CHIKOMBA CHAKAUDZA MURIDZI WEMUKADZI MWANA NDEWANGU ANOZVARWA MUNA JANUARY ZVIKABUDA NEMO NEMO

  Рет қаралды 19,149

ZimQuik Tv

ZimQuik Tv

5 ай бұрын

#viralshorts #trendingshorts #trendingvideo #viralvideo #breakingnews #zimbabwe #trending #viral

Пікірлер: 103
@user-ce7ms1yw4u
@user-ce7ms1yw4u 3 ай бұрын
Chipembenene kupinda munzeve yemwana, changa chawaridza bonde karekare. Ungarambira mukadzi kuti anyeperwa nxaaaaaa katsambarafuta kemurume. Uyowo Dukuzuzu wendebvu uyo kuparadza musha wevamwe nenhema dai abvisiswa kana mombe nhatu . Mambo Kedebu magona kutonga well done😂😂😂😂 . Pane pamunofanira kugadzirisa pamuri kuresva Mr Kedebu, pakusarespector vanhu vakuru haaa ipapo gadzirisai zera rababa kana mai venyu hazvina kunaka kuvati iwe though muri mambo . Mukangogona ipapo haaa zvimwe zvese muri correct.
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 4 ай бұрын
Chief Nyamaropa plsssss makuradza basa imi zveruoko ndezvekupenga izvoooo mambooooo kani 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭parikuda ma dna kaniiiii😭😭😭😭😭😭
@user-er6kp4od9p
@user-er6kp4od9p 3 ай бұрын
Excellent Mambo vanogona kuumbiridza vaida kusaputsa imbwa yasimba kare, Chikomba dai chaiva serious chakatora ichiri nhumbu, Mambo magona Maida kuti Murume asarambe mukadzi atende kuti mwana ndewangu panekumupa chikomba chakaramba nhumbu
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 5 ай бұрын
Ngaabvise mari yemaDNA iyeyu wekuiswa cheni uyo. Ndiye ari kushandiswa kuda kurambanisa vanhu. Uyo muchinda anga achingoda kuramba mukadzi achishandisa that guy.
@ethelmuzarabani7519
@ethelmuzarabani7519 4 ай бұрын
Theory yako Haina musoro.Chero murume asisade mukadzi wake haambofa akatuma mumwe murume kuti enda unokwira mukadzi wangu ndione kumuramba.Chero akapedza 2 years asingarare neMukadzi wake akangonzwa chete kuti pane anga achidya bota anotodikitira chete murume iyeye
@YvonneSiwela
@YvonneSiwela 3 ай бұрын
Chief God bless u u are full of wisdom
@chipogutu9955
@chipogutu9955 5 ай бұрын
Chief you are full of wisdom. Hail Chief Nyamaropa. . Tinotenda maendesa kumaDNA test. Vakadzi vazhinji vanorambirwa kuti ipfmbi nezvinhu zvvsina kuita. This judgment is very justified.
@user-nh2iq2nm6k
@user-nh2iq2nm6k 5 ай бұрын
Vanenge vakaiswa pachi znu pf mamwe ma chief acho
@user-fq1xu4cy2k
@user-fq1xu4cy2k 5 ай бұрын
Mambo uyu anotobhowa why achivharira vharira nyaya dzevakadzi wanoita chihure kakawanda ndichitera nyaya dzake achingoti hapana nyaya mambo chinjayi matongero enyu
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 5 ай бұрын
Aneka dzungu soo kaainako
@user-sl5oh3gp7s
@user-sl5oh3gp7s 5 ай бұрын
Mambo tengai nyaya senyaya kwete nehasha.
@bornfaceshumba
@bornfaceshumba 5 ай бұрын
Endai kumaDNA ndoo kupedza nyaya
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 4 ай бұрын
Mamboooo uyu rabenzii chairo matongero akuita hasiooo🎉
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 4 ай бұрын
Kwaaaa endai munowaranura marata paanogara pacho ipapo nyamaropa the best
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 4 ай бұрын
Number 1
@mott1241
@mott1241 4 ай бұрын
Mambo nyamaropa kuseriiiii
@WonderGondokondo-vt5fz
@WonderGondokondo-vt5fz 5 ай бұрын
Vana vese maiguru namainini vacho ku DNA musha wese Kwa Mr bota
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 5 ай бұрын
Kkkkkkkkk njapisi chaiyo.muparadzi
@user-bt8jn3kc4k
@user-bt8jn3kc4k 13 күн бұрын
Mwana ndewako iwe mukadzi ngadzoke kumba muitemumwe futi kkkk
@t.m1222
@t.m1222 5 ай бұрын
Uyu mambo uyu kkkk ndichii chaakuita ichi kkkk
@user-dy1rs2nb6h
@user-dy1rs2nb6h 5 ай бұрын
Uyo mukomana Ari Ku claimer Mwana Kuda kurwadzisa zvake .Mwana ndeweuyu Ane White.Akaudzwa nhumbu 8 may zvoreva mukadzi ange anodarika a month.,June angaatove 2 months .Therefore Mwana aizvarwa January .Baba Ava vakatanga kuverenga may iyoyo kutori Zero.
@user-fq1xu4cy2k
@user-fq1xu4cy2k 5 ай бұрын
Nhumbu dzekunzi uye akambodanana dzinonetsa DNA ndoinopedza zvese
@lindakaringa735
@lindakaringa735 5 ай бұрын
Zvekutarisa maoko zvakasara , mambo you may call yourself clever bt not zvekuitis vanhu maDNA refer them kuma DNA chaiwo
@georgegumbochuma6916
@georgegumbochuma6916 15 күн бұрын
baba ava vanofanirwa kuenda kuchikoro chekutonga nyaya zvisina hasha dzisina basa
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 5 ай бұрын
I like this mambo .pafair he is a no nonsense chief
@TheChekas
@TheChekas 5 ай бұрын
Anoviga hudofo muhasha.
@Mels-rb9hu
@Mels-rb9hu 5 ай бұрын
Anondigonera zvangu. Vamwe vanhu vanopisa ne shungu
@it3788
@it3788 5 ай бұрын
Vamgabe dna munhuwese ikokonemwana
@nyaraimafi3361
@nyaraimafi3361 5 ай бұрын
38 to 40 weeks vamwe 42
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 5 ай бұрын
Vanhu pasi pano vakusvirana veduwee vakadzi mukubaisa nyini zvedi dare rino kutongwa kwenyini dzikupindwa nevarume vanodarika vaviri .....nyamaropa dunhu rako chenura rakaromberwa nemweya pfambi😂😂😂😂😂
@SandraChikomwe
@SandraChikomwe 25 күн бұрын
1 month yemimba its 4weeks.. mimba from 36weeks inozvarwa but endai kuma DNA just to be sure
@Taff45
@Taff45 4 ай бұрын
When the blind are leading the blind for sure. This is by far the most erratic Chief i have watched presiding over these cases, disrespectfull, short tempered, cursing for no reason, basa kuputsa dzimba nekutuka vanhu chete mudare. How do you tell baba vemwana nekutarisa maoko in this day and age!! Ko kuitisa naDNA test before kuudza vanhu kuti imbwa zvakaipei? Kuitisa vanhu maDNA before kurambanisa vanhu zvanga zvakaipei? Mukazowana mwana ari wemurume apa mkadzi shereni then what.... Its astonishing to be honest. Kumwe kutonga kwacho soo. Was there any reason to have this guy handcuffed really??
@zwananaidhlakama3134
@zwananaidhlakama3134 4 ай бұрын
Tumirai Nyaya kuna wasu, Chief Mutasa, this is a 2 minute iaaue, Call tinashe and ask for a free DNA test, Simple.
@user-dy1rs2nb6h
@user-dy1rs2nb6h 5 ай бұрын
Ehe DNA ndo solution.But Pama dates Ari wrong murume Uyo.And delivery can be 2 weeks earlier or 2 weeks late.Zvinoitika hazvo anogona akaturikiswa kana vakambodanana but they are all denying Kuti vakambosangana.Variko vanhu vane tsika yakadaro vanofamba vachataura zvekwavasina kuswera.DNA chiororo hacho
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 5 ай бұрын
Kubhadhara n,ombe mbiri nokuda kwe makuhwa munhu wo murume. Kwenyu harisi kupisa kanhi zuva nokuti kana munhu achipfachura pfuma iye ane mhuri hadzina kunyatsokwana
@user-th8vg5tr7i
@user-th8vg5tr7i 5 ай бұрын
Mambo nyamaropa ndozvavari vanovhundutsira vanhu tongai makadzikama hasha ngadziite shoma chitongai tione mambo solomon ve mu bhaibheri mwana wa david handei kumakolekole yoo tinozwa nyaya mambo we chidiki anoto asi anovaka zvake
@naisonuranda5695
@naisonuranda5695 4 ай бұрын
Team rekufodya Roda vakadzi 2 2 chete chii but
@user-er6kp4od9p
@user-er6kp4od9p 3 ай бұрын
Mambo vaida kuti mwana achengetwe nemunhu anerudo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 ай бұрын
Muromo ndau
@user-sl5oh3gp7s
@user-sl5oh3gp7s 5 ай бұрын
Mambo mave kutonga nehasha musingatarise nyaya sezvairi.
@user-pz1lv5fy8g
@user-pz1lv5fy8g 4 ай бұрын
no vari ryt . vatonga fair
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 4 ай бұрын
Imiiiii mambo itai mushe vapfanha vanotaura mheni kupedza nyaya samambo kurudzirai vana vanhasi kuenda kuma DNA plss🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@markgamanya3084
@markgamanya3084 4 ай бұрын
Traditional courts are the best
@albertmaronga2610
@albertmaronga2610 5 ай бұрын
This chief is too emotional,,bad leadership!! Dna can easily solve this issue.
@bensonkutadzaushe7363
@bensonkutadzaushe7363 4 ай бұрын
Kana uchitonga nyaya tonga nyaya sezvaiiri kwete kutonga nehasha lead by example mambo murikuwanza hasha gadzirisai misha yevana venyu plz
@user-pz1lv5fy8g
@user-pz1lv5fy8g 4 ай бұрын
look well into the case . hakuna a normal person anot kumumwe murume mwana wako ndewangu . and this guy his atittude youta kunge a planned thing . even kucivil court unochengeta kusvika waenda ku dna
@TheZuluman7
@TheZuluman7 4 ай бұрын
The chief is too emotional let Mugabe’s DNA test solve the problem
@blessingtakudzwa6934
@blessingtakudzwa6934 4 ай бұрын
Mambo nyaya iyi yamurwadza
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 4 ай бұрын
Munhu mudare anganzi inbwa here.mambo gadzirisai hasha
@obviousdzakuwa4900
@obviousdzakuwa4900 4 ай бұрын
DNA chief
@librajames7609
@librajames7609 5 ай бұрын
Makakora guys but Uk ane pamuromo sure
@christieultd
@christieultd 5 ай бұрын
Wise mambo. Mavagona vese. They thought they were clever
@ssam1430
@ssam1430 5 ай бұрын
Why bring unsolicited grief to your doorstep 😢
@oceanymasocha2838
@oceanymasocha2838 2 ай бұрын
dai matonga iri nyika ndinokudai mambo dzidzisai ed
@user-pz1lv5fy8g
@user-pz1lv5fy8g 4 ай бұрын
mambo wangu munotonga sababa . ndinoda kuuya kudare kwenyu nenyaya dzangu just for advise . plz allow me
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 4 ай бұрын
Ko kana ma dna akazoti mwana hasi wemurume uyu muchaita sei??????????????? Musade kuchengetesa vana mudzinza risiri ravo itai mushe mamboo
@user-tf4le1mx1v
@user-tf4le1mx1v 5 ай бұрын
Anofanirwa kupuhwa marii yake yese from dae 1 ravakasangana kusvika nhasi usavaregerere
@sarahmaganga6040
@sarahmaganga6040 5 ай бұрын
Tinashe Mugabe hero bsa
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 5 ай бұрын
Zvinoda mambo Seke .
@TheZuluman7
@TheZuluman7 4 ай бұрын
Uyo mfana I razor kuvakadzi 🤣🤣🤣
@JacobDembedza
@JacobDembedza 5 ай бұрын
Matongere ako.tichakurova
@user-xx6eq5ug1t
@user-xx6eq5ug1t 5 ай бұрын
Chief kutonga nekautsinye mukati
@Nunec
@Nunec 5 ай бұрын
ChiZanu
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 5 ай бұрын
Uyu chief haagoni kutonga zvachose kungoshandisa hasha pasina kushandisa intelligence.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 5 ай бұрын
Asi Chief vari kunatsa kutonga zvakanakisa wani panyaya iyi; never mind mataurire (etu hasha-hasha); but vari kutaura chokwadi in terms of sense/logic. Nyaya iyi ine nhema dzakawandisa mukati. I suspect kuti vakomana two(2) avo vanga vakaronga kuchipisa musikana uyo chete. Pane plot iri pachena apo.
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 5 ай бұрын
@@innocenthapazari8699 chief ashandisa maFeelings, variko vanhu vanotaura kuti mwana wangu uyo, just because iye haasati asangana nazvo ngaasati hazviko. I know munhu akatorambana nemukadzi, previous boyfriend yafona ikati kana azvara tora mukadzi but uunze mwana wangu saka hapana kumboronga apo zviriko.
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 5 ай бұрын
Nyamaropa wakutofananawo na marange haugone kutonga wakubhowa hasha hakusi kutonga
@Nunec
@Nunec 5 ай бұрын
Musungwa dai abhadhariswa for maDNA. Kana abuda asiri wake oripiswa hake. Zvino mukanowaranyura imba mwana obuda ari wake then wat
@lindakaringa735
@lindakaringa735 5 ай бұрын
Makagona kamkono ketsambarafuta ako mambo
@Kull-mike1988
@Kull-mike1988 4 ай бұрын
Mambo uyu matongere ake kudzvanyirira varume chete mukadzi akahura panoripiswa chikomba naiye vabereki vake ngavaripewo coz vese vasvibisa dunhu iyo DNA yakambozotanga kuitwa nemaziso riini
@nesterncube7490
@nesterncube7490 4 ай бұрын
Hazvina kachokwadi
@kudzayimadondo9920
@kudzayimadondo9920 4 ай бұрын
DNA TESTS APO.Chief Nyamaropa is now acting zvisina Science mukati
@lindakaringa735
@lindakaringa735 5 ай бұрын
Mambo matadza kuverenga kana vakasangana may motangira pana june ndopanotangawo mwedzi wavo
@anesugwindi9037
@anesugwindi9037 5 ай бұрын
unσgσnα kutαngα kuvєrєngα mαч íчєчє cσz mαч wαchσ ukαzotαdzα kuєndα kupєríσd wαkutσtαngα kutч 1 ipapo😊
@miyonsesakala5548
@miyonsesakala5548 5 ай бұрын
Masocks ebenz baba
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 5 ай бұрын
Arikusvira maiguru namainini vese
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 5 ай бұрын
Uyo mufesi uyo anozviti mambo ngaamboteerera mambo Seke not noncence dzaarikuita paMadziva apo
@user-hl4gn1cp9t
@user-hl4gn1cp9t 4 ай бұрын
mambo seke is a damn idiot
@user-hl4gn1cp9t
@user-hl4gn1cp9t 4 ай бұрын
nothing to learn from him
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 4 ай бұрын
Mr nonsense...... Good move
@bornfaceshumba
@bornfaceshumba 5 ай бұрын
Tarisai nzeve dzababa nedzemwana chete chete kwete zveruvoko izvo
@mstee9777
@mstee9777 4 ай бұрын
This mambo haazive nezve DNA?
@amandafish3022
@amandafish3022 4 ай бұрын
🧬 DNA plz
@tauraikumwenda3890
@tauraikumwenda3890 4 ай бұрын
Endai DNA
@enwardmusanzika6209
@enwardmusanzika6209 5 ай бұрын
Mambo Nyamaropa vanogona manje I salute him heavy
@mstee9777
@mstee9777 4 ай бұрын
Nhumbu is 40 weeks
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 ай бұрын
From40 to 42weeks
@TheChekas
@TheChekas 5 ай бұрын
Munhu akadai anonzi mambo seiko
@firstlady2671
@firstlady2671 5 ай бұрын
😂😂😂 ndozviripo mu Zim Saka todii
@user-fq1xu4cy2k
@user-fq1xu4cy2k 4 ай бұрын
Haa kuti mambo kupedzanguwa kuti kamambo asiyaneyi newekumwa doro uya pakazara vanhu apa achiti arikutonga nyaya
@firstlady2671
@firstlady2671 4 ай бұрын
@@user-fq1xu4cy2k He is not fit mahumbwe chaiwo.
@sharonmwanza
@sharonmwanza 4 ай бұрын
Muromo uyu mouth😂😂😂😂
@constancematsika4758
@constancematsika4758 5 ай бұрын
Endai kuDNA kkkk Mambo ndokudai munotonga
@hardymasaka5094
@hardymasaka5094 5 ай бұрын
Ko Inga ndozvavaita nhy vati ngaende kuma DNA test
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 5 ай бұрын
Imbwa yemunhu iyi😂
@inoquecarlosnhamazano625
@inoquecarlosnhamazano625 5 ай бұрын
Parikuda ma DNA chaiyo apa
@user-qm4ut2fe6q
@user-qm4ut2fe6q 5 ай бұрын
Enda ku DNA ndokupedza zvese
@MaxwellMunyayi
@MaxwellMunyayi 5 ай бұрын
Kuti agutsikane ngaende ku DNA chete
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 5 ай бұрын
Ngaaende Kuna DNA test
@Guvakuva
@Guvakuva 5 ай бұрын
Vana ku DNA test kwete zvemaoko
@user-hl4gn1cp9t
@user-hl4gn1cp9t 4 ай бұрын
nyamaropa dont be so funny. DNA is the conclusive evidence kwete zvauri kutiitira zvemaoko its nonzenz upengo hwezvunhu zvausingazive kana kugona endesa vanhu ku DNA ruoko rwako harusiri DNA machine You are arrogant unopa vanhu mathreats nekutukirira kusina basa you are too arrogant
@user-fq1xu4cy2k
@user-fq1xu4cy2k 5 ай бұрын
Mambo munoshanda kuma DNA her better muendese vanhu kwa Tinashe Mugabe
Mukwasha anosungisa vanaTezvara naAmbuya .DARE RA CHIEF MUTASA
40:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 62 М.
MHOFU/SEKE Exposed: Untold Stories and Symbolism
28:11
ZBC Entertainment
Рет қаралды 1,7 М.
Llegó al techo 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja
Рет қаралды 33 МЛН
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 42 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
Zvinopisa Tsitsi Dare Ra Chief Makon
34:18
TICHKACH MTV
Рет қаралды 12 М.
Llegó al techo 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja
Рет қаралды 33 МЛН