Mudzimu waSekuru Tasvu Waudza Simba Kuti Wapora Kwasara Chinhu 1 [Zii MUROYIII Ziii+263784 614 908..

  Рет қаралды 50,865

SekuruTasvu Officials

SekuruTasvu Officials

4 ай бұрын

Пікірлер: 435
@giftmuponda4257
@giftmuponda4257 4 ай бұрын
Am happy for Simba, vazhinji vanofunga kuti nánga ndedzeuroyi, hewo munhu apona uyo! As Africans we shld embrace our own culture!
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
Thank you so much sekuru nagogo for taking care of Simba.mupeiwo basa ipapo itoita first born yenyu plz❤
@emerinamukaro
@emerinamukaro 4 ай бұрын
Me too l notice that.
@nnnsandra
@nnnsandra 4 ай бұрын
Mmm rega mwana aende kumarimuka kune vamwe anoshava zvekuteedzana nen’anga hazvina chimuko.
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 4 ай бұрын
I think Simba is one of his favourite patients, the smile on his face when he looks at him. Simba is glowing too and strong. Mwana akatambura zvakandirwadza uyu. Big up sekuru Tasvu, sando dzenyu
@nomattermanex6142
@nomattermanex6142 4 ай бұрын
Ichokwadi ndinoona Sekuru vanofara chikonzero dambudziko raiwe naSimba nekufamba kwese kwavakaita zbichikona asi pana sekuru zvapera, Simba aendesa sekuru kure nenyika taimbohwa nekuona asi apa takanyatsoona kubata kwasekuru Tasvu
@MaxwellMunyayi
@MaxwellMunyayi 4 ай бұрын
Sure Simba ngachingopinda basa kwaskuru vawirirana chaizvi I'm very happy to see this kubva mukugwesha kusvika mukutamba kudayi😅😅😅❤❤❤
@waynetyrexchapisa2200
@waynetyrexchapisa2200 4 ай бұрын
Mbuya yatasvu vanogona kuzora mafuta ❤❤❤
@user-xz7mz3vt7s
@user-xz7mz3vt7s 4 ай бұрын
Wonzwa vamwe vachiti idrama
@user-ys9ro3ty3g
@user-ys9ro3ty3g 4 ай бұрын
Shuwa zvinokudzwa izvi zvinorambwa nevaroyi chete sekuru nambuya vanotigonera isu neruda rwavo
@user-zm8nf1mw6k
@user-zm8nf1mw6k 4 ай бұрын
Flying ndakanganga Kuno nyatsovaona hangu ini
@HanaPhiri
@HanaPhiri 4 ай бұрын
Kuitaku svetuka mufunge henyu iiiiii ndafara chayizvo ❤
@siqalisilemoyo8379
@siqalisilemoyo8379 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu seems to like Simba i can tell from the way he looks at him❤
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 4 ай бұрын
Its true
@Jahlady
@Jahlady 4 ай бұрын
I also noticed that. He likes him very much ❤
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c 4 ай бұрын
​@@JahladyYaaah ndakazvionawo
@essymadziwa-yq2bs
@essymadziwa-yq2bs 4 ай бұрын
It seems like mudzimu vaSekuru Tasvu namaSimba inofambidzana❤
@faithmbutsa7837
@faithmbutsa7837 4 ай бұрын
Ndakazvionawo it seems wachamuita one of the guys wekuimbira 😂😂😂
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 4 ай бұрын
Wooow thank you Tateguru Tasvu mwana wenyika Simba he's looking fit and strong is he's also happy🎉❤❤
@marymutizwa1771
@marymutizwa1771 4 ай бұрын
Gogo Tasvu thanks so much insupporting your husband
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 4 ай бұрын
Gogo rambai muchibata vazukuru zvakanaka musachinja tapota rambai munemoyo munyoro unetsitsi nevazukuru kunyangwe zvidii
@user-jg5kq2zb7m
@user-jg5kq2zb7m 4 ай бұрын
I cant wait to hear from Charisi and Joyc Sekuru Tasvu
@user-wd9io8np4v
@user-wd9io8np4v 4 ай бұрын
Matare ngaaende mberi regayi vanoshoropodza chivanhu vakadaro havana zvavanoziva
@user-rz6rn6zx5w
@user-rz6rn6zx5w 4 ай бұрын
Taura hako❤
@TariroNyakabau
@TariroNyakabau 4 ай бұрын
Chokwadi kusaziva
@madamboss7216
@madamboss7216 4 ай бұрын
Shuwa ndopaunonzwa mumwe achishora asi simba atopora vanhu kwaapore vakuona
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 4 ай бұрын
Mapedza imi. Ukaona anosvora chivanhu iye munhu akunyemwerera nesuwo soo muroyi munhu iyeye aive akatoteya kudya nyama ya Simba manje achadya jecha. Totenda mhondoro Tasvu nehomwe yavo ne Gogo . Tisinga kanganwe vose vakabata basa kuti mkomana asvike paave nhasi apa. Tinotenda chose tinoisa zvanza
@maviskaseni
@maviskaseni 4 ай бұрын
Sure kusaziva kwakafanana nemumvuri werufu
@ltm454
@ltm454 4 ай бұрын
I am starting to think kuti Simba ane zvinotori paari as well, ndikuona connection yake naSekuru Tasvu❤❤❤
@angiemalata1743
@angiemalata1743 4 ай бұрын
Simba anenge anemudzimu ASI wairamba kubuda nokuti mudzinza make manga mune urombwa hukabviswa anotobudirwa
@ltm454
@ltm454 4 ай бұрын
@@angiemalata1743 I agree with you
@philemontinoota
@philemontinoota 4 ай бұрын
Chokwadi
@NanaCecilia-zw6lk
@NanaCecilia-zw6lk 4 ай бұрын
its true good connection chaiyo
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 4 ай бұрын
Kazhinji mhepo dzinopotera pane munhu unemudzimu or mweya mutsvene uripaari kana zvisinakugadziriswa kuti azidzivirire pachake vavengi vanoona kuti pane chakanaka vodakuvhiringa uye umwe unogona kuhaka zvakaipa zvinonga zvichitumwa pamusha zvochimurwarisa
@1841Rdp
@1841Rdp 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu makapihwa masimba makuru, tinotenda madzitateguru vayita kuti mubatsire Zimbabwe. Simba apora ❤❤❤❤❤❤❤
@user-fe6ie3tn5v
@user-fe6ie3tn5v 4 ай бұрын
Am happy Tateguru Tasvu mabatiro amnoita Simba aiwa muri vakuru ...
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 4 ай бұрын
Ah! Sekuru Tasvu mo noita basa se basa! As for Simba! Wow! ♥️♥️♥️🙌👏🙌👏🙌And big thanks to Gogo and the rest of the crew for showering us with Mbira songs and dance! Home sweet home home! Vhadzimu tino tenda! ♥️♥️♥️
@user-dg2ly5yu4s
@user-dg2ly5yu4s 4 ай бұрын
Mmm glory to the most High God, Simba is nw free frm pain he is happy n fit! Charisi, Never n Joyce fear God, repent! Thank u sekuru Tasvu 👏👏for being there to help Simba!
@user-hv7qd6ij9t
@user-hv7qd6ij9t 4 ай бұрын
Tasvu you are there to help indeed, hauna godo, une rudo, may God bless you more' 💗
@UnicaMarufu-sk9pd
@UnicaMarufu-sk9pd 4 ай бұрын
Simba wotamba manje wapora iwe kutenda mhondoro Tasvu ❤
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 ай бұрын
I really wish to c the young man get well permanently. I hope is well for real not tumwe tumasaramusi twen'anga /vaporofita tunosimboitika tichiudzwa kuti munhu atopora iye atova worse.
@djflubby1172
@djflubby1172 21 күн бұрын
I'm happy SIMBA can start new life Charles ndaafe
@lwtoby4996
@lwtoby4996 Ай бұрын
Sekuru pedzai zvachose dambudziko remukomana uyu atambudzika zvidzokere kunemuridzi zvisazodzekezve cz ndonzwa kurwadziwa nasimba bmukukru wacho wachiramba zvawanoziwa thank you tasvu
@WallaceRtgMukora
@WallaceRtgMukora Ай бұрын
Anga atambura mwana sure ndakatombo chema pandaiona simba achirwadziwa moyo wangu wakaenda Kure semuberekiwo mmmmm❤❤❤❤❤❤munotendwa Sekuru
@langelihlendlovu8038
@langelihlendlovu8038 4 ай бұрын
Dlozu elikhulu siyabonga umntwana upholile isintu siyaphila
@marylynchad
@marylynchad 4 ай бұрын
Zimbabwe is giving thanks to you Sekuru makabatsira muzukuru wenyu... Murambe muchichengetwa naMwari You are a blessing to us🙏
@WallaceRtgMukora
@WallaceRtgMukora Ай бұрын
Sekuru God bless more life sure Simba angarwadziwa namai nababa nyakutumbura vakoma vasimba vaninina Nana sisi vacho sure Sekuru makanyanya
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 4 ай бұрын
Ko joyce nacharisi zvawe papi sekuru
@maviskaseni
@maviskaseni 4 ай бұрын
Tikuda kuona vachifumurwa
@turiamtrko1999
@turiamtrko1999 4 ай бұрын
Nhai nhai takamirira joyce na charisi sure
@rejoiceshereni6449
@rejoiceshereni6449 4 ай бұрын
​@@maviskaseniiya inofa yaka loader vakaramba kuuya wani kkkkkk
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu we thank you for taking care of Simba ...mwana akatanbura uyu big time....And gogo thanx for your support
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 4 ай бұрын
Ummmmm pakadai vanhu tosvora here.Zvinosvorwa nemuroi chese. Welldone sekuru Tasvu.Simba ktogonawo kutamba ftom kugwesha .❤❤❤
@user-ft6kt2jy6x
@user-ft6kt2jy6x 4 ай бұрын
Thank u sekuru Simba apora mwariweee
@pokellokingz
@pokellokingz 4 ай бұрын
Zvakatadzwa nemaporofita ASI mudzimu wazvipedxa iwe woti hakuna mudzimu pamberi nasekuru Tasvu
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
Maporofita apedza hupfumi hwevanhu pasina zvavanogona kuita.Uyezve vanotyitsizira vanhu kana vasina mari vovatorera zvose zvavanazvo. chero vakapisa zvikwambo, vanongozvipisa sezvinoita vanhu venyama kwete vemweya saka zvikwambo zvacho hazvipere nekuti zvinenge zviri mumweya maasingaone maporofita. N'anga zhinji dzinorapa mahara kana dzikaona kuti munhu haana mari asi ari kutambura. Sekuru Tasvu, Sekuru Kanengo, nedzimwewo n'anga dzisisa mukurumbira nekuti hadzishambadzwe dinozviitawo.
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 4 ай бұрын
Pamberi navo
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 4 ай бұрын
Simba haaaaaaaa mhondoro yakufarira piwa basa pasekuri tasvu
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 4 ай бұрын
Simba simba hanzi howfar mubedroom simba
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
@@ConstanceChingoma-xn2dy Sekuru Tasvu ngavamupe Super viagra yechivanhu.
@user-eb2jo1od2k
@user-eb2jo1od2k 4 ай бұрын
Simbarashe haaa vayambuka ❤totenda sekuru tasvu chokwadi
@user-ts2rg4ro1i
@user-ts2rg4ro1i 3 ай бұрын
Sekuru tasvu Sando dzenyu ndakutyai munobata basa Simba akatambura zvakandipisa tsitsi .ndotenda amai na baba VA Simba nokushingira pamwana wavo
@user-xs9om9od8v
@user-xs9om9od8v 4 ай бұрын
True ipai Simba bsa sekuru chinhu chiriri panasimba kumuridzi
@user-gk4yo4qn1f
@user-gk4yo4qn1f 4 ай бұрын
Sekuru tasvu mwari nevadzimu wakuwedzerei makore ekurarama makaita basa chose Pana simba rambai makadaro sekuru tasvu, gogo tasvu you are 1 in a million I sulute you gogo nekutsigira sekuru mwari newadzimu vakuwedzerei makore ekurarama nekuporesa vanhu
@user-bf5ju2qs9r
@user-bf5ju2qs9r 4 ай бұрын
Ndisimba here arikujamba uyooooo❤
@user-np7zn8el5l
@user-np7zn8el5l 4 ай бұрын
Yaaa 🙌🙌 u are the only 1 person akagona urwere hwasimba now atosimba nekutamba tinotekutendai sekuru nambuya more ❤❤❤❤❤❤❤❤ Mari vakuitirei nyasha 👏👏
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
NDA subscriber Sekuru Tasvu. Ndinofarira basa ramunobata Tateguru. Rambai nebasa rekuporesa nyika vadzimu vakuchetei. Ngoma dzenyu dzandisvitsa kure kure pasi chigare chaiko. Ndaisa maoko nemhururu Tateguru 👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️
@user-vo5rv1kp5u
@user-vo5rv1kp5u 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu you are the best nesu mungotiitirawo zvidhafu sezvamaita Simba
@taloneshylin9922
@taloneshylin9922 3 ай бұрын
❤❤❤❤❤sekuru aiwa totenda makabata basa guru
@user-sd1kb3gd2i
@user-sd1kb3gd2i 4 ай бұрын
Okuhle kubukwa kuyabongwa 👏 ngiyambongela u Simba .. thank you sekuru Tasvu for helping Simba...
@siqalisilemoyo8379
@siqalisilemoyo8379 4 ай бұрын
Okuhle kuyabukwa, kanti manje uCharles how far?
@user-sd1kb3gd2i
@user-sd1kb3gd2i 4 ай бұрын
@@siqalisilemoyo8379 angazi yazi lokhe ngibamele especially u Joice ngifuna ukumbona ukuthi uzoyenzana ngoba uumm that woman ukwenza kwakhe kwangiphula umoya ! Big up to Mai Simba ngokuba ngumfazi olwela ingane zakhe
@sazisolunga-jv8xv
@sazisolunga-jv8xv 4 ай бұрын
I'm sure basatshaye iback to sender,uzabuya kuphela sehuba ngesisu
@faithchipere6126
@faithchipere6126 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu and Simba there is a big connection
@user-ve6ef5cw3i
@user-ve6ef5cw3i 4 ай бұрын
Wedzerwai simba nehuchenjeri pakuita basa , may our Lord Jesus Christ bless you more
@user-my9yx9xs3b
@user-my9yx9xs3b 4 ай бұрын
Inga zvakufadza ndi Simba here arikutamba uyo . Ndini mutsigiri wenyu Sekuru Tasvu from Mozambique
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 4 ай бұрын
Simba apora uyo, thank u tateguru Tasvu. U are a ⭐ star. Tave kutoona kt his handsome zvekurevesa
@chipompeke4469
@chipompeke4469 4 ай бұрын
Uuuh mhururu kune vese vakabata basa guru pana Simba. Professor mudzimu Tasvu ndokubva vaisa stamp. Simba wadzoka kuve munhu. 👏🏿👏🏿👏🏿
@tatendampinda2147
@tatendampinda2147 4 ай бұрын
Tatenda Tateguru Tasvu , basa rakabatwa Nyamasvisva , ngazviyende mberi ndizvo , tinofara kana wekumapako nekuninga vachitirangarira kudai 👏👏👏
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu nagogo makaita henyu Mwari vekudenga akuitirei zvakanaka,Simba apora mufunge,Simba musamuendese kwaMutare garai naye makamupihwa ,naMwari nevadzimu ,vekwa Tasvu ❤️❤️❤️🇿🇼🤞
@user-sr1cf9kc6y
@user-sr1cf9kc6y 4 ай бұрын
Wooow Simba ndiwe here haaa zvinotendwa
@demetriakanyemba7119
@demetriakanyemba7119 4 ай бұрын
💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃 komborerai tateguru I'm happy naSimba
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 4 ай бұрын
Thank you sekuru Tasvu pana simba asi ko vana bamukuru nanatete vacharambira nezvinhu havazoise pane umwe wefamily yasimba here
@SandraJessyMatsika
@SandraJessyMatsika 4 ай бұрын
❤❤simba looks healthy. Thank you so much sekuru nebasa ramakabata pamukoma.nyikadzimu irambe ichitungamira
@febbiemuchero84
@febbiemuchero84 4 ай бұрын
Simba is favoured in Sekuru Tasvu's house. Am happy Sekuru nekurapa kwamaita Simba uyu. Ndaiona nyaya yake ndichichema neshungu asi nhasi ndikuchema nemufaro. Ngaave manake. Ndiatete 👏👏
@tafadzwamutsegota2701
@tafadzwamutsegota2701 4 ай бұрын
Ndikunzwa kufara nekuona Simba achitamba kudaro, sekuru Tasvu wedzerwai makore ekurarama mubatsire varikutambudzwa nevaroyi
@HanaPhiri
@HanaPhiri 4 ай бұрын
Mmmmmm and ndafara seyi kuona Simba achisvetuka kudayi thank you so much sekuru Tasvu ne crew nekubatsirwa na Mwari kutambanudza ruoko rwenyasha
@rumbidzaichasakara7275
@rumbidzaichasakara7275 4 ай бұрын
Wow ndisimba uyu ave kusikiza kudaii .....kutenda kutateguru Tasvun...tiise maoko
@patrickmavhura6035
@patrickmavhura6035 4 ай бұрын
Happy to see Simba achitamba , thank you sekuru Tasvu ❤❤❤
@Dlodlo27
@Dlodlo27 4 ай бұрын
Ndaona sekuru tasvu vashanda na Simba it seems like midzimu yavo ikupindiran❤
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 4 ай бұрын
Anenge atori nemudzimu Simba uyoo
@user-ys9ro3ty3g
@user-ys9ro3ty3g 4 ай бұрын
Sekuru rambai makadaro takuda mugoyenda kuvaroyi vasimba vasafunge kuti vakangwara vapedzerei ❤❤❤❤❤
@eriyacharimba1117
@eriyacharimba1117 4 ай бұрын
Ndi Simba here I can't believe it thank u Sekuru Tasvu
@zachariahjoyce5367
@zachariahjoyce5367 4 ай бұрын
Mukoma Robert and Sekuru Tasvu munondipasa manyemwe i am proud of you Mukoma Robert naSekuru Tasvu totenda Mwari nevaDzimu vakaporesa Simba
@aquelinemakwindi8797
@aquelinemakwindi8797 4 ай бұрын
Am so happy. Simba is now well👏🏿👏🏿
@AbigailMafuva
@AbigailMafuva 4 ай бұрын
Iiiii sekuru thank yu so much may all might God bless you and yur family , I'm very happy to see simba dancing like this , he was in pain because of the things that he didn't do ❤❤❤ more blessings to yu sekuru tsavu 🎉🎉🎉🎉.
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 4 ай бұрын
❤❤❤❤Mhondoro tasvu aihwa tiise zvanza nyamasvisva 👏👏👏👏Titende simba apora sure akutotamba mbira nemi ndafara chizvo
@user-lp4si4wb4c
@user-lp4si4wb4c 4 ай бұрын
Haaaa izvi zvingatovengwa najoyce,Charisi nababa vake but isu senyika tiri kufara chaizvo
@user-np8lf4jq7n
@user-np8lf4jq7n 4 ай бұрын
Joice ndakamuona anotengesa pamkwena mumusika dangamvura mutare
@user-zl4et5cw2b
@user-zl4et5cw2b 4 ай бұрын
Simba is Tasvu's best boy
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 4 ай бұрын
Wow Simba am happy to see him dancing hey Mwari vakamunzwa hake Simba uyu
@Mazaieshiri
@Mazaieshiri 4 ай бұрын
Simba ndinonzwa kukufarira seuri mwana vangu.
@user-cz9rd1cl9s
@user-cz9rd1cl9s 4 ай бұрын
Zvinofadza izvi Mai Simba 🎉🎉🎉
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 4 ай бұрын
Thank you so much sekuru nagogo Tasvu Simba atotsvukira kuratidza hupenyu
@user-nk1wy4ww3n
@user-nk1wy4ww3n 4 ай бұрын
Thank you sekuru tasvu Andigone nemi sekuru vangu ndafara zvikuru kuona mujaya achifara sekuru munogona basa I'm so happy sekuru tasvu God bless you uncle tasvu
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 4 ай бұрын
Thank you gog naSekuru.Sekuru Simba zvoita sekut mamufarira Chigarai naye ipapo
@user-rh9mu1iv8y
@user-rh9mu1iv8y 4 ай бұрын
Thanks skuru Taa for healing Simba
@HillaryShbab
@HillaryShbab 4 ай бұрын
Sekuru tasvu iam very glad to see simba strong back to normally life, your ancestors are the best you not selfish you heal poor nd the richest at the some level ❤❤❤❤
@user-tracyMaengedze973
@user-tracyMaengedze973 4 ай бұрын
Thank you Sekuru Tasvu.. you really helped Simba
@PetronellaMoyo-wd3qx
@PetronellaMoyo-wd3qx 2 ай бұрын
Sekuru you are the best
@user-dh1gy9tt7i
@user-dh1gy9tt7i 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu i am coming there.kwedu kune zvikara zvakaromba zvisingaite
@rosemunyoro533
@rosemunyoro533 4 ай бұрын
Thank u sekuru Tasvu, I'm happy to see Simba smiling You did a great job sekuru
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Yaaa sekuru tokumbirawo muchingopawo Simba basa penyu ipapo
@needmoretanya704
@needmoretanya704 4 ай бұрын
Thank you sekuru , Simba akatonaka shame
@rosehairgallery
@rosehairgallery 4 ай бұрын
Long live Sekuru Tasvu
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 4 ай бұрын
I'm happy to see Simba smiling..thank you Tateguru Tasvu 😊😊😊
@clotildatekere7572
@clotildatekere7572 4 ай бұрын
Zvinofadza izvi munotendwa Tateguru Tasvu nagogo basa raonekwa 👏👏👏tinokutendai zvakanyanya mukoma Robert Tapfumaneyi nekubata nhai dzese muchibatsirawo vanhu basa renyu rudadiso.
@user-qb9sm5wi9n
@user-qb9sm5wi9n 4 ай бұрын
I don't know why I am crying sekuru tasvu thank you so much nekuporesa simba nekumupa rudo
@user-qm4ut2fe6q
@user-qm4ut2fe6q 4 ай бұрын
Haaa ndatenda zvangu tateguru tasvu makanyanya❤❤❤❤
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph 4 ай бұрын
Thank you sekuru na gogo 🎉🎉🎉🎉❤❤❤makabata basa raishamisa
@eunicengwenya7990
@eunicengwenya7990 4 ай бұрын
NdiSimba uyu wabekutamba kudai iiiii sekuru Tasvu murimukuru chaizo ...tinotenda mwana wapora❤❤
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 4 ай бұрын
Sekuru dai mapawo simba basa , he seems to be a good guy😊
@guidekasu5799
@guidekasu5799 4 ай бұрын
Tasvuu one, Tasvu one, Sekuru Tasvu makanyanya handidi nemi, sepana Simba apo makaratidza nyika muri muhombe, tokutendai sekuru nekusunungura nyika kubva mumatambudziko asingagonekwi nevazhinji
@user-jp3jb9cf5w
@user-jp3jb9cf5w 4 ай бұрын
Gogo for the people mumomira ne murume wenyu zvinodadisa
@Mimmie126
@Mimmie126 4 ай бұрын
👏👏👏👏connecting yvo na simba ndakaiona hnku from day pne ,Titende veduve tkuchizoroora mwana wenyika apora mnje
@gee4690
@gee4690 4 ай бұрын
Simba uchadzokera kumasowe iyewe 😂 the way yaukutamba ngoma ...anyway thank God for your recovery happy to see u like this ❤
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 4 ай бұрын
Sekubereki ndafara kuona Simba achitamba. Asi simba ane zviripaari eg mudzimu
@user-do7ds3xm7r
@user-do7ds3xm7r 4 ай бұрын
I like the connection between Sekuru Tasvu and Simba,vanowirirana
@shumzaali714
@shumzaali714 4 ай бұрын
Because he is a true proof kunevashori
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi 4 ай бұрын
Taurai zvenyu vamwe tetichiudzwa Kut ma drama asi KNA takuona kudai hatichaudzirwi takuziva tega
@user-do7ds3xm7r
@user-do7ds3xm7r 4 ай бұрын
Kushora kuya unenge usati wasangana nayo nhamo.Zvikazouya kwauri hauti bufu
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi 4 ай бұрын
Unenge wanya nekutsotswa veduwe uchitove ne dambudziko asi ichipera mari pasina help
@user-do7ds3xm7r
@user-do7ds3xm7r 4 ай бұрын
Kkkkkkkk yaah
@susanchaza2930
@susanchaza2930 4 ай бұрын
Mwari vawedzere makore akawanda okuberekwa makabata basa guru panaSimba ❤❤❤❤❤
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 4 ай бұрын
Rudo rwatateguru harugonekwe nevazhinji idi pana Simba tikuona Simba nerudo rwenyu ❤❤❤
@user-uf4qj8op2m
@user-uf4qj8op2m 4 ай бұрын
Is this Simba gyz 😢😢😢😢thank you Tateguru I can't hold my tears shem
@fortunategondo2872
@fortunategondo2872 4 ай бұрын
Thank you sekuru tasvu nagogo
@user-yy3nd4iu1n
@user-yy3nd4iu1n 4 ай бұрын
Aaaa shuwa mwari ngavakuropafadzei sekuru na gogo tasvu❤❤❤❤🎉
@user-pc4vo9bx5d
@user-pc4vo9bx5d 4 ай бұрын
Thanks sekuru nambuya mamubatsira mkomana akutotambawo
@taffytafadzwa1426
@taffytafadzwa1426 4 ай бұрын
Thank u sekuru Tasvu nebasa guru ramakaitira simba asi tavakungokumbirawo go bck to sender kuna bamukuru Charles na tete joice vatotanga kupenga now zvaiita simba
@IsaacMashanji-ip2hz
@IsaacMashanji-ip2hz 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu nagogo tinotenda nebasa ramunoita Mwari akuitirei zvidhafu dhau.❤
@pressleyrundare3930
@pressleyrundare3930 4 ай бұрын
Outfit yasekuri boo hr tasvu webling bling 😮😂😂😂😂
@primrosemarimirashiry8460
@primrosemarimirashiry8460 4 ай бұрын
Gegegege I'm so happy kuona madzibaba Simba vachitamba Ngoma kudai😂😂😂 kudenga Kuna Mwari veduweee,thank you tateguru Tasvu
@user-kd9rc9ok1t
@user-kd9rc9ok1t 4 ай бұрын
Thanku sekuru
LIVE: UN Security Council discusses humanitarian crisis in Gaza
2:04:21
Associated Press
Рет қаралды 7 М.
Simba Wife Meets Sekuru & Ambuya Tasvu: Says Thank You: Tasvu One
38:02
Дибала против вратаря Легенды
00:33
Mr. Oleynik
Рет қаралды 5 МЛН
Heartwarming: Stranger Saves Puppy from Hot Car #shorts
00:22
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 20 МЛН
Bira RaSimba Achiwonekana NaSekuru & Ambuya Tasvu NeVazukuru Vavo
46:59
Labour victory undermined by galvanised Muslim vote | The Big Picture
6:20
How is Egypt doing after a decade of Sisi’s rule?
6:21
Middle East Eye
Рет қаралды 7 М.
Mukotsanjera vs Nanga yekuChipinge P2MuranganwaFamily Dare raChief Mutasa
30:59
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 57 М.
IL’HAN - Pai-pai (lyric video) 2024
3:24
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 119 М.
Sadraddin - Jauap bar ma? | Official Music Video
2:53
SADRADDIN
Рет қаралды 7 МЛН
LISA - ROCKSTAR (Official Music Video)
2:48
LLOUD Official
Рет қаралды 93 МЛН
Serik Ibragimov - Сен келдің (mood video) 2024
3:19
Serik Ibragimov
Рет қаралды 1,4 МЛН
Say mo & QAISAR & ESKARA ЖАҢА ХИТ
2:23
Ескара Бейбітов
Рет қаралды 1,4 МЛН