Ndakaudza Mai Mufundisi My Secret Now Vavakundi Nyeya

  Рет қаралды 2,621

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 37
@divinephiri3806
@divinephiri3806 3 ай бұрын
1st🎉🎉🎉🎉
@ciecie-bw1kl
@ciecie-bw1kl 3 ай бұрын
Mai Mfundisi munhuwo trust in God vasiye avo havana basa namata mumba mako.
@stephaniejones7438
@stephaniejones7438 3 ай бұрын
The level of toxicility yave muma churches its very worrying.Its now very materialistic zvino woresa moyo vanhu vazhinji kunamata and mabasa asatani iwaya mukati mechurch.Imi totenda Mwari makawanirwa nyasha naMwari nemurume wenyu and muri mudzimai ane wisdom.Namatayi kuna Mwari aku vhurireyi a good way ye church yekuyenda kunonamata asi kana muchiri kuda zveikoko expose them vazive kuti pane vamwe vatenderi who stand for the truth muchurch nokuti ndizvo zvakafira Mambo Jesu kutawura chokwadi.I pray kuti keep seeking the Lord ano kuvhurirayi nzira yezviri kudadiwa nazvo or even better do not lose focus
@magaretmapupa
@magaretmapupa 2 ай бұрын
Mukaziva kuti ana mai Mufundisi ve today vave kuda ane bag kunyanya, munobatsirika. Zvechifundisi mazuvano zvave zvebasa
@gracesiziba6223
@gracesiziba6223 3 ай бұрын
MaiMfundisi was chosen to serve and keep secrets,so so betrayed yoi by telling your friend and God gets angry when such things happen and usually it backfires and goes to her house(she might find herself facing the same problems you shared with her).tell your husband the truth and cut ties with maimfundisi and your friend
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 2 ай бұрын
Mai Mufundisi havasiwo vane calling, Mufundisi ndivo vanenge vane calling. She was just married to a man who is a church leader.
@faraimusakuro9090
@faraimusakuro9090 2 ай бұрын
Vabvunze girl ndirini dai ndakatovafowadira mamesege iwayo
@carolinemapurisa3792
@carolinemapurisa3792 2 ай бұрын
Yess
@theflowerruva5856
@theflowerruva5856 2 ай бұрын
Wekurepwa uyu zvirikuitika kwauri zvinoitika kune vakawanda vakamborepwa. That's how you are dead ne trauma yekurepwa.
@Eva3rt
@Eva3rt 2 ай бұрын
Ma fundisi havasi Mwari avo ini zviya zvekuti kunoremekedzwa vana papa namufundisi handiñeii nazvo ndinotya Mwari chete
@gracempofu526
@gracempofu526 3 ай бұрын
What u need to know about mfundisi is murume anogona ariiye akadanirwa chifundisi asi amai vangorio mai fundisi aai zvechi fundisi zvacho zvisiri mavari vachitori mumbishi zvavo nemakuhwa vashoma vana mai fundisi vanopona pamakuhwa
@mandisomoyo7777
@mandisomoyo7777 3 ай бұрын
Fast and pray. God will show you direction..that Mai mfundisi is not from God
@ciecie-bw1kl
@ciecie-bw1kl 3 ай бұрын
Morning mkoma Nash tirikunakirwa nema confessions thank you very much
@LindaMabhawa
@LindaMabhawa 2 ай бұрын
Chinja church unamate in peace kana urimuchurch u rumbidzidze mwari unemufaro pane kut unamate wakatsamwira munhu ari muchurch imomo zvinobhowa n next time usa share maproblems ako nana mai mufundisi
@preciousprecious263
@preciousprecious263 3 ай бұрын
My sister chokwadi chakanaka, ko mapic awa aunoona zvinofamba seyi bcz iwewe wange wakadhakwa 😮iwewe ka
@kmachachastanley8728
@kmachachastanley8728 3 ай бұрын
2nd confession, wiafanirwa kutaura chokwadi, then vakomana vaiva party vaizoitwa DNA including your cousin, cause the culprit was there and they got away with it
@PaulineKudzwai
@PaulineKudzwai 2 ай бұрын
1st confession u can find another church or woenderera mberi nekuenda kuchurch uko wakazvinyararira wozvibvisa kudhuze neavo vane mari dzavo woita zvekunamata wozviendera kumba kwako
@netsaigurure166
@netsaigurure166 2 ай бұрын
Confession #1 save your Lord and God alone zviriko kuma church kusina Mwari uko nyarara udza Mwari nyaya dzako . I wish I could talk to you and share the word with you. God is a God who remembers wanosimudza marombe kubva muguruva
@netsaigurure166
@netsaigurure166 2 ай бұрын
Confession 2 hanzvadzi yako inyoka don't ever trust him again it is well. God shall avenge for you
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv 3 ай бұрын
Find another church usiye zcamai mufundis avo dai usina kuri deleter waingori kanda back kwavari Mai Mufundisi audio wisiya zcakadaro next Time wudxa, Mwari nyaya dzako
@Auntie134
@Auntie134 2 ай бұрын
1st confession chiregai kuenda kuchurch uko. Tsvagao imwe church
@carolinemapurisa3792
@carolinemapurisa3792 2 ай бұрын
Amai mfundisi was wrong,ini ndingatovabudira pachena ndovaudza kuti i know everything u said to my friend,wobva waudza hubby mosiya church yacho...cz u won't pray much uine vanhu vaunovenga muchurch
@mandisomoyo7777
@mandisomoyo7777 3 ай бұрын
Usaende kuchurch ikoko it's a cult not a church Mai vanorara nemwana... abomination before men and God, amend your ways gehena rine moto
@fortune-tn7ow
@fortune-tn7ow 3 ай бұрын
second confession tsvaga help ,hazvisi zvega zvaunoita
@divinephiri3806
@divinephiri3806 3 ай бұрын
Good morning bro Nash
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Good morning
@fortune-tn7ow
@fortune-tn7ow 3 ай бұрын
Vabvunze hidey kuti ko nyaya yangu yandakuudzai in confidence makaifambisirei
@gloriaberger515
@gloriaberger515 2 ай бұрын
Vabvunze ehe
@mekong7529
@mekong7529 2 ай бұрын
Ngaavatumire those voice notes using a different line
@gloriaberger515
@gloriaberger515 2 ай бұрын
@@mekong7529 ehe sha,manje akamadeleta ngatumire mamessages acho
@sindy308
@sindy308 2 ай бұрын
Stop going to that church because it's going to destroy you and your husband. But kana mai Mfundisi vazokubvunza kuti sei usisauye kuchurch then ibva wavaudza zvese.
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 2 ай бұрын
Buda church iyoyo inoshorwa vanhu. Never share your secrets with humans. Akadanwa ndiPastor vanamai vamwe vacho vangoriwo vanhu. Look for another church yaunonamata wakasununguka
@esterdube8894
@esterdube8894 2 ай бұрын
Nonsense yekuti problem shared haishandi pesepese. Learn to keep some personal things to yrself. Not one person can be trusted on this earth
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 2 ай бұрын
Cousin brother yako may have a hand in that. Or he may be the one .dai waikwanisa kutora sample ye vhudzi rake then wotora sample yevhudzi remwana wako & go for a DNA test
@kmachachastanley8728
@kmachachastanley8728 3 ай бұрын
Vanasikana dzidzai kutaura chokwadi it's not your fault ukabatwa chibharo, you are letting me who are rapping women get away with it. You are victims. It's not fair on your girl child that you lied to about her father,.why😢
@pascelinefibion6592
@pascelinefibion6592 3 ай бұрын
𝑈𝑐ℎ𝑎𝑒𝑛𝑑𝑒𝑟𝑒𝑖 𝑛ℎ𝑦 𝑤𝑎𝑘𝑎𝑖𝑡𝑤𝑎 𝑧𝑣𝑎𝑘𝑎𝑑𝑎𝑖 😢😢😢 𝑖𝑛𝑖 ℎ𝑎𝑛𝑑𝑖𝑒𝑛𝑑𝑖 𝑘𝑢𝑣𝑎𝑏𝑣𝑢𝑛𝑧𝑎 𝑘𝑤𝑎𝑘𝑎𝑛𝑎𝑘𝑎 𝑓𝑢𝑡𝑦 𝑣𝑎𝑧𝑖𝑣𝑒 𝑤𝑎𝑣𝑎𝑏𝑎𝑡𝑎 ℎ𝑢𝑛ℎ𝑢 ℎ𝑤𝑎𝑣𝑜
Huyai Munzwe Nyaya Ya Vendor Wemu Harare Akaromba
17:42
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,3 М.
Ndakadanana Nekurar@na Ne Varume 40 Ndiri Very Toxic
18:43
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 16 МЛН
How To Get Married:   #short
00:22
Jin and Hattie
Рет қаралды 27 МЛН
How do Cats Eat Watermelon? 🍉
00:21
One More
Рет қаралды 12 МЛН
Inside Out 2: ENVY & DISGUST STOLE JOY's DRINKS!!
00:32
AnythingAlexia
Рет қаралды 15 МЛН
Mukadzi Wangu Ari Ku DubaiNdakamuita Chirema Nekuti Ndakaromba
18:58
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,6 М.
Huyai Munzwe Zvinotyisa Zvandakawona Mumba Me Mbinga Yangu Please Help Me
21:23
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Ndakapihwa 5 Years Dzekurarama Ne N’anga Yakandi Rombesa
20:45
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 10 М.
Kana Ndikada Kurar@Nemurume Sik@rudzi Yangu Ino Nyangarika
19:29
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3 М.
Ndaka Rombera CrecheNdakadyis@ Vana Vepa Creche Yangu Madzihwa
20:54
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 4,3 М.
Taka Rombera Pa Mwana Wedu Musikana Huyai Munzwe Mhiko dzacho Zim Confessions
19:43
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 11 М.
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 16 МЛН