Mukati chief uyu wakasarudzwa nevepasi here or ndezve kungodomewa nefamily coz hai mhani. He needs malessons ekuzvibata in public handituki aiwa but ngavachinje
Kkk vanoita basa rekurova Sadza mudare kana kunwa castle chairo imomo
@gordin2shifty9603 күн бұрын
@@wellingtonmadzivanzira9606 Bho da Gezi team Ana Mujiba kana vapiwa Pito yongo Furidzwa pesepese Sadza muzere povo Nairo dikita imomo
@Admire-mz7vs3 күн бұрын
Uyu mambo uyu shd have morals, magestures ake kumberi kwevanhu so embarrassing, konong'ona mhino, kudya sadza in front of people, communication skills, kusaiza vanhu. Gadzirisai hunhu mukuru samambo!
@RobsonTongogara-c1v Haasi Mambo asi kuti chief anechigaro ku senate saka haagone kuge ari pamatare ese. Ipapo ndipo panozotongwa nemurume ari kurudyi. Iye murume arikurudyi anoziva kutonga kudarika Mambo wacho uye ane pfungwa dzakajeka kudarika dzamambo. Dai pasiri kuti ndi chief akaiswa ne zanupoof angadai achivhiya mbudzi.
@OswellChipuramhura2 күн бұрын
Ndakanzwa kuti avo mukoma waChief Ngezi saka its Royal family vese