NYAMAROPA..........ANOSHANDUKA KUITA BERE

  Рет қаралды 84,467

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Жыл бұрын
Saka izvi zvandituma kufunga mhuri iye yakauya kwaTilder vekurumwa nebere pamwe vaitove vanhu vaisanduka vaye😢
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r Жыл бұрын
Ndofungawo kudaro
@giregrace317
@giregrace317 Жыл бұрын
Yeah shuwa vaive vanhu vaya
@tracypasirayi1584
@tracypasirayi1584 Жыл бұрын
Inini ndikuda number dzaamai avo pamwe vangandibatsirewo chokwadi
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Yea vaitove vanhu
@lenainock3982
@lenainock3982 Жыл бұрын
Uuuuuuuh finish
@phillapohnkanali1279
@phillapohnkanali1279 Жыл бұрын
Uyu anonzi Manyota anoda kubatsirwa musamuseke hama woye anotoshandiswawo
@primrosemarimirashiry8460
@primrosemarimirashiry8460 Жыл бұрын
Dare ndarida iri kwete chief chigodora vanehudyire husingaiti Thank you drewmas Media
@marvelousmaningi
@marvelousmaningi Жыл бұрын
Taura hako chigodora anotora ma sides
@lyotamutambu1396
@lyotamutambu1396 Жыл бұрын
Ndozvedu chaizvo zvamakatijaidza Shumba. Drewmas media taking us to greater unimaginable levels😊
@BarnabasMutukumira
@BarnabasMutukumira Жыл бұрын
Aaaa inonzi Nyanga Nyamaropa iyoyo. Kunonzi kumusha kwedu kkk. Mbuya warikusvikirwa nashumba awo wanonzi mai TOTOTO once my nextdoor some time ago pamhiri paGairezi apoo
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Dare ranakidza iri. Gogo vanonakidzwa ava. Thanks mukoma neshamba and crew
@PaulDafana-k7l
@PaulDafana-k7l Жыл бұрын
I love your music Drewmas media
@patiencesadzauchi-tf1zc
@patiencesadzauchi-tf1zc Жыл бұрын
Manyota haana mhosva unoda kubatsirwa cz miti yacho nenyanga dzacho hazvisi zvake. Kuto piwa ne vabereki vakashata ndivo voita kt munhu anyadziswe pamberi pedare kudai. Zvino kana munhu oita bere veduwe upenyu ndehupi. Dai awana rubatsiro veduwe vabereki vedu vanotitadzira dzimwe nguva😢
@kingjamesZW
@kingjamesZW Жыл бұрын
N'anga haina kuparura nhau mushe wangoita dzokororo plus nekubvunza uye yanga inekakurasika tinoda n'anga inodonongora nekuparura nhau sezvairi
@jeffreygideon-in4wi
@jeffreygideon-in4wi Жыл бұрын
Nhasi rarimwe zuva Shumba sheedza maivako tirangane good music
@jimmieyosta9381
@jimmieyosta9381 Жыл бұрын
Mr Andrew Neshamba, ndokumbirawo song iyo yokuti hoieehoiye hoiyee hoieehoiye
@Henry-me1fm
@Henry-me1fm Жыл бұрын
Hey chakaipa,dremas sando dzenyu hey rambai makadzvanya
@almadzinduwa-fr9yc
@almadzinduwa-fr9yc Жыл бұрын
asi vabereki vasadaro sure kusiira vana nhamo zvirinani kusiira vana jesu
@logykays2673
@logykays2673 Жыл бұрын
Thank u Mr Neshamba kumusha kwangu ndaona Jowero
@SHUMBA013
@SHUMBA013 Жыл бұрын
DREWMAS youre the best 👌
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 Жыл бұрын
Chamutengure chamutengure Anzou sheedzai amai vako tirangane me singing zvangu ndiri mutoilet zvangu
@thandiwedube2379
@thandiwedube2379 Жыл бұрын
Kkk🤣🤣🤣🤣🤣
@afronews7034
@afronews7034 Жыл бұрын
Muchakwata nekunyeperwa ma druma nyamaropa muhera Musa kanganisa kumishauko
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds Жыл бұрын
Nesha. Mwana akazowanikwa hr wekumarondera. Tipe up dater
@emmanuelnyandoro9084
@emmanuelnyandoro9084 Жыл бұрын
chadzimira hachiitike wakavata. kurota ndokunoitika wakavata.
@DadiraiMuyambo
@DadiraiMuyambo Жыл бұрын
Chemutengure for me DREWMAS MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Gogo n'anga vanenge vane mubobo
@lenainock3982
@lenainock3982 Жыл бұрын
Finish
@EbenezaNdirowei-mp6rg
@EbenezaNdirowei-mp6rg Жыл бұрын
I love Drewmas media, .Good job Mr Andrew Neshamba.
@VimbisoZinzombe
@VimbisoZinzombe Жыл бұрын
Dare rine vanhu vakarongeka unlike kwaChief Chigodora chief vanoda Mari zvinorwadza ivavo
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Жыл бұрын
Vema Gloves kkkkk
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
Apa variproud 😂
@queenofsheba3978
@queenofsheba3978 Жыл бұрын
kanondi svota ka chief ikako, unenge uchaka dzemura mbama pascreen kari veri rude.
@Boss-g3u
@Boss-g3u Жыл бұрын
Zvemari zvapinda papi fut ayas
@Boss-g3u
@Boss-g3u Жыл бұрын
@@queenofsheba3978 kkkkk kari rude
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
Weldone drewmas media "Mkoma Neshamba" Nekuchinja kambo kamaishandiaa pakuparura chirongwa
@SashaKalima
@SashaKalima 11 ай бұрын
Who is here for''chamutengure chamutengureeeee-----hooiiyeeeeee hhoooiyeeeeee😂😂
@joysibanda9372
@joysibanda9372 Жыл бұрын
Ndofunga akapihwa uroyi namai vake
@DianaDamba-sq1cy
@DianaDamba-sq1cy Жыл бұрын
gogo vakafa ndaitova panhamo yavo kuno kuHarare not knowing takaunganira bere kkkkkkkkk
@nicolechapanga5998
@nicolechapanga5998 Жыл бұрын
Kkkkkkk
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 Жыл бұрын
Manje uzaphila njan ku villege
@esthermatongo6097
@esthermatongo6097 Жыл бұрын
Zvekuroya izvi muchazvirega henyu zvanyadzisa izvi
@websterrm
@websterrm Жыл бұрын
Thank you Drewmqs Media nekuuya kumusha kwangu🎉🎉🎉
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Kumusha kwako kune varoi iwe
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko Жыл бұрын
😂😂😂mutambisiro arikuita gogo gumbo ndozvinoita vanhu vemibobobo izvo faster faster kunakirwa
@judahsanhanga8042
@judahsanhanga8042 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Zviriko, Mambo vagona.❤❤❤
@HanaPhiri
@HanaPhiri Жыл бұрын
Yaaaa drewmas media taking you to another level
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Thank you mr neshamba aaa nyika yakatakura
@jasparchieza61
@jasparchieza61 Жыл бұрын
Please stop harassing this man,he doesn't deserve this treatment because this guy is suffering from a sleeping disorder called"Somnambulism" OR "Sleep Walking". Anyone can be in that situation especially with children but as they grow older it disappears, about 18% of people sleepwalk at some point in their life.
@lawrencemotsi4882
@lawrencemotsi4882 Жыл бұрын
Stop playing western medicine on African things
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
Vanobvisa hembe here very disorder iyi
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
​@@drewmasmedia3856😂😂😂😂😂makanyanya
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
@@drewmasmedia3856 Ha va Drewmas, it depends kuti warara wakapfeka here or not, zvehembe hazvina kana basa zvamakutaura izvi if its indeed a sleeping disorder. Not everything is about witchcaft or n'anga, be open minded
@queenofsheba3978
@queenofsheba3978 Жыл бұрын
exactly but vanhu hobho havazvizive and n'anga haishaye zvekutaura.
@alicealice5904
@alicealice5904 Жыл бұрын
Drewmas Andy you are a star?😇❤😅
@tatieman844
@tatieman844 Жыл бұрын
Thax drewmas ndaona mbuya toto naNyazenga...
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Drewmas media yangu mhaiii❤❤❤
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
U baba lo uya loya umthakhati
@enockMatengambiri
@enockMatengambiri 4 ай бұрын
Haaa baba Kenny manyota wakudiii futi
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Жыл бұрын
Headman Nyamaropa nemakurokokota vane wisdom
@sammychani5594
@sammychani5594 Жыл бұрын
Thank you Drewmas media , you never disappoint
@christinemoyo6148
@christinemoyo6148 Жыл бұрын
Ini ndorwadziwa munhu anoita asingazive ka wopiwa mhosva musadaro mbuyu imi aaaaah
@shamemanhovo8572
@shamemanhovo8572 Жыл бұрын
Haa matora mukombe chaiko rambai makadaro endaivo divi kunana Nkayi or 25:38 Matebheleland neMidilands
@mauchidziva-to9uk
@mauchidziva-to9uk Жыл бұрын
Africa ma 1
@luckmoremungwaru3989
@luckmoremungwaru3989 Жыл бұрын
Mungwaru basa Andrew ne shamba thanks baba
@tapiwaartmore5523
@tapiwaartmore5523 Жыл бұрын
Gogo ava ndevepi tibatsireyiwo
@MoledgeTapiwa
@MoledgeTapiwa Жыл бұрын
Kozvaunoroya nhai manyota
@dannellakampiyawo7543
@dannellakampiyawo7543 Жыл бұрын
Baba avo vanoroya straight kwete chadzimira icho kkkk
@jahhardymusic
@jahhardymusic Жыл бұрын
Aiwa .uverengi wenhau arikusota 😂😂😂
@karotakarontinahgandu8837
@karotakarontinahgandu8837 Жыл бұрын
Hurrying Strange but true stories ih Zimbabwe 🇿🇼
@engj.dangarembizi
@engj.dangarembizi Жыл бұрын
Zvopera mushe hre apa
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo Жыл бұрын
Murume uyu haakari ari umwe atoti anoda mombe mbiri kuripwa uye Mambo vototiwo mbiri but haa l salute team rose hava kari
@bakikiNashe
@bakikiNashe Жыл бұрын
Taurai henyu ndarwadziwa nemmanakiro akaita moyo wemurume wekuparirwa mhosva
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo Жыл бұрын
drewmas media kkk big up
@siziweshiri3656
@siziweshiri3656 Жыл бұрын
Ndinotsvagao musikana anonzi Anna Humba anobva ikoko ku Nyamaropa. Akasiya hembe dzake Bulawayo nokuda kweCovid haana kuzodzoka
@freddyfarawu-ls3ts
@freddyfarawu-ls3ts Жыл бұрын
Neshamba tha best tha best one
@prettymachingura4281
@prettymachingura4281 Жыл бұрын
Gogo vachooo ummmm
@kelvinberemauro999
@kelvinberemauro999 Жыл бұрын
iNyamaropa ipi iyi
@africanborn2025
@africanborn2025 Жыл бұрын
Kumusoro kudare rana Samanyaropa
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
Im not happy nekuona hangu chimunya🤣🤣🤣🤣🤣
@tsitsimagaisa
@tsitsimagaisa Жыл бұрын
😂😂😂Mai n, anga vari so funny
@nomsaenias8383
@nomsaenias8383 Жыл бұрын
regai kushora mapostori ita basa rako chete iwe n'anga
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Жыл бұрын
What l like about this court it has dignity and thief doesn't wear that red&blue attire.
@almadzinduwa-fr9yc
@almadzinduwa-fr9yc Жыл бұрын
thief hr or chief
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Жыл бұрын
*Chief*
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Muchiromberei nhy veduwee
@lisamwapenya1865
@lisamwapenya1865 Жыл бұрын
Pliz rambai muchitimba dare ya mambo ava the best dare ever
@MoledgeTapiwa
@MoledgeTapiwa Жыл бұрын
Vane wisdom hako cheaf ava hako
@tawandamj2421
@tawandamj2421 Жыл бұрын
Mbuya ava kamuridzo kavo pluz kadance vanenge vachito koira vanhu lol
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Shame munext door wangu
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Жыл бұрын
Vabereki zvavanoita kuvana zvakaoma mwana akakuvadzwa uyu dai abatsirwawo shavi rakadai ribviswe zvino nyika yashata futi vanobatsira vacho vanogona kutokuwedzera gumi pazana futi haaaaya😢 Mwari pindirai
@MoledgeTapiwa
@MoledgeTapiwa Жыл бұрын
Kuroya uku
@SimbarasheKamonere
@SimbarasheKamonere Жыл бұрын
Musatongese munhu zvisina basa imi next
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Ndavakuona munya
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Mbira for me eish ndonzwa ndichidzamirwa ini a
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Nyàya yakaipa hazvina kumira mushe
@FirstGwambu-mb5gm
@FirstGwambu-mb5gm Жыл бұрын
Drewmass media taking us to another level
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level ❤❤❤
@munyaradzizambe7467
@munyaradzizambe7467 Жыл бұрын
Bhoooo here apo kkkkk
@TaruvonaShumba
@TaruvonaShumba Жыл бұрын
Drewmas media ino reporter zvinhu zvechokwadi
@thandiwedube2379
@thandiwedube2379 Жыл бұрын
Thank you mukoma Neshamba Aya ndomakeke zvakarongeka
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Sazita wangu Hilary
@roselinemakope4449
@roselinemakope4449 Жыл бұрын
Svikiro rinogara pachituru here chero uri mudzimu wemunhu rume pawakabva panyika paive nezvituru here?
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
zvituru zvagara zviriko zvichinzi zvigaro
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Hongu zvituru zvagara zvirimo kubva pasi chigare, kana mumakomo anoreva zvirimo.
@ndizvo06
@ndizvo06 Жыл бұрын
Pasichigare vanhurume vaigara kana pamatombo kana pasina zvigaro. Ndosaka kitchen yeround yekumusha yaivakwa iine 1 side rine bench raigara varume 1 side risina raigara vakadzi
@tapiwarangarirai2798
@tapiwarangarirai2798 Жыл бұрын
Chemutengure vhiri rengoro ❤❤❤
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 Жыл бұрын
Ndanakirwa zvangu neChemutenhure vhiri rengoro
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Zvaremera musoro setswimbo. Drewmas media taking us to another level
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Nyamaropa ndamboona murume asina kupheka ari mumadziro emba yedu pakati pehusiku
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r Жыл бұрын
Ummm hanzi ukaona muroyi unofa wani
@Rebhara
@Rebhara Жыл бұрын
​@@TawanaNyasha-j6r Nhema
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@TawanaNyasha-j6r I'm still there my dear and it happened in 1981 I was just a little girl not even ten years old. As I grew up I used to be told that I have a very strong angel ( mudzimu) uri pandiri. So as I grew I could just feel there's an evil person around or just dream about it and it's still happening today. I have a battle every night with evil people and one of them ndakazomuudza kuti ndichakuona mangwana. From there that person was avoiding me.
@ttimmonycha3271
@ttimmonycha3271 Жыл бұрын
Done once and for all
@NomatterChiripanyanga
@NomatterChiripanyanga Жыл бұрын
Ummmmm Mwari chihuyai vana venyu vatambura
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
ko mushauri anga apera izwi here kkkkk aaaah chemuteeeeenguure yacho kunge mbudzi iri kukuma
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Жыл бұрын
Aaaaa baba ava vavikubvuma aaaaaaa huroi aaaa
@zvazvazva1270
@zvazvazva1270 Жыл бұрын
Ukabatwa nechidzimira after sometime you can realise what took place. Unogona kutaura kana kurondedzera zvakaitika.
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
Sekuru avo vakawoma it's Muridzo for me .l think sekuru avo ndo vakagadzira musha wababa avo kty varoyi vasasvikapo
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Kkkkkkkk vanosanganisira nyama yevanhu neyembudzi
@GibsonMukono
@GibsonMukono Жыл бұрын
Very sad story
@blessbless904
@blessbless904 Жыл бұрын
Thank you Drewmas.ana magwini ngavagare kuma zoo or kusango
@nyaradzosango2355
@nyaradzosango2355 Жыл бұрын
It may be a case of schizophrenia and dementia. N’anga hadzishayi zvekutaura
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
Taura hako
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Matoona kuti vese varikuti anoroya vanonyepa ndai iri dementia pangadai pasina kuuya hama kana vavakidzani here vachiti mukomana anorwara
@obeydzafunwa4476
@obeydzafunwa4476 Жыл бұрын
Saka Chief vakupiwa mombe atadzirwa opiwa mbudzi..chief madii kugadzirisawo ipapo..Ko mukadzi wake uyo..murume zvese nedare mabatira mudzimai wanyakutadzirwa uyu
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Zvakaoma 👏👏
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Жыл бұрын
Hiii baba ava idambudziko shame ,Dai vabatsirwa potse vane mhepo inovamutsa vasingazivi,potse apo pamba paiva pakatsigwa zvikavakurira
@NormanBhasera-v2s
@NormanBhasera-v2s Жыл бұрын
Samanyota nyamai venyu
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Жыл бұрын
Kana ririshavi rekuvhima harina kunaka anovhimira muzvirugwi zvavanhu,vane shavi rehuvhimi vanogona kumutswa husiku chero masikati vanoenda zveshuwa vachidzoka nemhembwe kana tsuro
@stanleytsingano2175
@stanleytsingano2175 Жыл бұрын
Saka Mambo modya mombe nekuda kwehuroyi rwakaberekeswa munhu asingazive
@mangwengwe
@mangwengwe 9 ай бұрын
Mbuya avo magetsi
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 10 ай бұрын
Drewmas Media ine dzidziso
@MataireMerinah-ef6de
@MataireMerinah-ef6de Жыл бұрын
Eish Drewmas media batai wo Bhozhongora muvape mbuya avo varape mwana weku mbare arikuita tsvina ine nyoka nema dzvinyu uum Ndarwadziwa ini aah
MT DARWIN........... AKAITA BONDE NECHITUNHA
1:10:56
Drewmas Media
Рет қаралды 111 М.
Hate yakatorerweyi dare Ra Chief Mutasa
20:26
TICHKACH MTV
Рет қаралды 7 М.
小丑教训坏蛋 #小丑 #天使 #shorts
00:49
好人小丑
Рет қаралды 54 МЛН
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 148 МЛН
VIP ACCESS
00:47
Natan por Aí
Рет қаралды 30 МЛН
RUSHINGA.......CHOMUTUKUTU ....VOPISIRWA MUMBA VAKARARA
14:54
Drewmas Media
Рет қаралды 1,8 М.
RUSHINGA......... VAKADZI VEVANHU 16 VAKADANANA NEMURUME MUMWE CHETE
28:27
Akaramba kubata banga ku N'anga
31:03
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
HEADMAN CHIGODORA GUVA RISIRO
1:03:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 86 М.
Headman Ganje : Masabhuku otsemurana mudare :Nyanga : Kambudzi :Karanganda TV
35:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 30 М.
Mukwasha Arikudanana naAmbuya Vake | Chief Ngezi | Publicsphere
1:28:17
Makauraya baba vangu part 2 Chirimo family
50:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 96 М.
Oh no😱 EPIC Kissy Missy broke her teeth SITUATION by COOL TOOL
0:39
Полыхание №2
18:58
Metal Family Xydownik
Рет қаралды 908 М.
Мен анамды іздеймін, 28 жылдық құпия / Мені туған кім? / KOREMIZ
48:00
«KOREMIZ» ток-шоуы / Көреміз
Рет қаралды 346 М.
Хорошее время было!
1:00
Дмитрий Романов SHORTS
Рет қаралды 1,1 МЛН