PART 2: Akabirwa Bag Rine Chikwambo Chake Chine Mhiko Yekusasvika PaRufu Kana Kupinda MuChurch

  Рет қаралды 14,103

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 58
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 19 күн бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
@pardonmubvuma6245
@pardonmubvuma6245 19 күн бұрын
Amai vakanaka avo. No bleaching no makeup
@faraibasikoro-zl5os
@faraibasikoro-zl5os 19 күн бұрын
A beautiful lady ❤
@PortiaMagatse
@PortiaMagatse 17 күн бұрын
Mai iyo inonyepa wakanoromba,but varipo,ndipei # dzavo
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 18 күн бұрын
Gagaigwa remukadzi rakaromba.... Chiiko nemi
@PatriciaKutama
@PatriciaKutama 19 күн бұрын
Sekuru u are a star❤ keep it up
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 18 күн бұрын
Imi amai imi kwanai mwana anofanirwa kukumbira chete kwete kutaura zvakawanda nokuti dambudziko rakabata baba wake hazviite kuti rizobata mwana saka moda mwana apenge zvakaita baba wake here kwanai,mukoma Robert maita basa
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 18 күн бұрын
Shuwa iyoyo hama yangu 😢😢😢😢😢😢 pakaipa
@TheresaMaps
@TheresaMaps 8 күн бұрын
Happy new year family
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 18 күн бұрын
Basa harina kukosha pane utano
@unity9896
@unity9896 19 күн бұрын
Kkkkk 🤣🤣🤣🤣 nhasi kuri kunakidza kudare, mbavhavyakaba chikwambo
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 18 күн бұрын
😂😂😂😂😂 midzimu yembavha iyi yakadhakwa
@LucasMoyo-r9c
@LucasMoyo-r9c 17 күн бұрын
Kanengo anotanga aona pamedia kuti azoziva problem yemunhu😂😂😂
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 17 күн бұрын
Kkkkk kana achizopedza hake dambudziko zvinokudzwa.
@Josephbanga3633
@Josephbanga3633 13 күн бұрын
Kkkkk kutenda waona SA Thomas unogona kunzi rapera dambudziko asi zvichizoshupa nekufamba kwenguva ini hangu moyo nakwo uko andina cz pamwe pacho unonzi bvuma chete aiwa basa rega rofanirwa kukupa maresults uye pavari kutaura mnhu uyo ndaida kumuona ini
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 13 күн бұрын
@@Josephbanga3633 Ndizvo zvakango naka kuzvionera wega zvemanzwira nzwira zvinonetsa.
@Masline-q6b
@Masline-q6b 11 күн бұрын
Ndosaka achishaiwa vanhu amheno kuti nyaya yemwana uya wekuzvimba dumbu ainokutozopera uye kanengo anorwisanisa hama zvose zvaarikutaura kanengo akazvinzwa pamedia
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 11 күн бұрын
@@Masline-q6b Handiti ndiyo yamanyoni here vakaitaura wani last week kuti vari kutoishanda
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 18 күн бұрын
Maiyakabatana zvekuti inezvidhoma handinei nazvo ndipei no dzayo ndoida Mai iyi
@FelistasVhombo
@FelistasVhombo 18 күн бұрын
@BhaseraNorman uri kutoda nhaika 🤣🤣🤣
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 18 күн бұрын
@FelistasVhombo kkkkkk yakanaka zveiwe handi zvikwambo haichina here zvakabiwa Saka ndaida
@MueraSoko-o9k
@MueraSoko-o9k 18 күн бұрын
😂​@@BhaseraNorman
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 17 күн бұрын
Tora zvako iwe munhu achena uyo.
@MerinahNdoro
@MerinahNdoro 16 күн бұрын
Ndovaziva
@EdgarGudyanga
@EdgarGudyanga 18 күн бұрын
Mbavha yanyura iyi, haachafi akaba futi uyu 😂😂😂😂😂
@nolinendebvu5743
@nolinendebvu5743 15 күн бұрын
Hapana volume vani
@AmandaMandy-td3bh
@AmandaMandy-td3bh 19 күн бұрын
Haya
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 18 күн бұрын
Ndo laki kubirwa bag rinezvikwambo kkkk
@emmagaba9798
@emmagaba9798 11 күн бұрын
@zimbeat sei muchiburitsa vidio munhu achitaura first mozoburitsa remudare achiita kunge akuprofitwa iro vedio rerondedzero rapostwer kare. Why do you interview pipo first vasat va shoperwa . Zvitsotsi zvega zvega izvi kut tichit3ndq zvikutqurwa hapachina .
@oswellosama5618
@oswellosama5618 9 күн бұрын
I always wanted to say that , seems like kupa n’anga all info zvee
@MollenMutanga
@MollenMutanga 19 күн бұрын
Yaa zvakaoma
@SaproWamba
@SaproWamba 19 күн бұрын
Akaba here or mushonga wakadzokera ku SA
@Josephbanga3633
@Josephbanga3633 13 күн бұрын
Vanhu vava bsy kt amai yakanaka iyo ko kutaura kubatsirwa kwavari kuitwa kkkk
@RuwizhiAaron
@RuwizhiAaron 18 күн бұрын
Kkkk kkkk Kuba kachidhoma 😂😂😂😂😂
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 18 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😅 kachikwambo kkkk
@brianchirozvi268
@brianchirozvi268 15 күн бұрын
Tula bhechuludhe
@giftpwanyes3596
@giftpwanyes3596 16 күн бұрын
Mukadzi uyu akanaka hey waizorimberei nerunako urwo waizowana anokuda mu comment section muno
@successmike
@successmike 16 күн бұрын
Mhiko haisi yekusazora mafuta akuenda kuChurch here kwete yekusaenda kuchurch?
@gladysmashy1458
@gladysmashy1458 16 күн бұрын
Mhiko ndeye kusazora mafuta achienda kuchurch asi kuchurch haarambidzwe hake
@rascocky6366
@rascocky6366 19 күн бұрын
🤣🤣🤣Mbavha iyoyo haichabe zvakare!!
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 18 күн бұрын
😂😂😂😂 shuwa
@LorraineMutukudzi-j6d
@LorraineMutukudzi-j6d 18 күн бұрын
Kkkk imagine Kuba bag rezvikwambo kkk
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 18 күн бұрын
😂😂😂😂 Rotanga kutaura
@signalmuronga835
@signalmuronga835 18 күн бұрын
😂😂😂
@SeanSunday-rv6uz
@SeanSunday-rv6uz 19 күн бұрын
Yeah, people are evil out there
@RajabKasanga
@RajabKasanga 19 күн бұрын
Inini ndiri n'anga huya ndikuroore matambudziko anopera iyayo
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 18 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 18 күн бұрын
Ini ndakatbonzi rega ndikupe mafuta ekuzora but nenyaya yekuwona dzidziso yasekuru kanengo ndakaaramba ndikati ingondirapai kurwara zvemafuta bodo
@chingombedaries
@chingombedaries 19 күн бұрын
Tuma drama utwu
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 18 күн бұрын
Nhai ko akaenda kurufu kwacho asina kuzora mafuta acho or pamwe akatorasa otora hembe
@j.n.rfanex7442
@j.n.rfanex7442 19 күн бұрын
Mukawona Kanengo batai murove WY achitaura zvinhu zvinenge zvataurwa nemubatsirwi pamedia haana chaanoziva diaman uyo kubira vanhu mari chete basa rake kutevera zvimavedio zvaSly media achibira vanu kna kune akambobatsirwa nakanengo zvikaita ngaasumudze ruoko n'anga chaidzo ndiTasvu naMukotsanjera .
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 19 күн бұрын
For your own information we don't post part one before recording part2, iwewe ndiwe viewer we fake manje, we first interview people, assist them to get help then broadcast, stop exposing your ignorance with your smart phone, you are not smart brainwise
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 18 күн бұрын
Tora phone yako unyike mumvura uchaona phone yako ichishanda then wozivakuti it's true
@MueraSoko-o9k
@MueraSoko-o9k 18 күн бұрын
Pana Kanengo hapamihwe mihwe , unochohwa chohwa naRobert . Haadi navo .
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 18 күн бұрын
​@@robertapfumaneyishuwa mukoma wangu kana munhu achibatsira 😢😢😢😢😢
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 18 күн бұрын
@@MueraSoko-o9k ndadzidziswa kuti vanhu vana Satan anovatuma kushora, avovayengera data kushora, kunetesa vanhu kuti vasapone, do you think its normal kuti munhu pako pese its negative comments, these are devil's advocates vari pabasa ava
@LukenChimonyo
@LukenChimonyo 19 күн бұрын
Mbinga
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
Ndaneta Nekungodyirwa na Sahwira Wangu
14:52
SlyMediaTv
Рет қаралды 3,1 М.
Izindaba zesiZulu @13H00 l 15 January 2025
22:59
SABC Izindaba
Рет қаралды 9 М.
A BATTLE OF CLAIMS AND DNA: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP16 #dnashow #tinashemugabe
1:16:39