese ndakapihwa even foni yake pahembe sema tshirts ataipfekedzana ndakasheyana naye aimwe akanogowewa ndakatora 2 chete... Kuhembe dzaive kuharare ndakanzi bvisa dzako usiye dzemufi.... L feel dai vangopa mukadzi zvinhu kana mufi akasafara nazvo zvinoonekwa nekuparara zvisina kunaka... If they think mkadzi akauraya mhuri yemufi ngaifambe vomutsa mufi oshungurudza akamuuraya cz pamwe kufungira munhu zvisizvo
@tapiwamuchetu60835 ай бұрын
Mutemo unoti kana murume afa zvinhu zvese zvinopihwa mukadzi wake
@tafirenyikashylet47075 ай бұрын
Or vice-versa
@tafadzwamaponga77455 ай бұрын
Mutemo wekupi zvinoenderana me culture yakwawakakurira
@tapiwamuchetu60835 ай бұрын
@@tafadzwamaponga7745 even ku court chaiko. Mutemo iwowo wakaiswa kare zvekuti munhu akafa zvinhu zvinogovewa kuhama zvakapera kare kare coz it's abuse
@@tapiwamuchetu6083 it depends uyu anga aine vakadzi 3 ska zvinogoveranwa kuvakadzi 3 uyu arikutoda zvese
@samuelrinomhota26924 ай бұрын
Wise words from Chief apa vataura mashoko ekuti pasagadzirwa rufu maonero angu kaaa pakugadzirwa zveupenyu
@HappyFarmhouse-qn3gb5 ай бұрын
Ladies lets learn to wrk for ourselves not to fight for thimgs that doesn't belong to us being married with a that has already wrk for his family doesn't mean that everything belongs to us we need to be fair and think for other kids that the man has b4 us '"yikufuna ukudla okwaba fitshane ngobude .
@it37885 ай бұрын
Munhu akazvitaruka mukumushungurudza😢😢
@user-ce6jf1ym3t5 ай бұрын
Please people don't judge ,,,coz munhu anosarudza zvakamukoshera
@SophiaMasuma-dp9ym5 ай бұрын
Small house iyo ine dzungu ungachemere laptop and fon sei chimbochema murume afa uyo hauna hunhu
@pellagiamukora4265 ай бұрын
Vakaendesa hama yavo kunoongororwa here Na chiremba Kut akafa nei hama yavo Why kumhanya kupumha mukadzi uyu kuti akauraya hama yavo mhuri iyi inodherera iyi please mukadzi uyu anoda kumirwa naye varikumuvenga
@tafadzwamaponga77455 ай бұрын
Haana kupumhiwa angonzi kana ari munhu aiva ne care nemumwe wake why ari worried nelaptop asingafungewo kuti azive chakapfuudza umwe wake
@user-wh6pu3lm1s5 ай бұрын
Mambo imboindai kwa headman chigodora mundodzidza kutonga
@fungaimurasiki49894 ай бұрын
Chief Nyamaropa panyaya dzose dzamunotonga muri shasha but pane iyi makundikana🙅🏾♀️….kufirwa imhosva here😢
This is unfair verdict, poor judgment. Munhu anoshandira mkadzi wake. Bully chief
@munhumutema89704 ай бұрын
Munhu anoshandira mukadzi NEVANA vake, not just mukadzi. Vanabamunini varikuti zvimwe mukadzi tora, zvimwe siira vana vemufi. imi murikuti vana ngavasare vasina chavanacho?
@decentnkomo58994 ай бұрын
Chief matadza basa kuva mutongi hazvireve kutsimbirira vatongwi nxaaa
@teetoox3655 ай бұрын
I think the life, times and legacy of a man and subsequent bones of contention among those surviving him regardless of their stations in life must in this day and age be much more than just "kitchen unit, mubhedha ne wardrobe", a bank card with rtgs for tollgate fees, a laptop and a cellphone. Brothers to the late must walk away from this and look after their brother's children. Demeaning for both parties and us as a people.
@nashemashie73012 ай бұрын
Mambo aitira mukadzi uyu kuti ave safe anouraya zvenhaka zvonetsa
@user-ir3fu4xh5x5 ай бұрын
Mukadzi Uyo ndiye akauraya murume uyu
@emmiesmit12415 ай бұрын
Yes I agree with you. Inzwa kukaripa kwacho she's bitter her language is rough to Chief.
@MufarowasheMinzwa5 ай бұрын
Ini ndambozvifungawo kudaro because honestly Simba rekumirisana nevanhu unoriwanepi munhu achangofa kudai Dai iri midziyo misvinu better laptop shuwa
@anniekufa46765 ай бұрын
I think sevatongi munofanira kuona kuti sometimes panenge paine nyaya iri deeper than what is presented to you. In this case, there is a deep rift between these in laws that will not be solved by merely giving babamunini laptop. Instead of building a bridge, Mambo madyara division in this family and it's sad
@samuelrinomhota26924 ай бұрын
Ko zvinhu zveMufi munozvidii pamunhu akafa aine mukadzi nevana Laptop ne Foni ndezvemukadzi sekuti ndivo vanoziva zvirimumafoni ne laptop information
@user-gr4kd9ii3d5 ай бұрын
Ingomupa laptop yacho and move on
@markmax31125 ай бұрын
Traditional courts and magistrates courts are different. Huroyi is recognized in our traditional courts . Amai vakauraya murume avo.
@ethelmuzarabani75194 ай бұрын
Ko kana akauraiwa nehama drake marwiro avarikuita zvinhu zvemufi.
@Manondo344 ай бұрын
Saka munhu haachafe here veduwe..Musafungire vanhu zvisirizvo.Rufu rungoriko😢
@lindakaringa7355 ай бұрын
Bt l think kana angonzi laptop ngaisare its ok iye ngaazongoenda kune vanzi baba vacho for kids responsibilities
@pellagiamukora4265 ай бұрын
Apa patadzikwa apa
@estherzhuwankinyu81514 ай бұрын
So wrong at every level. Dare should listen. Panofiwa tempers rise. Judgement NOT fair at ALL. Hogwash.
@user-fl3pi5dr3n4 ай бұрын
Mkadz ihure ir nxaaa
@mattymazuru114 ай бұрын
Mune hudyire baba imi ipai mukadzi uyo zvinhu zvake paakashanda ne murume wake maivapo here
@ReasonHove-mw4xr4 ай бұрын
💪💪💪💪💪💪💪💪💪👍👍👍
@samuelrinomhota26924 ай бұрын
Kkkkk tunhu twacho turikunetserwa kkkk So vana vachararama ne laptop ne foni kkkk
@eunicepasineni58534 ай бұрын
Kane dzungu kakadzi aka nxaa
@user-mt3qg9sk5l5 ай бұрын
Mupeyi zvonomunetsa ikoko
@patriciachizanga15055 ай бұрын
Maiguru dzikamai vanhu ava muchavada in future
@tthex64845 ай бұрын
Mai vane dzungu ava
@samuelrinomhota26924 ай бұрын
Kkkkk ko maiguru futi kkkk three day after burial kwakunzi bamunini nyoresai nhumbu
@tmatz64675 ай бұрын
NOT FAIR - LAPTOP FOR WIDOW
@ndizvo064 ай бұрын
Laptop yakapihwa mwana wemurume anova ndiye akange atengerwa nababa vake for homework. Foni ikapihwa umwe mwana as well. Hazvina kutorwa nehama. Watch the 1st episode.