Paita Mutauro Nyaya mudare Rachief Mutasa tongai Shumba Muyananisi Wevanhu

  Рет қаралды 12,886

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 38
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 5 күн бұрын
First today ndipewo malikes😂
@vladimirputin-t1l
@vladimirputin-t1l 3 күн бұрын
hey tichkach you posted this weeks ago,,, but still murikuti yakabuda one day ago,,,,,
@KiethyWande-c7d
@KiethyWande-c7d 5 күн бұрын
Nyaya.yekwaChief Ngorima tirikuda part 2 iwe Tich Tach
@Jesline-j9t
@Jesline-j9t Күн бұрын
Tongai tinzwe chief mtasa mugoni wayo
@mshapiloevidence453
@mshapiloevidence453 5 күн бұрын
Chief Mutasa l think basa ramunofanira kupiwa ndere ku trainer mamwe ma Chief nekuti zvatiri kuona zvirikuitwa nemamwe machief kunze uko ma 1
@gamuchiraigorima
@gamuchiraigorima 21 сағат бұрын
Sekuno kwedu kuMwenezi pakaipa, vanowanzisa chioko muhomwe.
@PrudenceMarwei
@PrudenceMarwei 14 сағат бұрын
@Tichkach MTv uchatitadzisa kuteera zvinhu zvako zvinotobhowa kuteerra improve your sound system
@OswellMudautsi
@OswellMudautsi 5 күн бұрын
Dambudziko varikunyora nyaya imwechete vese vari vatatu ,saka hazvizo miri zvakanaka ,Uye vanochinja chinja misoro yenyaya imwechete saka tokumbirawo kut vanyore musoro wenyaya umwechete kusvika nyaya yacho yapera uye voisa into part ,nekuti nyaya zhinji haitongwe kamwechete ichipera ,saka ndiri kut vakaisa musoro wenyaya umwe chete voisa kuti part 1 part 2 kusvika nyaya yacho yapera .
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 5 күн бұрын
Mmmm baba vanenyaya dzakawanda mumusha umu makatakura zvakarema
@JohnLunga-g4i
@JohnLunga-g4i 5 күн бұрын
Makuti bhowa kudzokorodza hamunyari here kutambisa data redu kana mapererwa siyanayi nazvo hatimborwara nekuti hapana nyaya😢😢
@ElizabethManyarara
@ElizabethManyarara 4 күн бұрын
Chimbomirai nenhau dzekare hakuna zvichabuda mumatare emadzimambo tirimuna mbudzi vakationeka isu sema followerz avo
@brianchirozvi268
@brianchirozvi268 12 сағат бұрын
Tskaiona kare wani
@SpartyKalowa
@SpartyKalowa 3 күн бұрын
Baba ava ndivo vaka roya mukdzi vavo havachamude ba avo vana mwazha havasi kuita nharo vari kutozvi inopisa but baba avo ngavataure chokwadi kuti mkdzi havachade ndivo vakamu roya vaitoda kuti afe manje akamutswa Nana mwazha Saka varwadziva nazvo
@TafaraGudo-r8e
@TafaraGudo-r8e 4 күн бұрын
ndeyakaresa iyi
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 5 күн бұрын
Baba nemwana vane maprevious avo...zvachongobudirawo muhurwere hwamai
@KiethyWande-c7d
@KiethyWande-c7d 5 күн бұрын
KO hamutaurirane here kuti nyaya yekwanhingi ndatora ...umwe oendawo kwake ...makutiita vanhu vasinakukwana manje
@MadhanaSithole
@MadhanaSithole 5 күн бұрын
Ma ZCC anozviita futi ndakavadzinga vasvika vachimwaya mvura ruvanze rwese
@SHADRECKDURI
@SHADRECKDURI 4 күн бұрын
😮😮pane nyaya
@elizabethbongers1124
@elizabethbongers1124 Күн бұрын
Uuuuh, pamberi ne dare ra Headman Chigodora. Of all chiefs and headmen courts, ndiye ane best discipline. Too much shouting during the court procedures.
@ChipoMponde
@ChipoMponde 5 күн бұрын
Kuzoona November opera tichanzwa nedzokorodzo nekupihwa zvinyaya zvekwana Ngorima matofo
@patriciavimbaizvaita8370
@patriciavimbaizvaita8370 17 сағат бұрын
chitendero netsika ndirikuona vanhu ava vachitadza kuzvibatanidza. zvinoda maziso edenga chete apa. mai vaisanwa mvura asi yakanamatirwa vakanwa nhasi vapora.muchadei futi. baba ava njuga dzavo dzakabhiridha vanhu vaMwari vapindira.PERIOD INGA MAMBO MATOONAWO KUSHANDA KWERUOKO RWAMWARI WANI. BABA AVA VAKAKANGANISIRWA UROMBWA HWAVO CHETE.
@StevenMutisi
@StevenMutisi 5 күн бұрын
Why muchiisa zvinhu zvekudhara maakuti bhowa manje tinenge tichitio zvinhu kwazvo
@OswellMudautsi
@OswellMudautsi 5 күн бұрын
Chibanda ,tichikach,Karanganda pliz nyaya dzenyu ngadzisiyane ,kwete kut nyaya imwe chete iyoyo unoiwana Kukaranganda woiwana fut kuChibanda ,woiwna fut kuTichkach ,uye nyaya dzenyu nyorai nema part kana iri nyaya imwechete , semuenzaniso ,Nyay yatongwa svondo rino haina kupera yodzoka mudarw futi ,saka tokumbirawo kut paino pinda mudaro kekutanga mobva mangonyora Musoro wenyaya mobva mangouti Part 1 ,painodzoka fut mudare kechipiri mobva mangoiti part2 ,uye kna iri nyaya imwechete musachinja musoro wenyaya wamunenge matanga nawo. Nyaya dzenyu ngadzisiyane muri kuloader same content mese.
@flossykandy8113
@flossykandy8113 3 күн бұрын
Their interests are on profit from views. Stick to one channel to avoid disappointment
@jamesvutsvene8085
@jamesvutsvene8085 4 күн бұрын
Ko dzapera here nyaya makudzokorora
@TakemoreMutandani
@TakemoreMutandani 5 күн бұрын
Ndeyekare iyo tibvirei takaiona iyo
@VitalisMbowe-c2n
@VitalisMbowe-c2n 5 күн бұрын
Kna musina zvekuburitsa garai pasi
@SimonMarikomo
@SimonMarikomo 5 күн бұрын
Takaiona wani makutsvawo mari nema views imi tseki wenyu
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 5 күн бұрын
Ko kutipa zvekare hanzii
@MarshiaMawarura
@MarshiaMawarura 5 күн бұрын
Ko nyaya yamasese yakazodii nhai
@portiazarah4857
@portiazarah4857 5 күн бұрын
Ko makabvisirei ma comments panyaya yemukadzi wekubatwa nechikomba na baba vekunzi vanga vaane 12 years vasingauye kumba.... Kutonga rudziiko ikoko kwaitwa panyaya iyi
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 4 күн бұрын
Dare please be orderly.
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 5 күн бұрын
Muri kuti pedzera nguva takaiona iyo
@BossJagwa
@BossJagwa 5 күн бұрын
The audio is terrible
@WELLISMUZHIRAMOYO
@WELLISMUZHIRAMOYO 5 күн бұрын
Sound
@FranciscaChitengu-xw1zy
@FranciscaChitengu-xw1zy 5 күн бұрын
Why posting old stories nhaiwe kutsvaga maviews here zvobhowa
@jabulanidube388
@jabulanidube388 5 күн бұрын
Tichkach urimbwa yemunhu..... Why recycle stories... Am unfollowing you immediately. Karanganda woyee waiyepo ere
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 5 күн бұрын
Yooo
Vamwene Muroyi , Muroora iHure  | Chief Makope
40:28
BUSTOP TV
Рет қаралды 27 М.
Munda, Huchenjeri hwaMambo Mutasa
57:20
Manass-Chibanda
Рет қаралды 16 М.
ЛУЧШИЙ ФОКУС + секрет! #shorts
00:12
Роман Magic
Рет қаралды 31 МЛН
Chief Mutasa Vanobata Basa Kana Mazogara Tichkach Mtv
49:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 33 М.
vakauraya Munhu Vakuramba Kuripa Ngozi Nyaya Mudare
26:30
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,9 М.
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 81 М.
baba Vakamwa Mushonga Vachida Kuzviuraya  Nyaya Mudare
18:44
TICHKACH MTV
Рет қаралды 999
P6 Kufa kweMapositori panomuka Hohoho!!!!
1:42:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 106 М.
Amai Vedu Vakaisira Munhu Mushonga Muchikafu
16:37
TICHKACH MTV
Рет қаралды 9 М.
Mukwasha ogara negumbo remushakabvu mumba
23:24
Destiny TV
Рет қаралды 10 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 39 М.
KUNYENGA MUKADZI. Akaiswa bhurukwa mumusoro DARE RA CHIEF MUTASA
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 478 М.