Nyaya yanetsa iyiii ..Padare Ra Headman Chigodora

  Рет қаралды 71,732

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 250
@tafadzwamatinia3662
@tafadzwamatinia3662 Жыл бұрын
Vanhu varikuti headman vanoda mari I feel pity with you coz pfungwa dzenyu dziri short of knowledge. Ndizvo chaizvo izvozvo mari yedare it's obvious.
@S-ig5kd
@S-ig5kd Жыл бұрын
Feel pity... you're a fool. You can't raise your point coz u know it's Nonsense
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
Kwedu itori 100 kuona vaShe 😅
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
​@@emmiesmit1241haaaa 100
@SamuelKupenga
@SamuelKupenga 5 ай бұрын
nyaya dzemari dzirikuwandisa apoo,plus mkomana Uyo Ari ryt hapana kujeka apo
@petermadende6253
@petermadende6253 Жыл бұрын
Kunemi varikuti Chigodora anodireyi mari regayi tibatsirane. Dare rinema costs. Even taking a case to the Magistrates Court dzemu town you will incur costs. Even the Magistrates Court vanotopa order kuti plaintiff or defendant abhadhare such and such costs. AnachiGodora aya atori ma constitutionally-recognised Courts as well. Musati zvavanoshandisa Shona vagere pamatombo motarisira pasi because Mashona you have an inferiority complex which causes you to look down on your own people and way of life. Vatori mu courts hierarchy ipapa and they have the same financial needs as contemporary courts. Kuti Dare riwungane munoda kuti cost ye labour and administration ibhadharwe nani? Ma clerk ayo anenge achi recorder haabhadharwe ne thanks chete. These courts, although anema weakness awo, asi ultimately they keep order and peace in the community and bring justice which is often hard to access for the common man. Vhurikayi pfungwa.
@george37ful
@george37ful Жыл бұрын
@ chihwaMari hakuzikutonga nyaya.dare riripo pakuenzanisa vanhu zvemari zvinotevera.let us not be too greedy.Headman you are good but some of the guys are too hard and not transparency. Especially uyo ane maglass.
@ogamajakaire93
@ogamajakaire93 Жыл бұрын
Magirazi apuhwa front seat
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru Жыл бұрын
Kkkkkkk aaaa sisi mai Gode ndimi ana Saungwe
@ruel1703
@ruel1703 Жыл бұрын
Picture quality yakadhakwa boiz!
@tauraibhobho5952
@tauraibhobho5952 Жыл бұрын
Maybe your network yakadhakwa. It's crystal clear on my network
@brightonskawisa3869
@brightonskawisa3869 Жыл бұрын
Munoda mari too much madhara imi
@S-ig5kd
@S-ig5kd Жыл бұрын
Headman chigodora you're not a Chief. Hamubhadharise mari yese yamuri kutaura iyo. You're increasingly becoming a nuisance. Pamhata penyu
@teetoox365
@teetoox365 Жыл бұрын
Headman ngavaite a separate court fee/levy collection process isingabude pa clip. It exposes him and the whole system because we will want to know kuti zvese zvaanoripwa iye ndezvake here or he is audited and ploughs back into his village. chief Makoni is worse. They are getting rich on their villagers and sometimes abusing them. Iye zvino ambuya vachema nekubuda pa "newchubhu" vasingade. Kushungurudzwa kwese ikoko.
@tafadzwamatinia3662
@tafadzwamatinia3662 Жыл бұрын
Hmmm shame your knowledge about traditional leaders act is very short. You need help to understand
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 Жыл бұрын
Kkkkkk vazhinji ma born location havazive matare echivanhu.
@stanleytsingano2175
@stanleytsingano2175 Жыл бұрын
Mature spi vachibirs vanhu Mari .Are they audited for all those payments.Why you don't have mercy for the poor
@teetoox365
@teetoox365 Жыл бұрын
@@tafadzwamatinia3662 svoda. Acts are passed and promulgated by the same numbtys that keep you and your children poor by paying fees to study those acts and continue voting for them to abuse poor people.
@wonderkanda7300
@wonderkanda7300 Жыл бұрын
Varume musaite hutsinye aaaaa headmean makuzvinyanya
@mutsamhandu
@mutsamhandu Жыл бұрын
Headman ava mari vanoidisa zvavo...haiwa... everything mari.. consider age .vanoiwanwpiko that old man..haa zvimwe hazvidi kudaro
@TendaiVumbunu-ku8es
@TendaiVumbunu-ku8es Жыл бұрын
Haa n ahatombonyare nhai
@FloydJohn-z3d
@FloydJohn-z3d Жыл бұрын
Chinehuorii seZanu chichingoti zvima glass
@FaithChurachura
@FaithChurachura 5 ай бұрын
Kana kusatonyrara kuvnga munhu asina hukama newe n hatokuziva,, unoti muroyi iwe ndiwe unoroya naye nonsense
@zvazvazva1270
@zvazvazva1270 Жыл бұрын
Mukomana mudiki we Green shirt ndamunzwira tsitsi. Its sad.
@frankantonio3336
@frankantonio3336 Жыл бұрын
Headman why is it you focus pamari. Your mandate should be making sure that disputes are solved well. Mari muri kunyanya kuitaura mukuru. We follow other traditional proceedings hatimbooni vachireva Mari the way you do . Headman you a traditional custodian who should ensure kt vanhu vakagara zvakanaka
@tincetince6029
@tincetince6029 Жыл бұрын
This Head man is typical Zanu pf he is stealing from villagers
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 Жыл бұрын
Headman mukupumha munhu huroyi ka apa.....at times you need be self centered not taking sides coz manyimwa mari yedare,munozonyanya kudawo mari mkuru imimi...
@Will94150
@Will94150 Жыл бұрын
😅😅 now Allen and Sportfy Camp Nou(Barca) there are eating together with Headman
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
This court is anti people. Everyone was accusing that old man of killing Saungweme directly or stealing his effects. Now the old man says he is not happy because he wasnt cleared. Now mavekumumbunyikidza kuti asatsvake clearance. Get lost
@moyowity
@moyowity Жыл бұрын
Headman ngavaite secretary anonyora vanhu mari iye abude mukubvunza mari pamberi pevanhu
@tendai-hq3cs
@tendai-hq3cs Жыл бұрын
varume ava vano vanopesanisa mhuri avo nokuda kuti headman vanzi vanwmhosva headman havatongi nahara vanoda mari yavo yedare kamudhara ako inyoka arikuda kusiya apa vanhu mhosva
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
Kamdara kesutu yebrown is my favorite. Musha wese he is the smartest
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 Жыл бұрын
say it again
@gingerrhizome3303
@gingerrhizome3303 Жыл бұрын
Oh for gods sake. It was just an everyday traffic accident. There is no ngozi. Just relax sekuru. Mwana arikudonha its seizures. The child can be given medications for epilepsy. Please hapana ngozi. Keep your mombes. Hapana ari wrong apa. I stand with you Sekuru Assistant Driver.
@marciamhuriengwe4110
@marciamhuriengwe4110 Жыл бұрын
The first part of your comment really made my day,it made me 😂😂😂 (for some reason) also wonder why they kip harassing the poor old man
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 Жыл бұрын
Rega kutinyanyasa
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
Education is the key mozoti rinonyepa
@linahdhliwayo4350
@linahdhliwayo4350 Жыл бұрын
Chishona chiriko
@Tinashemutizwa-t7b
@Tinashemutizwa-t7b Жыл бұрын
🙄🙄😳musanyengedza Sekuru musavanyebera vanopepuka Musha wese Vana Vose vadyiwa hey Ngozi haitambi nevanhu ndanyarara zvangu ngatirambei takatarisa NHAu yasekuru avo muchavanzwira zvenyu manje manje
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Жыл бұрын
Ko kakadzi kanonyora kaye karipi kanozora😊
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
😂😂😂😂 husimbe hwekugeza
@meeknessmuvingi-pu2ud
@meeknessmuvingi-pu2ud Жыл бұрын
Kkkkk handisikukaona nhasi kaenda kunotenga mafuta ekutsvukisa
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
​@@meeknessmuvingi-pu2udko magirazi akatora chinzvimbo chemadzimai aye
@xyznews-bz5cr
@xyznews-bz5cr Жыл бұрын
Mudhara uyo to the right of Allan ngaachienda ku retirement! He is even admiring Allan
@tafadzwamatinia3662
@tafadzwamatinia3662 Жыл бұрын
Verengai mutemo please before you comment. In Zimbabwe on such scenarios we're guided by the traditional leaders act in support with the Supreme law which is the Constitution of Zimbabwe.
@petrosgwazira4022
@petrosgwazira4022 Жыл бұрын
Dare iri nemari yooo it's too much, inobuda papiapo vanhu vari kutotambura avo
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 Жыл бұрын
Kana nyaya iri ku high Court inosara pasi,headman munozodawo mari ko ingobvisai ka pane isina kushanda iya
@DorcasMasuku-e1e
@DorcasMasuku-e1e Жыл бұрын
Even kun'anga kune mari yedare kkk
@petrosgwazira4022
@petrosgwazira4022 Жыл бұрын
@@DorcasMasuku-e1e iii zvepano zvakanyanya kana muchiterera matare ana mambo Mutasa hakumbo taungwi zvemari kuidayi Ava vari kumberi
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f Жыл бұрын
aihwa murikuomesera vanhu pamari srs and murikuvakwidzira mazwi vachizama kutsanangura 90 yacho yakashandei aaa
@AdmireChauke
@AdmireChauke Жыл бұрын
Yoo magilazi nemufesi uyo vavakugarira mberi pashota uya we cap ye gucci team inenge yakwana
@charitygwakuka6804
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
Taura zvako we Gucci Cap ane ma points more than Allen magirazi kkkkkk, he deserves to be part of the Council , the Gucci cap Ahoyi kugara mberiwo pa a Headman
@sadoprojects7823
@sadoprojects7823 Жыл бұрын
Hazvisi zve temporary here izvi chimwe chikwata chiya I'm sure chakaenda kune zvema elections
@charitygwakuka6804
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
Yah I think so : but considering the important point that they contribute they deserve to be part of the Council
@felixmambawu1284
@felixmambawu1284 Жыл бұрын
Mkoma uyooo munhu chaiye asi changamire zivai mutarise kuti mari ingabuda papi pamudhra uyoo
@clemencechadzinya6157
@clemencechadzinya6157 Жыл бұрын
But Headman vane umbavha pamari
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 Жыл бұрын
Kkk
@RueKashaya
@RueKashaya 3 ай бұрын
Ivo vanonotora mushonga vaonotora nemashizha HR handiti vaiisawo mari
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 Жыл бұрын
But zivai kuti vanhu vese vane social media sei muchiita kuti vanhu vafambe apa nyayA yavo yatobuda kudhara mumedia saka hapana chokwadi chinobuda pamwe munhu anoto porofita zvakaona pasocial media dare ngari ngware ngwarewo
@perermatika6657
@perermatika6657 Жыл бұрын
Mari dzedare todzida
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Va Chigodora havana mari yavanopiwa asi kana vavekuendesa vanhu kwa mambo ndipo panoda mari kuenda nekudzoka chete. Kutonga va Chigodora munogona zviripachena
@eustinamasika
@eustinamasika Жыл бұрын
Mari inobviswa musati matotaura nyaya yenyu mudare. Makuendeswa kumberi mobvisa futi imwe
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Nyaya iripo ndeye kuti avo vanedambudziko ngavagadzire mari yakakwana inoita kuti vafambe kusvika vagutsikana. Kwete zavo zvekufamba vakabata $50, voinda pamunhu hwani yotorwa yose. Vodzoka kudzimba vachitizve havana kugutsikana. Ngavaite serious panyaya yekufamba - unless they are not serious at all; vachngoita havo drama.
@zvazvazva1270
@zvazvazva1270 Жыл бұрын
Barcelona bhopal manje. Anotaura zvakazara sense.
@MarthaMapako
@MarthaMapako 3 ай бұрын
Saka munofunga kuti headman vangawondeswa nenyaya dzevanhu vanoita mhisva dzavo voga voda kugadziriswa nachigodora for free vanhu vaanoshanda navo zuva rose anovapei pamwe vanotonga nehusiku asingarari nenyaya dzevanhu bhadharisa iwe ishoma yauri kutopuwa nekuti hautongi nyaya 10 pazuva ngava bhadhare vasapara mhosva futi
@VusiLubisi-o6x
@VusiLubisi-o6x 3 ай бұрын
There is that small letters translations appearing on left hand side of the screen ummmm😂😂 did anyone notice?
@tynshmuguyo9939
@tynshmuguyo9939 Жыл бұрын
Chigodora kanoda Mari katsotsi
@S-ig5kd
@S-ig5kd Жыл бұрын
Headman chigodora you're not a Chief. Hamubhadharise mari yese yamuri kutaura iyo. You're increasingly becoming a nuisance. Pamhata penyu
@brightonskawisa3869
@brightonskawisa3869 Жыл бұрын
Headman ma $20 enyu arikunyanyisa munoda mari too much uyezve munopesvedzera pasina nyaya muchida kuti paite nyaya muite mari ..... kuita musharukwa hazvirevi kuti wave muroyi
@candid1265
@candid1265 Жыл бұрын
Secretary wedu haapo ngeyi. It's like it's a non event without the presents of our secretary
@meeknessmuvingi-pu2ud
@meeknessmuvingi-pu2ud Жыл бұрын
Kkkkk
@progressmabodongwa371
@progressmabodongwa371 Жыл бұрын
Izvi siirai Karanganda vetichkach mnotipedzera data nezvinhu zvisina kana volume
@brianmazarire1604
@brianmazarire1604 Жыл бұрын
Ndoona sekuti kushandisa phone ko ivo vakazopindira padare raheadman raiitwa nababa taps sei chaizvo ngavaite zvemisangano yezanu zvavajaira
@douglasgondo1795
@douglasgondo1795 Жыл бұрын
That's not a small amount please nyika muri kuiona kuti iri sei. Tarisai kuti sekuru vakapfeka sei. Headman yes you need payment but tarisai Mari yacho kukura kwayo
@MichaelMazo
@MichaelMazo Жыл бұрын
Sei dare richida kumanikidza vanhu avo kut vagutsikane ,,,, ivo vachida kumbowedzera kufamba ,,,
@LeonardJichichi
@LeonardJichichi Жыл бұрын
Headman Chigodora musapedzerwa nguwa nemudhara uyo vanhu wakauraya wanhu hawabvumi nyoreba wanenge wachishandisa mishonga kuvhiringa makwara enyaya
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
Iwe mari inonhongwa hre taurai zvamoziva ko $20 yakapihwa Headman kumba kwavo haishandi hre
@FaustinaMoyo
@FaustinaMoyo 11 ай бұрын
Ava vaChigodora vatovanhira kutenge vari vavamwe vanotonga pachizvimbo chana Judge Malaba
@DijaSabiti
@DijaSabiti Жыл бұрын
Headman pamari mabvamaoneka kuvhura ziso rese muma glass motozarirwa pakutaura nehasha pamari wakanyanyisa
@petermamere5493
@petermamere5493 Жыл бұрын
Big up chief chigodora. Allen and barca man big up
@poncianamkanuki4779
@poncianamkanuki4779 Жыл бұрын
Ngavafambe pamwe zvigobudavo Kuti Ivo baba Ava Havana hurombwa here
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
Baba awa is a killer smile he want to kill mhuri ngechikwambo
@ChipoMponde
@ChipoMponde Жыл бұрын
Mfana anemagirazi uyo wechidiki ,ndoona sekt akushaiwa respect zvakanyanya ,akundi bhohwa
@abigalchido3338
@abigalchido3338 Жыл бұрын
Yaa speed yacho akuzoinyanyisa akurasika respect haasisina kuvanhu
@lobbychikonamombe1559
@lobbychikonamombe1559 Жыл бұрын
Too much speed Mr know it all.
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 Жыл бұрын
Zera rake achisvoroita zvechidare ichi zvinoratidza kusakwana izvozvi mukadzi urikumaricho😂😂😂😂
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
Ndimi maimukuza 1st days so lizoba strong
@abigalchido3338
@abigalchido3338 Жыл бұрын
@UCMFR7pDGHGC8LLp8 bunRiG2JUg Aah koo tiri n'anga here dzekuziva zviri kumberi kwemunhu kuti anozodai
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
Ko iyo $90 yacho yakanoshanda hre tidaireiwo tipanzwe
@JacobTuboi-p9r
@JacobTuboi-p9r Жыл бұрын
Headman Chigodora, I'm in Mozambique in Beira, but I can see everything about your garment, you are a great person, you deserve. cary on and God Jehovah Bless you .
@charitygwakuka6804
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
Baba Ava nhasi vauya vakatsikavDare kuti paite confusion 😣, kuramwa kwamboita Headman nhasi hmmm paita mubvunzo ,hope thenSaungwema will get closure about their father
@luxonpanganai4081
@luxonpanganai4081 7 ай бұрын
mdara nemfana uyo ngavaende kwasekuru tasvu vapedzerwe
@ShepardMashingayidze
@ShepardMashingayidze Жыл бұрын
Ndoda kutaura chokwadi pamberi pedare raHeadman Chigodora 🎉🎉🎉
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy Жыл бұрын
Ukanyepa unobatwa n mhosva 😂😂😂
@mollygonzo2785
@mollygonzo2785 Жыл бұрын
I feel sorry for the old man udzvanyiriri unenge URIPO apa
@HamukwayaLuusa
@HamukwayaLuusa Жыл бұрын
Ndomarara auri kutaura udzvanyiriri uripapi apa. Saka hdm hanirwi kubvudza here
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Haada iri yangu ngozi 9 mombe ishoma yoooo kufira mombe 8
@chaz7333
@chaz7333 Жыл бұрын
Keep up with Chigodora Private Limited Company 😂😂😂😂😂😂
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@patriciaguni-tl4wc
@patriciaguni-tl4wc Жыл бұрын
Mari mu salt headman still ❤you😂😂
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
Svaaa Makudo Svaaaa!!!!!! Itai basa Mkanya tiriko
@giftndawana
@giftndawana Жыл бұрын
Baba vanotonga zvandoda avo
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 9 ай бұрын
Nhau zhinji dzine connection ne Mozambique
@onaingorima7122
@onaingorima7122 6 ай бұрын
Kakuuraya dare nekuda mare kapenzi ka headman aka
@ruel1703
@ruel1703 Жыл бұрын
Mangwana na 3 kwa mambo Marange na Chigodora 💃💃💃
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 8 ай бұрын
Stop insulting headman please
@memorymanditsvanga3885
@memorymanditsvanga3885 Жыл бұрын
Headman pliz itaiwo tsitsi kumukomana uyo
@brianfury2028
@brianfury2028 Жыл бұрын
Kana Aaron ndimba ndimba asiri pa front moyo wangu haugare pasi
@MichaelMazo
@MichaelMazo Жыл бұрын
Fambai mega mugutsikane ummmmmmmm headman Fungai Patsva munobvei Dare vanhu ava vakafamba katatu N'anga yaka svika ikavabvunza zvavafambira ava,,,,of which ndoifanira kuvaudza problem ,,,,,mombe 8 ne 5000 paZim inonetsa kubata ,,,
@PaulineChimedza-w6l
@PaulineChimedza-w6l Жыл бұрын
Headmen varikuwana mari yakawandisa from nyaya idzi , camera men anobhadhara dare kutora vanhu padare apa plus mari dzevarikutongwa vacho ma20 mari akawandisa ayo,.....vanhu vanenge vachitorwa awo ma video mari yedare inofanirwa kudzika at least by 60%
@leahfauconier9275
@leahfauconier9275 Жыл бұрын
Why pasina volume ahhh zvoda karanganda izvi
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Karanganda wacho anombobhowa. Time asina kuburitsa zvinhu. Otangirwa nevamwe
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru Жыл бұрын
Thanks karanganda ndaona long time work mate
@makanakachikwanda9195
@makanakachikwanda9195 Жыл бұрын
uuu ikaranganda ere
@patricianyamutswa5077
@patricianyamutswa5077 Жыл бұрын
😂😂😂😂 neni ndangandichitogaya kuti ikaranganda
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Ipai headman mari yawo priz vanhu vakuda kujairira headman
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai 5 ай бұрын
Kwasaungweme akuna vana baba here
@trymoremutandwa8317
@trymoremutandwa8317 Жыл бұрын
Mushonga wengozi kuiripa
@t.m1222
@t.m1222 Жыл бұрын
This headman arikushusha wanhu zvisina kunaka. Warikubira wanhu zvisina kunaka. Nyaya yemari haidi kubvunzwa wanhu waamudare yet warikubhadharwa nehurumende futi.
@Ardleen-qw8rd
@Ardleen-qw8rd Жыл бұрын
Mwana uyo watsikwa konzi ndibaba vufukidza nemabipi eurombwa asi hadman chigodora aaaaavadi huori mizvombo mavo
@TawandaMug
@TawandaMug Жыл бұрын
Mdara haana kutsika munhu uyo saka anoripa chii
@CharityCharuma
@CharityCharuma Жыл бұрын
Mishonga ndiyo yavhara umwe
@LinnetMoyo-uw6td
@LinnetMoyo-uw6td Жыл бұрын
Sabhuku ava vanode mari hei
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 Жыл бұрын
Mudhara uyo anoda shamu
@brightmawoko4600
@brightmawoko4600 Жыл бұрын
Even arikuMalawi or Mozambique now know this family hence kushopera kwacho will be based on all this KZbin Malachi
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 Жыл бұрын
Magirazi na Barca vapinda kwasara Gucci kkkkk. Pamberi headman chigodora tinokudayi
@afronews7034
@afronews7034 Жыл бұрын
Todakutamira kwachigodora isu haumbobhowekani kwekuswera hendei headman wedu mare ndo pa no1
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Zvinhu dzezvemajokosi izvi. Munhu akafa kusati kwave neUSD anozozivira kupi maUSD
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Next time asina mari ngaaunze mbudzi mudare
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 Жыл бұрын
newtube,lattest
@nyaraialexismushanawani2626
@nyaraialexismushanawani2626 Жыл бұрын
Kadhara aka kane nharo mmm .Mari iri kutaurwa naheadman ndatoizivawo.Vakakwereteswa chokwadi
@GetrudeMarufu-j1c
@GetrudeMarufu-j1c Жыл бұрын
Ngavabatsirane nehana dzemutyayiri webus kuripa ngozi
@JohnChidawanyika-lu1lc
@JohnChidawanyika-lu1lc Жыл бұрын
Mbavha idzi
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 Жыл бұрын
Mari inonetsa kuwana,chiporofita chamazuvaano kwave kuda Mari hakusi kuporofita uko😮
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 Жыл бұрын
Ndiudzeivo nyaya ye$90 kuti yakabgadharwa zvaita sei uye yakashanda hre
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 Жыл бұрын
Nyaya dzemari mukudzinyanya madzimbo ko hamusi kuhoreswa here neZanu yamunovhotera
@princematica5952
@princematica5952 Жыл бұрын
mapostry arikunyepa,Saungwemes refused to pay any money because they lost Hama
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru Жыл бұрын
Karanganda what's wrong with volume 😢😢
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
This is not Karanganda. This one has poor video quality and sound 🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️🤦🏾‍♀️
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
Huma haina kuzvimba changamire kukora uku 🤠👐
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Vultures on the pounce
@praisemasvinge9032
@praisemasvinge9032 Жыл бұрын
Volume
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 Жыл бұрын
Kamudhara ako makwrnyero akari kuita mumusoro ane chiri muhuro make tarisisai
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Жыл бұрын
Ummm baba awa ndavanyarira shuwa wanonopira nyaya yanetsa kwawo plus wokwereta sabhuku mari yooo
@MaryChigwende
@MaryChigwende Жыл бұрын
Veduwe vasekuru havana mari please
Headman Chigodora  Varamba huori Kuma Sabhuku
48:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 61 М.
Mutyairi weTractor wekufira muDam kuPenhalonga nyaya yopinda mudare
30:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 55 М.
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 3 Серия
30:50
Inter Production
Рет қаралды 1,1 МЛН
The selfish The Joker was taught a lesson by Officer Rabbit. #funny #supersiblings
00:12
Как подписать? 😂 #shorts
00:10
Денис Кукояка
Рет қаралды 8 МЛН
Do you choose Inside Out 2 or The Amazing World of Gumball? 🤔
00:19
HONDE: Baba Vekwa Marange Vane Vakadzi 7 Nevana More Than 100 Vane Hurombwa
1:19:16
Chief Mutasa padare Rawo Tichkach mtv
31:03
TICHKACH MTV
Рет қаралды 8 М.
HWEDZA......... MWANA OSHAIKA DREWMAS MEDIA CREW YOTANDANISWA
29:24
Drewmas Media
Рет қаралды 55 М.
Madzimai Miriam ndochengetwa Nemanjuzu
39:02
TICHKACH MTV
Рет қаралды 5 М.
Anondidyisa nhengo yake Chirikupisa Dare Rachief Mutasa
1:00:45
TICHKACH MTV
Рет қаралды 64 М.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 370 М.
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 31 М.
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 3 Серия
30:50
Inter Production
Рет қаралды 1,1 МЛН