Ava Chief vakadhakwa othorwise vanodanana futi nemukadzi wechi2 uyu.Nxaa
@shepherdmudimu644711 ай бұрын
This judgement sounds unfair,but it's the correct interpretation of the law
@afronews703411 ай бұрын
Mambo vezvinyadzi mucomrade zanu yakati pfeee🤣🤣
@CyliaSithole11 ай бұрын
Nyika yoenda jumagumo. God said one man one wife. Ko zvemurikutaura mozvitorepi. Satan aripa basa. Kuda fadza nyama mweya uchitambura kudenga muchanotsva
@elizabethbongers112410 ай бұрын
This is very wise judgement, following legal facts.
Munhu anotongwa nema acts nd chapters emu constitution saka hapana mhosva ku mrume nenyaya ye muchato wavanawo mambo haana zvaita
@SheStoicForLife7711 ай бұрын
😂😂😂😂😂 I hear you but mambo mutumwa asina mbonje. I don’t think the meeting was about what do you think ana mambo but it was already signed like he just said. They went for an update so I cannot blame him at least he’s told us. Otherwise vasina KZbin itori kitsi dziri musaga about it. All along I thought Zimbabwe is a sovereign nation 😳😳
@llodza0410 ай бұрын
Mitemo yeku promoter mababsa a president nema ofspring ake.
@TsitsiGotore10 ай бұрын
Mambo uyu zvese zvaanotonga ndezveku mama.Sry sis just move on ini handingamboendere mumwe mukadzi kudare over a man.Kuti varume vapera here
Mukadzi wechipiri haana kuroorwa hupombwe ane mhosva kutora murume wemunhu amai vari right asi murume kana akamubvisira roora hapana mhosva batai mutemo sezvauri mambo
Problem mukaroora umwe mukadzi murume ane side mukadzi akazoitawo makuzvisungirira umm dare iri zvakaoma
@ibraimoalbertopaunde384311 ай бұрын
Dare iri rakadhakwa
@SheStoicForLife7711 ай бұрын
Haaaa ndapererwa nemichato inobvumidza vanhu vakaroorana kuita ma extra marital affairs. Genuine question now: So does that mean hakuchisina we one man one woman here? Thank God I don’t have to put up with that, seriously. The world is vast pane kuswera wakakwidzwa mumuti on a daily. Eish😅 Let’s hope pa customary marriage there’s allowance for not sharing a spouse. The whole arrangement screams patriarchy. Otherwise there’s no way a wife is allowed an extra husband outside the marriage. 😅
@SheStoicForLife7711 ай бұрын
My genuine question: Tgese changes dzakambouiswa here kuvanhu iya inonzi referendum so that we can make informed decision to agree or not to agree? Otherwise I don’t see sane people agreeing to include such an unfair arrangement and an arrangement which looks to promote immorality in society. Where is a woman’s choice in this? Whose brainchild is this honestly? IMHO these kinda decisions must be put to the general public for their opinion kwete kumbunyikidza vanhu kudai especially women.