Ndinopfekwa Neimwe Hovhorosi Zvekuti Kana Murume Ndinomisidzana Naye

  Рет қаралды 15,177

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 58
@tossomusekiwa9535
@tossomusekiwa9535 27 күн бұрын
Wakambozama kwaMiracle Paul heree
@julianachiweshe2857
@julianachiweshe2857 28 күн бұрын
Such a beautiful lady 💔
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 28 күн бұрын
Hakuna beautiful lady anogerwa cut itsotsi
@lilianmadzore9043
@lilianmadzore9043 28 күн бұрын
yes shanwari ndri mu same situation hama yangu mumba ndabudawo mbiri dzese uye mwana wangu akurotawo zvinoitika marwadzo aya
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 24 күн бұрын
Mwana ngaanake hake...life no balance askana....dai wasunungurwa hako
@graciouschingwena2910
@graciouschingwena2910 28 күн бұрын
Chivanhu gadzirisa matare ako zvakanaka. Nekuti kana shavi risina kutungamirirwa nedzimu rinopara mhosva kana kuita zvisiririzvo .
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 28 күн бұрын
Brother Simba you're gentle
@nyashakatena3136
@nyashakatena3136 27 күн бұрын
Imboenda kwa Miracle paul
@welas9508
@welas9508 28 күн бұрын
This is a cry for help, those who can handle the paranormal should help this young lady
@Bragga20
@Bragga20 27 күн бұрын
Cut iyo inotaura yega kuti ndewe hondo😢
@ChristopherKaseke-vp8ry
@ChristopherKaseke-vp8ry 15 күн бұрын
Ichokwadi chinenenge chiririkunana mamoyo that much ndine umwe akada kudai ummmmm mahorror wwanhu iwawa vanotoda deliverance chaiyo
@bougieboy7076
@bougieboy7076 28 күн бұрын
Iwe hatina kudzidza tese here iwe … unobva Pa roots pangu apa
@paulinemukundu7367
@paulinemukundu7367 27 күн бұрын
inogona iri ngozi 😢
@kwarummond77
@kwarummond77 8 күн бұрын
mukadzi wechikwambo uyu
@WELLAZFISHING
@WELLAZFISHING 20 күн бұрын
But kuzozvipembedza manje kani kuti ndotouya kuvarume
@LondiaMaisiri
@LondiaMaisiri 28 күн бұрын
Kkk😂 huu ndaseka mamoyo uuum asi zvopisa tsitsi nokuti ende ndozvandaiita apa kamuviri kanguso zvokuti murume ndaosamuona apa anezimuviri haaa ndaobva ndati andikuone and for sure ndairova apa ndainzi ndine ngoromera asi zvakapera
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 28 күн бұрын
Mwana ngandinake zvinosiririsa And anogona kugeza futi musikana uyu Mwari pindirai hupenyu hwa Martha hushanduke
@Nomusa-b3u
@Nomusa-b3u 28 күн бұрын
Usai key blocker padoor bcz vamwe vanoba vanosara vachivhura musipo
@BrendaChipinda
@BrendaChipinda 22 күн бұрын
K😊
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 23 күн бұрын
Hesi Mamo mubiya wangu
@helenmwale1987
@helenmwale1987 28 күн бұрын
Zvinodzwisa tsitsi wagona kuzvimirira mwari vanopindira wanga uchapedzisira wauraya wogara mujeri vana vosara vachitambu
@nancymusiyiwa-wu3bu
@nancymusiyiwa-wu3bu 28 күн бұрын
I'm sorry dear Dai wawana rubatsiro sure
@SirSamanga
@SirSamanga 24 күн бұрын
Ndomubatsira munhu uyu,any contacts
@PaidamoyoMichelle
@PaidamoyoMichelle 25 күн бұрын
Asi makatopfeka henyu hembe yemanjuzu hakuc kutomasimbisa hre
@RegisParichi
@RegisParichi 28 күн бұрын
Go and see Prophet Miracle Paul kana kuti Prophet Kudakashe Jose vanokubatsira dea
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 28 күн бұрын
Wakatiza murume pa first marriage uchiti unoshanda murume haachashandi ndipo pa wakaresva ikozvino wakuona kuti kuita single mother ma1 varume vanokupedza wozofunga kuti imhepo
@GodfryChibaya
@GodfryChibaya 25 күн бұрын
Kana musati masangana nazvo nyararai hapasi penyu ipapo Kuti mucomente
@MafirakurevaStephen-lc3yy
@MafirakurevaStephen-lc3yy 24 күн бұрын
​@@GodfryChibaya inhubu musikana uyu hapana mhepo, ndomuziva
@Mbwido
@Mbwido 26 күн бұрын
hupenyu hwenherera hwakaoma anhuwe ndimi munoitwa bin, gomba remarara nedzinza rese.
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 24 күн бұрын
Vanhu vanobata zvinhu zvinonetsa mangwana mukurarama...
@bougieboy7076
@bougieboy7076 28 күн бұрын
Anobva Mu village mangu musikana uyu
@MafirakurevaStephen-lc3yy
@MafirakurevaStephen-lc3yy 24 күн бұрын
Ane hondo here, hanzi hovhorosi
@PortiaMupatsi
@PortiaMupatsi 27 күн бұрын
So sad
@dailymzansi7500
@dailymzansi7500 28 күн бұрын
Imagine woroora mkadzi akadai 😮😮
@Nomusa-b3u
@Nomusa-b3u 28 күн бұрын
Ungatopembedza mweya yetsvina kut ndobata Banga. Kudya ivhu hauna iron mumuviri
@AnorldPepukai
@AnorldPepukai 27 күн бұрын
Ingozi inoda kukumbirirwa itaure yorairwa yoendawo kunevamwe muchikafu isaa poison munhu anondofira mberi wochinja lock after wabirwa
@AmexMug
@AmexMug 28 күн бұрын
Hama yangu ndinotenda wabuda pachena I'm in the same situation zvaurikutaura chaizvo pakaipa nyika yakarema but what can we do
@AmexMug
@AmexMug 28 күн бұрын
But pakurova apa handisiwo ipapo
@fortunatemusapukira6706
@fortunatemusapukira6706 26 күн бұрын
Amai vangu ndavekukutyai
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng 26 күн бұрын
Chesuiy ye blue chikwambo
@MamaAfricaVacho
@MamaAfricaVacho 26 күн бұрын
Akuna chihera akadai imika
@TsitsiMhiripiri
@TsitsiMhiripiri 28 күн бұрын
Ndomuziva uyu
@ChristineMathe
@ChristineMathe 27 күн бұрын
This ladie anemanjuzi chaiwo
@PaidamoyoMichelle
@PaidamoyoMichelle 25 күн бұрын
Mamaona paizvee
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 28 күн бұрын
Muteuro mukuru muupenyu vanhu taurai chokwadi kana vabereki vainzi vakanga vakabata ripai ngozi vanhu vakuvanda ngozi ne ma churches kubatsirwa chero ukabatsira sei hapana chinoshanda
@MagretGombiro
@MagretGombiro 28 күн бұрын
Umm unedhimoni
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 28 күн бұрын
Zvakaoma
@financewesternezrah4931
@financewesternezrah4931 28 күн бұрын
Ndavepo
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 28 күн бұрын
Zvimwe zvinhu zvamunoti zvakaoma vakadzi hapana chakaoma tarisa cut yako iyo chero ukasangana nehama ye murume anotofunga wabva kubhawa dress ne chimiro chinoita varume vakuone uye vakude pa culture yedu unodawo mukadzi akadzikama
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 27 күн бұрын
Ko wadi kungoita zvekumba kwako usiye vanhu,akararama zvaunoda I inenge yave life yake here ,
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 27 күн бұрын
@catherinekangoya8964 kana achida kurarama lyfe yake ngaauye pa mhepo ukauya tokuonesa chokwadi
@TinTin.232
@TinTin.232 12 күн бұрын
Ko haircut yaita sei nenyaya iri pa ground
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 12 күн бұрын
@@josephchenjerai1075 washaya ,iwe dzako dzekumadzinza wapedza ,,ko ukadzikama unofa here munhu mkuru,sei kuita sepwere
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 27 күн бұрын
Zvekurova mangoromera
@AnorldPepukai
@AnorldPepukai 27 күн бұрын
Imhepo yengozi iyoo
@josphinemandangu-ps6dc
@josphinemandangu-ps6dc 28 күн бұрын
Ine diarrhoea ndiye anogara padoor. Zvinyowani izvi. Modern idioms.
@sueeland5675
@sueeland5675 27 күн бұрын
Kkkkkk like it
@EvansHamunakwadi
@EvansHamunakwadi 28 күн бұрын
Pane anopinda mumba menyu musipo achiba chikafu chenyu zvinhu zvakaoma muNyika mazuvano so itai plan B ipapo... Izvo zvemweya endai kwaProphet Miracle Paul zvinoita bhoo...
How to Fight a Gross Man 😡
00:19
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 18 МЛН
Муж внезапно вернулся домой @Oscar_elteacher
00:43
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
Players push long pins through a cardboard box attempting to pop the balloon!
00:31
Repeat: Ayida Kuromba Nechitunha Parufu
13:40
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,1 М.
Новости дня | 29 ноября - вечерний выпуск
11:48
Euronews по-русски
Рет қаралды 29 М.