P6 Kufa kweMapositori panomuka Hohoho!!!!

  Рет қаралды 113,014

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 504
@mugopower21
@mugopower21 8 ай бұрын
Vanoti ngavaende kwa Mukotsanjera ngatiisei ma likes nema comments pano. 🔥🔥🔥
@Maisky-09
@Maisky-09 8 ай бұрын
I agree 100% coz vanoswera pedza mari pasina chikubuda mukotsanjera anongoti ipapo ipapo
@CharlesDhliwayo-fj4nn
@CharlesDhliwayo-fj4nn 8 ай бұрын
Taura zvako yaidai yakapera kare kwamukotsanjere
@emilychikura
@emilychikura 8 ай бұрын
Ichokwadi ichocho
@mugopower21
@mugopower21 8 ай бұрын
@Karanganda Baba Taps mozvionerawo kuti vanhu vati MUKOTSANJERA auye apendere dare iri, sisi vedu vamboritekaidzawo asi tinoti pezera ravo pakwana and tinotenda nekubatsira kwavo. Kunongedzana ngakuitwe na Chiremba not kuti vanonongedzana pachavo.
@mineatdjk
@mineatdjk 8 ай бұрын
Kana kwasekuru Tasvu. Honestly avo gogo zvinenge zvavakunda. Shuwa vanopedza nguva nemari vachingotenderera.
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 8 ай бұрын
Karanganda kumakoyoooo❤ endayi kwaTATEGURU MUKOTSANJERA
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 8 ай бұрын
This chanel handigone nayo Ba Taps well done job
@1_Em_Klei
@1_Em_Klei 8 ай бұрын
I am learning so much through this channel. Thank you so much TarangandaTV
@innocentmthawonga8356
@innocentmthawonga8356 8 ай бұрын
It's true, very educative.
@Chakabyebye
@Chakabyebye 8 ай бұрын
Me too
@Chinemukutu
@Chinemukutu 8 ай бұрын
Mukotsanjera to the world please ❤
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 8 ай бұрын
Mhuri iyi inorwisana hayo but atleast vanotombo ungana vachikwikwidza vachi nongedzana, kwedu kana wekunetsana naye hauna kwaunomuwana,,, unenge uchngo royiwa waunobvunza hpana😂😂😂
@mugauriwatie
@mugauriwatie 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@maryushewekunze4671
@maryushewekunze4671 8 ай бұрын
Muroyi haadi ende ukada kuratidza kut une zvaunozvawaona kana kuziva,tsvaga back to sender wakanyarara,ukasadaro unofa
@Maisky-09
@Maisky-09 8 ай бұрын
Muroyi haambofe akabvuma kuti ndini ndapedza dzinza imi sungai munhu muende naye kwamukotsanjera nyaya iyi ipere
@lucymabhura3122
@lucymabhura3122 8 ай бұрын
Haaa anobuditsa mari ndiyani iye muridzi asiri kubvisa.
@helenmwale1987
@helenmwale1987 8 ай бұрын
Karanganda you are ther best God bless you what ever you are doing we ❤you
@KudziMaranga-mc5ce
@KudziMaranga-mc5ce 8 ай бұрын
bba Tapisi ndokumbirawo nhau iyi ihombe irikuda skru mukotsanjera pane xvandadzidza pairi .parikuda kupatsanurwa mudzimu,Ngozi ne zvikwambo .nguva yareba vanhu vachishupika
@innocentmthawonga8356
@innocentmthawonga8356 8 ай бұрын
Apa wataura chibaba Mukotsanjera. Ndiye anogona nyaya iyi.
@PoliteNkomo-t9l
@PoliteNkomo-t9l 8 ай бұрын
Ndadzidza zvangu. Kuona munhu akafa or kuudzwa ukasazivisawo vamwe ngozi inotouyawo kwauri ummmm I learn alot
@mo_ink1452
@mo_ink1452 8 ай бұрын
True. There is one that Mukotsanjera was fixing it involved a witness who kept quiet.
@Thimothy-k6w
@Thimothy-k6w 4 ай бұрын
Yaaaa kuungana konetsa kumhuri zhinji. Ngaabvumewo nguva ichipo
@LusciousKawanza
@LusciousKawanza 7 ай бұрын
Mai Veronica na mai ausi to the world
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 8 ай бұрын
Baba vaTaps vanhu tavhota endesayi mhuri iyi kwaMukotsanjera
@SyenaMagaya-iy3nf
@SyenaMagaya-iy3nf 8 ай бұрын
Ngaaende kwamukotsa uyo
@Mbwido
@Mbwido 8 ай бұрын
Kugona ngozi huirapa Soko, zvino mukaita zvekuibvuraudza bvuraudza inokutambisai agogo shem.
@ElinaNyahwema
@ElinaNyahwema 8 ай бұрын
Endai kwakule Mukotsanjera
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 8 ай бұрын
Kkkkk shatup Adam kkkkkk mudhara morohwa na Adam imi makaurayisa vana
@mollymasilo6383
@mollymasilo6383 3 ай бұрын
Nyaya iyi inevanhu vakawanda mukati saka vanosimbisana kuti ramba asi mukadzi wakaona zve chokwadi
@erinanyamunokora6365
@erinanyamunokora6365 8 ай бұрын
Mukotsanjera ndiye chiororo kana iri Ngozi endai ikoko
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 8 ай бұрын
Vanoenda kunoitei iye mufi akati ndiri kuda kuripwa ngozi haishoperwi inotaura yega iyi yakatotaura
@EddingtoneChivero
@EddingtoneChivero 8 ай бұрын
Katanganda tv well done,❤❤❤
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 8 ай бұрын
Zviripano zvinorwadza kusvika pekupedzisira Dai mwari newadzimu wapindira woronga nzira yemazvo pasina kubhadara wabatsiri pasina chinofamba .....family idzi ndoti good luck 🙏
@ashleymtero3203
@ashleymtero3203 8 ай бұрын
😂😂😂😂 kwanzi nababa vane shirt ye red ngatiitei way plan 😂😂😂😂 Kuda kuti way forward . ..kuuuti chuuuuu
@locardiampofu-jz3tp
@locardiampofu-jz3tp 8 ай бұрын
kkkkkkkkk ndaseka zvangu
@Ishmael4513
@Ishmael4513 8 ай бұрын
Joromia, Sadhuki, Konoria. Mazita ekumasowe here? Please ndibatsireiwo
@rambertgezera9224
@rambertgezera9224 8 ай бұрын
I wish Kusvika kwa muranganwa 😂😂😂
@EmilyJirivengwa-cn7go
@EmilyJirivengwa-cn7go 8 ай бұрын
😂😂😂 gate ragogo magumbo masanogadziraka ndikuriona ko mutete wehondo uripapi 😂😂😂
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 8 ай бұрын
Ndipeiwo mutete Kani akomana ..hamunawo ere mutete kana chekunwa hacho amana
@Kudzymutema
@Kudzymutema 8 ай бұрын
Wazvinzwa kutsanangura wazvinzwa?
@natashalavaya363
@natashalavaya363 8 ай бұрын
Thank you BaTaps ,kuti chuuu🎉🎉🎉
@regreatdoreka
@regreatdoreka 8 ай бұрын
Karanganda to the world 🎉
@idahdondo763
@idahdondo763 8 ай бұрын
🎉zvomuri kuti nanga nanga neakaidzwa nemukadzi wake ko akauraya ndiani?????
@idahdondo763
@idahdondo763 8 ай бұрын
Kuudzwa kiti ndakaona vanhu valatakira chinhi ndikwo kuuraya hereeee
@gb6926
@gb6926 6 ай бұрын
Nyaya yengozi hayo but tea iri keep fambwa nayo
@aniphabandera6792
@aniphabandera6792 8 ай бұрын
Kutonetsana ikoko ingozi iri kutoda vasawirirane😂
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 8 ай бұрын
ngavaende kwa tasvu I have a feeling yekuti pa hama apa pane arikuwanda nemukomana uyu.He looks very innocent.Mhuri yese iyi manyanya kuroverera munhu .and mese imi nemadhara ese Aya emumusha imi makachena imi imi Aiwa endai kwa Tasvu tione
@mercymupandanyama2518
@mercymupandanyama2518 8 ай бұрын
Yaaaa madhara Aya pane varikuhwanda naJairos
@pokellokingz
@pokellokingz 8 ай бұрын
Haana kurovererwa asi nyaya iripakuti akaona munhu akapondwa akatakurwa mudximu wabuda akaramba kuburitsa vanhu vaakaona Saka arikurwiswa nemufi ndezveusiku zvaakataura izvozvo ndozvirikudiwa kuti zvibude pachena
@obertdube6165
@obertdube6165 8 ай бұрын
Mukotsanzera ndoochibaba kwete tasvu haasvike pana mkotsanjera😊
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 8 ай бұрын
Mukonzanjera to the world
@DrKays
@DrKays 8 ай бұрын
I agree nevarikuda second opinion, gogo vange vakuita zvedoro😅. Mukotsanjera for the Duri people please
@EmilyJirivengwa-cn7go
@EmilyJirivengwa-cn7go 8 ай бұрын
Varndesei kwamukotsanjera bataps nguva yareba
@sqrd3536
@sqrd3536 7 ай бұрын
Funny how one of them said kwaMukotsanjera hakuiite. Kungwarangwara...haaaa. Munhu uchitsvaka rubatsiro vozoti uko akuiite.
@devotedgombakomba1903
@devotedgombakomba1903 8 ай бұрын
Crack riri paimba iro bhoo here.Ummmm imba iri pamutonono ,kuwa anytime
@FadzieMutedzi
@FadzieMutedzi 8 ай бұрын
😅
@tendaimichaelsakarombe6100
@tendaimichaelsakarombe6100 3 ай бұрын
Inogona kunge yakasodaro kare kare muri kutogara hwitakwi dzewanhu imomo zvakadaro uye imba chaiyo mune wanhu haivhozhi pachiwanhu asi munhu akafa or kutama pakasagara wanhu inovhozha pane kudydzana kwakanyanya munhu nevhu
@edwinhlatywayo3768
@edwinhlatywayo3768 8 ай бұрын
Tinotenda nekutipawo nyaya ❤
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 8 ай бұрын
Baba Taps to the world 🙏🙏
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 8 ай бұрын
Ndiye ainyepa kurwara musi uya 😂😂😂😂jairosi
@Kudzymutema
@Kudzymutema 8 ай бұрын
Kana ndiwewo kuzembera gogo vaya kutovapira sele but awonda
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 8 ай бұрын
Yoooo zvorwadza izvi ......pakuda mukotsanjera apa
@domson0484
@domson0484 8 ай бұрын
Vaendesei kwasekuru vangu Mukotsanjex,zvinopera sharpsharp izvi.
@tinashedobenya1920
@tinashedobenya1920 8 ай бұрын
Kovamunyimirei tea hobvu nechingwa kkk😂😂😂
@St-G2
@St-G2 2 ай бұрын
Ndiye aramba ega uyo, anosha kutsingwa ipapo😂😂😂
@OswinHundivenga
@OswinHundivenga 8 ай бұрын
Hanzi ngatiitei way plan😮
@trymoremanase784
@trymoremanase784 8 ай бұрын
Kaka romba kamudhara Duri ako,he is hard head ,ane musoro wakaoma ,.torai masora kkkkkkkkk
@FadzieMutedzi
@FadzieMutedzi 8 ай бұрын
Kwedu kwakarohwa munhu big time but hapana chakabuda.akasvka pakuzofa asi paakangotaura chokwadi haana kuzomboita 2months akabva afa zvsnganzwsske
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 8 ай бұрын
😂😂😂😂pane anzwawo here Kwai muhouse mangu
@kudzanaiRuwuya
@kudzanaiRuwuya 8 ай бұрын
kkk
@Kudzymutema
@Kudzymutema 8 ай бұрын
Ini ndasvika panze mukadzi akati sorry 😂😂😂😂😂😂😂wandiuraya Jairos
@tichatongavareta3677
@tichatongavareta3677 8 ай бұрын
Tea hobvu, vakomana Jeso arumwa nemago tomuhuka tomuhuka😂
@Mai_Ashy
@Mai_Ashy 8 ай бұрын
Good morning Karanganda family ❤❤❤❤
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 8 ай бұрын
Kumakomoyooo usrisayi Ashy
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 8 ай бұрын
Itai zvasekuru Mukotsajera awo mbuya vedoro vanokupedzerai tym mhuri ichipera
@nyashachitepo330
@nyashachitepo330 8 ай бұрын
Mwana uya akazoporaa here
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 8 ай бұрын
Too much of drama
@FainessAntonio
@FainessAntonio 8 ай бұрын
​@@nyashachitepo330mwana atove boe akutotamba uya ,so tinot gogo vane mavo mavakarova
@samutendaseriessasitv5904
@samutendaseriessasitv5904 8 ай бұрын
Sofa rine spring Haradada🎉🎉🎉🎉
@YvonneDinembira
@YvonneDinembira 8 ай бұрын
Baba sharo baba sharo asi chii baba sharo😅
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 8 ай бұрын
Gogo musalad vakagumira papi vainwisa mapostanga hwahwa kkkķk
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 8 ай бұрын
Vaya handifunge kuti pane chaibuda ini
@jeremiahchikanda1528
@jeremiahchikanda1528 7 ай бұрын
Frm1 to 4 it was continously f Part 6 yakutotanga irikumberi
@idayichingovo3135
@idayichingovo3135 8 ай бұрын
Nhai imi varume vese ava ifamily one here?
@EulitaMagaisah-gt9wv
@EulitaMagaisah-gt9wv 8 ай бұрын
Vana kufa sehuku muchiramba sure musadaro Jairos
@rabbyPick
@rabbyPick 8 ай бұрын
Mamisanai muurayane muwedzere dzimwe ngozi 😂😂😂
@emelykapita4181
@emelykapita4181 8 ай бұрын
Endai munojuruja majuru mumsunge modira muhembe majuru acho anotaura chokwadi muspedzerwa nguva
@MariaChikonzo
@MariaChikonzo 29 күн бұрын
Mune ukama hre na Duri iri Buhera nhai imi vana Shoko
@felixchizeya-mk3lh
@felixchizeya-mk3lh 8 ай бұрын
Corruption nengozi😂😂😂😂 yaaaaa kanyika kedu aka kanenharo
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 8 ай бұрын
Mukotsa to the world ngauye paground apedze masports ese
@FaithfulSarah-h6h
@FaithfulSarah-h6h 8 ай бұрын
Ba taps ko part 7 iri kuuya hr
@MissNatie
@MissNatie 8 ай бұрын
Muroyi wehama ihama😢
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 8 ай бұрын
Ba sharo ka ba sharo ka ummmmm shuwa musha wese waungana
@ChipoMponde
@ChipoMponde 8 ай бұрын
Jairos ane moyo wakaoma sewa Pharo ,pandakatanga kumuona kwaMutasa anga akatosimba izvozvi apera ,ndiye fut wekt Kuna Magumbo ndapera Simba pandagumhana namkoma
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 8 ай бұрын
Jairos ane moyo wakaoma sewa charisi mkoma wababasimba wekugwesha
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 ай бұрын
Handi anga ari umwe wemabhinya akatorawo zino kana ropa or ndiye akatora musikavanhu waSadhoki
@ChipoMponde
@ChipoMponde 8 ай бұрын
@@namatiraisithole6158 pari kundi confuser ndepekt aiwe akasvikirwa akati Jairos ane mhosva yekudziwisa mkadzi kt asataure zvaaona Asi maitiro ake Ari kuratidza kt akauraya
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 ай бұрын
@@ChipoMponde nooo Jairos aitove mudhiri rekuurawa kwaSadhoki chete handigoni kukutimira link yacho yedare rakaitwa kwamambo Mutasa ,he was one of the mabhinya vakasheyana maparts avakabvisa pana Sadhoki and Sadhoki uyu wekuurawa aitove mwana wemunin'ina wemukadzi waJairos so nyaya yekuita mabusiness ndiyo yakaita vaurayise mwana coz anga ari mabusiness men vakarongana kuti kuuraiwe mwana
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 ай бұрын
@@ChipoMponde enda kuKaranganda Chief Mutasa pakanzi Takauraya mwana uchanzwa nyaya yacho kwayakatangira
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 8 ай бұрын
Hooooo ndonyaya iya yekupinda mudare ma mambo Mutasa yemabhinya Aya pane 1 wekubvuma uya ava vachiramba ndaiziva . Fambai Naya baba Taps
@Karanganda
@Karanganda 8 ай бұрын
P5 iripano kzbin.info/www/bejne/oICXY4SiZ9R2qqc
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 8 ай бұрын
Aaa nhaimi kana asina kuuraya anoregerei kungobvuma. Anotopenga uyu. Murovei
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 8 ай бұрын
Kkkk hanzi usadaroba unoroiwa kkkk ndanakidzwa hangu
@morgannecharingwa3321
@morgannecharingwa3321 8 ай бұрын
Samanyika to the world 🌍🌎
@clariskumba3538
@clariskumba3538 7 ай бұрын
Anoda kunerwa uyu Jairosi . Ivo vana Jairosi vanotambudza mhani
@theshavas
@theshavas 8 ай бұрын
Saka mukadzi akatiza nokuti aikandirwa matombo mumba nemufi here?
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 ай бұрын
Vanhu vese ava kutenderedzwa musoro nemunhu 1, sungai munhu mbira dzakondo muone kuti hazvifambe here
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 8 ай бұрын
Ukaona zvatsvika pakadai munhu anenge arwadziwa
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 ай бұрын
Imi vanhu BaTaps havaendesi vanhu kuna chiremba wawanoda asi unoda mhuri. Kana mhuri yati Mukotsanjera ivo chavo kuteera kumashure, kana mhuri yati Chipinge ivo chavo kutevera
@rambochauke710
@rambochauke710 8 ай бұрын
❤❤❤❤Tasvikka panzer mukadzi akati sorry kkkkkkkkkkkk 🔥 🔥 🔥 kkkkkkkkkkk
@PoliteNkomo-t9l
@PoliteNkomo-t9l 8 ай бұрын
Hooo haiii. Jairosi ndiwe hako. Wekut mkoma andigunha kut ndinzi ndini jai jai. Kurwara kutakurwa. Uriwe zvako muridzi wenyaya
@Kudzymutema
@Kudzymutema 8 ай бұрын
Kana ndiwewo😂😂😂😂but awonda
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 8 ай бұрын
Thanx karanganda tirikunakirwa nekudzidza. But kana uyo aramba iye let him sponsor trip yekuenda kwa Mukotsanjera
@EulitaMagaisah-gt9wv
@EulitaMagaisah-gt9wv 8 ай бұрын
Jairos nemdhara wejoni makashinga sunungurai mhuri hamunyari neiko imi baRuth dhagura vanhu mhani
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 8 ай бұрын
Ko ngozi yekwa Muranganwa how far baba Taps
@estherdzimbiri
@estherdzimbiri 8 ай бұрын
😂😂Jairos Jairos
@tanyaradzwamdzingisa6780
@tanyaradzwamdzingisa6780 8 ай бұрын
Ndiye wekurwara paya achitsindira gogo magumbo kaa
@ElesiMagwidi
@ElesiMagwidi 8 ай бұрын
Mapositori ndongomadira zvangu kunwa tea kkkkkk but havagoni kumiririra chitendero chavo ,apa vava kuendeswa kun'anga asi bible ravanoverenga roti kwete 😂
@patriciabandura5412
@patriciabandura5412 8 ай бұрын
Vanoverenga bible hre ava ,havazivo vekuti tinoroteswa
@ElesiMagwidi
@ElesiMagwidi 8 ай бұрын
@@patriciabandura5412 vanoverenga ava vekwaMarange kwaNoah
@sinikiwenicole3897
@sinikiwenicole3897 8 ай бұрын
Mukadzi akaona hake vanhu vange vakatakura munhu but haana kuziva kuti pavanhu ipapo murume wake anga aripowo. Ndosaka murume ari kuramba because he is part of it.
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 8 ай бұрын
Ba taps vaendeseyi kwasekuru mukonzanjera ngozi dziparuke idzi
@FainessAntonio
@FainessAntonio 8 ай бұрын
Anoendesa munhu ndichief not generlist
@EsterMunzara-n9o
@EsterMunzara-n9o 8 ай бұрын
Baba Sharon awamwiwo tea hobvu su😢
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 8 ай бұрын
Baba ava vainyepera kugwara musi uya raiva skiri rekuramba mhosva
@thobelikhayandlobvu765
@thobelikhayandlobvu765 8 ай бұрын
Bab Taps vanhu ngawaende kwamukotsanjera abudise chokwadi
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 8 ай бұрын
Neamweni anobva ahwara ngeunenge abatwa 😢pakazara varoyi mumhanza idzo
@PatriciahNgwenya
@PatriciahNgwenya 8 ай бұрын
Baba Sharon's stubbornness just the same as that for Bee
@gracemupita1801
@gracemupita1801 8 ай бұрын
Asi baba Taps kwa Odzi manganambodyeiko kkkkkk kajambiro kamakaita mapedza ku shooter ka kkkkkk pakaipa plus pane pamakazunguza magaro kkkkkk yaaaa makaoma.Asi pa live kumuona u pretent to be very very quiet kkkkkk munemusikanzwa baba Taps hakuna Dj wakadaro kkkkk PA Odzi makazvivharisa
@FainessAntonio
@FainessAntonio 8 ай бұрын
Tatozvijaira kwavanomboita MC kumamichato dzakasiana siana kana maroad show
@MelodyMwatwara-qy1zd
@MelodyMwatwara-qy1zd 8 ай бұрын
Haaaa ndakazviona ini musi uya Jairos aisa garo pana magumbo ndakazviona kuti arikutsipika magumbo iye magumbo wacho kwakuti warohwa neremote guys musawanze kupopota endai kwaMukotsanjera
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 ай бұрын
Ndiye uya wekugara akasumudzira sele akaita sekufuratira magumbo hre achiti ari kurwara kkkkkkkk 😂😂😂😂
@MelodyMwatwara-qy1zd
@MelodyMwatwara-qy1zd 8 ай бұрын
@@namatiraisithole6158 Ehe ndiye Jarois iyeye
@Kudzymutema
@Kudzymutema 8 ай бұрын
Awonda asi
@gracemupita1801
@gracemupita1801 8 ай бұрын
Ngozi ya Conorio kkkkk mazita aya yoooo
@Jujumunongi22
@Jujumunongi22 8 ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera is the best panyaya iyi
@Maisky-09
@Maisky-09 8 ай бұрын
Ka ra nga nda 🔥🔥🔥🔥ndavepo
@A_JM585
@A_JM585 7 ай бұрын
Karanganda kubva manatsorova camera mdhara uyo akarohwa nehope apa cup ye tea pamuromo
@trymorechiringa6711
@trymorechiringa6711 8 ай бұрын
ngawaende kwa mukotsanjera awo
@Ronicahonyeso
@Ronicahonyeso 8 ай бұрын
Endai naye kwasekuru Tasvu dzungu rake rinopera jairosi
@pasizendera3563
@pasizendera3563 8 ай бұрын
Rapisai vana imi ma positori kwete kutaura zvakadhakwa
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 8 ай бұрын
Unoda kurohwa uyu anoramba zvaanoziva achatambudzisa mhuri yese iyi kudai haiwa rovai mhani munhu aite kwazvo aaaah mushonga we ngozi kuripwa ngaaende anoripa ngozi dzake dzinenge dzakawanda fti
@learnmorechikudza5428
@learnmorechikudza5428 8 ай бұрын
Karanganda kuvanhu 😂😂kuti Chuuuuuu
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 ай бұрын
Saka kutaura kuti ndezveusiku ndizvo zvinoita kuti uyo murume anzi ane ngozi hre ?Ndiyo nyaya yakambobuda kwaMutasa hre iyi yekuchererwa kwemunhu paChigayo zvakapupurwa padare ramambo ?
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 8 ай бұрын
Sadhuku Muranganwa ndiye akaurawa nemabhinya anosanganisira Jairos ndiri kubva kudare rekwaMutasa witness ichitaura maurayire akaitwa mwana ainge abva kuchikoro adzingwa akabatwa naJonh Muranganw
@FaithfulSarah-h6h
@FaithfulSarah-h6h 8 ай бұрын
Ba taps ndokumbirawo part 7yacho
Makachena ere? .Headman Chigodora
1:07:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 126 М.
Kufa kwa Sabhuku
1:19:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 145 М.
Beat Ronaldo, Win $1,000,000
22:45
MrBeast
Рет қаралды 158 МЛН
Что-что Мурсдей говорит? 💭 #симбочка #симба #мурсдей
00:19
MuSatanism Pfee Mudare MaTateguru Tasvu Oda Kutsenga Mukanwa
49:38
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 29 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 86 М.
KUFA KWEMAPOSTORI PART 1
48:02
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 82 М.
Panofe munhu apa
1:18:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 137 М.
Takabatwa uroyi .Headman Chigodora
1:05:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 245 М.
Enda kumba kwako, Unengozi #Karanganda TV
1:10:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 58 М.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 213 М.
Beat Ronaldo, Win $1,000,000
22:45
MrBeast
Рет қаралды 158 МЛН