By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 186
@judithmwatauseni51574 ай бұрын
OUR VERY BEST TATEGURU TASVU HANDIKU KANGAMWEYI MUKOMA ROBERT❤
Mukoma Robert makasimba mbavha dziya dzatanga ku Facebook kune account iri activity yasekuru tasvu
@MarthaBhachi4 ай бұрын
Mwana wenyu here uyu ane rasta sekuru he's so cute❤😂😂😂
@lorrainenembaware46064 ай бұрын
Nyika yakaremerwa iyi weduwee
@IreneGobo4 ай бұрын
Mukoma Robert tateguru tasvu vanotaura chisena here chekumozambique here baba vangu vakashaya saka vakasiya vandiudza kuti mukavana dambudziko mutsvaga n,anga yechisena ndiyo inokubatsirayi kupedza matambudziko ndiri kukumbirayo mugondizibisawo ndozokuudzayi kana ndakuda kuuyako ndinotenda
@KirerositerChidari-x7q4 ай бұрын
I think chichewa from Malawi
@TsitsiTizirai-kx2wq4 ай бұрын
Chewa
@TsitsiTizirai-kx2wq4 ай бұрын
@usecr-ol2se5cz6t yes chichewa
@PreciousMurambasvina4 ай бұрын
Takazviyitwa izvo Na sekuru avo vanozviti sekuru Tembo vaye vakati mofamirwa Ku booker tikadaro pakuyendako tavakufona havadayire vozoti pavapaye vavekupindura pa app Kuti isayi Mari pa ATM iripedo nemi ndigotuma vanhu vazokutorai vakawoma havo
@petermutsiwa47393 ай бұрын
That song yekutanga ndoidownloader kupi
@Shorty-u6p4 ай бұрын
Murisei Mkoma Robert pawakudiwa mic 🎤 zvimwe hazvisi kunzwika