Vhara makumbo, protection plus loop will work for you
@MavengeKudzai-fk1lf9 күн бұрын
He have to take full responsiblity of the kid,kwete kungo sv*** vana vevannhu,if i was her brother,hapaipera mushe
@edmoregota_personal7 күн бұрын
Bra mufesi akutaurwa uyu ane vana Zimbabwe yese. Iyi yaitwa inonzi ndamba kuudzwa akasiya jira kumasese. Ndiwe hako hanzvadzi inoita tec tec nemasese muchitadza kutsiura hanzvadzi dziite serious nechikoro vagozvishandira mangwana kana kuitawo licence kk
@ellensixpence0310 күн бұрын
Handiti ndimi maiwanzira vana vanoshandisa surname yana mai Muchiti vana vekuhurwa Karma yakasika
@AugustineKashiri9 күн бұрын
Vapfanha ava bodo apa sahwira vane tatto kumusoro kwezamu.vapfanha imika type yenyu boo here.but muface uyu kana mwana ariwake ngaachengete mwana .mwana chipo kubva kuna Mwari
@wendytarusenga86948 күн бұрын
Kkkkkkk good waraira vese
@JoeNyathiКүн бұрын
Vakadzi vari attracted kuvarume vasingavake maPlayer.ipapa akanyengwa nemunhu ariserious kuda kumuroora anomutsvinyira heavy● Nhasi uno apedzerwa abviswa mavhiri akuuya kuzochema kumatsaga aya vavoseka kt u not my type😂😂😂😂
@manasschibanda8 күн бұрын
Ritzmcleish
@PahashaTv8 күн бұрын
@@manasschibanda muripi
@trecytchikangu23999 күн бұрын
Kurarwa huda iwe yohweee .
@darlingtontshuma96605 күн бұрын
Kuma avenues hakusi kwema hure here?
@NomsaNgwenya00099 күн бұрын
Karma always find its address hantii waiitisekas
@MavengeKudzai-fk1lf7 күн бұрын
Kkkkkkkk,so tofamba takadzibereka here hadzvanzi dzachoe kk
@brendamasedewe70699 күн бұрын
Sis wami ❤❤❤
@trecytchikangu23999 күн бұрын
Ipapo filter inenge isipo. 😅😅 sisi ka
@StanleyMutama9 күн бұрын
Ka video ka Ritz maclesh aaah zvakazoita zve seka urema wafa .muridzi wemimba aingoda kukurova bhinzi chte cz waivhaira .inhau yekt waizviona special nekuzvifonera 😂😂😂
@fungaimasunda9 күн бұрын
Kkkkkk hausiwe waiseka mvana hr paya
@tafarapaul9 күн бұрын
Ko pama tiktok videos waiposta ma advice wani uchiita sewakangwara ngwara - wakazobbaiza papi, chete n’anga haizvirapi✌️
@ShinMand10 күн бұрын
besty manje vakurwadziwa amana😢
@Bragga209 күн бұрын
Umwe wako matauriro ake kuita kunge anobva kuLondon iye achibva kuWatsomba kana kuchishawasha ndoachakunyimisa rubatsiro😂😂😂😂😂😂😂
@JoeNyathiКүн бұрын
MuNdebele uyo aneRed dress
@EuniceKasimu-k7y10 күн бұрын
Ritz dzidza kutaura chokwadi remember uyu mwana uyu achongoda baba vake that is if ari mwana wake chaiye uyu hunhu hwekutsvaga mari nemwana it's total wrong I'm not happy hangu iwewe wega wakandiudza mafambiro akaita nyaya yako wega ukatotaura kut azvitonzwisisike Akaramba here DNA asi ko mwana uyu akazoonekwa ari wake muchatarisana sei nehama nyangwe naiye think before you react azviko izvi ndosaka hama dzako dzichi surrender newe ndaifunga kut unovengwa ndakaita problem kukutora kukuisa kumba kwangu kunyepa akushande mwana achazongoda baba vake saka ita hako timboona nekut zvatobuda kut wakazvironga sure
@tryphineshumba118110 күн бұрын
@@EuniceKasimu-k7y sis saka are you saying she is lying. The best solution is for DNA...why is your brother refusing? I think you should also give your side of the story and allegations you are making
Mmmmmm manhang anowira kune vasina hari,hey this guy needs to be arrested, or he just have to pay maintainance
@EuniceKasimu-k7y10 күн бұрын
Ndiri sister yemunhu arikunzi baba vemwana uyu pliz muskana uyu kana ndirikumunyepera ngaataure akumbire rubatsiro zvakanaka ane problem hombe and arikumupa basa ngaamupe achiziva hake ndapedza hangu
@Briannyanguwo9 күн бұрын
@@MavengeKudzai-fk1lf anenge achisungirwei
@AugustineKashiri9 күн бұрын
Apa anosungirwei muface uyu.pamaintanance mataura but kusungwa hakuna zvakadaro🤔
@lesleymutseka881610 күн бұрын
Mmmmmm ava sisi ava kaaa
@juliuschikupa630610 күн бұрын
Problem nowadays vakadzi you choice varume like muri musuper market i like this one with style of hair and he got muscle e.g.....
@ElishaRashirai9 күн бұрын
Unotonyepa iwe munosiya varume kwavo muchidanana nematsotsi.
@terrenceNKONDE10 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@MercyChari-v7r10 күн бұрын
Mwana chipo chobva kuna Mwari .Don't waste time nekuda kuchengeterwa mwana nemunhu akaramba mwana wake .Pakuda plan B use your hands kuchengeta mwana wako.Hapana basa ronyadzisa kana zvakaoma rekuwachira nekuitira vanhu ma duty mudzimba as long urikuwana mari yekuti mwana wako akure unosimuka kubva pa zero pauri
@ExploraTV-mb7xg10 күн бұрын
Ramaba uchihura basi imim kitchen inozara nevana. Hakuna murume anoda kuroora kahure ska mukasatsiga munonzwarwo😂😂
@ssam143010 күн бұрын
garai makumbo ne trinepon or pfekai macondaz two two
@RafaelCollazoJR11 күн бұрын
Ndipowo number dzaRitz
@RafaelCollazoJR11 күн бұрын
Ndipewo number dzaRitz tibatsirane
@EuniceKasimu-k7y10 күн бұрын
Ndinadzo mirai ndikupei
@wendytarusenga86948 күн бұрын
Kuti urove beans ka
@JosephGurudza9 күн бұрын
Tanha dzaunosvikira
@paulinegwati878210 күн бұрын
Maimbopisa ka movhembedzwa dzikamai mwana wotochengeta wega tese tikuchengeta wo
@MavengeKudzai-fk1lf9 күн бұрын
Why are u saying ane problem hombe,ndeyeyi problem yacho,we need to knoe
@MavengeKudzai-fk1lf9 күн бұрын
Thanx
@EuniceKasimu-k7y10 күн бұрын
Hauna kundiudza kut nhumbu yakabata last year November here uchinditumira dumbu inn usina nhumbu ritz ndikakutora inn ndikagara newe tichit nhumbu yakuzvarwa ndopawakut no Ndakazomuendeaera nyama musi wa 17 Dec ndikamut ngatirarei tese ndopakazobata nhumbu inn ndatonzwa nekutumirwa mapics edumbu uchindit mwana anoda ma potatoes saka iwewe ukutarisira kut angozvinzwisisao here une problem hako and une speed mwana ane 3 months ndiye wawakuda kut atonotorwa ropa reDNA tatambudzirei mwana arimudik kudaro Ndakakubvunza kut maidanana here ukat aewa kana ndirikunyepa huya undiudze kut apa Aunt mandinyepera Wakat chawaingoda mwana from him but pamakawirirana nhumbu haina kubata iwe ukat yabata saka wadii kumirira mantanance ok Mmm ndosaka hama dzako dzichichema newe ndabvuma hangu
@ZimVibeTV_zw10 күн бұрын
@@EuniceKasimu-k7y yowe asi mozivana ko why don't you get chance yeinterview tinyatsonzwe nyaya yacho ko mwana mamudarirei nhaimi kacheche Ako mmmmm
@TinasheChingwende-n6b10 күн бұрын
Munomuziva her mwana uyu
@Briannyanguwo9 күн бұрын
@@EuniceKasimu-k7y ma DNA anoitwa chero kamwana Kari kadiki vanotora saliva,, mfana uyo ngaachengete mwana asatore mkadzi bcoz ummm mskana ma1 uyo
@AugustineKashiri9 күн бұрын
Ma dna anotorwa nenzira dzakasiyana vanokwesha rurimi futi.nyangwe achangozvarwa anotorwa ma dna .chengetai mwana wenyu hama .mwana haana chitema .
Hie can we have your number sister Eunice we tried a.lot.of times calling your brother he ddnt pick up if you can inbox us so that we hear your side of the story