Vane muzukuru arikutora zvinodhaka endai naye kwa Prophet Miracle Paul harare unit L chitungwiza ndapota,you have a good heart kunzwira nekunzwisa situation ine muzukuru wako ,hope anobatsirika nekutenda,kana muchida zvemushonga endai kwa sekuru tasvu vanobqtsira pa mhepo uye pa chena bata Robert ve sly zim beat anoku leader kwa Tasvu.
@sikhululekilencube32952 ай бұрын
linjani lonke mphakathi
@ronaldmachimbe74152 ай бұрын
Sikhona, unjani ?
@zanelebango29042 ай бұрын
Imi vekutenga mota vakaenda kungan'n maizviitirei kunotangana nema demon shuwa of all the places,,makatadza nhei kupfugama kutenda Mwari Jehovah wekumusoro kuti mazarurirwa mapuwa mota, nhasi makunetseka nge ngozi yokuzvitswagira
@SilethiweMoyo-zm9gm2 ай бұрын
Wakaenderei kwasekuru ...u could ve knelt down and thank the Lord
@canaanzheyu2 ай бұрын
Sei muchirara nevanhu vamusingade pliz don't take advantage of munhu anenge achitambura.plus ungadai wakashandisa magamu shoes
@natashaweaper43702 ай бұрын
Second chengeta mwana wako ukuziva hako zvawakaita take care of your child ukumbire futi ruregerero
@johnbuchan93342 ай бұрын
Amen nAmen Ngozi ndidzo dzatitambudza
@BrendaChiyangwa2 ай бұрын
Uyo ane Muzukuru ngaaende kwasekuru mukotsanjera vanochi bvondora ka 1
@JamiaSamu2 ай бұрын
Wekumitisa student saka mukudei pano yet munotoonana henyu nemwana wevanhu vacho. Dai ndiriini mustudent uyu ndaisambomirira kuzviuraya kuti u suffer ndaitidzifambira nyaya dzacho ndichararama kudai
@tendaichinos84752 ай бұрын
I wish dai akakusorter musikana wawakamitisa uyo, zvikazoitirwa mwana yako unofara , now waka disturb life yake ,iwe uchienderera mberi neupenyu hwako , usazorohwa nehana ukaona zvinhu zvako zvisingachanyatsofamba muupenyu hwako ,cos that lady ari kuchema all because waida kumukaurisa
Last confection madii mangogara pasi muonesane nekut muchasiira vana nhamo remember muchapera kufa mese zvichazodii
@Moz-imoveis21402 ай бұрын
You need to help her once and take care of the child. Go to her and assume the kid. You will also need to take talk to your wife about the kid and the situation
Varume munotombofungawo kti muchazvara vana vasikana or kufunga kti ko kana iri sister yako iri kuitwa izvozvo 😢unomitisirei munhu wausingade karma knows everyone adress
@Renia-f1e2 ай бұрын
Ko vanhu munovadii kuma inbox kwenyu Why do you put the # ya sekuru vanorapa pano?
Mukoma Nash makadii Please help link me to the lady ane munhu wekumalawi anobatsira I have tried mapositori e en nguwo tsvuku ma pentecostal ne vechivanhu but still nothing changes please I need help.mwana chaiye ahachatoyendi kuchikoro kana pekugara andichina
@Fungisaiwenhamo-mx7sk2 ай бұрын
Me too ndikudawo kubatsirwa
@Mmathapelo2 ай бұрын
Me too
@andreavambe38762 ай бұрын
Me my problem no one seems to help I tried 😪 every week I go consult a new person and nothing works
@gracebanu33522 ай бұрын
Me to l really need the number for seriously
@gracebanu33522 ай бұрын
Please guys if you get number can you please share with me
@warrenusaihwevhu2 ай бұрын
Ungati Shua pane munhu anga fense hurombwa hukutopindwa ne munhu achiziya kuti husamu affect haaa you people believe what you want... scam chaidzo zvamoda imimi ndozvamunoti zvakachena what makes you different. Hanzi ndaida kuti murume akanganwe vana vake some people worse than the devil himself
@owenmatsa1982 ай бұрын
Zvimwe zvinorwadza kuterera mkoma zvimwe muchasangana nazo kudenga kurasa mwana nekurongera mhunu dende womusiya koMwari akatora mkadzi wako wawunoda nemoyo wako wose kukunda mwana wako kumwe kuroywa munotsvka mega mkomo kumbirayii ruregerero kumkadzi eyeye enemwana enyu wekutanga b4 something big happen to you
@ColleenChikanya-h5c2 ай бұрын
Ko kungotanga nekumarketa imwe n'anga ndokudii manje
Uuuuuum mkoma zvinozodzoka izvi because she doesn't know how strong her boyfriend's juju is. Mkoma musape vanhu manumbers azvakadai. Lady must just leave this occulting man. What is iye akatogadzirwa kare neboyfriend yake .
@warrenusaihwevhu2 ай бұрын
Vanhu vanoroya masikati machena
@Finnix-d5n2 ай бұрын
Bhadhara madamage zibenzi at least sit down with her and apologize to her. Unehutsinye
@NomalangaNgwenya-vl1gs2 ай бұрын
First comment share number
@ManyiwaRutsava2 ай бұрын
But hazvina kana yako hanzvanzi ikamitiswa irambwa unonzwa sei