Ndakabata Mukadzi Wangu Akavharirwa NeChikomba MuTuckshop

  Рет қаралды 10,177

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

2 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 201
@TariroEmelda-yv5jq
@TariroEmelda-yv5jq 2 ай бұрын
Ndarwadziwa nekutonga kwamambo ava mufunge ini ndakazvimirira ndigere nemurume wangu tine vana vatatu vatokura asi hapana hapo chaakabvisa kuwana kosiyana chikuru chero tigere tese zvakanaka uye tichichengeta mhuri yedu pamwe. Asi nditori mukadzi wake ndakatofananawo nevakabvisirwa nditori mai mhofu chaivo
@jordanrusike5124
@jordanrusike5124 2 ай бұрын
Uyu Chief,, achaita kuti Dzimba dzeVarombo dziparadzwe nevane Mari
@samuencube2689
@samuencube2689 2 ай бұрын
Taura hako dear
@user-et9cs4qq6z
@user-et9cs4qq6z 2 ай бұрын
Ko chief kutaura zvinyadzi vakarwara here nhai
@bigshow4790
@bigshow4790 2 ай бұрын
Roorai vakomana and dont think kuti kana usina kuroora mukadzi ndewako
@ChaukeMusikavanhu-uf4vt
@ChaukeMusikavanhu-uf4vt 2 ай бұрын
I used to follow this channel but this melt my heart mukagara mese 3months abamkdazi ko kana akafa mrume Uyo hasripiswe mambo vaitwa chioko muhomwe
@user-wu9tr4nr3q
@user-wu9tr4nr3q 2 ай бұрын
Zvese zvinongotsimbirira varume iwe ndezvekupenga izvo
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 2 ай бұрын
Mutemo wakachinja hausikuziva here Inga vatsanangura wani iwe ungagara nemunhu 15yrs no kuroora
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 2 ай бұрын
Inga mambo watsanangura zviri pachena Wani chioko muhomwe chaitwa papi ipapa
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 2 ай бұрын
Mutemo ukatogara nemunhu 3mnth atove mukadzi wako saka tirikureva kuti izvozvi mukadzi uyu akafa anatezvara vanotoreva pfuma vachitoti ripa mukadzi wako
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 2 ай бұрын
@@kinboychizema2512 ehe kudhara now zvakachinja hama
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 2 ай бұрын
It's a waste of data kuona court yamakoni
@alefatolani2076
@alefatolani2076 2 ай бұрын
Taura hko
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 2 ай бұрын
Mambo watadza kutonga papi inga madzimambo ese ndomatongero aari kuita Wani angade mombe 4 kuchikomba iye asina kuroora
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 2 ай бұрын
Iro zimakoni racho rakatozungaira wo
@shadreckmatashu8569
@shadreckmatashu8569 2 ай бұрын
Uyuu mambo is useless sure anokurudzira chihuree anotokundwa naChigodoraa matongero chaiwo..Why asingadzidzee kubva kunaBushu,Mutasa or Nyamaropaaaa nemamwe Madzimambo nxaaah
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 2 ай бұрын
Haaaaa mambo chikombo chikomba asi saka chotongoenda just like that
@shadreckmatashu8569
@shadreckmatashu8569 2 ай бұрын
@@pardingtonnyakunu2598 nhy nhy ndokudini ikoko sure dayi akasorooorerwa mvana dzake hapana zviripo uyoooo anofanira kuchengeteswa zvivazukuru Mudharaaa uyuuuu
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 ай бұрын
It is important to check these chiefs mental capacity to preside over communities before they crowned chiefs to avoid these types of nuisance. People should end up taking laws in to their own hands because they are not getting justice they deserve. Murikutsvaka kudeura ropa munzvimbo. Kana musikana achirwirwa, what more mukadzi?
@maikamonera3056
@maikamonera3056 2 ай бұрын
Tongayi nyaya yehure kwete kupinz yanatezvara vachakwira ravo dare kana vachida pfuma musadaro ndopenga pandonzva matongero aya mamwe madzimambo hadayi
@markmax3112
@markmax3112 2 ай бұрын
Saka chief mogona kutonama mukadzi wemunhu kana mangoziva kuti haana kubvisirwa here? Hakuna traditional court yakadai.
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 ай бұрын
Uyu mambo uyu imbudzi yemunhu
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 2 ай бұрын
Inga ndizvo zviri kungotaurwa nemadzimambo ese Wani
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 ай бұрын
@@lisamupfugami5022 usanyepe iwe. Tinoona vanaBushu vanaDotito nevamwe hazviko izvi. Saka chihure hayichisiri mhosva, mhosva kusapedza kuroora?
@user-br3yh4gw6h
@user-br3yh4gw6h 2 ай бұрын
Hakuna zvakadaro kana Ari pamba pangu mukadzi wangu, kana mumwe munhu akupfimba munhu wandiri kugara naye zvoratidzei.
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 2 ай бұрын
Taura hako
@TheChekas
@TheChekas 2 ай бұрын
Saka iwe unotonora mukadzi kuchikomba no problem?
@josephbwititi8194
@josephbwititi8194 2 ай бұрын
Rinenge RiRi hure renyu mese
@davidshoko9404
@davidshoko9404 2 ай бұрын
chief vatadza aaaaaaah iwee
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 2 ай бұрын
True guys aripamba pangu mukadzi wangu kuroora munhu anoroorwa pazvinonaka saka mambo ava ndakazviona kuti even mutemo wenyika chayiwo unotarisa kuti patove nemwedzi mitatu and hakuchina chinonzi mapoto
@tendaimurwisi6170
@tendaimurwisi6170 2 ай бұрын
Makoni ane huwori hapana zvamambo apa.Anotobhadharwa chiwoko muhomwe before court.
@user-lz9pi6eb2m
@user-lz9pi6eb2m 2 ай бұрын
vzvripachena and zvotowoneka kuti ..anototsvakira mnhu atadzirwa nyaya..kounomiririra vana twzvara sekuti vauya kureva pfumasei..
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
Taura hako pakabhadharwa apa zviri pachena
@user-ot3ij9xm7h
@user-ot3ij9xm7h 2 ай бұрын
Mkoma Robert maakuzvidzikisira apa mahumbwe anamambo awa
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 2 ай бұрын
Varume mabatikana 😂😂😂 15yrs no kuroora wakuda mumwe murume akupe mombe 4 Dai akaroorq haaa mombe dzaibuda plus mutemo wakachinja vatsanangura wani
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 2 ай бұрын
@@user-zj1jd8cw5zvakachinja kuti chiyi?
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 2 ай бұрын
Angade mombe 4 iye asina kuroora here 15 yrs achigara nemwana wewaridzi
@alfredmadziwo2553
@alfredmadziwo2553 Ай бұрын
Chief Makoni ava havaiti. Havagoni kutonga. Apa zvinyadzi. Saka varombo havacha roori here? Haa Chief Musadaro. Chivanhu hachidaro
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 2 ай бұрын
Saka kuziyisa kuti “Ndini ndinaye “ hakuchakosheswa here mambo? Nzimwe nguva zvinozonetsa kuti vanhu varambe mashoko ehuwori mudare renyu .
@user-jp9sw8sl7p
@user-jp9sw8sl7p 2 ай бұрын
Tapfumaneyi waakuzvidzikisira neduzvi rinozviti mambo iro. Ngaatonge nyaya iripa ground.Vanatezvara vanouya kudare Kana vane complain nemkwasha wavo.
@cricket694
@cricket694 2 ай бұрын
i agree 100% varume ngavasajaire kungogara nevana vevanhu vasinga kubvisa anything. 15 years! woda kuendesa $20 please! then u want 4 cows for what? magona Mambo vanhu vanojairira zvisina basa respect your wife respect your inlaws
@NoxyZvayi
@NoxyZvayi Ай бұрын
Uyu chief anorohwa nembanje
@markmax3112
@markmax3112 2 ай бұрын
Chief ava ngavaremekedze traditional marriage. Munhu ngaarege kupinda mumba yemumwe murume nrkuda kwekuti hauna kubvisa pfuma hatidi kukurudzira chipfambi kumadzimai zvinokonzera makuva izvi.
@user-kc2ve5ny4r
@user-kc2ve5ny4r 2 ай бұрын
Chief Makoni haagoni kutonga uyu.
@unclebob646
@unclebob646 2 ай бұрын
Very true why uri kuda mombe,iwe usina chawakabisa?
@xoliexolelwa1468
@xoliexolelwa1468 2 ай бұрын
Kungopedza kungoisa lock wapedza ndizvo zvinoita kana zvichidai tione kt muzotonga here
@TafadzwaJNyamagwada
@TafadzwaJNyamagwada 2 ай бұрын
Kumhata kwemadhara ese arimudare iro. Ndovanonyenga vakadzi vevanhu nxaaaa tsvina yemunhu
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 2 ай бұрын
Pano ndipo patinoonera marombe asina kubvisira vakadzi vavo pfuma,tinovaona nekutsigira marombe anobvisa $30 kuna tezvara.
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 2 ай бұрын
Amen ndiwe unepfungwa vamwe vese ava Havana kuroora ende havatoroore
@taongamuza3328
@taongamuza3328 2 ай бұрын
zvako iwe handide marombe ini kungogona kukwira chete it shows how lazy a man is .kana mumba imomo inhamo yega zvonyadzisa izvi zirume rakakura kudaro kubvisa 20ua kuroora kkkkk zvakaoma
@clifordhamamiti9760
@clifordhamamiti9760 Ай бұрын
One chief asingagone kutonga nyaya asingazive chivanhu.
@addie3809
@addie3809 2 ай бұрын
Welldone Chief. Vajaira kusvira vana vevanhu mahara😂
@EliasChirewo
@EliasChirewo Ай бұрын
Nyaya hais yatezvara Sak roora siyana naro handiyo case Tonga chikomba
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 2 ай бұрын
Haa Chief kutonga kunokunetsai.munodirei bsa ramusingakwanisi
@user-fw9iw6ec4l
@user-fw9iw6ec4l 2 ай бұрын
Hakuna kutonga kwakadai,Chigodora huyai mutitongerewo nyaya iyi,
@user-lz9pi6eb2m
@user-lz9pi6eb2m 2 ай бұрын
uyu mambo iduzvi chairo..chioko muhomwe anochinyanya..apana chinobatika chobuda mudare iri..he is a danger kuvanhu vanotongwa namambo uyu..anopromoter chihure
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 2 ай бұрын
But why ko kungotonga nyaya iri paground nhy veduwe
@tintube6543
@tintube6543 2 ай бұрын
Kwamakoni hakuna here anogona kutonga mhaka.uyu mambo Havana Chipotle chacho
@norestmudyiwa4317
@norestmudyiwa4317 2 ай бұрын
Chief ava havazive zvavanoita vakapihwa chioko muhomwe chete kusapota chihure
@ngonimatikwa6254
@ngonimatikwa6254 Ай бұрын
Mambo hamugone kutonga ,enda unodzidziswa na Mambo Bushu
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 2 ай бұрын
Chonetsa mambo ava ,one day vanoti mukadzi ndewako bcz wagara naye une mwana, zvanzi ukaita 3 months uine munhu ave wako ,,,asi mukadzi akaita chikomba sme mambo vanoti haasi mukadzi wako bcz hauna kuroora pfuma ihure ska chokwadi ndechipi ,kutizisana hakusi kuroora pachivanhu chedu ,,sei ahura mambo vanonuvhikira
@lindachizutu9399
@lindachizutu9399 2 ай бұрын
Haa matongero aya ka,varume varombo chimbomirai makadaro padeal rekutorana nevakadzi msina pfuma.Apa pakupromotwa wapusa wapusa vanemari makupindira vakadzi vevarombo chero maskati makaisa maoko muhomwe muchitoridza mridzo
@trustjaneiro2176
@trustjaneiro2176 2 ай бұрын
12:38 Mambo murikukonzeresa ...vanhu vachangotemana nematemo kungozvipedza nekuti kuuya kwamuri kupedza nguva kutobhara mari yedare munhu mumuudza zvisina basa kudaro ..tsve nyaya yechihure tana tana nezvisina basa ...Imi mese makaroora here imi madhara imi.
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
Mambo ava vanenge vakadhakwa ndosaka varikuenda of topic
@tichawandamukavhi6014
@tichawandamukavhi6014 2 ай бұрын
Dare makurasa nyanya ko yepfuma yabva kupi iyi mukadzi akahura uyu vadare munenge makatengwa nechikomba imi
@YanaMatore-cb5tz
@YanaMatore-cb5tz 2 ай бұрын
Promoting chihure in the name of (Lobola) was it necessary to say the word kusv*****a
@bennynyamudo534
@bennynyamudo534 2 ай бұрын
We have raised our volume to the last please do something on volume
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 2 ай бұрын
Vakadzi tisu takapusa toda kuti tisabvisirwe pfuma.Mambo varikutaura zvakanaka.chekodi why kusaroorwa .bvisirwai pfuma musatishorese chero akasapedza hake asi bvisirwai.why kupiwa 4 mombe iye asina kana cent .Arikunyepa murume uyu.hakuna baba panorama pfuma .kunyepa kwaari kutaura uyu 20usa here arikunyepa.mambo magona.pamberi nemi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
Mambo ava imbwa chaiyo madhara ese aya kutadza kutonga nyaya tsvee nyaya yekuhurirwa takarasima neroora nxaa
@patiencenyamurima4778
@patiencenyamurima4778 2 ай бұрын
Imi baba vanoshuta mafirimu avo ndinovaziva vanhu avo . Ipapa vakarima fodya kwakunotengesa vakauya havo vakatakurana nemumwe mukadzi imika mukadzi ari munhamo uyo aah
@winniechogazisanhi6458
@winniechogazisanhi6458 2 ай бұрын
Lols hesi Patie
@patiencenyamurima4778
@patiencenyamurima4778 2 ай бұрын
@@winniechogazisanhi6458 mushe zvirisei
@felixchizeya-mk3lh
@felixchizeya-mk3lh 2 ай бұрын
Koooo akafa uchigara naye usina kuroora munotaura izvozvo here
@patiencenhidza5049
@patiencenhidza5049 2 ай бұрын
Mmmm mambo ko munopa conclusion musati manzwa other side revamwe sei
@komputerultimatesolu-tions5193
@komputerultimatesolu-tions5193 2 ай бұрын
mambo ava sometym vano loader baddness paisingadiwe, the issue is munhu akabatwa nemukadzi wemunhu... tezvara must go report nenyaya yepfuma kana vachiida kwete kuti mambo ava vongoita dzungu ravari kuita
@TafadzwaJNyamagwada
@TafadzwaJNyamagwada 2 ай бұрын
Haa iro ijende rachief musoro idehenya chete pfungwa zero zero. Mhata yenyu baba makoni mudzvanyiriri. Newewo robyy mboro yako .hautibuditsire zvinhu zvakaora kudai .mambo uyu ngaaasabude pano .anogara. achitaura tumitemo twechi duzvi duzvi.hati sheyane property imi muchiti mkadzi haasi wangu. Musuri wedare rese
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 2 ай бұрын
Uyu mambo anokurudzira chihure mudunhu izvo zvekuti mapoto vanhu vanopera kuparadza misha vachiti mapoto
@rushworthchidhau8792
@rushworthchidhau8792 2 ай бұрын
Mambo magara mosimbirira nyaya isina kumhangariwa sei. Apana zvozivikamwa . Robert siyana neDare remahumbwe iro nderekumama mambo avo
@valeriemashoko808
@valeriemashoko808 2 ай бұрын
Kkkk
@FaraiDaniel
@FaraiDaniel 24 күн бұрын
Idzi ndedzemusombodya hadzina wisdom kana zero zero. Chidare chevadhomoki kkkk zvidhara.
@xoliexolelwa1468
@xoliexolelwa1468 2 ай бұрын
Kuendesa nyaya kwaMakoni kupedza time sure idofo hapana zvinoziwikanwa
@user-um8jw6du9g
@user-um8jw6du9g 2 ай бұрын
Vamakoni siyai zvekutonga izvi hazvisi zvenyu munenge makaita zvekubvuta murikurudzira chifambi imi
@yayaedgun7664
@yayaedgun7664 2 ай бұрын
Masasi aMambo anondisekesa manje 😂😂😂😂
@RumbiDongo
@RumbiDongo 2 ай бұрын
15 years uchigara nemukadzi usina kubvisa kana cent kutsvinya kuita zidumbu remahara
@BonganiNyathi-jp1mn
@BonganiNyathi-jp1mn 2 ай бұрын
Saka dzimba dzevasina kuroora ngadziputsike that's what this chief is saying
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 2 ай бұрын
Robert plz siira vamwe mahumbwe aya hationeba handina nguvayekupedzisa matakanana akadai
@RonaldBindu
@RonaldBindu Ай бұрын
Kuhurira kwaaitira murume uyo wawatorera ndozvaachakuitirawo iwe futi watora hure riri kuhura newe riine murume richakuhurira futi
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
Makoni idatya remunhu saka murombo or asina kuroora anofanira kuhurirwa here.
@user-lz9pi6eb2m
@user-lz9pi6eb2m 2 ай бұрын
ndewekumama uyo
@luthandomoyo7629
@luthandomoyo7629 2 ай бұрын
Mukukurudzira chihure Chief
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 2 ай бұрын
Pirizi volume yenyu haivaraidzi
@samueldzahana2601
@samueldzahana2601 2 ай бұрын
Asi Mambo vari paAttachment kani? Kuita sekuti munodzidzira kutonga!
@alexiomuzinde1688
@alexiomuzinde1688 2 ай бұрын
Mukadzi ndewako kana ukamubvisira pfuma. Wise Chief.
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 2 ай бұрын
Amen zvako iwe vanhu vakuti atadza papi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Donzvo redu nderekuti tisvike muzana saka musakanganwe kuisa like yenyu nekupawo vamwe video ino ifambe ionekwe nevanhu vakawanda🎉🎉🎉
@Stavo702
@Stavo702 2 ай бұрын
Nxaa handina kuzopedzisa kuona Makoni is corrupt.
@user-hm3sl2mt1g
@user-hm3sl2mt1g 2 ай бұрын
Dare iri rinoziva zvarinoita here iri....
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 ай бұрын
Akafa arikumurume asina kuroora munoitonga muchitiyi nhai mambo? Murizidofo mambo!
@providekundie5863
@providekundie5863 Ай бұрын
Vana muzvina bhizimusi
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 2 ай бұрын
Chief makoni once sent his people to collect mombe at our house anehudyire manje akabata kusiko gore iroro akadzidzosa mombe 5 nembudzi 10 to my surprise days ltr dzadzatotengeswa ikoko takazotopihwa dzimwe chihure he promotes
@emilyhiya2678
@emilyhiya2678 2 ай бұрын
Hmmmmm mambo ava yakadhakwa zvisingaite
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 ай бұрын
Horyt. Ko yechihure murikuitonga sei nhai mambo dofo? Nyaya yaiswa mudariro ndeyechihure. Yakutongwa ndeyekuroora kwemunhu. Mambo muridofo pamatofo ese! Yemichato iyi munofunga kuti mungachatisa ani nehudofo hwakadaro?
@user-hm3sl2mt1g
@user-hm3sl2mt1g 2 ай бұрын
Chimunhu chine gemenzi icho chakadhakwa pfungwa ichooo
@daviechancellormusunda3044
@daviechancellormusunda3044 2 ай бұрын
Chief watadza kutonga apo
@user-wc5dp4iw3w
@user-wc5dp4iw3w 2 ай бұрын
Munhu auya kotaura nyaya yechikomba kwete zvepfuma
@luthandomoyo7629
@luthandomoyo7629 2 ай бұрын
Chief havazive zvavanoita ava
@faithmapiro2277
@faithmapiro2277 2 ай бұрын
Confused Chief
@user-hw5fg4dl2e
@user-hw5fg4dl2e 2 ай бұрын
Kungoti zvatinonyora pano azvisvike kuna Mambo asi mukoma Robert beware of this Traditional Court
@RemigioMagwenzi-uy7ks
@RemigioMagwenzi-uy7ks 2 ай бұрын
Uyu Mambo haatonge zvinobatika nyaya ngaitongwe sezvazviri yechihure sezvairi then ka iri yekuroora inotongwa payo yega saka munhu wohurirwa cz hauna kuroora asi riri rufu mnoti mkadzi wako haaaa haaaaa Mambo uyu anoda maTissue
@TakudzwaMukwishu
@TakudzwaMukwishu 2 ай бұрын
Mambo ava ihoro zvepfuma zvabvepi
@user-gr8oc9ij9e
@user-gr8oc9ij9e 2 ай бұрын
Ndipeiwo number dza mambo uyu nxxxa
@user-eu6pe9zr8s
@user-eu6pe9zr8s 2 ай бұрын
Mambo matadza kutonga apa
@user-wc5dp4iw3w
@user-wc5dp4iw3w 2 ай бұрын
Mambo uyu marara chaiwo
@julionyazamba619
@julionyazamba619 2 ай бұрын
ndosaka vanhu vachizourayana cause matuzvi ari kutaurwa apa aya
@madhukukomborero
@madhukukomborero 2 ай бұрын
Haa kamambo aka hakako
@user-gr8oc9ij9e
@user-gr8oc9ij9e 2 ай бұрын
Bushu anoti tezvara kwirai renyu dare mureve pfuma
@KudakwasheMapiye
@KudakwasheMapiye 2 ай бұрын
Haugone kutonga iwe mambo
@tarirochinyandura4554
@tarirochinyandura4554 2 ай бұрын
hapana zvozivikanwa nezvidhadhara izvi
@SedeckChomombe
@SedeckChomombe 2 ай бұрын
Apa mambo matadza bsa
@shanazchipanga4101
@shanazchipanga4101 Ай бұрын
Tumadhara utwu twakadyiswa mari yakanaka
@user-lt7tg6bc5m
@user-lt7tg6bc5m 2 ай бұрын
Yaa varume roorayi zvema poto izvi musaite
@kikikupara7265
@kikikupara7265 2 ай бұрын
Chimambo ndechekumama ichi
@TakudzwaMukwishu
@TakudzwaMukwishu 2 ай бұрын
Mambo makarara
@Edu10mentravelblog
@Edu10mentravelblog 2 ай бұрын
Mambo Ava variku promoter chihure , Zidzoro ravo
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u 2 ай бұрын
Mambo awa hapana chinozikanwa kana 1
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Mangwanani akanaka🎉 vadikani
@jamesongjshamuyarira7328
@jamesongjshamuyarira7328 2 ай бұрын
Hello
@user-et9cs4qq6z
@user-et9cs4qq6z 2 ай бұрын
Chihure chiri kunyanya kuvanhu vakaroorwa
@LisaNakuweya-kj2jq
@LisaNakuweya-kj2jq 2 ай бұрын
Mambo makoni hayi mhani mutongero wenyu ahusiwo munhu awuya nenyaya yake motanga zve pfuma hayi mhani
@brianbizayi9128
@brianbizayi9128 2 ай бұрын
Mambo vakabhadharwa
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 2 ай бұрын
Saka mambo mati titore hedu vakadzi vari pavarume nekuti havana kuroorwa???ok
@tichaonatembenuka256
@tichaonatembenuka256 2 ай бұрын
Makoni haugone ,roora hapana asi uri zero
@providekundie5863
@providekundie5863 Ай бұрын
These Witless Chiefs
Chikomba NeMukadzi Wangu Ndakavabata Vachiita Bonde Ndichiti Ari Kurufu
35:28
Ramaphosa Hitting Back At Julius Malema "Waar Was Jy?"
6:28
My Africa
Рет қаралды 68 М.
DEFINITELY NOT HAPPENING ON MY WATCH! 😒
00:12
Laro Benz
Рет қаралды 56 МЛН
Muroora Orambwa Mumusha Murume AriJoni
39:41
SlyMediaTv
Рет қаралды 28 М.
GOROMONZI- CHIKWAKA- AKAURAYIRA MUKOMA IMBA
30:46
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
Ndakarara Naye Ka3 NeCondom Asi Ane Kadora Chikomba Changu Ichi
29:32
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 32 М.
3 Months mukadzi achigara nechikomba
17:02
Manass-Chibanda
Рет қаралды 18 М.
Handichada Murume Anorara Neni Ndiri KuPeriod Ndichitevera Kasingagume
27:46