Zimbabwe under Mnangagwa has become a broken country with no rule of law
@mikemagidi536511 ай бұрын
Rule of law yanga iripo under ani?
@kudachaperuka983611 ай бұрын
@@mikemagidi5365 Mugabe made mistakes of his own but Mnangagwa has proved Mugabe to be a saint
@StabileMangani11 ай бұрын
Very true Mnangagwa has failed zim uuuuu haichaite
@cc3550611 ай бұрын
True. My elderly father was hijacked first time after staying in Harare for 40 plus years in Hre. In broad daylight at Msasa industrial area. Zimbabwe is going down each day.
Dj sparks we must as a nation condemn these issues of land mafias especially nyaya yamudhara Chirenje, all these land barrons where given birth by Zanu pf ana Dydmus Mutasa ana Magaya etc
But you need to have a copy OF EACH AND EVERY TRANSACTION WHICH TOOK PLACE - its so sad to build a house - wanting to sell it woVHARWA NEMUNHU -- all those thieves must rote in jail
Nyaya ye dzimba mu Zimbabwe inoshungurudza vakawanda. Unogona kuita mari ugotadza kuva nemba matsotsi ndiwo akazara kudzimba kuti uti ishamwari dza ignitious chombo hawungahwisisi
@chakanetsazuze11 ай бұрын
Shame on our judicial system
@innocentkunyangura148711 ай бұрын
Ini ndinoona sekuti vanhu ava varikuti vakatenga imba vari connected nemusangano uye variunder maCIO
@tsitsichigoche334711 ай бұрын
Iyi nyaya iyi ine mapurisa mukati
@chiheramaialexis251011 ай бұрын
Lawless country 😢😢😢so sad
@EucariaChizororo-gy8fs11 ай бұрын
This Zimbabwe is no longer safe for us the majority The arm of justice is growing shorter each day for most of us and growing longer for the minority What counts in most judiciary offices is money more than human life and peace I'm a victim of such case and I was hurt.Accussed persons were released but there was vivid evidence against them
Zim marwadzo chokwadi patori ne kidnapping futi holding people hostage vanhu vonzi endai henyu. How many people are falling prey to these guys being made to sign agreement of sale at gunpoint. Cry my beloved Zimbabwe.
I dont know were we got it from in zim kuti, unonzi taura naPP, most people in zim think PP is there to help you PP (Public Prosecutor) ndiye lawyer we State, s/he is there to prosecute the accused, so kana uri the accused never talked naPP, in your case why did the PP produce something you never gave him/her. You are supposed to give evidence to the PP to use to prosecute the accused, those guys vepfuti The agreemnt of sale, that was shown to you naPP is meant to be used as evidence against those guys but you sound as if the PP's intent was to use it against you
@monnietaah958311 ай бұрын
Zimbabwe yawanda mbavha kudarika vanhu
@sinosmajayaya111211 ай бұрын
Mutumbuka akatorerwa masikati machena
@HanaPhiri11 ай бұрын
Hutsotsi huwori mu Zimbabwe zvakaoma kaniimi shame
@ernestmutero615511 ай бұрын
Nyaya ye I D ,yaaa ndaiona varipo vanogadzira ma ID umm ,ndamuka nhasi
Madxibab moze vapi vacho balance me guyz😢.zim reuters aaah ndabvuma hank kuda kohwa pasina kurima ...ngaaroiwe
@gee996111 ай бұрын
Ivavo vatinoziva tese
@Mamoyo411 ай бұрын
Madzibaba Moze nyaya iyo
@gilbertdzuda744710 ай бұрын
Matsotsiiiiii
@abygalemakonza427911 ай бұрын
You feel this is not real. Kunze kwashata. Is he the man of God or what this Gweru
@AdmiringLion-cu4qs11 ай бұрын
Please please musatidaro vanhu vemitemo
@evernicekambudzi563611 ай бұрын
Madzibaba iwawa vanetsa last time wakanongedza munhu nepfuti pamasowe
@BlessingMutumbi11 ай бұрын
Urikutiko nyaya yako
@evernicekambudzi563611 ай бұрын
Wainzwa
@Lovemore-m9r11 ай бұрын
Tipeyi zvizere
@shuvaichamunorwa468711 ай бұрын
Zvakaoma wena
@julliemutenda128311 ай бұрын
So are you safe bro?😢
@leonardchoto3311 ай бұрын
Regai vanhu vachizoroiwa,chii chakadaro!
@procipamadzivadondo945411 ай бұрын
❤
@EvelynKambezo-sr8rd11 ай бұрын
Ingoitai sender sender to mazimbava vese Na pp waco
@OmanOman-lt4ff11 ай бұрын
Kudenga kure maPP
@gracechowe161211 ай бұрын
Mwari huyai mupindire nyika yenyu yave kurwadzisa
@chipazbernardjahtreblemusi498611 ай бұрын
Zvakutyisa
@sarahncube241910 ай бұрын
Harisi tsotsi gweru
@dorothymate375511 ай бұрын
Chokwadi.nyika.yaipa.nezviitiko
@Nunec11 ай бұрын
Excap????
@maselakunaka11 ай бұрын
Escape 😂ndatozvishayawo caption bho here kkk
@StabileMangani11 ай бұрын
Ezekiel haasi mupostory hr munhu iyeye uuuu
@gee996111 ай бұрын
Hanzi muwatch tower
@Lovemore-m9r11 ай бұрын
Haasi mupostori watchtower
@sarahncube241910 ай бұрын
Yes muchittawara hongu
@mariajuziel741511 ай бұрын
Ummmmm nyaya iyi haina kumira mushe idzo dzakasiiwa imbavha hombe
@joshmuguzumbi604111 ай бұрын
Wakapusiswa ma id e fake ayo hakuna mupurisa anoita nezvedzimba
@pfungwajvmarume165411 ай бұрын
Zimbabwe's Ex Minister of Education Dr Dzingai Mutumbuka's family being evicted from his home. / Bembere's Digest. kzbin.info/www/bejne/r4XCh5SFit6Enqc