Patai Enda Kwa Murehwa Kuno Viga Sisi Vangu Takabva Tashaya Coffin Ravo Mumota Zim Confessions

  Рет қаралды 8,625

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 38
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope 5 ай бұрын
Zvamunoti munonamata iga mapera kufa wani famba babamukuru vako vakarombera nzinza renyu endayi kwasekuru Tasvu
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 5 ай бұрын
Ko iyo mhuri yokushaya coffin makakwana hre kuona mashura akadaro imi mobva maviga munhu kana Amai vakanga vasingadi N'anga mairega voviga mwana wavo voga naivo Mai avo muroyi idzo Chechi dzenyu idzi hakuna zvinomboitwa kumachechi uku kuromba ,uroyi neutsinye chete .
@Mslui01
@Mslui01 5 ай бұрын
Mari yechema just send it please.munozvitsvagirireiko minyama.
@soteriatambudze9569
@soteriatambudze9569 5 ай бұрын
❤1
@ReginaShoko
@ReginaShoko 5 ай бұрын
Yàaa zvinongorwadza hama dzangu.yooo vanhu ngavasiye kuromba.veduwee
@simbamoyo9802
@simbamoyo9802 5 ай бұрын
😢😢Pray my brother pray Mwari anokurwira
@Auntie134
@Auntie134 5 ай бұрын
Vekuba mari yechema please dzorerai mari iyo nekukasika nekuti munyama wamunosangana nawo muhupenyu unenge usingaite. Vanhu havasisina nyadzi shuwa Kuba mari yechema. Zvakaoma
@sidumisileNcube-n2o
@sidumisileNcube-n2o 5 ай бұрын
Tswakai jeso nguva ichipo mkoma hurombwa haunasimba kuna Mwari
@samusha3422
@samusha3422 5 ай бұрын
Rambai muchiti tiri makristu hatiite zvekufamba.
@ChipoMarimo-do3ye
@ChipoMarimo-do3ye 5 ай бұрын
Mari yechema inopa munyama onai zvekuita mudzosere kuhama dzemufi
@samkelisompofu9549
@samkelisompofu9549 5 ай бұрын
Mari yechema yendesai..makanyarara to avoid ma problems 😢
@WendyDlamini-yr6fk
@WendyDlamini-yr6fk 5 ай бұрын
Mai vako is honzero .Dai n'anga yakaita basa
@Mslui01
@Mslui01 5 ай бұрын
Mai vakarambirei kuti n’anga iuye?
@TrishChimanga
@TrishChimanga 5 ай бұрын
Ngaangotaura abhadhare kuramba uchizvifunga zvirikutokudya moyo so bhadhara
@Kindpana
@Kindpana 5 ай бұрын
Dzosera mari yechema urimbavha iwe
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 ай бұрын
Munin,'ina uyo akashaikirwa nasisi vake pliz namata Kuna Mwari kudenga
@tatendahmadzviti8913
@tatendahmadzviti8913 3 ай бұрын
Wa bamukuru uyu ngavaende kwamukotsanjera vanobatsirwa
@esterdube8894
@esterdube8894 5 ай бұрын
Mari yechema, are you serious??? Mangwana unenge WA busy nema porofita uchiti ndaroyiwa na Tete na sekuru blah blah blah. Imwe minyana munotoita yeku applaya😮
@memoryncube4181
@memoryncube4181 5 ай бұрын
Avo vecoffin guys munotora zvinhu nyore kusvora ndiko kwauraya vanhu chokutadzisai kuenda kwana tasvu chii or kwamiracle Paul varikungobatsira vanhu pachena ndimi munosvora muchingopera nemunhu one
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 5 ай бұрын
Mkoma vokuba Mari yechema dzorai Mari iyo nguva ichipo munozvidanira munyama .
@madzimambo4419
@madzimambo4419 21 күн бұрын
John 10:10 The thief cometh not, but for to steal, and to kill, and to destroy: I am come that they might have life, and that they might have it more abundantly. Tendeukai muuye kuna Jesus. Hakuna chinokona
@EveC-k8g
@EveC-k8g 5 ай бұрын
Yechema ingotuma uti pane yakazowedzerwa later. Unoita munyama
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 5 ай бұрын
Mkoma tvagai mari muendese munoita munyama nazvo
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 5 ай бұрын
Endesa mari yechema
@ndumisonyathi6048
@ndumisonyathi6048 5 ай бұрын
Hanzvadzi munoita munyama nazvo izvo ipa vanhu chema yavo
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 5 ай бұрын
First confession enda kunobatsirwa kuchivanhu , last confession yechema haidyiwe dzorera mari yawKashandisa
@nyashamusimwa6822
@nyashamusimwa6822 5 ай бұрын
uyu ane coffin yekudisappear uyu, anofanirwa kubatsirwa nekukasira. Babamkuru vachapedza mhuri yose.
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 2 ай бұрын
Udza shamwari yako kuti wakshandisa mari yechema ugodzosera mari dear unozvitorera munyama
@gracempofu526
@gracempofu526 5 ай бұрын
Obvious muroi bamkuru vako bt stand in yo gap hakuna chaomba chinga gadzirwe nemuvengi chingakuparadza that is if yu believe in the word of God and stand in prayer haakunde muvengi wako
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 5 ай бұрын
African movie or real?
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 5 ай бұрын
Coffin kunyangarika yoooo
@madzimambo4419
@madzimambo4419 21 күн бұрын
Udza shamwari yako zvawakaita kuti wakadya Mari ye Chema, kumbira ruregerero wozobhadhara Mari iyoyo mbichana mbijana. Then repent from your sin and give yourself to jesus
@immaculatezvinavakobvu5051
@immaculatezvinavakobvu5051 5 ай бұрын
Uyu wekudya mari yechema you are not a good friend all. What comes around goes around. you are also heartless you didn't consider the situation of your friend which was very bad
@ciecie-bw1kl
@ciecie-bw1kl 5 ай бұрын
Ko why musingafambe asi mhuri yese murikunakirwa nazvo
@jenniferndlovu-pn1dw
@jenniferndlovu-pn1dw 5 ай бұрын
Dai makavasiya mai venyu moita zvamaida honai mapera kufa bamkuru venyu ndivo vakaromba tvagai mubatsiri asi motoona kuti mai mavatvagira kwekuenda musiwacho gadzirisai musati mapera
@machings
@machings 5 ай бұрын
Batanai semhuri mufambe zvamuchapera musha ukasara uri dongo
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 5 ай бұрын
Fambai mubatsirwe nekuti muchapera mese nerufu rwenyoka... Uuumm dzoserai mari yechema unoita munyama nejambwa
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 5 ай бұрын
Muporofita mukuru, moyo wako.
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Na Vatete Vangu Pandakauya Kuno Ku Joni
19:17
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 4,7 М.
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 52 МЛН
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Роман Magic
Рет қаралды 29 МЛН
Ndakano Itira Weti Paguva Remutorwa Ndikadya Ivhu Repa Guva Ipapo
19:01
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Murume Wangu Ane Ruva Rinorarama Ne Ropa Zim Confessions
21:14
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Nemukadzi Wandaka Sangana Naye Pa Social Media
20:26
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 9 М.
Ndakamuwana Akarara Pabonde neMukadzi Wangu
38:26
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 7 М.
Ndaka Uraya Baba Na Amai Vangu Nekuda Kwe Hurombwa Hwangu Zim Confessions
16:58
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,4 М.
Murume Wa Sisi Vangu Akaromba Huyai Munzwe Mafiro Achazoita Sisi Vangu
19:01
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.
Huyai Munzwe Zvandakaitwa Nava Tete Vangu Pandakauya Joni
18:56
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,6 М.
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 52 МЛН