Maiguru Vodyiwa naBabamunini Mushure Mekuenda Vese kuRally, Chicken Inn Yakaoma.

  Рет қаралды 15,176

Nhimbe TV

Nhimbe TV

21 күн бұрын

NB. Please note that this is a rebroadcast. Mumwe murume wemudunhu reMakoni ounzwa kuDare raMambo Makoni nenhau yekupfimba maiguru vake apo vainge vaenda kuShurugwi kuRally. Dare rinozoonawo kuti vaviri ava vakange votopanana bota zvavo nerweseri.

Пікірлер: 48
@EvenKadyauta-dm9dq
@EvenKadyauta-dm9dq 19 күн бұрын
Kwamaienda nemabhazi kumusangano kwanga kusina vanhu veko here kana kuti kune vashoma😊😮
@RasTrevor
@RasTrevor 10 күн бұрын
Musangano zvinorevei
@esierayner533
@esierayner533 7 күн бұрын
Mambo vanowana mombe veduwee
@Countrychoice253
@Countrychoice253 19 күн бұрын
Nhimbe tichakurova mhata ne button stick,sagogo vaichema kucourt Usati tambisira data nekurecycler rabishi
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 17 күн бұрын
Nyaya yegore rapera iyi Ita mushe Nhimbe
@bornfacenhau
@bornfacenhau 7 күн бұрын
Kukwirirwa Mukadzi usingakwire kunorwadza nhy
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors 18 күн бұрын
Amai havana ku repwa avo. Hakuna mukadzi wemunhu anoyenda ku rally nemurume asiri wake. Vanofanira kuripa mukadzi mombe 1 yedhare. Murume mombe 1 yemuridzi wemukadzi.
@shananguraimurinye8977
@shananguraimurinye8977 19 күн бұрын
Naiye mkadzi anemhosva....Mambo dai vachingoripisa vose iye mkadzi akabvumirei achiziva kut mkadzi wemunhu
@RudoMukombe
@RudoMukombe 16 күн бұрын
Voters roll raminyora nderei Ivo mavoters roll achiitwa nevanozviita
@user-lk5uk9gq5b
@user-lk5uk9gq5b 16 күн бұрын
Pamai nyenga murume uyo maitaurisa ma hure so.. zemo racho ndere dzinza chairo.
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 18 күн бұрын
Naivo vakadzi vakunynya chihure mhni .kuripisa hazvipedzi chihure .naivo varume ngavagare nevakadzi vavo padhuze kwete kusiya mukadzi ega ndopazvoperera
@isaacpikirai-mo3li
@isaacpikirai-mo3li 19 күн бұрын
Ndezvekare
@nhimbetv
@nhimbetv 19 күн бұрын
Asi pakanzi rebroadcast hauna kupaona?
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 19 күн бұрын
Kaha Nhimbe, this time ndanyatsoverenga headline before😂😂 chihure chemusangano chakakonzeresa hacho
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 19 күн бұрын
MaZanu Pf anoenda kurally kunoita chihure. President vanounganidza mahure kuti ahure ari panzvimbo hwani. ED pfee
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 18 күн бұрын
😂😂😂😂😂Ndafira pano kkkkkkkkkkk hanzi kuunganidza mahure ahure panzvimbo imwe🤣🤣🤣
@juliusshambare
@juliusshambare 14 күн бұрын
Ah ndokutii dzikamai imi
@africanblood2022
@africanblood2022 19 күн бұрын
So mukadzi uyo haaana mhosva- this is sad ?
@geraldnyakwima4515
@geraldnyakwima4515 18 күн бұрын
Panoda DNA apa. Mai Yolanda hunhu hwawo hautembeki
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr 17 күн бұрын
Handikurudzire chihure but the fact yekuti vakadzi muri kubvuma kurara nevarume vevanhu imi muchiziva kuti mune venyu, why musingaripiswe,vese varikuchajiwa mombe ,make sure munoroya mombe idzodzo dzife,coz varume vazhinji vava kuita kuti vakadzi vavo vahure, vobva varipiwa ratovs bzns ravo varume.
@rufarompotaringa4382
@rufarompotaringa4382 15 күн бұрын
I said this to someone. All these men are worried about is kuripwa not the loyalty from the other men.
@colambusmasunda3937
@colambusmasunda3937 17 күн бұрын
Koiye mukadzi wemunhu aibvumirei kurarwa . Aidireyi munhu
@ZindiTembo-gd7zf
@ZindiTembo-gd7zf 18 күн бұрын
Volume yenyu yaive pasi
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 17 күн бұрын
Mukadzi wemumba achimboendereyiko ku rari..
@oliviazhanje1582
@oliviazhanje1582 14 күн бұрын
Finish 😃😃😃
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 18 күн бұрын
Week to pay matongero rudzii pamahure ivavo
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr 17 күн бұрын
Nhai
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 17 күн бұрын
munhu ngaagare nemunhu wake
@RudoMukombe
@RudoMukombe 16 күн бұрын
Bmdik munovaty Edward ndosaka makapfimbiwa
@ParadzaiMazhindu-ti6ct
@ParadzaiMazhindu-ti6ct 14 күн бұрын
Maitodawo musanyepere. Musangano
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr 17 күн бұрын
Inini i blame varume vese vsnoti tahurirwa,coz dzatova nzira dZavo dzekutsvaka pfuma hazvikatyadzi kuti nemukadzi vari kutozivana so, madzishe plz isai mutemo mutsva wekuti mukadzi ahura ngaabhadharewo, mukadzi waatorera murume wake
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 17 күн бұрын
mukadzi haaroore saka haaripwe negirlfriend
@anthonymusarurwa9068
@anthonymusarurwa9068 16 күн бұрын
Mombe 6 dzakanaka 5 kumuridzi wemukadzi 1 kwamambo
@tkgumindoga1301
@tkgumindoga1301 16 күн бұрын
From Rusape to Shurugwi umm Zanu inojairira vanhu ndoinokonzeresa chihure vana mai Welly
@jojo-wc3et
@jojo-wc3et 15 күн бұрын
Murume uyu ibasa rake kunyenga vakadzi vevanhu
@sausage9806
@sausage9806 16 күн бұрын
Murume uyo mombe 8 anodziziwa here. Iye akabvisa mombe 8 kwatezvara wake or more here. Ngaarege kutaura zvisina basa kuda kutengesa mkadzi wake ne mombe 8 rubbish. Aibvumidzirei mkadzi wake kuenda khRally for 3days aiti chii chichanobuda ikoko. Mkadzi nemurume uyo wakaronga madhiri ekutorera bamnini awa bag, ndosaka mrume akati kumkadzi wake taura kuti inga takarara tese wan. Murume uyo anga asisadi mkadzi kare kare but atowana opportunity to make money with her apedza omuramba
@Washie_DukeOfGokwe
@Washie_DukeOfGokwe 15 күн бұрын
Kufamba vachinyora voter' roll?
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 19 күн бұрын
Uuu exposing Zanu Pf rigging methods here
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 16 күн бұрын
Vakadzi vane varume ndovari kuhura zvinotyisa these days 🙄🙄🙄
@RudoMukombe
@RudoMukombe 16 күн бұрын
Kirally hakuendi mukadzi arimumba uko kwakafanana nekubhora
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 19 күн бұрын
Chiiko imi motipa zvinhu zve last ndatoonaka kuti ichango postwa
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 19 күн бұрын
Zve last year
@nhimbetv
@nhimbetv 19 күн бұрын
Saka pakanzi rebroadcast munenge mapajamba here or panenge pakujambai? Tine vanenge vatozvikumbira saka tinovapa
@tamukadube
@tamukadube 17 күн бұрын
Ko kuzopfeka ma tshirts akafanana nemkadzi ahura ndokuira sei
@jojo-wc3et
@jojo-wc3et 15 күн бұрын
Izanu pf unonyura saChivayo
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr 17 күн бұрын
Vose varikuti mombe 8 nevanoti 6 makabvisira vakadzi venyu mombe ngani kuvabereki vavo imi.
@oliviazhanje1582
@oliviazhanje1582 14 күн бұрын
Mumwe kana mombe 1 zvayo yakaendesesa 🤗🤗
@anywaychikwanda4315
@anywaychikwanda4315 12 күн бұрын
Rubbish vanhu vezanu
Akabatwa Akarara NeMuroora Wake
41:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 77 М.
Мы никогда не были так напуганы!
00:15
Аришнев
Рет қаралды 6 МЛН
The child was abused by the clown#Short #Officer Rabbit #angel
00:55
兔子警官
Рет қаралды 24 МЛН
Chikomba Chabatwa Pa Chief Mutasa
27:53
TICHKACH MTV
Рет қаралды 14 М.
MWANAKOMANA ODA BONDE NAMAI MUKADZI PASI TSVEE
37:21
Drewmas Media
Рет қаралды 265 М.
Ndakabata Mukadzi Wangu Akavharirwa NeChikomba MuTuckshop
29:17
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 10 М.
Мы никогда не были так напуганы!
00:15
Аришнев
Рет қаралды 6 МЛН