Part 2 - Varume 8 Varikunzi Vakauraya Munhu Pamwe ne Mwana waSabhuku Vodzoka KuDare. Vamwe Voramba.

  Рет қаралды 58,485

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Пікірлер: 441
@Chikatsa
@Chikatsa Ай бұрын
Mhuri ina old madala avo (sabhuku), you are blessed kuva nemutana akadai anomira nemi pazvinorema 👏
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Chokwadi
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c Ай бұрын
Varikuti mapurisa musatinyaudza mapurisa failed for 18 months it's a cold case now kupolice... Ngozi haiende kupolice ngozi itori police pachayo vana Gandi vakaripa wani but no arrests nyaya dzengozi idzi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Ndinotsinhira ndichiti vese varikut police murimbwa dzevanhu mapurisa aivepi munhu achirohwa kubva mubhawa kusvika afa vakazoita seyi so ngozi ngaipedze nyaya dzayo ngavangoripisa vabvuma satensen
@tinashenyangari282
@tinashenyangari282 Ай бұрын
Porisi haichapindi zveshuwa, munhu akamutsa Tensen ndiye ngaabatwe inotsetsa yoga
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c Ай бұрын
@tinashenyangari282 my thoughts exactly... Tichaona akanyenga nekumagaro vanomhanya kunoripa vega ivo vari kuda kuenda kuporisi kuti vaite rich and acquitted vari kuda kushandisa mari manje pazvave hapadi izvozvo
@MountDarwin
@MountDarwin Ай бұрын
@@ColleenChikanya-h5c hakusi kunyaudza zvako, tinenge tisina zivo. Saka munotidziidzisa zvinehunyoro vaChikanya
@MountDarwin
@MountDarwin Ай бұрын
@@ChipoMpofu-hl2ll nhaiwe chipo waitiweyi kutuka kudaro? Do u really need to say so? Iwe ndiwe urikutoziva zvema18 months, isu tatongoonawo nyaya yacho ipapa.
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Hey siyanai nevarikuramba ripisai varikubvuma ngozi ngairipise vabvuma varamba yozotamba navo kopai kungozi ya tensen veduwe inyaya inemuridzi uye muridzi arikutamba mutambowake musarebesa mutambo
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
@@ChipoMpofu-hl2ll chokwadi munhu haafaniri kumbunyikidzwa zvichida vanenge vasitorinawo mhosva zvachose.
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko Ай бұрын
Baba veshirt ye purple varikutemba zanu
@maxchixk7355
@maxchixk7355 Ай бұрын
Sabuku is a great story teller. Well done.
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Mambo iyi inyaya yengozi hamuna chamunotonga imi ivaikumashure kwengozi songozi yakabata vanhu vayo ibvunzeyi kt urikuda kuripiwa neyi kunevanhu vacho varikubvuma voripa varikuramba siyanai navo vakazodzoka vanetseka motangira ipapo
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 Ай бұрын
Chokwadi ndizvo chaizvo.
@CuthbertGumbo
@CuthbertGumbo Ай бұрын
@@ChipoMpofu-hl2ll correct
@MiriamChingodza
@MiriamChingodza Ай бұрын
Well done Mukwasha daivatorimukati kare varikuvasiirei
@tendaimichaelsakarombe6100
@tendaimichaelsakarombe6100 Ай бұрын
Ndakaona wanhu wachidaidzirwa mapurisa naMambo Mtasa awa wari kutobvuma hawo kt wakauraya kutovharirwa uku
@dambudzoemma3991
@dambudzoemma3991 Ай бұрын
Mambo Kutonga mama Mira nyaya iyi ndeye police mkwAsha aright 100%
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c Ай бұрын
Vakamamira mapurisa Tichaona akafa 18 months ago no arrest... Iyi yave ngozi iyi haichaipindi pacourt.. Mapurisa amazuvano vanoda bribe ndozvitori imbwa chaidzo mapurisa akatotadza basa vakatadza kubata ma1st time offenders aidzidzira kuuraya
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi Ай бұрын
Police handi vakatombosungwa vakabudiswa postmortem yati hapana nyaya
@PeterMutanga-og6wn
@PeterMutanga-og6wn Ай бұрын
Nyaya iyi inobata both sides kupolice nekwamambo ngaiitwe kwese.
@rudzichief6207
@rudzichief6207 29 күн бұрын
Mambo is ryt kumapurisa inoshaya value varombo vanofira mahara
@justicemutero4779
@justicemutero4779 29 күн бұрын
Chokwadi
@lizzymazambara1002
@lizzymazambara1002 Ай бұрын
Headmen mukwane imi isai nyaya kupolice
@sazisomakoni1114
@sazisomakoni1114 Ай бұрын
Ziso ramapipi matarisiro aro ndeekuti tichapedzerana
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour Ай бұрын
Vanhu vemanicaland humhondi zvavo kubasa kwavo vanhu vanopondana ivavo hana hadzirovi zvadzo, vagoti mishonga yekutsipika neku diverter mhepo idzi. Umwe kutotaura zita reZanu kuti achengeteke, anotoziva kuti kana ari weZanu haasungwe
@tpchannel2323
@tpchannel2323 Ай бұрын
Kuuraya munhu haarovi
@thegoodneighbour
@thegoodneighbour Ай бұрын
@@tpchannel2323 Ichokwadi, ndoosaka vachizoshandisa midzi ku diverter vachiendesa kuvanhu vasingabate mishonga or vaneisina kusimba. team iroro mbinjiri kuita kwavo manje. Just check the number of chiefs in the whole country receiving murder cases, uone kuti dzeManicaland dzakawanda seyi - vakaoma havo
@tauraichitsama4495
@tauraichitsama4495 Ай бұрын
Haina kuvhuyiwa mushe nyaya iyi, ipeyi Vachigodora
@AdereMasasamba
@AdereMasasamba Ай бұрын
Iyi nyaya yanga ichida chigodora
@TheWatcher11119
@TheWatcher11119 Ай бұрын
Chigodora upi zvee akasiiswa basa, let's forget and move on about Chigodora
@AleckNyamukapa
@AleckNyamukapa Ай бұрын
Nyaya dze murder hadzitongwe na mambo ndapota pa kuda Police plus iye mambo ngaaziye nyaya dzekutonga padare pake
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Pataurwa zvekuti nyaya yakatomboenda kuCourt vanhu vakanobuda mambopanzwawo here? Iyi yave nyaya yengozi yakuda kuripwa inoitwa pachivanhu.
@TheWatcher11119
@TheWatcher11119 Ай бұрын
​@@nhimbetvYes you are right Nhimbe, Headman not Mambo clearly indicated I'm only dealing with the ngozi part.
@faraitrevorchikoka4686
@faraitrevorchikoka4686 28 күн бұрын
Ko nyaya iyo irikuregerei kuenda kumapurisa vanhu vachazotiza
@nonhlanhlankomazana9075
@nonhlanhlankomazana9075 Ай бұрын
Welldone Aleck nekutaura chokwadi rako rose , kugona ngozi kuyiripa.
@perfectrihblinq455
@perfectrihblinq455 Ай бұрын
Mkwasha akadzidza kutodarika Headman
@DorcasGudyanga
@DorcasGudyanga Ай бұрын
Uyo muchinda ari kubvuma avakutotaura seakagarwa
@GraceMandigora
@GraceMandigora Ай бұрын
Thank you Mkwasha inyaya ye police iyo
@ShuvayiChimombe
@ShuvayiChimombe Ай бұрын
Vanhu ngavaendeswe kumapurisa chief apa makonewa
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Kumapurisa vanono dhiza ngozi ngaitambe nyaya dzayo yega vabvuma ndivondavaripiswe varamba inozotamba navo
@Shallen-uf2we
@Shallen-uf2we Ай бұрын
Vanhu ava ngavasungwe vozoropa varimujeri
@EdithToure-c6t
@EdithToure-c6t Ай бұрын
Mambo vanobhowa ava
@perfectrihblinq455
@perfectrihblinq455 Ай бұрын
Vakomana avo varikubvuma avo ndivo vakauraya mnhu vakadhakwa avo,, vakada kupinza vamwe munyaya
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Mabhinya haabvume ane hushingi hwakaipa mufunge vane moyo yakasindimara vanhu ava 😢😢😢😢 chief itai police case veduwee nyaya iri pachena panotori nevarikubvuma havo masatan evanhu ava mhani
@Barbera-h5e
@Barbera-h5e 14 күн бұрын
Vanhu vauraya vanofana kuenda ku jeri zvese nekuripa gozi dzavo
@PlaxedesSithole-q6i
@PlaxedesSithole-q6i 22 күн бұрын
Iyi nyaya inopisa tsitsi vanhu regai kuuraya veduu veee😢😢
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 Ай бұрын
Pachichachaya muchashaya kwekuenda vose varikuramba
@joylinemudavanhu3108
@joylinemudavanhu3108 Ай бұрын
Uyo we zanu akatemba mishonga yekutsipika
@gracechowe1612
@gracechowe1612 Ай бұрын
Saunyama, Mheta Baba vangu, muri wadi here ?
@maxchixk7355
@maxchixk7355 Ай бұрын
Vakomana vese varikuramba ava, madii mavapa kune CID Gweru and CID Mutorashanga, muzoona kuti vanenge vachiri kuramba nyaya yavo here.
@MelodyMoyo-e4p
@MelodyMoyo-e4p 8 күн бұрын
Iyi nyaya yaida chigodora deno vanhu vatova mkat kare ava mambo ava hapana zvoozikanwa ngozi kudiiko ko vakamutsitika ngavaitwe hwana ma tutsa vakabva pamatombo pachigodora straight kuchikurubhi
@VensenciaMabvure
@VensenciaMabvure Ай бұрын
macriminals ngavaende kujeri straight ava
@johnnguwa8334
@johnnguwa8334 Ай бұрын
Mambo nguva ndoyavave kupedza mahara ne vanhu ava
@albertchinheya6792
@albertchinheya6792 Ай бұрын
Why vasingasungwi varume ava
@GolazSimba
@GolazSimba 12 күн бұрын
Mapurisa basa
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 Ай бұрын
Mambo vanhu imhondi idzo vasungisei
@EddiasChitanda-n2c
@EddiasChitanda-n2c 13 күн бұрын
Vanhu ava vanoda kuuraiwao kuuraya sekuru wangu chokwadi
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 3 күн бұрын
Unodziziva here mhondi idzi?
@Olcool
@Olcool Ай бұрын
Iyi ingozi yerombe chaiyo iyi. It reminds me of Andy Muridzo's song Ngozi yerombe. "....inouya yoda mukadzi......mumusha menyu munonuhwa nhamo kudai........" so sad kuti vanhu vasina kana chii chekubata. shame.
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Ngozi ingozi zvekuti ndeyemunhu anemari or rombe ratove drama ra tacla hure tacla nyoka
@denzelmatanhire5586
@denzelmatanhire5586 Ай бұрын
Nyaya iyi inoda vambosheedza mukotsanjera,kahuchokwadi kenyaya iyi handisi kunyatsokaona,tukai zvenyu
@fatherflower4148
@fatherflower4148 25 күн бұрын
Mapurisa akatadza kufambira nyaya idzi vakapihwa mari
@GraceMandigora
@GraceMandigora Ай бұрын
Keep well akato tenga tenga cid hanzi mCid kuNyanga ndakabvako kunoitei
@EmmahSimiyawo
@EmmahSimiyawo Ай бұрын
Taurai henyu
@SophiaTsuro
@SophiaTsuro Ай бұрын
Mambo nyaya iyi ngaende mberi kwamambo mambo vachatuma mapurisa awo vabate anhu
@IsabelMlandeli
@IsabelMlandeli Ай бұрын
Mambo daidzai police vanhu asungwe twete kumirira ngozi mupurisa basa iro Cid mhanyai
@SophiaSatiya
@SophiaSatiya 2 күн бұрын
I wish kuti vese vanouraiwa vachidzoka vachitaura venga kuti ndakauraiwa nauyu
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 Ай бұрын
Headman haasi kuziva zvaari kuita. If you deny responsibility in court how can it be premise to acquit you. In a court you can still be sentenced if there is evidence that you have committed a crime.
@Neckart
@Neckart Ай бұрын
Ndivo matongero anoita maHeadmean
@phintarry5114
@phintarry5114 28 күн бұрын
Chief imimi batai zvemhepo yengozi nekuripirwa kwayo. But team iro ngarive riri mukati vachimboferefetwa
@lloydkurima430
@lloydkurima430 29 күн бұрын
Friend to friend ndimi makaulaya
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 Ай бұрын
vari chief mutasa dai vakatogeza maoko musi waitwa confession. mapurisa dai vakatodaidzwa kare.
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 Ай бұрын
Nyaya yakaenda kucourt vanhu vakabuda voz panga pasina evidence coz of the body yanga yave decompose saka coz of that ku postmortem yakatadza kuona kuti mufi afa sei
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 Ай бұрын
@sharontangirai1262 Now pavane confession. It goes a long way to help the police find evidence. Unless ofcourse vari kuconfessor vaine mental health issues or were coerced. CID Homicide will investigate further with the help of vaconfessor. Pakaita credible evidenve the criminals will be prosecuted. Kana pashaikwa evidence zvachose they will not be charged but admission of guilt munhu anosungwa vo investigator.
@sarudzanidambudzo5653
@sarudzanidambudzo5653 Ай бұрын
Ngavasungiswe chete mhondi idzo😊
@ViolaTaushanzou
@ViolaTaushanzou Ай бұрын
Vanhu munongomhanyira kuti police nyange vakasuñgwa asi ngozi hainei nazvo kuti munhu akasungwa inongoda kuripwa chete ngavaripe vozoenda kujeri
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Very true ngavaripe first ikaenda police ngozi inenge ichiuraya better kuripa vozopika
@MontanaKanodereka
@MontanaKanodereka Ай бұрын
Ngavasungwe vanhu awa
@CharityKamunda
@CharityKamunda 27 күн бұрын
Umm Eric nyabanga akanyatsorohwa anotaura chokwadi pnekakunyepa
@rudzichief6207
@rudzichief6207 29 күн бұрын
Zvichauya Mumba mavo
@rudzichief6207
@rudzichief6207 29 күн бұрын
Dai ndirini ngozi ndaitanga kubudira Mumba maboss
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 Ай бұрын
Mukwasha vari intelligence
@TECCYMUDZ-ww6zd
@TECCYMUDZ-ww6zd Ай бұрын
CID Mutorashanga hero basa
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂pulloooooooo
@Bigdhara1
@Bigdhara1 Ай бұрын
Only Mambo Mutasa is wise to call Police,,, paita munhu arikupa humbowo,,, vanhu vonzi endai kumba…
@PreciousSidhuna
@PreciousSidhuna Ай бұрын
Ana sekuru nyabanga muri mabhinya ?ndanga ndisiri kuziva kt ananyabanga nditsoka haaa😂ndri muzukuru nasekuru mukotsanjera shumba yengozi nezvikwambo😊
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Mukotsanjera anotoshandisawo mweya wengozi kutaura nengozi kureva KT hurombwa huna uncle vako vakatombo dhomoka KT dzimwe hama dzirikuti handey tinodzisera gamba iri kwarakatengwa asi vamwe vakaramba
@oliesanko4513
@oliesanko4513 Ай бұрын
Shedzai mukotsanjera simple
@SpartyKalowa
@SpartyKalowa Ай бұрын
Mambo magona ngavabve kana vasina chavano ziva but vachiri kutamba zvavo Mirai muone yambo uda Cy zvichabuda chete
@Arthur-s1e1r
@Arthur-s1e1r Ай бұрын
Nhimbe tv fambisayi nyaya kupolice
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Nhai hurumende yedu zvamakati ziii nyaya dzakadai dzichiitika tichapera tese chokqadi imbopindirai panyaya dzemabhinya idzi
@Rebhara
@Rebhara Ай бұрын
Hurumende yemhondi ingashamisika neizvozvi?
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
Nhimbe ❤
@peterjoao3281
@peterjoao3281 Ай бұрын
Mambo musabvume kutyityidzirwa navanhu vakauraya ngavaende mukati kana movada vanouya vari muhusungwa
@miriamjanda
@miriamjanda Ай бұрын
Makadhakwa mambo imi nyaya iri pachena vanhu ngavaende kujeri Ganje haugoni kutonga zvachose daidzai Mukotsanjera
@MargaretNdhlela
@MargaretNdhlela Ай бұрын
Nyaya idzi havambobvume dai mangodaidza Mukotsanjere nyaya irege kurebesa zvisiri necessary 😢😢😢hapana chobuda bcz vanongoramba kty hatina kuuraya
@MargaretNdhlela
@MargaretNdhlela Ай бұрын
Police case ➕️ Sekuru Mukotsanjera ndokuti ipere bcz apa zvongopera achingova makakatamwa😢
@Rebhara
@Rebhara Ай бұрын
Police yakashaya humbowo, but ndoona sekuti pane kakusvibisana karipo
@ConstanceKachitsa
@ConstanceKachitsa Ай бұрын
Inyaya yemapurisa iyi mambo
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw Ай бұрын
Mapurisa aivepi vachikoniwa kubata vakamuuraya nyaya yengozi hainei nemapurisa ndeye dare rechivanhu mapurisa vakaita pavo munhu achangofa regai ngoziite zvayo kana pane akaoya tensen ari mupurisa iyi nyaya haaibvume kuitonga
@kbgroup6072
@kbgroup6072 2 күн бұрын
😢😢zvinorwadza
@HebertMurahwi
@HebertMurahwi Ай бұрын
Mukotsanjera anopedza nyaya
@LuciahManyasha
@LuciahManyasha Ай бұрын
Nyaya iyi haisi ya Chief to resolve. This is a criminal case hence should be referred to the police. Chief vane interest yekuripwa mombe chete apa. Ko police haisi kuona nyaya iyi here.
@Kanos02
@Kanos02 Ай бұрын
Kudenga kuna mwari munhu unoda Ropa remhunhu rebizimisi. Mapurisa anotengwa kudenga kunamwari
@TemptationTamba
@TemptationTamba Ай бұрын
Muvhunzo wamapipi ndewekumama haazivi syringe 😂😂😂
@Cliveruru
@Cliveruru 29 күн бұрын
Ngoxi aiende kupolice avabvumi ngozi kuhurumende
@PlaxedesSithole-q6i
@PlaxedesSithole-q6i 22 күн бұрын
True inorwisa yega
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no Ай бұрын
Haaa vachabvuma havo ngozi yamuka
@perfectrihblinq455
@perfectrihblinq455 Ай бұрын
Mambo uyu haagone kutonga uyu dai ari Chief Mutasa haaa dai so mhondi chaidzo dzabatwa
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Atadza papi?
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 Ай бұрын
Why police isiri kusvika nekuti chero vakaripa ngozi hazvirevi kuti pamutemo hava mhosva ​@@nhimbetv
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
​Mukaiteedza kubva painotangira munosangana nepakataurwa kuti nyaya yakatopinda mumatare edzimhosva ikapuwa mutongo. Iyi yave stage yekuripwa kweNgozi ​@@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 Ай бұрын
@@nhimbetv but murikutiudza here kuti murder muzimbambwe have so light 1 year six months nyaya yatorova wow
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 23 күн бұрын
@@nhimbetvndokumbirawo link re Part 1
@tafadzwaderemete-og2nt
@tafadzwaderemete-og2nt 18 күн бұрын
Haidi Mukotsanjera here iyi
@rudzichief6207
@rudzichief6207 29 күн бұрын
Mhosva yese yakupihwa varombo
@maulinebhande1146
@maulinebhande1146 29 күн бұрын
Madzimambo ezimbabwe udyire nyaya ngaiende kumapurisa mambo ngaasungwewo iyu
@josphinematemera5913
@josphinematemera5913 23 күн бұрын
Asi chief vane moyo murefu anonzwisisa
@CleverMusara-ik9kx
@CleverMusara-ik9kx 22 күн бұрын
Ivo vekadoma kumakorokoza muchatinetsa
@Rufaro-14
@Rufaro-14 27 күн бұрын
This must b a police case mambo musakare kutonga nyaya ndaiende kumsoro pls 1st degree murder chaiyo😭😭
@misheckchidota6663
@misheckchidota6663 Ай бұрын
Kamuface ako katobatwa nemweya veNgozi kare ndosaka kari kuita nharo😂😂😂😂
@EddiasChitanda-n2c
@EddiasChitanda-n2c 13 күн бұрын
Kundiuraira mai vangu chokwadi kumuita huku here
@clariskumba3538
@clariskumba3538 28 күн бұрын
Kuuraya munhu kunge mombe kudai 😢😢😢
@PrinceChisvo-k4i
@PrinceChisvo-k4i Ай бұрын
Police youya yega here nhai mambo vanhu ngavasungwe ikko kune inonzi minimum force inobatsira futi kuti zvijeke
@NkosiMpandaguta
@NkosiMpandaguta Ай бұрын
Mdara wemaglas ,kana vanhu vakasungwa mambo vatoibida nyaya iyoyo
@MarkMcloudy
@MarkMcloudy Ай бұрын
CID ikatora vanhu ava kwe10 minutes vanenge vatonobudisa pavakaisa ropa
@MarkMcloudy
@MarkMcloudy Ай бұрын
Chief ava havagoni kutonga nyaya iyi ngavaidzosere kumaPolice inopinda kumatare futi 54:31
@ediejacob8508
@ediejacob8508 Ай бұрын
Kunozvisungisa zvenyu mega 😅😅😅😅 nekuda kunzi moziva chokwadi
@kudzaichidede8281
@kudzaichidede8281 Ай бұрын
tumasvikiro ndetwekushaya
@kudakwashemhute5134
@kudakwashemhute5134 Ай бұрын
You can say that again.
@Girliencube-oi2dj
@Girliencube-oi2dj 28 күн бұрын
Zvakaoma hazvo
@lm36339
@lm36339 Ай бұрын
rambai asi kana mweya wabuda hauchatsipitiki , muchapera
@MbuyaViollouh
@MbuyaViollouh Ай бұрын
Koasiparikucherwa apa vemudzimu varipi
@AnsonMlambo
@AnsonMlambo 28 күн бұрын
Kanyaya aka ndekepondo, Kane tunhema aka
@josphinematemera5913
@josphinematemera5913 23 күн бұрын
Arikupa umbowo hauna zvinobatika uyu akuita jungle ari kupomera uyu
@SharonMabika
@SharonMabika Ай бұрын
Part 3 yakabuda here
@JeremiahTeteredzai
@JeremiahTeteredzai Ай бұрын
Police itaibsa renyu moendesa vanhu kucourt ,ngozi ngabude vanhu varikucourt
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr Ай бұрын
Mambo varikuda mombe chete this is a police case
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Tanga wamboona ngozi yatensen ozoona iyi unogona kuvà nemuono wakanaka
Headman Ganje ,Mabhinya .Toda Ropa remunhu ane Mhanza :Mambudzi Nyanga Karanganda TV
1:58:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 102 М.
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
Mom Hack for Cooking Solo with a Little One! 🍳👶
00:15
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 23 МЛН
Арыстанның айқасы, Тәуіржанның шайқасы!
25:51
QosLike / ҚосЛайк / Косылайық
Рет қаралды 700 М.
Try this prank with your friends 😂 @karina-kola
00:18
Andrey Grechka
Рет қаралды 9 МЛН
Parafini mudare ra chief Mutasa Karanganda TV
1:31:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 25 М.
Njuzu  Dzema Rusape Dzorura Karanganda TV
1:26:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН