Muporofita Tete Kambarami vanofamba mumoto : Karanganda TV

  Рет қаралды 32,430

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 212
@ChristinaMavhusa
@ChristinaMavhusa Ай бұрын
Bataps ini ndoda couple connection yenyu namai taps tinzwevo kt makatsvetera sei kuna mai taps 😅😅 pirizi bataps l beg you 😂😂😂😂😂😂
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
❤ sure tiri kuvadawo 😂ndini ndoda kuvabvunza mibvunzo 😛
@Karanganda
@Karanganda Ай бұрын
🙈🤣🤣🤣🤣
@Karanganda
@Karanganda Ай бұрын
🙈😃😂😂
@KudzaiSamson
@KudzaiSamson Ай бұрын
​@@TamaryManyikaoooh yes
@KudzaiSamson
@KudzaiSamson Ай бұрын
Shuwa takaimirira
@nyashamusimwa6822
@nyashamusimwa6822 Ай бұрын
Ba Taps murisei... Thanks for the video raTete Kambarambi. Ndinopokana natete panyaya yekuripira ngozi. Ngozi hairipi nemari isingatengi... Kana iri mari inotoripa nemari inotenga uye nemombe, mbudzi nehuku.... zvavari kuedza kuita it is either kutsipika kana kurasirira. Izvi hazvipedzi ngozi. Mushonga wengozi kuiripa chaiko.
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 Ай бұрын
Pfungwa dzanguwo
@TichaonaRingirisai
@TichaonaRingirisai Ай бұрын
True mari dzavanorasira nadzo idzedzo kana ikazonhongwa nemumwe munhu, anobva atobatana nemhepo dzaasina kutsvaka. Wozonzwa yobuda ichiti akanditora pandaive ndakazorora zvangu. Zvakaipa zvekurasira mhepo pamari nezvipfuyo zvaida kuitwa pana Mandi naEriya 😊
@ericmagumbe6423
@ericmagumbe6423 Ай бұрын
Chokwadi mushonga we ngozi kuiripa. Ngozi haaiswi pamari yekare kunenge kuri kurasira asi zvinodzoka
@faraimasuka2353
@faraimasuka2353 Ай бұрын
Musaita nharo inoeasirwa
@Maffiavybex
@Maffiavybex 26 күн бұрын
Very true tadzidza zvizhinji kuna Tsoka
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Ай бұрын
Baba taps budy vaye vekugara pasi pemuti vari chirema vakazopedzisira vava kugara nevamwe sis vaiti vanorapawo vakazodii plz chimbotipaiwa update
@deemuu7591
@deemuu7591 20 күн бұрын
Ehe vaive neshavi renjuzu vakazopisirwa zvinhu zvavo nastep father ndokuremara
@DarlentGonesorejoice-y7x
@DarlentGonesorejoice-y7x 27 күн бұрын
Big up baTaps we we always need this quality videos on Karanganda tv zvakajeka izvi
@MargaretNdhlela
@MargaretNdhlela 13 күн бұрын
Margaret to the world Sazita l I love you. Mhamha ❤❤❤❤❤❤
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Varoyi hatina zera navo veduwee 😢😢😢😢tatambudzwa nemazivanhu ava....nokuty shuwa unopagwa nyora manheru votemerazve
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 20 күн бұрын
Pasi ngearoyi 😭😭😭😭
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 Ай бұрын
# tete Kambarami for the people . Tinotenda nebasa guru ramunobata atete woye nyika yakaremerwa
@angiematanhire5551
@angiematanhire5551 Ай бұрын
Camera quality on point 🥰🥰🥰
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna Ай бұрын
Ndazvona ini kt akuna chiporofita chinotevera dzinza idzimu asi rinonamatawo nekt rakakumbirirwa nekt zvinofambidzana mwari nevadzimu
@givemoremuleya643
@givemoremuleya643 Ай бұрын
Vanhu vanemashavi vamwe vanofamba mumoto kana kudya marasha chaiyo, takazwiona kubva kudara taiwaona vemadhavi vachzwiita, mweya wo hunganga kwete wa mwari
@ForwardChinyerere-lz3bh
@ForwardChinyerere-lz3bh Ай бұрын
I believe vaporofita variko Jeke mission ndiyo imwe church yandinotenda ine vanzwi 1:15:13 vemweya mutsvene same zvikutaurwa nagogo takazviititwa nemumwe muporofita veJeke mission taenda kunobatsirwa mbereko yaramba mumba akapfugama pamberi Pedu akati handina chandokubatsirai nacho nekuti chipo chiri panamai chikuru kudarika chandinacho nekuti ndikuona mune madzimai hobho vabata vana nekuda kwenyu endai munonamata zvenyu zvinoita ipapoipao sure 3 months down the line ndakarota munhu aiti shinhira achiridza tsamwa ndakati madam mane pamuviri akazviramba after 2 days akarotawo achigashidzwa mwana nechembere yakura ndipo patakatsvaga preg test guess what positive now tava nevana vedu after 5 yrs in marriage tisina mwana asi madam vachibatsira vamwe vaiva nema 10 yrs in marriage vachitovabata
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Muvaudze zvee tete kambarami humble lady
@PinkMhlanga
@PinkMhlanga 22 күн бұрын
Chiporofita makoya
@blessingmunyaradzi5986
@blessingmunyaradzi5986 Ай бұрын
Oh thought i will be first
@elandbull9419
@elandbull9419 Ай бұрын
Vanhu vanoita short cut kuona video vopedza vodazve number yaiswa pascreen munoda kushandisa ani
@vachihoro
@vachihoro Ай бұрын
Baba Taps sei tikafona tichida # dzeva batsiri hamudairi kna ku pindura ma sms apa mnhu anenge aripa dambudziko
@elandbull9419
@elandbull9419 Ай бұрын
Number dzoiswa pama video ese evanhu vanobatsira hapana pavasina kana kuisa number iwe unofanirwa kuona video yese
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Ай бұрын
Dziripo wani on screen
@passmoreinusa2743
@passmoreinusa2743 Ай бұрын
Nhau yawo zvechokwadi zviriko dziriko ngirozi dzakadaro asai zvinoda kuzvinamatira zvisadaro zvakanaka asi pane pazvakaipira , Paunotadza vakasareurura ngirozi vzainokuita inogona kudzika zveshuwq semazuva ose yokupinza mumoto semazuva ose yobva yabva yokusiya iwe wanyama inozowa njodzi🙏🙏🙏
@innocentMujeh
@innocentMujeh Ай бұрын
At least zvrinani, TICHKACH yakamirira Mambo Mutasa kty vabve kuzororo na Mkotsanjera,pasina varume ivava uuum inzara mumba 😂
@noelmsimbo7395
@noelmsimbo7395 Ай бұрын
Tickach ine sound quality yakadhakwa, ukangotanga kuita zvekaranganda haudzokiba
@crazymaze4611
@crazymaze4611 Ай бұрын
Tichkach ndoidira hana mangwana inokanda ipapo chichipisa kudaro
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
​@@crazymaze4611tiritese nemumvura mese inihandimirire chimunya ndinoridya richangobva pamoto
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 Ай бұрын
​@@crazymaze4611yaah taura zvako zve sound kudhakwa yatova imwe nyaya as long chisiri chimunya ndoona kusvika ripere
@RosemaryMagaisa
@RosemaryMagaisa Ай бұрын
musadeera kupfeka tete kambarani musaone mavara mavara avo zviremba izvo panobatwa bsa
@icywayentertainment3927
@icywayentertainment3927 Ай бұрын
BaTaps tipeiwo update yemusikana uya ainzwa maziso asisachaoni akabatsirwa nasekuru Mukotsanjera.aiti akabviswa virginity nabamkuru .akazopora here?
@PrisciniaMakurumure
@PrisciniaMakurumure Ай бұрын
Ba taps ,hamungazvinzwisise ,vinhu zvemweya kn musirimazviri ,zvonakidza mhaji zvinhu izvi but hazvidi mnje kuita nekuzvikudza or kuzvitutumadza zvoda kuitiswa naMwari
@AllanDube-y9u
@AllanDube-y9u Ай бұрын
Mumoto zveshuwa vaporofita kana vakachena vanopinda mumoto ini ndakazviona pabulawayo kuchechi yandaipinda
@YeukaiAkino
@YeukaiAkino Ай бұрын
Cherai Pasi pakapfutsirwa moto panenge Paine zai reOstrech
@Vovo_om4
@Vovo_om4 Ай бұрын
Zai reostrich rinouya sei dia
@PeterKelvin-e7z
@PeterKelvin-e7z Ай бұрын
Ndakambozvidzwa
@georgebernardmmutanda311
@georgebernardmmutanda311 3 күн бұрын
Kkkkkk ndezve kunyepa izvo zvezai remhou
@prisscamashumba8897
@prisscamashumba8897 Ай бұрын
Totenda nebasa guru tete Ndaidakuzivawo kuti how do i know i hv a gift yerapa
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Ай бұрын
Dzidzisai mambuya kupfeka kani chero kuchipisa hako veduwee 😂😂
@jacksonmusariri4039
@jacksonmusariri4039 Ай бұрын
Hauina brain dzatamba nevana
@ednatizora4760
@ednatizora4760 28 күн бұрын
Kwapisa aaaaah😂😂😂
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 Ай бұрын
Hello hanzi ngozi inoripwa nekuiisa pacoin worirasa musango ipapo andina kupanzwisisa
@siziwentini4595
@siziwentini4595 Ай бұрын
Ini handzvadzi yangu pa Domboshawa apo, pa sowe rekwa Christopher, vanonzi madzibaba Jona, vanotogara muzoto, vachibata marasha vachiti ngati gamuchidzane chipo cheku denga 😊
@Vovo_om4
@Vovo_om4 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 munitambira hre asikana zvipo zvouya
@siziwentini4595
@siziwentini4595 Ай бұрын
@Vovo_om4 yoo titsve yedu 😊 kuyera kwe mweya nekwe nyama zvinopesa kkkk
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 20 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂mukati maduzu bodo batai mega😅😅😅
@PreciousMarange-o2l
@PreciousMarange-o2l Ай бұрын
Haaa camera murikumberi baTaps....ts watchable😂
@GeeKoblenz-z7y
@GeeKoblenz-z7y Ай бұрын
Tokumbira mutipewo dzekwa Chief Mutasa naMukotsanjera “Andre Onana” kwete kwaMarange 😵😴. And i think mukaita follow up yenyaya dzakasara dziri hanging …chipikiri paguva, yaTonde, Abuja . Tinotenda.
@JohnKapisa
@JohnKapisa Ай бұрын
Mwaivepo hre musazoshora
@rudoguvakuva4762
@rudoguvakuva4762 Ай бұрын
Waiyepo here ❤❤
@ChipoMukonde
@ChipoMukonde Ай бұрын
Hanzi vanozongonzwa matestimond natete kambarami
@JoyleenChibanda-vu3gp
@JoyleenChibanda-vu3gp Ай бұрын
Ndaanorapawo umwe kambarami wekugandai mai aya
@LuckBasira
@LuckBasira Ай бұрын
Muri Ng'anga mbuya hakuna munhu anodana nezita raJeso anohaka asi kuti vaJesu nanodzinga mweya yakaipa
@benjimanmudombo8102
@benjimanmudombo8102 Ай бұрын
Ko nhai baba taps ko murume uya aimboti anorapa achiporesa aingoti Bata pari kurwadza ndirape akazoperera kupi.... Ko madzibaba Tau uya weku gimboki akazodini kwakaenda Kwa gogo kuya
@harrytazvivinga4086
@harrytazvivinga4086 Ай бұрын
Kwangu mp4 ikuita msakazwa
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Mupfekero rudziii uyu nhai baba Taps 😂gogo ava sooka ndofunga pavaive musikana vainetsa chayiiiiiiiii
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 Ай бұрын
Mukati idress recheno hre iri. I think igemenzi rekuChurch iri. church yavo iJekenision kupfeka maCoulor macoulor chero dhuku hamuoni kuti rine nyeredzi hre. Vazotaura havo at last kuti ihembe yeChurch
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Ай бұрын
​@@cathrinemarwendo7654I think arikutaura Gogo vane dress rakasiya dundundu panze
@joseph-h5n8z
@joseph-h5n8z Ай бұрын
ushuwa iyo munhu anogara mumoto kuchurch kwavanoenda ndokwandoenda kana kutoisa marasha anemoto pamusoro peimba yeuswa isingatsvi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Kana kuti gomo ibvaapo uende apo vanozviita
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 Ай бұрын
Vanhu tinongobvunza zviripachena seiko number dziripo pascreen wani,fonai mobvunza kwavanowanikwa aah
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 Ай бұрын
Mwana va Daniel kambarami ndamuziva
@BernadatteyGumbodete
@BernadatteyGumbodete Ай бұрын
Anowanikwa papi
@SibongileMwaonechiri
@SibongileMwaonechiri Ай бұрын
Mandianike part 2 .iripi
@milcachingonzo9414
@milcachingonzo9414 Ай бұрын
Tipei # dzawo nekwavanoonekwa
@SimbarasheSithole-pl9is
@SimbarasheSithole-pl9is Ай бұрын
Baba taps nowadays murikutiregerera semukotsanjera atichavazivi
@tafadzwachinyanga5462
@tafadzwachinyanga5462 Ай бұрын
Vakavhara matare vanodzoka november apera ndosaka kusikuuya nyaya dzemadzimambo
@tawandamubhuyi3622
@tawandamubhuyi3622 Ай бұрын
Ko baba Tabs asi vaMutasa vakamboenda ku holiday kani tavasuwa peyani
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Vari pa holiday madzimambo ese nen'anga havashande mwedzi wa mbudzi
@cdeChirasa
@cdeChirasa 12 күн бұрын
Kombuya makuva pfekedza sei mamje😅
@CleopatraMudyandigere
@CleopatraMudyandigere Ай бұрын
BaTaps asi makasiya sekuru mukotsanjera😢😢
@TerryRudo
@TerryRudo Ай бұрын
matare akavharwa sahwie he will resume December
@CleopatraMudyandigere
@CleopatraMudyandigere Ай бұрын
@TerryRudo ok thanks
@MarthaMapako
@MarthaMapako Ай бұрын
Baba Taps kugara mumoto hazvishamisi izvo mukatora zai re mhou mukaricherera pasi pamunovesera moto moto wacho haupisi baba Taps musatya mapositori ekwa Johane marange ndoravanoshandisa sekuru vangu vakambovandira kuzaka vakavaona vachichera pasi vakaisa chinhu kwava kuisa matanda pamusoro ndobva sekuru vangu vaburuka mumuti kwava kundochera vakawana pane zai vakaribvisa ndokudzosera matanda zvakanaka mapositori akauya zuva rodoka kwava kivesa moto wavo chezivo kuti zai rabvisiwa mapositori akatsva baba taps migemenzi ose kupfuta moto manzwa saka Zvemoto hazvidhamisi baba Taps 😂😂😂😂😂 pakatsva benzi misi uyoyo😂😂😂
@Karanganda
@Karanganda Ай бұрын
Ndinobvumidzwa Kuseka ere ndimboseke mbijana ?🙈😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Karanganda
@Karanganda Ай бұрын
Kkkkkk ndouya naro ere Zai umbopinde mumoto
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Haaaa ndanakidzwa magemenzi ose kuti ngandu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@Karanganda
@Karanganda Ай бұрын
Ngandu ngandu 🔥🔥🔥😃🤣😂😂😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Iwekaaa...kkkk!!! Saka iwe wakamboisawo zai racho ukasatsva here?
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in Ай бұрын
M Ndiri kumusha. Handibatiki zvekumanya. Hope dzatiza but kana ndave dhorona ndinodOka
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Ай бұрын
Zvemachira izvi ndozvakataurwa naVaMagada vaya vachiti chivanhu chakavandudzwa vakati zvimwe chete
@mariashereni7140
@mariashereni7140 Ай бұрын
Majekemisheni yemagopito ndiyo yavanopinda mai avo
@Tatenda91
@Tatenda91 Ай бұрын
Kupi ikoko
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 Ай бұрын
Mbuya iyo iripedzi bhoe here
@mollineshato8442
@mollineshato8442 Ай бұрын
Kana ndiwewo
@mollineshato8442
@mollineshato8442 Ай бұрын
Kana ndiwewo
@Eunice-pz1vt
@Eunice-pz1vt Ай бұрын
Mazvita Karanganda tirikudzidza iwee woshara
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Ай бұрын
Mbuya dai maisawo blouse pamusoro 😮😮😮
@jacksonmusariri4039
@jacksonmusariri4039 Ай бұрын
Unonyadzisa iwe Mwari vanokutsamwira wy uchitaura zvinhu zvashata kudaro
@MarcusMatongo-lv3or
@MarcusMatongo-lv3or Ай бұрын
Tete awa wanorapa nambuyawanorapazve nengozi yakaiswa pawari yaitaura sedimon.
@lynnmadon-lt1xu
@lynnmadon-lt1xu Ай бұрын
Mati ngozi kudii
@MarcusMatongo-lv3or
@MarcusMatongo-lv3or Ай бұрын
@lynnmadon-lt1xu ngozi ikaneta kuuraya isingaripwi inoita kunge mudzimu ichitorapa inodaro.
@PeeKays-o8p
@PeeKays-o8p Ай бұрын
Ngavabatsirewo mwana arikubuda uswa machisi waya neminzwa
@GraterJasi
@GraterJasi Ай бұрын
Arikupi kkk handina kumbomuona
@MarthaMapako
@MarthaMapako Ай бұрын
Ndini ndatanga pano baba Taps ndipei mari pliz dhuma dhuma nemi pasofa ndobva rose rati dheshee
@LettyShawty
@LettyShawty Ай бұрын
Ih wanonoka😂😂😂
@AuxyBanyure
@AuxyBanyure Ай бұрын
Makadiniko pano tinokumbirawo nhamba dzavo ndapota zvangu
@georgebernardmmutanda311
@georgebernardmmutanda311 3 күн бұрын
Dziri pascreen
@judx34
@judx34 Ай бұрын
🎉🎉🎉🎉Karanganda
@Tinto4490
@Tinto4490 Ай бұрын
Nyý
@lydianyathi8540
@lydianyathi8540 Ай бұрын
Hapanawo anoziva vane zambuko rembereko here veduweee vanematambudziko aya munoziva kuti zvakaoma sei kushaya mbereko vanoziva ndiudzeiwo
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 Ай бұрын
Ndiri kutodzidawo dear ndatambura
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
Mwaiyepo ere
@leemuchetu4008
@leemuchetu4008 Ай бұрын
Picture quality camera ma1
@LettyShawty
@LettyShawty Ай бұрын
Second❤❤❤
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
😂😂😂😂C-section zvimwe vazviramba zvimwe vazvibvuma
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg Ай бұрын
Baba Taps makadii
@IdaKamunjoma
@IdaKamunjoma Ай бұрын
Iii gogo pfekai nhai 🙆
@LettyShawty
@LettyShawty Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa Ай бұрын
Vane belief yekumabasa kujeke torapa neMweya waMwari chete
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Ай бұрын
Ndoona senge amai ava vane Chivanhu chakakumbirirwa saka vakubatsira pakunamata
@miriam-z1y
@miriam-z1y Ай бұрын
Mukasire kudzoka nenyaya bataps dec tisiye taisa like 😅😅😅😅😅😅😅😅hoyooo ungashora hr
@vladimirputin-t1l
@vladimirputin-t1l Ай бұрын
muchinamato murume haakwanisi kucheka masari pa munhukadzi,,,,, set babamkuru wenyu murikuti waibvisa masari,,,,,,, yaiwe mhombo chaiyo,,,,
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Ай бұрын
Mweya mutsvene haaite izvo zvemashiripiti emoto,zvinoitwa nemademon chete
@AuxyBanyure
@AuxyBanyure Ай бұрын
Handisati ndaiona nhamba dzacho
@beatricemagunde2492
@beatricemagunde2492 Ай бұрын
BABA TAPS NDOKUMBIRAWO NUMBER YA MADZIMAI
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Irikungobuda pascriniwani
@nomzamotebuho8075
@nomzamotebuho8075 Ай бұрын
Kkkkkkkkkk jehova mpatsira 😂😅😊
@MargaretNdhlela
@MargaretNdhlela 13 күн бұрын
❤❤❤❤❤
@NoleenChidzvondo-r9q
@NoleenChidzvondo-r9q Ай бұрын
Senda Numbr yatete kambarami
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Ай бұрын
Taiyapo taiyapo🎉
@GladysMbweya
@GladysMbweya Ай бұрын
Pano tapinda
@CollenMasilo
@CollenMasilo Ай бұрын
𝑱𝒆𝒌𝒆𝒏𝒊𝒔𝒉𝒆𝒏𝒊 𝒊𝒚𝒐
@TinasheMachinga
@TinasheMachinga Ай бұрын
Idzi in'anga idzi
@isaacchisaka-qb8xz
@isaacchisaka-qb8xz Ай бұрын
Ndaiyepo
@everpfachi-ke5tl
@everpfachi-ke5tl Ай бұрын
Nhai varume mukoma taps zvinoitika here izve mmmmm takamirira v11 mbuya vachirapa
@FortunateShava
@FortunateShava Ай бұрын
Tipeiwo number yamoms ava uye vanogarepi kuzim kupi
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Yaiswa pa screen
@BelindahMushonga
@BelindahMushonga Ай бұрын
Varikupi
@GinaDeep-s5n
@GinaDeep-s5n Ай бұрын
Second
@webstermafara2042
@webstermafara2042 Ай бұрын
Hakuna mujeke wakadaro. Hatitendi kuti Mudzimu naMwari wanoshandidzana. Munotukisa zita rekereke.....Muvhangeri wenyu ndiyani? Mwari hawanyengereri njuzu kana madhimoni. Satani murewi wenhema....ndiye wakakopa machira aMwari... Samadhi dzenyu dzakasoomiswa kare ....muri murewi wenhema!
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Ndinonzwa kufara kana uchimiririra kereke yako Satani aripokusvibisa machurch amwari zvinondibata ini ndiri weku johane Masowe Chishanu zvirikowo Satani atambarara nhema dzawanda zvave kuita sekuti tose tirivenhena
@chikunyapauline8776
@chikunyapauline8776 Ай бұрын
Number ba Taps
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Ай бұрын
Dziripo wani number
@PanganaiDzindimu
@PanganaiDzindimu Ай бұрын
Munhu kadzi haapinde muzoto kana kuku chidzira moto wezambara hkuna mweya wakadaro mishonga iyo
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Ай бұрын
Kumadzibaba ka,avo havasi veMadzibaba
@FrankZhanje
@FrankZhanje Ай бұрын
Muporofita wekutanga kutaura chokwadi
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 Ай бұрын
Ndevepi amai ndodawo kuvaona vachipinda mumoto
@ganyaz
@ganyaz Ай бұрын
Shoko rinoti musatenda mweya yese yese,chero n'anga dzinorowa hakata nemavhunze ,vamwe vachitotsenga marasha mukanwa !! saka zvekugara mumoto izvo hazvireve kt kushandiswa naMwari
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 Ай бұрын
Zvoda vakayera izvo
@providekhoza-ux1ug
@providekhoza-ux1ug Ай бұрын
Mai Denford kambarami
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Ай бұрын
You know her
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
1st ❤❤❤❤
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna Ай бұрын
Rakaita zimu reumusha zvekut mukarega kunamata munoita nyanga asi rinenge ragakumbirirwa kunamata
@memorygoche2574
@memorygoche2574 Ай бұрын
Nyorai shona zvakanaka
@tmatz6467
@tmatz6467 Ай бұрын
HD Camera
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri Ай бұрын
I dis agree natete panyaya yekuripa ngozi ne mari yekari. hakusi kuripa kwamunonga muchiita murikurasira ngozi kwete kuripa.
@TarisaiGwenzi-gv3em
@TarisaiGwenzi-gv3em Ай бұрын
Vakadzikama amai ava
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 Ай бұрын
Saka ngiroz yakarerekera kune zvevana
@ChirashaChikandamina
@ChirashaChikandamina Ай бұрын
Waiyepo ere
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Ай бұрын
Iii gogo kwapisa here zvichada here mafudzi panze kudaro
@LettyShawty
@LettyShawty Ай бұрын
😅😅😅😅😅
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Ай бұрын
@ iwe kana ndiwe ndofunga yaiwa nhubu chaiyo
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Ай бұрын
@linnetgambura9943 Ndyp dear . Mbuya iyi inopenga shuwa vakuwasha vachiona mapendekete aambhuya kudaro
@MarthaMapako
@MarthaMapako Ай бұрын
Ko mbuya iyo kupfeka zvadiizve hazvidi munhu mukuru kufamba ne braa
@LettyShawty
@LettyShawty Ай бұрын
Imiweeee ndaseka kani😂😂😂😂😂😂 varamba kuchembera.
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Huya kuMozambique uone hazvishamise izvi
@Chikatsa
@Chikatsa Ай бұрын
Chembere hadzizvitsvage izvo, vari kutsva zve 😅😅
Part 2 .Ngozi ya Fata na Sekuru Mukotsanjera
1:36:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 11 М.
Akatiza kurufu kuti anodya mukadzi wasekuru Karanganda TV
27:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
99.9% IMPOSSIBLE
00:24
STORROR
Рет қаралды 31 МЛН
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
P3 Ngozi Ya Fata :Dare ra Chief Mutasa , Sekuru Mukotsanjera vanobata basa
31:26
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 7 М.
Ngozi ya Fata P1 .Dare ra Chief Mutasa
17:25
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 8 М.
Hohoho Mudare Mufi obudira pavanhu vaviri pangu a imwe here #karanganda  TV
24:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 7 М.
Baba Inno sharing an emotional account of how he grew up
46:13
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 11 М.
Ndakanyengerwa Mukadzi na bhururu chinzwaiwo zvaavekutaura
51:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 14 М.
Akatora mabhurukwa nemabhurezha emukadzi wangu .Dare ra chief Mutasa Karanganda TV
20:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 4,4 М.
Mutumbi wemwana uripi ? DARE RA HEADMAN CHIGODORA # Karanganda tv
1:36:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 163 М.
Couples connection Mr & Mrs Kambarami
1:08:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 17 М.
CHITIYO FAMILY PART 1 Mukotsanjera #karanganda
1:38:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 62 М.