Itai basa renyu sisi siyanai ne zvinhu zve vanhu. Kudya vhudzi zvakaoma Mwari iwe
@edmoremafukidze96514 күн бұрын
Inga maone chaiwo
@ShellarOteng-i4h5 күн бұрын
❤❤❤
@CarspottingSA4 күн бұрын
Aaaa sisi munotoroya imi yowee mweya wegodo wakaoma
@SandraShamisoDerah5 күн бұрын
1st confession kutofara???coz une utsinye,kuhurira murume godo do yiu know kuti kudenga kuna Mwari anotonga bible says ITYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA NE MWEYA KWETE KUTYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA CHETE gehena ririko asikana repent tendeuka gamuchira Jesu Kristu hanzi TSVAGAI JEHOVA ACHAWANIKA AKAIPA NGAASIYE NZIRA DZAKE Revelation John anoti NAIZVOZVO NDAKAONA VAKURU NEVADIKI VAMIRE PACHIGARO CHEKUTONGWA uchanodaira mubvunzo kuna Mwari dai watendeuka usati wafa
@Ruthmbewe-sp9xz4 күн бұрын
Ende futi zvakatooma
@tinevimbo87515 күн бұрын
Kwesha nyora idzo nesalt ne lemon woisa ginger chihure chipere
@itaihamishthe-song-bird63904 күн бұрын
Avo vanotaura huroyi pachena we must not feel sorry for them, vanoroya ndingatovaremekedza nekuti they romba nekuda kwesituation asi avo vamwe vanoita hutsinye sehwamai avo she must be exposed immediately
@RutendoChanzenza-fr8jv7 сағат бұрын
Siya basa iro nhamo haiuraye munhu muchiri kuiteyi na garden boy ipapo kuvsnhu vakaromba plizz ibva
@RudoMatikiti-q5f5 күн бұрын
Kkkk nyaya dzacho dzosekesa idzi😅
@lizbertifyСағат бұрын
Zim ladies mazvinzwa here hanzi makashata. Hanzi mukadzi wangu akanaka haaite seanobva ku Zimbabwe. Meaning vekwa Sadza makanyangara 😂😂
@rosezulu-ng6jn5 күн бұрын
Yoo hutsinye nei kudaro hama yako ndatya nemi dai akumukirai chipoko
@stephaniejones74385 күн бұрын
Mukoma Nashe neve Dare vanhu vane hutsinye zvana Cuz izvi kana shamwari ma1.Ndadzidza zvinhu 2 apa. 1)Madzimai vakapa reference kune N'anga kureva kuti vanhu ava vane hukama mumabasa eku shandira vanhu uyezve vakati vanogona kuzviita asi vaive pamunamato 2)Madzimai avo vano hura vachi chiva varume vevanhu haemo Mwari wavo anoda chihure kuti ndewupi Last confession tiza nehupenyu wako utori pa food chain yekuzo dyiwa nenyoka iyoyo
@paulinemckenzie95944 күн бұрын
Asi munenge muchida kuti munhu adiiko. Seka hurema vafa, munoizviitireiko, huroisoo😢
Brother vanoda kuita matest DNA endai ne teethbrush yemwana or moenda nemwana secretly
@janetambamafz77284 күн бұрын
Iwe musikana websa uchadyiwa nenyoka ramba wakagara ipapo
@chirasha-nz-zim4 күн бұрын
Uyo anemukadzi waari kuthi akanaka - zve DNA its another issue. Chokwadi ndechekuti mukadzi iyeye arikugara newe because anoziva kuthi unoshanda plus urimunhu asiri kutsvaga zvakawanda. Iye anemunhu wakhe ndimi munenge muchinzi ndine bharanzi rangu padeni....
@SaidiNyashadzamwari3 күн бұрын
Benzi gara reshavi rako rechihurehure unotsirikasei iwe uchitozvitunhira
@monalisakaetano80833 күн бұрын
1# Confession uchadzoka pano wava kuti uri Kunetswa ne chipoko che cousin yako..Asi umwe musi zvichakuwana
@itaihamishthe-song-bird63904 күн бұрын
Mukoma Nashe vanhu vanoitira vanhu utsinye saSisi avo on first confession, you must expose them so that vafumuke that's the only help you can, haana basa uyo she's very evil
@ZANDIJOHNSON4 күн бұрын
1st confession urizi muroyi gara waziya seka hurema wafa unofunga kuti Jehovah ndi sabhuku weku musha kwenyu ? Uchamhama
@SharonMhuru-Dzvurira4 күн бұрын
Saka mwoyo wako urikufara kuti wakauraya sister yako one day uchafawo
@cleo-v2r5 күн бұрын
Mukoma vema DNA avo just take tshirt kana toothbrush kana kamu inoshandiswa nemwana moenda nayo kuma test in secret ,hapana kana need yekutora mwana kana mai vacho , take any personal item yemwana they will extract DNA profile from there and compare it with yours
@stephaniejones74385 күн бұрын
Manje ndi beneficiary we beautiful ne good job ari kutya nhamo kkk
@cleo-v2r4 күн бұрын
@@stephaniejones7438 hameno zvake achanzwa nekuchengeta vana vasiri vake kkk
@madamdelicious31835 күн бұрын
WemaDNA uyo tora Salaiva yemwana..kunyanya .toothbrush yake woenda nayo..or bvudzi rake watopedza
@petronellapetty87524 күн бұрын
Enda kuDNA iwe 2500rands chete
@daisyncube51954 күн бұрын
Mkoma weDNA torai bvudzi,nzara kana mate emwana in secret muyende ikoko Kuma DNA test nemi mozotesta zvekare