Nhai iwe bushu netumadhara twako kutonga hamugoni utsinye chete apa sei nzimboyenyu inhemahure kudare evakadzi vevanhu
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Kikkkkk varume vacho vashaya hurume ndipo pane dambudziko. They need to man up and stand up
@UltimateRef Жыл бұрын
komboni-komboni set up, doro rinonaka here vakadzi imi, ndandakatodhakwa, ini hangu munhurume ndakarirega. we expect nothing else from this, murume ndokusiya mukadzi achitandara, chirungu nechirungurira zvakasiyana, chirungurira chinorwadza.
@massieemmanuel4643 Жыл бұрын
Kudhakwa foshoro vakadzi tine basa 🤭🤭
@kudakwashekadzinga7504 Жыл бұрын
Kudhakwa bhutsu
@samueledward2297 Жыл бұрын
Good chief
@nomatatire3731 Жыл бұрын
Chief Bush avaskuda umwe mukadzi here
@faithmutumwa5446 Жыл бұрын
Haisi mhosva kusaziva munhu ini mutown chaimo muline randakakurira handizive vanhu wani ,I have nothing to do with them why should I know them ,I have my own problems,so what's the problem
@markmax3112 Жыл бұрын
It's about common sense kumusha hakuna iyoyo munotozivana chete. Rural life is far different from town life
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Very true
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
@@markmax3112 no my dear. These days unongoziva sabhuku namambo chrte
Upenyu rwemukomboni ma1 gys vanodyirana bota vanhu
@faithmutumwa5446 Жыл бұрын
Asi Ivo madzishe aneright here yekuudza vakadzi vevanhu kuti musanwa hwahwa or kutonga mararamiro evanhu vachivaudza zvekutita Mumba mavo aah Mashura ,dzimba dzacho dzingamire here this is stupid
But the wife may be telling tge truth. Sekuru as witness isnt a good idea coz he is related to accuser. Its not fair..witnesses mustnt be relations
@ROGUE406 Жыл бұрын
Sekuru is related to the woman who is accused of adultery. Furthermore, becoz it is a civil case, the verdict is based on the balance of probability, not proof beyond reasonable doubt
@anglechipfakacha Жыл бұрын
Vakadzi Ava mahure Ava
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Ko machinda amambo hapana herr ambopa mukadzi uyo mbiri only mbhoma
Hezvoo kana vese varume nevakadzi vari kuhu_ra zvakayipei it's their lifestyle
@wibertwilbert2290 Жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 munhu wese ane life style asi kana kufamba ari nude ilife style inogona kudiwa asi unobatwa ne mutemo.VAri kubatwa nemutemo wenzvimbo unova unochengetedzwa na mambo ndiye custodian wawo
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@wibertwilbert2290 kuchine mirawu here anhu weee. Pa idi chaipo.
@Nice-yj5mz Жыл бұрын
20 years kudhakwa foshoro
@mishiechirasha7294 Жыл бұрын
ndange ndakadhakwa sorry
@agnestafa9579 Жыл бұрын
Musamanikidza vanhu
@tanakagurupira5186 Жыл бұрын
Mukadzi uyu atoudzwa kuti pfuma yedu inoenda so ma1
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Ama 2000 anfa akadhakwa
@creetymundoga4330 Жыл бұрын
Achadzoka hake mkadz uyu paschabata imwe futi
@kudakwashekadzinga7504 Жыл бұрын
Vapiwa shamhu inemunyu😆😆😆
@mirriamdube5162 Жыл бұрын
Ndazviona wo shamhu ine munyu chuuuuuu
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Tukadzi twemukomboni kudhakwa too much nekutorerana varume naivo varume wo shuwa mumabhawa nevakadzi ko vana vanodziidzei
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Sei muchimhanyira kuti "kutorerana varume"... As if only women are at fault. Vanhu ava vanochinjana varume nevakadzi imvengemvenge
@mwanyaramanjeya1749 Жыл бұрын
Kapenzi kemukadzi
@maxwellkamonere6368 Жыл бұрын
Ndezve mudoro kkkkkk
@ruthchinaka2725 Жыл бұрын
Waziva sei kuti wanganwadhakwa kana pasina chaiwaiziva nhai truth shall set you free
@mollybabe Жыл бұрын
Shamva yakatakura mahure chte every week kunotongwa dzechihule hule
😂 😂 Iwe tamba yako nemukadzi wako kumba kwako usatuke munhu ane lifestyle yake
@normanbasso6745 Жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 asi newewo wako anoendakubhawa
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Zvangu nemadzimai angu haungazvigone shamwari
@knowledgechinyemba205 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣 mukadzi aharevese chokwadi
@learnmoremakonese Жыл бұрын
Kk zvakaoma .
@librajames7609 Жыл бұрын
Amai imi muchahurirwa worse kupfuura zvamurikuita iye zvino.Otherwise murihure futi
@irvinemurombedzi9628 Жыл бұрын
Izvi zvitsva izvi. Mambo ano tongera Kudakwashe kwemunhu . That is gross injustice. Ndiyani chaiye akabata mukadzi wemunhu anechikonba? Mom be dziri kubhadhariswa Chii?
@jobergemushayi6570 Жыл бұрын
Vanhu vatongwa havo asi dare rambunyikidza madzimai ayo. Huchapupu hawuna kubuda asi patongwa negeneralisation. Waiva musi we kisimusi vanhu ndokubuda nemhuri dzavo kutenda kudhidhi full time,haisi mhosva. Mambo wangu review this judgement inekakubatirira.
@Nice-yj5mz Жыл бұрын
Ko kana anga akadhakwa azoziva cy kt musiwacho anga akadhakwa
@glendarusere5413 Жыл бұрын
Tiripo
@clevermwatsa271 Жыл бұрын
Saka ku shamva kunomwiwa doro zvekurevesa nevakadzi vane vana vacheche vanodhakwa kubhawa
@anglechipfakacha Жыл бұрын
Amai ava vakazungaira kuvarira murume une shuwa iwe