Mwana Wangu Akafa Asina Kurwara , Tikazoona Paguva Rake Pakafukunurwa

  Рет қаралды 4,307

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 23
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Күн бұрын
Kukura hazvirevi kuti wakuroya but kufa kwemwana hakudi mafiro akadai wozoona kwafukunurwa futy aaa hapana kujeka panoda kufambwa apa.
@winniekarasamungu7575
@winniekarasamungu7575 Күн бұрын
Ummm sununguraiwo mwana afira mofukunyura mwanawake futi kudya nyika yakatarisa
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 Күн бұрын
Muroora anonyepa zvekuti Nyaya yake haibatani Yagogo inobatana Haana kana kutaura zvekuchurch nei Anonyepa Mambo tongai zvine wisdom huru Mwana akarwara chiremba ngaabvunzwe ataure zvaakaona pamwana Kufa kuriko hamadzangu Pamwe akatofa nekushaya mvura mumuviri nekuti hatipi mvura kuvana .or akatozvarwa aine chirwere.
@marthamukombe3544
@marthamukombe3544 Күн бұрын
Mmmm gogo awo mmmm hawana kuchena
@ElizabethMetle
@ElizabethMetle 11 сағат бұрын
😂😂neni ndivapemmbedze gogo ava
@MwanaWaMauswa
@MwanaWaMauswa Күн бұрын
Amai vemwana havana kuchema pavarondedzera kufa kwemwana vazochema pavakanzi muri muroyi wemwana. Asi gogo iyo inonyepa hainyare
@Aunty_Vanoda_Zvinhu
@Aunty_Vanoda_Zvinhu 22 сағат бұрын
Is it possible to get straight into the video instead of ana 'Coming Next...'.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Күн бұрын
Vanoshunguridzireiko munhu afirwa
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Күн бұрын
Hat inozivei nouroyi
@IdahRugara
@IdahRugara Күн бұрын
Gogo ka taurai chokwadi
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Күн бұрын
Kambuya kamuroi ako
@CarolinaMachipanda-f9p
@CarolinaMachipanda-f9p Күн бұрын
Kutaura cbokwadi mbuya havana kuchena idi katatu
@AliceMbanje
@AliceMbanje Күн бұрын
Mbuya muroyi avo tarisai heti yavo
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Күн бұрын
Hezvo heti yadii manje
@chiherawacho-m11
@chiherawacho-m11 Күн бұрын
😂😂😂😂 taura hako ndivo vakadya mwana
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Күн бұрын
Sei vanhu muchingoti kna munhu akura avamuroyi
@TSUNGIEMavhuna
@TSUNGIEMavhuna Күн бұрын
Old age hazvirevi kuti wave , mostly vanhu kana vakuru vanoiita dementia,
@terrenceNKONDE
@terrenceNKONDE Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@JohannMcFarlane
@JohannMcFarlane Күн бұрын
Kambuya kanoroya tarisai kausu kacho
Is biologische voeding gezonder?
39:00
Zembla
Рет қаралды 824 М.
Don't underestimate anyone
00:47
奇軒Tricking
Рет қаралды 29 МЛН
Muroora Akasiya Atengesa Stand YaVamwene $8000usd
21:07
SlyMediaTv
Рет қаралды 3 М.
MadziBaba Vobatwa Vachidya Mukadzi Wemunhu Bota
15:32
SlyMediaTv
Рет қаралды 8 М.
Ndinorohwa Nekudonzwa Nhengo Yesikarudzi Nezvinhu Zvandisingaone
22:59
Новости дня | 4 декабря - вечерний выпуск
11:43
Euronews по-русски
Рет қаралды 35 М.
Breaking News Headman Chigodora  Vabviswa Pahutongi Na Mambo Zimunya
18:29