By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Plz mkoma Robert kana munhu achirwadziwa mupeiwo nguva acheme then mozocontinue kubvunza,munhu anenge akatobatikana,its like mogoda nyaya musingatarise how the person feels
@evernicekambudzi5636Күн бұрын
💯 correct
@DeanHendricks-zd1wyКүн бұрын
Imagine😢😢
@robertapfumaneyiКүн бұрын
iwewe pawaona vachichema wamira kuona video here?
@robertapfumaneyiКүн бұрын
I never feel guilty about doing my job. Sometimes I wish it were an easier day as emotionally charged interviews can be stressful.
@shingiraitrevormboto2105Күн бұрын
@@robertapfumaneyikuva rude unomboriwo rude zvako wenaa. Hapana chakaipa chataurwa nemutauri bt madairire acho amaita eish...!! Anyway its ok. Camera ndeyenyu. Nen'anga yacho ndeyenyu zvakare. Itai zvamunodaaa!!
@cynthiabinos8795Күн бұрын
Interview inofanirwa kuzoitwa N'anga yabatsira toona kuti aona sure here problem manje apa anenge akungotaura nhoroondo yaanzwa
@CharlesDhliwayo-fj4nnКүн бұрын
Taura zvako nyanga aina chainozoita inenge yaudza zvose . Mibvunzo inofarirwa kuitwa kana nyanga yapedza basa
@robertapfumaneyiКүн бұрын
chete munomhanyira ku commenter musati mapedza kuona video, nyaya yakapinda kare mudare iyi, sorry hako
@@Luciasithole-sy1xb simple! Bt chete ndozvoita kana munhu achiita zvaasina training nazvo. Saka zvezvitori bhoo kwaari.
@cynthiabinos8795Күн бұрын
Interview inofanirwa kuzoitwa N'anga yabatsira toona kuti aona sure here problem manje apa anenge akungotaura nhoroondo yaanzwa
@evernicekambudzi5636Күн бұрын
Taurai zvenyu akunge madrama
@cassandrakerКүн бұрын
Ratova drama😂
@robertapfumaneyiКүн бұрын
huyai muite hama, nguva ichipo
@miriamcummings2657Күн бұрын
Uhmmmm mukoma Robert slow down coz this woman is in pain
@robertapfumaneyiКүн бұрын
First of all, don't stop the interview because someone cries and you feel uncomfortable. If you do, you might deprive the person from expressing natural and proper emotions. SCHOOLOF JOURNALISM
@annanyamugudza1327Күн бұрын
Mai vekutora mwana vanozivana namai vaksshinhira mwana sei vasina kuzombobvunzawo kuti mwana atisei or kuenzanisa vanhu ava
@HamunyariMuchapondwaКүн бұрын
Apa n'anga dzirikutonzwa tsananguro Dzozoita sedzirikuona pamweya 😂
@frankmoyo7267Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 taura hako ini ndakatozviudza kuti ndinenge ndichizvionera drama ndakatokanganwa kuti in'anga idzi.
@rascocky6366Күн бұрын
@HamunyariMuchapondwa Please don't play ignorance or maybe it's your 1st time watching these videos. Almost ALL videos are recorded AFTER the n'anga has already looked into the problem and explained what's happening. So what we watch is some sort of a replay of what has already transpired with some "drama" added. Why? Most of the people in he videos can't afford to pay the fees charged by the n'angas. That's when the "Roberts" are called to record some sort of a rehearsal. Of course there are instances where the recording is not a rehearsal but the actual real time video with the n'anga doing their job. What we don't know is the financial arrangements foe sharing the revenue created through the views, adverts etc!!
@eunicechimbadzo5958Күн бұрын
Very painful story
@KingJack-en5uyКүн бұрын
Ihwa sekuru vacho kudhomoka kkkkkk
@everjoylupi7940Күн бұрын
Mukoma Robert ndokuzivai muri a seasoned journalist but mazuvano l find you Rude and lacking empathy!
@gracemushayi7658Күн бұрын
True and kuinter viewer vanhu n'anga isati yaita basa wopa mbiri yenhema kun'anga idzi idzo dzarondedzerwa nhau yese nxaaa
@robertapfumaneyiКүн бұрын
maonereo ako and wagara uchiona izvozvo
@everjoylupi7940Күн бұрын
@@robertapfumaneyi just like this response!!,,,,l will assume it's due to my typing error,that was meant to be Mukoma.Apologies! Ndangozviona muma recent videos chete,otherwise there was no reason noting!
@annanyamugudza13279 сағат бұрын
@@robertapfumaneyi haaa iyi vedio wakaitadza chero ukapindura rough but wazvinzwa teramira kana uchibvunza munhu mubvunzo kwete zverough kuti Saka mwana wacho akazoita sei zve by ginya
@chengetomupinda-nh8sz9 сағат бұрын
@@robertapfumaneyi chokwadi zvenyu mukoma Robert 😢
Imwe mibvunzo mmmmm nzwiraiwo Mai avo tsitsi plz aah plus vapeiwo zororo
@mesiMutepfaКүн бұрын
Munhu akamitisa mwana uyu mwari ave naye😢😢😢
@yakiesigauke09Күн бұрын
Mukoma Robert the thing is we watch so many KZbin stories so sometimes consider our comments and this comment are sometimes useful to act as guidance for your interview. We got Mukonzanjira in Hondevalley he is good in situations situations like this 19:58 nyaya dze Ngozi anogona.Ana sekuru Tasvu na sekuru Kanengo pazvikwambo vanogona
Dai vaenda havo kwaChapola pamwe aigona kubatsirika ava sekuru ava ummm iyi havaigoni
@TrishyMutovoniКүн бұрын
Vanhu vatema why u like to judge.
@annanyamugudza1327Күн бұрын
@@TrishyMutovoni haaa Kanengo hake haachagona kutaura pafare yangova mbiri chete Ari kufanirwa kunobikwa patsva akati achaita go back to sender psna Ekedi but still ropa harisati rabuda Mai vekumbare vachsnzi vachasura harisati taona kusura kwacho akati anoda kunotora zvikwambo kwamurehwa nanhasi haasati aenda
@tanyamubaiwa1530Күн бұрын
@@annanyamugudza1327KwaMurehwa kwamai vaye vemurume akafa akanyora list here ....kana varivo vekwaMurehwa ...Sekuru vakaenda kunobata
@MaryManyungaКүн бұрын
Ndasvikawo pano mukoma robert mazuva ano hamusi kupedza nyaya imi mukutisiya tiine mibvunzo yakawandisa poshi nyaya yaEkedhi makaiendesepi two nyaya yaManyoni makaiita sei tibatsirei makatisiya tiri gasva
@nyaraitaderera9369Күн бұрын
Kkkkkkk vanenge vaitadza sekuru problem Vana sekuru vanasekuru vanotora vanhu vavasingakwanisi saka tichiona dzimwe nyaya dzichizongonyararwa
@PaulineChishandureСағат бұрын
Kkkkkkkkk Nanga dzamazano nhema dzega dzega
@EmmaGwamuriКүн бұрын
Mkoma Robert murimunhu mukuru wani cei panyaya iyi njere dzaita cedze mwanana oakubvunza mai vachirwadziwa
@gee9961Күн бұрын
Anongoda maviews haanei nemafeelings evanhu
@robertapfumaneyiКүн бұрын
Trauma-informed journalism can mean different things to different people
@KingJack-en5uyКүн бұрын
Robert Siya n'anga iite basa rayo kwete kuti munhu arondedzere problem Saka bsa rasekuru ndereyi kutora Mari chete....munhu kupinda mumatare vanoda 200 us .... instead sekuru varondedzere watomhanya kubvunza ....rob usadaro
@CharlesDhliwayo-fj4nnКүн бұрын
Rob anobowa anobvunza munhu nyanga yozoita basa rechii zvimwe zvacho anozvinyanya apa anobvunza mai vachichema aah 😢
@KingJack-en5uyКүн бұрын
Robert Siya n'anga iite basa rayo mhani
@LaizahMhakaКүн бұрын
😂😂😂😂😂
@robertapfumaneyiКүн бұрын
rega kuona pandiri wooona penanga chete
@TonderaiMadziwanyika-g2hКүн бұрын
Komanyoni mukoma Robert
@blessblessing918120 сағат бұрын
Thank you mkoma robert basa murikugona nekuti makangotedza kuchema basa ratomira ,tinotenda mkoma robby nekuti pasina imi dai tisinga zive zvirikuita munyika ini ndinotenda .
@kumbulanigumbo522213 сағат бұрын
98😊😊😊😊
@eriamujere9498Күн бұрын
Robert ipa basa kuvaridzi nw n'anga yaziva zvose chii chichabuda apa
@robertapfumaneyiКүн бұрын
wakagara handina chandinokugonera iwe, hapana kana comment yako iri positive, chikuru kupona kwemwanasikana
@NomatterKamuchanyuКүн бұрын
@@robertapfumaneyimkma do yo job makaridxidxira bsa iri dont mind coment section mungati gona hre
@wkapere21 сағат бұрын
@robertapfumaneyi no Robert don't be offended with positive comments. Vanhu ava vaisafanira kutaura kuitira kuti n'anga iite basa.. apa zvatodhakwa n'anga yaane data rese.
Hama Mwari mwoyo wavo uri pa Nherera Ne Shirikadzi;Urwere, Urombo hachisi Chitema Mwari vhikirai mhepo dzopotserwa kwavari. , God fight for the weak & vulnerable let them be protected & receive justice
Ko ivo mai avo varikubvunzwa chiyiko ivo sekuru vavingwa varipo asi avawoni chinhu hre chinoyita kuti vasawudza vanhu tsananguro chiyi ivo vachiwona saka vanoda kuzowudza vanhu tsananguro ivo vambodziwudziwa hre
@frankmoyo7267Күн бұрын
Saka n'anga inenge yavakuita basa rei kana imi maburitda zvose pa tv? Izvi zvinhu zvenyu ndezve kuitisana Mari pachizivano.
@DeanHendricks-zd1wyКүн бұрын
You lack sympathy and respect Respect people's feelings not kungoda views and likes at the expense of other people's pain and demise
@ganyazКүн бұрын
dai achiri sekuru tasvu wekudhara mwana aipora ipapo ipapo manje these avekuda mari pamberi
@ClodiaLeniciaКүн бұрын
Mwari ngavakusimbisei mama,moyo wekubereka 😢 am so heartbroken 💔
@sinikiwemadara1246Күн бұрын
Robert tapfumaneyi mai avo ga ga vachikurumida
@CharlesDhliwayo-fj4nnКүн бұрын
Rob anotadza nekupedza nguva ye nyanga achibvunza mibvunzo 😮
@malvernchipaza4521Күн бұрын
Amai vakaremerwa dai vabatsirwa wasunungurwao mutoro wacho unorema
Saka waitirei kut vauye kwakanhengo what the use ....nxaaaaa
@MaryMutekedeКүн бұрын
Mhuri ngaiende kwa Sekuru Mukotsanjera
@maviskaseniКүн бұрын
Mukotsanjera anozvipedza zvengozi
@markmandizha742511 сағат бұрын
C-section yakazara mabhinya 😅
@evemunedzimwe6809Күн бұрын
Mkoma Robert ndatoona vasvika kubasa kwaiva nemwana
@bennymapfumo2986Күн бұрын
mkoma Rob basa muķugona wedzerai rambai makadero wena
@theebarbieyКүн бұрын
Mwari muripiko 😢😢😢ndarwadziwa veduwee
@talentjengu9428Күн бұрын
Matauriro akaita mai vekutora mwana vanoziva zvakaita mwana
@sinikiwemadara1246Күн бұрын
Munhu akatora mwana ndiye and mhepo yaakaisa pamwana ishaisao
@miriammafiyamafiyaКүн бұрын
Saka zvaakuita kunga vaizivana nemunhu aida mwana vekushanda
@ceceliandembera940Күн бұрын
Vakanuiteiko sazita wangu uyo nhaimi
@phionamusademba2856Күн бұрын
Yoh zvkaoma zvehupenyu weduwe
@annanyamugudza1327Күн бұрын
Toda kuona musikana uyu achozotaura
@LaizahMhakaКүн бұрын
Mwari ratidzai minana yenyu pamwana uyu
@tinamakasa7493Күн бұрын
Nyaya iyi uuuuuuu ndarwadziwa zvangu
@miriammafiyamafiyaКүн бұрын
Madiiko kutanga Marapoama mwana
@LaizahMhakaКүн бұрын
Yaaa zvinorwadza izvi😢😢😢😢
@washingtonsandi4404Күн бұрын
Yaaa pakaipa apa. Ndanzwa tsitsi
@frankmoyo7267Күн бұрын
Dambudziko kwamuri kuendesa vanhu ava ndiko kuri wrong, Kanengo hapana chaanogona munhu uyu, he failed a number of people.
@irenemudzingwa29914 сағат бұрын
Vana mai kunashe zvakatipera soooo
@lucyholokani2211Күн бұрын
Ko nhai manyoni akazodii
@DRAGOOMaStEr-z1nКүн бұрын
Robert next Time siya waka seta Camera yakoo then wobuda zvako wosira Sekuru basa ravoo nemurapwa
@robertapfumaneyiКүн бұрын
idrama ripi ramuri kuda kutipa, also next time comment after watching the whole story, hapana cheku mhanyira, what did sekuru say at the end
@LoreenVengesaiКүн бұрын
Zvakaoma zvandibata
@Tatenda-g7dКүн бұрын
Zvakaoma hazvo, 😭
@marthamukombe3544Күн бұрын
Aaa zvakaoma shuwa
@miriamcummings2657Күн бұрын
She needs help
@FungaiMusiraКүн бұрын
Ndarwadziwa
@JulianaMkuhlaniКүн бұрын
Zvakaoma
@JulianaMkuhlaniКүн бұрын
Waiting
@BabraDabwaКүн бұрын
Waiting
@annanyamugudza1327Күн бұрын
Roberty mai ava vakabatikana saka unifanira kupota uchiti sory mama zvinorwadza sezvinoita Tilder wopa munhu mukana kuti wekuti afeme kwete kuti munhu arikuda kuchema iwe uchitoti saka zvakabva zvaita aaaa it seems like uringoda nyaya mafeelings emunhu hauna basa navo
@fatimangelekeleКүн бұрын
True
@robertapfumaneyiКүн бұрын
manje handisi Tilder shame
@theebarbieyКүн бұрын
@@robertapfumaneyi😅😅 mukoma robert ndimi silvester here
@yvonnezondani6090Күн бұрын
Kkkk mukoma Robert vanga vatoriwo ne energy mu comment section and vakidaira zve sure
@fatimangelekeleКүн бұрын
@@robertapfumaneyi tsiurika iwe Robby
@farichisunga7120Күн бұрын
VekuMbare musika hakusati here kwane mukadzi arikungoita mweya pese pese,izvi zvakuda kuti ti importer Mukotsanjera achibvondora manje,vedu ava vakuita zvemanjuzi eharare ava havachazvigonamanje izvi,sure kusvikiswa kuma part3,part 9 aEkhedi pasina chabuda,tavekuda maseriuos manje weduwe,chembere iye yekuroya yokupihwa tsvimbo inenge yakatoita more powers yaka disapeasa guva vanhu vakarara vachichera pasipo,wekuita nyaya yacho vese naMambo vakabva vapuhwa mugaran"anga vatokoshiwa nezvako,sekuru Robert teverai tsvimbo yasekurukwaHonde uko musati matitangira dzimwe.
@AlaineNatsaiJimereКүн бұрын
Ini ndatadza kunyatsonzwa comment yako can someone help to understand
@tanyamubaiwa1530Күн бұрын
Zvinhu zvacho unotomboshaya Kut havachaz igoni here Vana godobori vacho
@yakiesigauke09Күн бұрын
Taura hako
@apoloniamachona7055Күн бұрын
❤
@AnywayMartinMuzavaziКүн бұрын
Azorwa nani mafuta murwere uyo
@patiencechimwanda1204Күн бұрын
Aaaaaah imikaaa chimbomirai izvozvo 😮😮
@ntandokhayesumcnganashawa4329Күн бұрын
God is love , Domestic Workers i.e House Girls & Gardners are important to bring order pamba Respect them equally to all other jobs. Mufunge it's a profession and we need them, let's welcome & love them as part of the Family. 🙏🏽