Ini hangu ndisinga tsigiri zvaiitwa nemurume uyu yes ave abusive handirambe but mwanasikana aidayi akangomuramba ipapo pakaona kuti zvakutwa haazvide kwete kuzoti awana mumwe kutobuda mumba achienda kune mumwe murume chihure kaicho asazodaro munere mangwana gara waramba zvausingade ipapo ipapo
@chrismaziriri4991 Жыл бұрын
,l think muri ryt ipapo,but as tym goes pfungwa dzakazouya akaona kuri kumbunyikidzwa
@samgwatuza2471 Жыл бұрын
Mukadzi akangeonakidzwa ne chihure
@austintonderainyakurerwa7240 Жыл бұрын
kkk the lady was okay with everything they did but now telling the court that it was abuse. What a shame. Yes the guy is not or might no be innocent in this relationship but they could have just sat down and iron out their issues. the lady has found new love and and i wish her all he best but truly speaking the guy i heard in that audio is not marriage material I doubt if he is going to continue with this lady after seeing this video. She will regret one day
Ini hangu from experience imba iyi yakashaya munhu wechikuru akaivakidzira. In short kwaipotera mwana uyu musikana ndimi makaparadza imba yemwana and mangwana anochema nemi chete nekuti hupenyu ka uhu. Kuparadzana especially paine mwana hazvina kunaka. Pliz pliz try by all means kuyanana rambai kuitiswa nemweya yetsvina dzokai pama i love you enyu ekutanga. Its painfull kuparadzana kwevanhu.
zve anal izvo ndezvavo its non of our bizness..mukadzi ihure hamusikuina face yemukadzi ndeye hure here kungwarisa
@desiregumbo728 Жыл бұрын
Haiwawo,, hauizive here yekusungana iwe,,
@Iamfarai9.0 Жыл бұрын
@@desiregumbo728Explain.
@lucksondewah3543 Жыл бұрын
Ndiudzeiwo vedare kuti iye murume waari kujola naye achinzwa kuti pairohwa rekumanyowa achazozvitambira sei let's say vazogara vese?? Zvimwe zveabuse handiwirirani nazvo at all but zviri zvebonde I've a feeling it's consensually done with a young couple exploring life chete. Hameno! Kwadzinorohwa matumbu ndiko kwadzinomhanyira. Life goes on!
@richardsolobala7128 Жыл бұрын
Haaa, mupfanha uyu. Love yemufirimu, achirwadzisa mukadzi wake!!!
@africaunite2488 Жыл бұрын
Mahure akangwara, but Mambo wacho ndimambo manyama anoonera chiCard.
Our people need to understand what TRUE MARRIAGE is. 95% of what we call Marriage kungochaya mapoto, KUGARISANA. Tikadzidza zvakanaka naka kutaura kwaMwari maererano nenhau dzeWANANO tinobatsirika. Mahumbwe ese aya atiri kuita ndeevanhu vasingazive Mwari.
@annaniasnyoni8279 Жыл бұрын
Ndozvavanoita vakadzi kana asisadi murume 4 years vachizviita why now, plus akanohura ane murume don't always support coz she is a woman
Haa no doubt kamukadzi kapindwa nechihure ako otherwise mudyandakasungwa waarikutaura uyo ne Sim 2 rating ratongove drama iro kty nyaya iite huremu chete akasangana nevakomana ve drip paharare apo 😂😂😂😂😂
@cdeChirasa Жыл бұрын
Mukadzi apanduka
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
She should have accpted reconciliation sezvo at least mukomana ange achiri kumuda hake even ange ave nemumwe
But iwe shamari kumanyuwa wangewakudei kwemukadzi kumanyuwa here koingotora hakozve murume woisakumanyuwa
@estermangono71 Жыл бұрын
Muchadzidza riniko kuti kuita anal sex nemukadzi hazvirevi kuti munhu ingito, kuwirirana chete asi kwete kumanikidzana.
@shumbahurushumbahuru4894 Жыл бұрын
Pornography is destructive. It's addictive .Yakangofanana nema drugs. Apa zvinoitwa zvacho hazvisi zvevanhu vari normal. Hazvisi kuteedzera. Wona wosiya zvakadaro
I don't think this marriage is not going to work already she has a boyfriend the guy has already produced the evidence through the phone NEMA audios and pics pane nhau yechihure chake saka imba iyi handionekumira kwayo
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Hapasisina marriage but that lady will cry pamberi apo. Achaita mwana after mwana with different men. Achiri mudiki
@veronicamanyika6302 Жыл бұрын
Matsotsi haagerane😅
@nnyarry Жыл бұрын
movie yacho inenge shades of grey
@siphosethuzikhai Жыл бұрын
Vanhu ava vaiwirirana zvekumanyuwa even kusungana zvakazara mumaporn izvi kana zvagutsa mumwe neumwe ngaende kwake