Hey mkoma Nashy these days it's so hard for me to listen to my favourite program tai ma reduce scary pics , snakes worse l have a phobia eish missing a lot
@lilianbandera61517 ай бұрын
True what l am doing l connect to a speaker and listen ndichiita basa . I don't look
@gagarmel19827 ай бұрын
True its not necessary kuisa mapictures enyoka
@ritaphiri7 ай бұрын
@@gagarmel1982yes indeed it’s not necessary
@clivenyateka52857 ай бұрын
Haa iwewe nyaya dzako boe but the way you read it unoita kunge mwana we grade 1 achirikudzidzira kuverenga wakaitasei 😂😂😂
@lanhelihlemoyo20897 ай бұрын
Ndakamboda kuzvitaurawo kkkk thnk kazeni
@gagarmel19827 ай бұрын
Musaisa ma Pictures enyoka Mukoma Nash please some of us have Ophidiophobia. your captions are enough imwe graphic yamave kuisa moti tadzisa kuterera chirongwa
@MagretWadzingenyama7 ай бұрын
Mukoma back ground orikutyisa pliz chinjai
@chipazbernardjahtreblemusi49867 ай бұрын
Kkkkk ukutya pic kovanogara nayo
@TauraiTomu7 ай бұрын
Vanhu vazhinji wakarimba kana ma pastor
@Dadirai-xg3no7 ай бұрын
Marriage idzi dzimwe dzacho ma1 kuiitisana Mari kana kuzongourayana chete zvotoda nyasha kuwana. Munhu Ari srs neRudo
@StellaHove-c7e2 ай бұрын
Taura hako
@Mally2known7 ай бұрын
I am sorry my sister, you are the next sacrifice.
@michaelmaziya29307 ай бұрын
Murume uyu wakaromba next time ndiwe urikufa tiza nguva ichipo ndiwo maresults okuranga kuita chihure muchiri kuchikoro manje wofira imba hre .
@machings7 ай бұрын
Sec confsn haa murimo henyu muurombwa
@StellaHove-c7e2 ай бұрын
Mwari wapadhuze nekudzoka ko unogara sei naye mueume iyeye kubva story yako ichitanga uri munhu anodisa mari manje kanyoka ikako kachakukwira kusvika wanaka unoda zvinhu sitereki
@tinamakasa74937 ай бұрын
Mangwanani mkoma Nash
@ZimSecretsandConfessions7 ай бұрын
mamuka sei nekuswera
@chipazbernardjahtreblemusi49867 ай бұрын
Ukufa soon
@NyaraiKaiyo7 ай бұрын
Hello mukoma Nashy
@ZimSecretsandConfessions7 ай бұрын
maswera sei
@GodieGodfrey-yf3zm7 ай бұрын
Unotoona vanhu vane Mari wochiva izvo vanenge vakatakura zvakaoma
@PleaseBelieve7 ай бұрын
Don't worry, when you get bit once, you won't have to ask .... you will just leave ... Chiiko nhai Kuda mari What has to happen for you to leave? If he was broke ... you would be gone, and u know it... U staying with him, is you selling your soul too, selling your sell is going against your morals, just for money. Ain't life too short to be with a snake man Vakadzi so And u call us dogs lol But you living with snake for money Ucharumwa LOL
@mekong75297 ай бұрын
😂😂
@Sibongileruthcheya7 ай бұрын
Hamusi makuwanza here 😂😂😂😂😂
@PleaseBelieve7 ай бұрын
@@Sibongileruthcheya mbichana rasta ... they have to know.
Mainini, wait and see what I going to happen?? Really?? Are you serious?? Pamunenge maona zvichadarika ipapa moita sei? It's one thing to lose a pregnancy, what about losing a child anenge azvarwa muchaita sei? Chete It's easy to judge without being in your situation but I worry for you.
@HazvineyiZingoma7 ай бұрын
Unokauraya kanyoka kacho plus ndiyo Marizve mudikani
@eunicengwenya79907 ай бұрын
Iwe enda kuharare kwanasekuru Tasvu vakubetsere udistroye wurombwa or uchafa
@FelistusMadzamba7 ай бұрын
4k views 91 likes pple are so cruel
@PurityChingombe7 ай бұрын
Sorry zvako mwanasikana
@JosephMungwena7 ай бұрын
Dai ukafira mari iyoyo yaunoona kuty murume wako akaromba, vakadzi hindava kupusa kudaro
@NyaraiKaiyo7 ай бұрын
Nyika inorema mufunge kana tozogara nxaaaaaa
@esterdube88947 ай бұрын
You're willing to sacrifice yr whole life for money😮 vamwe vanhu munezvivindi. I'd rather die poor because no one and nothing lasts forever
@SofiaconstanceKamangombe7 ай бұрын
🙄🙄🙄🙄🙄🙄
@Sunshine-555s7 ай бұрын
Sister you are next and your childten are not safe